murume arinormaĺ anombobatirawo chihure 10yrs mu marriage kana kumbobatwa kameseji unoda help 🤣🤣🤣🤣

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 8 вер 2024
  • #duet #goviral #views #viral #voiceeffects #comedy #viralvideo #motivation #imbroken

КОМЕНТАРІ • 15

  • @FaithBlack-wo7ue
    @FaithBlack-wo7ue 11 днів тому +1

    Munopenga chete zviii gogo

  • @brianmatafi1833
    @brianmatafi1833 Місяць тому +5

    Guys let's protect this lady

    • @Wasutv515
      @Wasutv515  Місяць тому

      Thank u nekunzwisisa message

  • @DanielDaniel-qo2rr
    @DanielDaniel-qo2rr Місяць тому +4

    Kkkkkk asi ichokwadi

    • @Wasutv515
      @Wasutv515  Місяць тому

      Chokwadi chaicho asi vazhinji havade kuchinzwa

  • @Sheungwenya
    @Sheungwenya 2 дні тому

    Dzidzai kutaurisa cc

  • @user-df9zy2cu4d
    @user-df9zy2cu4d 14 днів тому +2

    Mainini musadaro

  • @albertchakona4131
    @albertchakona4131 Місяць тому +4

    Kkkkkk apa mareva idi zvagara nyika ikashaya opposition party ino relaxa

    • @Wasutv515
      @Wasutv515  Місяць тому

      @@albertchakona4131 chokwadi asi vanhu havade kuchinzwa kkkkk

  • @user-qd1sr6fc2x
    @user-qd1sr6fc2x 10 днів тому

    Only pfambi will support ths ndosaka wakasviuka muromo ,dai ndaive murudzi weu tube iwe ndaikubhana hako uri duzviiii mbwaaaa kiti dhongi chairo

    • @Wasutv515
      @Wasutv515  10 днів тому

      Duzvi ndiwe musatanyoko zvekusvuuka muromo wangu zvinei newe hurirwai makanyarara bitterness yenyu ndeyemunhu arimazviri musatanyoko wako pasocial media hapinde nemoyo pano zvirikuitika kumba kwako ndezveikoko imbwa inemuswe werata tsvee kutsvaga mari biz kuita mafilling station mumapost evamwe ziduzvi ndiwe varidzi veyoutube varikuita mari biz kuti dai ndaive muridzi wayo tsvaga mari imbwa iwee usiye bitterness iyo musuri waro

  • @NationMash
    @NationMash 26 днів тому +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @Wasutv515
      @Wasutv515  25 днів тому

      🤣🤣🤣🤣🤣 true