Ngaandiripe NeMwana WeShumba Kana YeNzou Nekuti Akandipumha Huroyi
Вставка
- Опубліковано 24 вер 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Kkk muripo wacho shumba here.
Makaoma amai mhuru yenzou here kana chimwana cheshumba, kudenga kure hamadzangu, muripo wekuita as if hamuna wamakatadzirawo muupenyu hwenyu here nhai mhai, tichanotsva kudenga uku huye bodo 😮😮
Muroyi wevaroma how can you say munhu akuripe nemhuru yenzou neka cub keshumba
Nyaya dzehuroi dziri tricky ko kana mbuya vacho vachiroya zveshuwa ke???? Izvezvi vazukuru ava vakafirwa nemwana apa vonzi ripai mombe ft aaah nyaya iyi handisikuibata bho zvangu mbuya iyi inoroya chet
Zvongoreva zvoga kuti munhu haana kukuregerera coz mwana wenzou or weshumba unouwana pai
Haaa mkoma Robert malikes avamashoma even maviews bcz munokanda after a week apa tinenge tataona mamwe mamedia
Yaaaa ichokwadi hama
mhuru yenzou 😂😂kana chimwana cheshumba
Kuchirikuda kuripwa hre or munezvimwe zvamakuda😢