Vana ivava ndovanozvida,I have a brother in law vane 63 izvozvi still legally married to my sister.Musikana webasa we 30yrs akatoita mwana ane 5 months izvozvi so arinkutoti ane murume..Paanosvika 5yrs vanenge vava ne68 vachashansira mwana iyeye kusvikepi kkk zvakaoma.
Baba ava ngavatore kachembere kavo. Siyai mwana
Mambo wemahure
Mukadzi mwana mudiki vashaya wezera rake
Haaa apa haichamire
She is beautiful
Hezvoooo
Mwana uyu mukati dzakanyatsoti kwetsere hr
Haaa akatiza akaona anogona kufamba nembora.iwe mudhara siya mwana uyo. Vakamupfimba nemushonga
Mwana arikuda bonde baba haimire yaaaaaa 😮
Nyaya iyi yaifanira kupiwa heading yekuti 25 january.
Matanga kugara nemukadzi mwedzi usinga tenderwe futi mwedzi wembudzi mambo hero bsa toda mombe apo
Aaaah vachinyanya vana ava kuda tumadhara😮
Mandebvu haasi bhoooo
Mukadzi uyo anenge akanyengwa nemushonga chete cz hazvisi kubalancer
Vane varikuda kusara nemombe neshop
Pamwe kulu vave nedimentia daivqkatora mvhana wezera ravo 😢😢
Mdara ngaakwane uyoo hasisina soup mkadzi anogarirei
Mudhara pakuriva nemukadzi hazvisi kupindiran
Mudhara akura uyoo mukadzi mudiki mudhara huya hako undiroore ini
Age is not matching
Noise mudare please
Mudhara wakatora mwana mudoko saka hauchamugone iwe wachemberq
Mandebvu naye arikuda muzukuru
Mudhara uyo ngaatsvake wezera rake
IWE NGAAPE MUDHARA IYO BONDE MA2000 ANOJAIRA KUDYA MARI DZEMADHARA KANA NHAMO YAKE YAPFUURA OTANGA KUONA ZERA
Iye akaenda akasungwa kumeso here?
I chokwadi gumbo rakakuvara, kana kunze ku ine makuti. Bonde rinorwadza. Kumira haimire
Vakadzi muchinyanya kuda madhara nekuomerwa ne upenyu kana mavemo mozoona kuti iri idhara asi madya zvinhu zvedhara racho it's sad
Vakamunyenga sei sekuru ava mwana mudiki akadai
Mukadzi kuda mari handiti manzwa kuti ndakabisa mombe so kuda zvinhu kwevadzi vana vadiki
Mwana weiko dhara rakadero nhaimi rinoti rave nevazukuru
Sis vadoko😂😂🎉
Ndozvimadhara zvinowanza nyaya panguva dzekuvata pachinhambo chokurova bonde😂
Ari kuda kusira mukadzi basa reku chengeta mwana iye Afa nekukura
Vana ivava ndovanozvida,I have a brother in law vane 63 izvozvi still legally married to my sister.Musikana webasa we 30yrs akatoita mwana ane 5 months izvozvi so arinkutoti ane murume..Paanosvika 5yrs vanenge vava ne68 vachashansira mwana iyeye kusvikepi kkk zvakaoma.
Mukadzi ngaatsvake murume wezera rake
Kkkk mudara achadii mwana akura
Imi amai imi tsvagai varume vechidiki vezera renyu baba avo votsvagawo wezera ravo cz nhengo yababa avo handifunge kuti ichirikumira simba hapana ba😅
Bonde rinotoendeswa kudare hr nhai eeh😂😂😂😂😂sekuru muchiri kugona hr kutamba mutambo wemajuzu😂😂😂😂😂😂😂
Amai vavakubhowekana nekuti mudhara avo vakura mukadzi mwana mudiki😅😅
Asi akapfimbirwa kani kkk.Adya mari yapera assisting muto wapera haachavada.Ndozvavari kuita vana ivava.
Uri sei tinamakasa
@@nondochirau9664 mushe muri seiwo imi
Mudhara unokuvadza mwana nechikara
Zvebonde mai chiita low low baba vakura ava
Madhara anonetsa 😂😂😂haichamiri
😂😂😂😂😂😂😂😂 dar iri nenhau dzebonde ma1
😂😂😂😂😂😂 kamdara aka ngakatsvake chembere inoenderana naiko
Repeat