Headman Chigodora. Nhaka yemadzibaba

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 15 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 335

  • @sylviamhlanga9640
    @sylviamhlanga9640 8 місяців тому +171

    Vese vari addicted nedare raheadman chigodora let's gather here ❤ vese vanoda kuona dare iri everyday ngatiunganei pano❤❤❤

  • @PeshyPipidho
    @PeshyPipidho 8 місяців тому +79

    ndini nani tange tasuwa kwachigodora❤

  • @GraceMapfumo-ep9tx
    @GraceMapfumo-ep9tx 8 місяців тому +71

    Headman kuneimwe nyaya irikunetsa kwaMarange Headman dai maendako henyu mambo maranga achembera hachagoni kuita zvunhu zvinemusoro avenge achitovata zvake mudare macho dai maendako kobatsira kt mwana arikungwesha abatsirikane Headman muite kt vaende kwakule Tasvu nekuti marange hapna zvozikamwa, dai mavabatsiravo henyu, mwana arikubudirwa abatsikana asafa hake, we miss you my Headman well come well came mamarova ndinovimba mamuchimbosakura henyu

    • @HanaPhiri
      @HanaPhiri 8 місяців тому +1

      True speaker

    • @rudzichief6207
      @rudzichief6207 8 місяців тому +1

      Taura hako nyayao ikutirwadza zvikomo ngazvipungurirane mhute , I think nyaya ndiri marinhe nehuroyi hurombwa dziuye anapa

    • @emmiesmit1241
      @emmiesmit1241 8 місяців тому +3

      Ichokwadi Headman Chigodora endai ku rescue operation iyi before its too late.

    • @gracegrace2388
      @gracegrace2388 8 місяців тому +2

      😂😂😂

    • @it3788
      @it3788 8 місяців тому

      Tipinde tipinde Tofranil hey tikaswera tanzwa zvekuduwo kwa head wedu ahombe weloveour head man ngemakurukota awo😂😂

  • @Taobee.
    @Taobee. 8 місяців тому +10

    Yeeee My headman. Ava vanopedza nyaya dzese ava. Vanosiya vasima mhodzi yerudo❤

  • @Jmuringa06
    @Jmuringa06 8 місяців тому +11

    thank you @ karanganda im now adicted to this channel coz of headman chigodora❤ more life headman

  • @VeronicaMunyawiri
    @VeronicaMunyawiri 8 місяців тому +17

    Aaah ndanga ndaneta nekungodongorera kty dare raHeadman Chigodora harisati rakandawo something ere😂😂😂😂

  • @wendymafemomuza1604
    @wendymafemomuza1604 8 місяців тому +5

    I respect Headman Chingodora the way her respects the presence of Mambo Mutasa. One thing i have noticed is that Mambo Mutasa comes to learn the skills yekutonga nyaya dzakasiyana siyana.

  • @dreadpassienyamayawo9176
    @dreadpassienyamayawo9176 8 місяців тому +14

    Huyai nenyaya YENGOZI YEKUGWESHA KWEMWANA kudare raMambo Chigodora ndokuti mwana abatsirikane

  • @Afrientrepreneur
    @Afrientrepreneur 8 місяців тому +23

    Chidare chinopedza masports ichi. I think I should now buy the Chigodora episodes.

  • @alfredmuvhimi4059
    @alfredmuvhimi4059 8 місяців тому +4

    Ndiri mwanakomana akanga amborasika ndandiri kwamambo Marange kungozi yekugwesha kunovaraidza pakurohwa kwatete asi patinozodzokera kumusharukwa nendaa yezvakaitika haha panotoda headman chigodora😂😂😂😂

  • @ruvimbomachokoto7529
    @ruvimbomachokoto7529 8 місяців тому +2

    My favorite Headman chigodora ❤❤❤❤❤❤❤ my Netflix

  • @wilsonmabhizamabhiza2867
    @wilsonmabhizamabhiza2867 8 місяців тому +11

    NGATITENGERE HEARDMAN CHIGARO CHASAKARA CHAVARIKUGARA ICHOO ❤

    • @Monica-z3t
      @Monica-z3t 8 місяців тому +2

      Ngazvitengere Mari dzese dzanombo charge dzemasamanisi dzakawanda maningi 😂😂😂😂

    • @HanaPhiri
      @HanaPhiri 8 місяців тому +2

      Vavakirwe ne whole mekutongera nyaya incase kana mvurayonaya even kuchipisa something like pakutongera mambo marange

    • @bernmubuyayi656
      @bernmubuyayi656 8 місяців тому +2

      Tengaka iwewe ,,ko Mari dzanobira vanhu dzoshandei

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 8 місяців тому +2

      Ini handidye sadza kwa Chigodora, mari dzedare vari kutenga ma suit wani

    • @fadzaitaderera3929
      @fadzaitaderera3929 8 місяців тому +2

      ngavatenge nemari dzavanenge vachingoreva padare apa

  • @PoliteMuzenda-de8lv
    @PoliteMuzenda-de8lv 8 місяців тому +9

    Ngozi yekugwesha ngauye kwaChigodora vaone kuti hazvitori nguva

  • @Chamu73
    @Chamu73 8 місяців тому +4

    Mambo Mutasa neginda ravo.its good kuona maneighbours achidyidzana zvakadai

  • @perpetuavhudzi3970
    @perpetuavhudzi3970 8 місяців тому +21

    I like Allen hangu,composed and straight to the point

  • @sylviamhlanga9640
    @sylviamhlanga9640 8 місяців тому +8

    Magona baba tapus ndandirikungoti mumoyo mangu zvono rodoka pasina headman akandwa yere thank you ❤❤❤❤❤

  • @SarahNcubi
    @SarahNcubi 8 місяців тому +2

    Headman pliz hendai kwaMaranga wit Allen ,and tat other mupurisa wenyu ,Headman mwana wekugwesha ofa here maripo,team rese stand up and go

  • @sinosmajayaya1112
    @sinosmajayaya1112 8 місяців тому +9

    Thank you for bringing our headman anopedza nyaya.
    Kwete yegugwesha yava kuPart 6 asi chabuda hapana.
    KwaMarange naZimunya kwakadhakwa uko

    • @rudzichief6207
      @rudzichief6207 8 місяців тому

      Yava kuseven pakaipa

    • @rudzichief6207
      @rudzichief6207 8 місяців тому

      Mhepo yacho yanga yabata mwana futie mudare coz zichalse ranga roramba futi

    • @emmiesmit1241
      @emmiesmit1241 8 місяців тому

      7 nezuro

    • @cornelliousbigshipzhawu6669
      @cornelliousbigshipzhawu6669 8 місяців тому

      taura hako apa Chief vanenenge vasikutombonzwika zvawo ma minutes achingoveregwa aweregwa zve

  • @adamdzwowa1782
    @adamdzwowa1782 8 місяців тому

    Headman Chigidora pliz pindirai panyaya yemwana weku gwesha uyo. Panyaya iyi yakutoda imi and your team. Batsiraiwo Simba uyo ararame.

  • @SereneChronicles.
    @SereneChronicles. 8 місяців тому +7

    Vane chirwere cheKarangandaaaaaaa neDare Raheadman chigodora huyai tizweeww

  • @petronela7548
    @petronela7548 8 місяців тому +2

    Hazviiti hr kti Headman Chigodora angoitwe Headman veZimbabwe yese ndine kwandiri kuda kti vaende kunogadzirisa

  • @RonaldChiunda-bx7xi
    @RonaldChiunda-bx7xi 8 місяців тому +1

    Excellent Vachigodora pamwe nemakorokota enyu nekutonga kwakanaka

  • @DeliciousDodza
    @DeliciousDodza 8 місяців тому

    After witnessing wat is happening kwaMambo Marange uko kwamambo Marange umo now i appreciate Headman Chigodora. Ndaifunga kuti vese vanotonga vanogona but iiiii kwaMarange hakutomboita mambo vanenge vachingokanganwa apo mwana ari kugwesha haaa sad😢

  • @cephasnyirenda7166
    @cephasnyirenda7166 8 місяців тому

    I'm addicted to the this channel mundigonera head man chigodora ne team renyu🎉

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 8 місяців тому +2

    Yeeees ❤❤❤BabaTaps and Karanganda TV family alongside Headman Chigodora and your team ❤❤❤

  • @MemoriesMadoda-tl7uq
    @MemoriesMadoda-tl7uq 8 місяців тому +5

    Thank you baba Taps matipa headman vedu,Tanga taneta kwamarange uko

    • @sinosmajayaya1112
      @sinosmajayaya1112 8 місяців тому +1

      KwaMarange naZimunya kwakadhakwa uko.
      Vanongoti mazitumbu

  • @emmahbulazi
    @emmahbulazi 8 місяців тому +5

    Long time vachigodora munondigonera mwari akuwedzereyi makore ekurarama❤

  • @GeorgeShipa
    @GeorgeShipa 8 місяців тому +2

    Traditional DARE of the year Chigodora and team.baTaps makaita basa at least we can learn from others our customary way of life tinobonga

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 8 місяців тому +1

    Vanhu ava zvavari hama nehama hapana nyaya apa. Vakatonzi huyai mugare sehama. Vakasiiwa vachigarapo sei for all those years mai avo vasingasimudzi musoro. Kana ivo mbuya avo havana kusimudza musoro sei makore ese ayo vasimudza nhasi.
    Mungapagare here pamakuva ipapo.

  • @L.DanielMokoena-ze2ev
    @L.DanielMokoena-ze2ev 8 місяців тому +1

    Mhodzi ye Rudo mu Mhuri yenyu😂😂😂😂❤❤❤

  • @stanglishsithole2307
    @stanglishsithole2307 8 місяців тому +1

    Combination YaKing Mutasa na saChigodora can be a fire cracker in Zim traditional court.

  • @perpetualmarimbire176
    @perpetualmarimbire176 8 місяців тому

    Good to see you anhu ese,ana Shumba uko titende

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 8 місяців тому +1

    Goho guru ratopinda kuTeam ya Headman; 30$, 30$; 30$; .... each-each kkkkkk. Pakaipa.

  • @lenahgotora7326
    @lenahgotora7326 8 місяців тому +2

    Ahoyiiiiio Headman Chigodora waiyepo ere nabaTaps paKaranganda tv

  • @esthermujiche1783
    @esthermujiche1783 8 місяців тому +3

    Yanhasi nyaya irikubhowa kuteerera inonzwisa hope

    • @Vuyo0912
      @Vuyo0912 8 місяців тому

      😂😂😂😂wajaira dziya ka dzehurombwa Essy😂😂😂

    • @esthermujiche1783
      @esthermujiche1783 8 місяців тому

      @@Vuyo0912 Kkkk Toda dzinonzi baba makachena here imi kkkk

    • @ltm454
      @ltm454 8 місяців тому

      Manje pana ana baba vakachena😂😂😂😂😂​@@esthermujiche1783

    • @lovenessjeche3761
      @lovenessjeche3761 8 місяців тому

      ​kkkkkk veduwe

  • @tinashenyangari282
    @tinashenyangari282 8 місяців тому +3

    Taveko , baba Taps Manga marovera kungozi yaCharisi.
    Waiyepo here

    • @memoryncube8391
      @memoryncube8391 8 місяців тому

      Kkkk Charesi ma1 kkkkk cc vake vakapiwa fait

    • @violamavhatu6434
      @violamavhatu6434 8 місяців тому

      Kkkkk aaaaa amupurisakadzi awo hanzi charisi aaaaa achariramba zita rake weduwee charisii here 😂😂😂​@@memoryncube8391

  • @albertmaronga2610
    @albertmaronga2610 8 місяців тому +1

    Headman vanozomborova vanhu mari zvavo😅

  • @gilbertncube986
    @gilbertncube986 8 місяців тому +1

    At least no witchcraft, if an old person is involved ,let's hope they are engaged with respect

  • @nobertmabvure7724
    @nobertmabvure7724 8 місяців тому

    4 corner to the world. I enjoy watching his court from Cape Town. Famba baba Taps famba na Headman Chigodora

  • @NelsonDaily337
    @NelsonDaily337 8 місяців тому +3

    Vokwa chief Mutasa vari professional 👌

    • @MgonaChaje
      @MgonaChaje 8 місяців тому +2

      Pano unodei enda kwamutasa ziguma😂😂

    • @NelsonDaily337
      @NelsonDaily337 8 місяців тому

      @@MgonaChaje une stress 🤣🤣🤣

    • @NelsonDaily337
      @NelsonDaily337 8 місяців тому +1

      @@MgonaChaje toudzwa kwekuenda newe Pano pa social media with whose data. You are too stressed.

    • @gibbsmundoga547
      @gibbsmundoga547 8 місяців тому

      Taura hako pano touya kuzoona injustice irikuitwa vanhu,ungatonga nyaya dzacho sei kana uchirambidza vanhu kutaura nyaya dzavauya nadzo

    • @NelsonDaily337
      @NelsonDaily337 8 місяців тому

      @@gibbsmundoga547 nhai nhai

  • @belindamavhiki-sh8rc
    @belindamavhiki-sh8rc 8 місяців тому +1

    Musaite hudyire maivepi makore ese anhu achivaka dzimba mbavha 😂😂😂 shandai Mari dzenyu kwete kuda kubira vanhu

  • @stanglishsithole2307
    @stanglishsithole2307 8 місяців тому

    I respect king Mutasa pakuziva kuti we can learn from others courts hence atuma team rake kuno dzidza mudare rava Chigodora thus Solomon’s wisdom.

  • @munashealron7953
    @munashealron7953 8 місяців тому

    Magada ndiye ato headman vacho kaaa😂🙌🙌

  • @AndrewArifandika
    @AndrewArifandika 8 місяців тому +3

    Chigodora. Ndosima mhodzi yerunyararo

  • @MillicentSambaza
    @MillicentSambaza 8 місяців тому +1

    Well come back 🎉🎉

  • @PatriciaRusawo-dh7ff
    @PatriciaRusawo-dh7ff 8 місяців тому

    Asi chiiiko chinomboitika kwachogodoraa nhy imi nyaya zhinji ngedze mugano ne mundaaa tjooo

  • @Chikatsa
    @Chikatsa 8 місяців тому

    Baba Taps maita basa, tadzoka kwa Headman Chigodora 💃🏽💃🏽💃🏽🤩

  • @janethchirandu3423
    @janethchirandu3423 8 місяців тому +1

    Headman chigodora endai kwamambo marange kune nyaya yanetsa iko

  • @oberttaruwinga7901
    @oberttaruwinga7901 8 місяців тому

    Chigodora kakazosungiswa nenhau yekumanikidza vanhu zven'anga. Ngakarambidzwe kutonga

  • @simpsonkamonere3926
    @simpsonkamonere3926 8 місяців тому

    Keep it up headman

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 8 місяців тому +1

    Tange takusuwai headman chigodora n crue ❤❤❤ ,

  • @wilsonmabhizamabhiza2867
    @wilsonmabhizamabhiza2867 8 місяців тому +1

    BABA TAPS YEMWANA WEKUGWESWA UYA MAKATAMBURA SEI NYAYA YAsimbarashe kusvika mainda kunguvo chena

  • @LovelyDarts-ic1fi
    @LovelyDarts-ic1fi 8 місяців тому

    Thnx baba taps Tawepo pa headman chigodora please kana charisi akunoripa ngozi yake mutionesewo wry yangu ndeya Simba kuti aitirwe nyasha mambo marange vakapa charisi 3 dayz

  • @nobertchipere5531
    @nobertchipere5531 8 місяців тому +1

    Addicted for real ne dare ra headman chigodora

  • @queenbae5883
    @queenbae5883 8 місяців тому

    Baba Taps makutiregera nenyaya dzekwaheadman chigodora dzave kutora nguva dzisati dzabuda. Hatidi kushayiwa headman chigodora keeping up with headman chigodora

  • @PreciousChikwede
    @PreciousChikwede 8 місяців тому +1

    Gucci ndikamuona zvese zvaringana 😂😂

  • @giregrace317
    @giregrace317 8 місяців тому

    Favourite channel head man wenyika 😊😊

  • @iamaku09
    @iamaku09 8 місяців тому +1

    I love how Headman headhunted among his audience. Team rapa panel iro raimbobatsira kutonga riri muchaunga umo. Zvaku nyatso famba manje

  • @someone-js6ns
    @someone-js6ns 8 місяців тому

    Mari dzenyu ndedzekumama 20us for working 😊

    • @stanleymuusha2835
      @stanleymuusha2835 8 місяців тому

      Mwana musvinuki mudyisi wamambo. Mbundukuto (mahanda uswa tinodya

  • @NesbertNyathi
    @NesbertNyathi 8 місяців тому +1

    Ana mama's boy vanonetsa sure kungoti mai vati wakutomhanya kwashe. Old age pana gogo wonzi dzinga vanhu vakagara kubva 1995

  • @melodynzwanaishoko2421
    @melodynzwanaishoko2421 8 місяців тому +1

    Thank you Karanganda was missing Headman's Chigodora courts

  • @gillianmunaki9260
    @gillianmunaki9260 8 місяців тому

    Tamirira nyaya yasecretary waheadman uyo baba Taps please

  • @stanglishsithole2307
    @stanglishsithole2307 8 місяців тому

    Shumba dzakangwara idzi vanoonera quick eapecially panyaya yekuda humbowo

  • @winniemunemo5790
    @winniemunemo5790 8 місяців тому

    Ndaiyepoooooo mwari ndanditungamireeeee kuti chuuuuuuuuu thnx baba Taps

  • @NyashaSaunyama-g4d
    @NyashaSaunyama-g4d 8 місяців тому

    Headman number 1 murikugadzirisa nharaunda yenyu

  • @mistyma1chekudyahachidadir100
    @mistyma1chekudyahachidadir100 8 місяців тому

    Mambo Mutasa why vachi underminer vamwe?

  • @lloydmuponda3012
    @lloydmuponda3012 8 місяців тому +1

    Tanga akuti matirasa baba Taps kwaheadman chigodora uko pazuva tofana kuonawo imwe chete zvayo 😂

  • @talentmarara942
    @talentmarara942 8 місяців тому

    Pamberi neBasa ba taps. Thank you nekutipa nyaya tirikudzidzavo ufunge

  • @marthamahleza9597
    @marthamahleza9597 8 місяців тому

    Mwaiyapo here iwe woti kwete thank you so much

  • @Anolisi
    @Anolisi 8 місяців тому

    Apa mangamati koshiwa purizi ini ndongoda kana kuona chigodora team vasina kana nyaya😅

  • @yollandamyah5594
    @yollandamyah5594 8 місяців тому

    BaTaps chimbokandai maepisode manyowani tanzwa nekumirira

  • @JoyleenChibanda-vu3gp
    @JoyleenChibanda-vu3gp 8 місяців тому

    Babq taaaaps mutipi hamuna zvitsva ere ndakamumirira 😂😂😂😂

  • @DzingaiMuchaziwepi-ni5jp
    @DzingaiMuchaziwepi-ni5jp 8 місяців тому

    Thanks Ba Taps headman Chigodora itirwai nyasha ne team renyu rose

  • @Takesure2
    @Takesure2 8 місяців тому +2

    @baba taps imboitai that guy uyo Gucci an interview pamwe anezviri kuto munetsavo cause munhu akati kwetsere doesn't treat elders that way.
    He now overides headman vachitaura.

  • @LazarusNdavambi
    @LazarusNdavambi 8 місяців тому

    Thank baba Taps tangatangorinda nzira, Headman Chigodora woyeee!!!!!

  • @EdsonMadongorere
    @EdsonMadongorere 8 місяців тому

    Ndipowo number ya headman , Ndine nyaya yandikuda kubvunza

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 8 місяців тому

    I think vanhu vakapihwa pekugara 35 years ago vachiterera nzvimbo iyoyo zvakanakanaka. Maybe the land was sold to them that time. Now vana vakura ava and they don’t have enough space for them like the complainant just said. Their lack of land is nothing to do with these people though. I think these kids want to takeover this land and share amongst themselves. My verdict is these people mustn’t be touched. They lived there for 35 years under several administrations. That’s why Headman C once reprimanded people who sell land without thinking kuti vana vavo vachakura then there will be no place for them. This is a very good example.

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 8 місяців тому

    Yes yes tadxoka kwachigodora yeeees ndange ndaneta nekumirira

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 8 місяців тому

    Munhu kana akumbirirwa pekugara ngaasatore advantage akadii kutsvaga pake osuduruka pamwe akabva agara zvachose pakafa munhu akamupa

  • @Anashe254
    @Anashe254 8 місяців тому +3

    Ndandanzwa nekungodongorera nhas ndafara kkkkk

  • @rudzichief6207
    @rudzichief6207 8 місяців тому +2

    Kakazodini kamudara Kaye kwekuti nyararai changamire

  • @emmiesmit1241
    @emmiesmit1241 8 місяців тому

    Mmm ko avo vadiiwo kuisa magirazi muhomwe padare 😂😮

  • @EdinaMhuru-xs1db
    @EdinaMhuru-xs1db 8 місяців тому +1

    Order Order mucomment section 😂😂😂😂😂

  • @EustinaManyumwa
    @EustinaManyumwa 8 місяців тому

    Hope everything is fine bcoz u can't kip us waiting for long ndafara ndatochibata kare

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 8 місяців тому

    Haaa nyaya iyi ka, kubva 1984 kusvika nhasi maivepiko aah

  • @tawandamubhuyi3622
    @tawandamubhuyi3622 8 місяців тому +1

    Order yadanwa zvakare vivaaaaaa Chigodora😅

  • @brightonmoyo6766
    @brightonmoyo6766 8 місяців тому

    Ko mari yetsoga ayigoni kudzikiswa here pakaipa 20dollar is frm mutare to Bulawayo

    • @sandrachenaidozva8615
      @sandrachenaidozva8615 8 місяців тому

      I thought as much.yakanyanya kani apa its less tha a km kuri kuendwa kwacho

  • @AiviMureyani-cj2hn
    @AiviMureyani-cj2hn 8 місяців тому

    Kuti chuuuuu headman chigodora endai kwamambo marange haaaaa havachazivi zvekuita vachembera ngozi yanetsa yekugweshera

  • @AnneryMpankan
    @AnneryMpankan 8 місяців тому +1

    Ehooo, pamusoroi dare ra headman chigodora

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 8 місяців тому +2

    Headman panyaya iyi matadza kunzwisisa
    The guy is clear those pple there is a high possibility of vakanzi garai just for temporary,they are now taking advantage just because munhu aka-itira Moyo chena haasisopo ba

  • @fortunatepaida2
    @fortunatepaida2 8 місяців тому

    Mukomana uyoo akatenderera mosoro xuwa angada kubvisa vanhu panhu patove nerinda

  • @backare171
    @backare171 8 місяців тому

    Nick Mangwana arikuvava nedare iri kkkkkkk aaah 🤣🤣🤣

  • @chengetaimuranda707
    @chengetaimuranda707 6 місяців тому

    Joseph 1994 aive ari form 3 and 15/16yrs not 11 yrs dzaatikutaura arikunyepa

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika 8 місяців тому +1

    Gucci usaregere vanhu vachidherera headman ita basa .usaterere comment section nhasi vanhu vanga varikufarisa bcoz Gucci anga asirikunyanyotaura haaa usaterere varoyi vanotaura zvakaipa mu comment section

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika 8 місяців тому +1

    Masabhuku akawanda kudaro akapinda pahusabhuku nguva diki kudaro kupera kufa here kana kuti vanoti ndaneta chiuyaiwo.kana kuri kufa iiiiii hu sabhuku hunourayisa ndapota 😂

    • @gibbsmundoga547
      @gibbsmundoga547 8 місяців тому

      Vusabhuku hunouraisa ndosaka vazhinji vacho vachizobata mishonga kuda kuzvitavirira

  • @solomonchirombe5305
    @solomonchirombe5305 8 місяців тому

    Like you mudhara

  • @reasonmutika1345
    @reasonmutika1345 7 місяців тому

    Machinda aMambo aya ,,, Sando dzenyu,, munobata nyaya zvazviri

  • @melusimuza4501
    @melusimuza4501 5 місяців тому

    Murume wavo sabhuku anofanira akatengesa munda mukadzi asingazivi.

  • @WinnieMwanyepa-sj8hf
    @WinnieMwanyepa-sj8hf 8 місяців тому

    Headman Chigodora to the fullest

  • @trevortanatswa
    @trevortanatswa 8 місяців тому +1

    Ndikashaya Karanganda ndinodonha pfari