Youngest Prophet in Zimbabwe Prophet kuda jose Azvita zvekare hona shura Muchurch mu City sports hr

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 25 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 147

  • @spiwemandishona6356
    @spiwemandishona6356 Місяць тому

    You are a true man of God.Man of God pray for my daughter Sandra.she need a visa to go to university of Canada

  • @zisobhururuwanzeve
    @zisobhururuwanzeve 2 місяці тому +2

    What a powerful testimony. Thank you Lord Jesus Christ for visiting us in Zimbabwe please raise more and more people

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 2 місяці тому +4

    I saw her on that Sunday sermon. I praise the Almighty for the ❤

    • @TerenceMukoora
      @TerenceMukoora 2 місяці тому

      Kana muprofita, kana muvuki wezviroto, akasvika pakati penyu uye akakuzivisai chishamiso kana chiratidzo, uye kana chiratidzo ichi kana chishamiso chaataura nezvacho chikaitika, uye akati, “Ngatiteverei vamwe vamwari” (vamwari vamusingazivi) “uye ngativanamatei,” hamufaniri kuteerera mashoko omuprofita kana muroti uyo. Jehovha Mwari wenyu ari kukuedzai kuti aone kana muchimuda nomwoyo wenyu wose uye nomweya wenyu wose. NdiJehovha Mwari wenyu wamunofanira kutevera, uye ndiye wamunofanira kukudza. Chengetai mirayiro yake mugomuteerera; mumushumire uye munamatire kwaari.
      Dhuteronomi 13:1-4

  • @NesterKaridza
    @NesterKaridza 2 місяці тому +14

    Kudenga kuna mwari mai ava ndi neighbour vangu vaisatoona zvechokwadi for 4years

    • @ishmaelmuchadakurwa9232
      @ishmaelmuchadakurwa9232 2 місяці тому

      Praise the lord. Ini handinyanyo tarisa channel yavo Pst ava. Iam so glad mati I neighbor yenyu. Mwari variko kudenga zveshure. Thanks for your msge.

    • @evelinezalimba8741
      @evelinezalimba8741 2 місяці тому

      Ndakarwadziwa first day randavaina murume wavo achitaura zvaanoda

    • @providenceruvengo8026
      @providenceruvengo8026 2 місяці тому

      We thank God

    • @MalvernMlambo
      @MalvernMlambo Місяць тому

      Musanyepa mbuya imimi asi makatengwawo

    • @MarkChiombererwa
      @MarkChiombererwa Місяць тому

      @@MalvernMlambo ityai Mwari zvakaitika kuhama yenyu ndipo pamuchaziva chokwadi

  • @Margaret-b3c
    @Margaret-b3c 2 місяці тому +15

    Ndakambovaona pama interview mai ava mwari avaitira nyasha

  • @JoyceChaparadza
    @JoyceChaparadza 2 місяці тому +1

    Thank you soooo much mavaginera amai ava

  • @Charity-wi7ce
    @Charity-wi7ce 2 місяці тому +2

    Zvakanaka ndezvekuti,,,vanogatawo kumaraini namai Ava ngavauye vataure zvijeke ,kana varipedyo

  • @ElectorMaremera
    @ElectorMaremera 2 місяці тому +3

    Thank you profet rambai muchishandiswa namwari

  • @emmanuellemarufu5833
    @emmanuellemarufu5833 2 місяці тому +3

    Chakanaka chakanaka. Mwari ngavarumbidzwe. Prophet Jose mutomwa pachokwadi. Imbovaedzai mose musiri kutenda mazviri. Vanhu vari kuponeswa.

    • @marymakwarimba7130
      @marymakwarimba7130 2 місяці тому

      Jesus is around and is using ProphyJose as His servant so it's Jesus.

  • @alberttsamwisi9295
    @alberttsamwisi9295 2 місяці тому +3

    Mai ndakavoona kwakanengo ndomurume wavo

  • @florencedungwa8859
    @florencedungwa8859 2 місяці тому

    Hallelujah, we serve a miracle working God. The God of Abraham Isaac and Jacob we give Honour and Glory 🙏🙏🙌🙌

  • @fadzaibanda
    @fadzaibanda 2 місяці тому +1

    Thank you Jesus .I know this lady from another platform .God is wonderful ❤❤❤❤

  • @TrymoreJames
    @TrymoreJames 2 місяці тому +1

    I know this Dr is specialist i in Southern Africa. Thank God ndirangarireiwo

  • @jennifertsikayi
    @jennifertsikayi 2 місяці тому +1

    Tinotenda mwari sure, kudenga kuna mwari sure, mwari kudzwai🎉🎉🎉🎉, 🙏

  • @MalvernMlambo
    @MalvernMlambo Місяць тому

    Musatiitira ngano dzikamai, Jose ungavhura meso iwe

  • @PriscilaKarimanzira
    @PriscilaKarimanzira 2 місяці тому

    ❤❤❤❤l love my father this is a true prophet ini ndainetseka nema fabroids akapera kuputika esa nedeclaration chete ,tokukokai kunight of creation musiwa 23 August paharare show ground kutanda 6pm

  • @ForgivenessLMtetwa-vu3ei
    @ForgivenessLMtetwa-vu3ei 2 місяці тому +1

    Uuuuuuummmmm dcly kuti zanu PF ingoti Hatichade kutonga kwete nhema idzi😊

  • @shingaimafera3878
    @shingaimafera3878 2 місяці тому

    Powerful testimony thank you Prophet Jose

  • @marlenemtandagai1576
    @marlenemtandagai1576 2 місяці тому

    Mwari ngavakudzwe 🙏

  • @nyaradzokamutero4334
    @nyaradzokamutero4334 2 місяці тому +17

    Kana munhu asati asngana nedambudziko anoti prophet imbavha asi kudenga kunamwari vanonzwa minamato

    • @TerenceMukoora
      @TerenceMukoora 2 місяці тому

      Kuuya kwomunhu wokutsauka kuchaitika sebasa raSatani kuchiratidza nemhando dzose dzezvishamiso zvenhema, zviratidzo neminana, uye nokuipa kwose kunonyengera avo vanoparara. Vanoparara nokuti vakaramba kuda chokwadi uti vagoponeswa. Nokuda kwaizvozvi, Mwari anovatumira mweya une simba wokunyengera kuti vatende nhema uye kuti vose vagotongwa, avo vasina kutenda chokwadi, asi vakafarira zvakaipa.
      2 VaTesaronika 2:9-12

    • @TerenceMukoora
      @TerenceMukoora 2 місяці тому

      Kana muprofita, kana muvuki wezviroto, akasvika pakati penyu uye akakuzivisai chishamiso kana chiratidzo, uye kana chiratidzo ichi kana chishamiso chaataura nezvacho chikaitika, uye akati, “Ngatiteverei vamwe vamwari” (vamwari vamusingazivi) “uye ngativanamatei,” hamufaniri kuteerera mashoko omuprofita kana muroti uyo. Jehovha Mwari wenyu ari kukuedzai kuti aone kana muchimuda nomwoyo wenyu wose uye nomweya wenyu wose. NdiJehovha Mwari wenyu wamunofanira kutevera, uye ndiye wamunofanira kukudza. Chengetai mirayiro yake mugomuteerera; mumushumire uye munamatire kwaari.
      Dhuteronomi 13:1-4

  • @doricaMudzinge
    @doricaMudzinge 2 місяці тому

    Mwari ngava wongww nekusingaperi

  • @ConstanceKachitsa
    @ConstanceKachitsa 2 місяці тому +2

    Ndakambovaona mai ava tinotenda Mwari veduwe

  • @judymunetsi5296
    @judymunetsi5296 2 місяці тому +15

    Stop talking bad about a Man of God you never sent him

  • @eugeniachiangwa5305
    @eugeniachiangwa5305 Місяць тому

    Ummmm Mwari ngavakudzwe. My sister came only once dai vakashingirira stroke yaiperawo. Will tell her varambe vachiuya😢

  • @EmildaRujekoDikinya
    @EmildaRujekoDikinya 2 місяці тому +5

    Mbiri kuna Mwari.Thank you prophet makabvuma basa raMwari 🎉

  • @kudakwashemagwani4121
    @kudakwashemagwani4121 2 місяці тому

    I still remember this lady when she was ku slymedia

  • @charitymlilo7511
    @charitymlilo7511 2 місяці тому

    Jesu ndiShe ngavawongwe

  • @daitoneernestopedzessai2134
    @daitoneernestopedzessai2134 2 місяці тому

    Prophet, mwari akukombirerei, raramai

  • @ChristopherMutafuni-zf9vr
    @ChristopherMutafuni-zf9vr 2 місяці тому +1

    Kana usina dambudziko unoona sevanhu ava vasina basa but kana uri padambudziko watch

  • @EdithChingoma
    @EdithChingoma 2 місяці тому

    Very touchy,long live Prophet Jose

  • @winfildakampira3750
    @winfildakampira3750 2 місяці тому

    Glory be to God. Mwari vanoita minana

  • @oliverdumela1000
    @oliverdumela1000 Місяць тому

    Glory be to God

  • @PriscilaKarimanzira
    @PriscilaKarimanzira 2 місяці тому

    Prophet kudakwashe jose vanobatsira mahara havabhadharise even ma one on one

    • @ethelguzha2364
      @ethelguzha2364 2 місяці тому

      Vanowanikwa kupi I have someone who has just had stroke

  • @gladmoremasiwa7953
    @gladmoremasiwa7953 2 місяці тому +1

    Mwari munoshamisa ndinotenda ndabetrwawo mu matambudziko angu

  • @Margaret-b3c
    @Margaret-b3c 2 місяці тому +2

    Mai ava vaiti ndakadzidza ndinozvishdndira

  • @LearnmoreSlate
    @LearnmoreSlate 2 місяці тому +4

    Amen man of God pray for me zvinhu hazvina kumira mushe ndikudawo Basa I need God to give directions in my life

  • @TrymoreJames
    @TrymoreJames 2 місяці тому

    That's wonderful

  • @TrymoreJames
    @TrymoreJames 2 місяці тому

    PLEASE PEOPLE BELIEVE IN THIS MAN OF GOD HE IS VERY HUMBLE HIMSELF

  • @PreciousNyarufuka
    @PreciousNyarufuka 2 місяці тому

    Mwari ndirangarireiwo powerful

  • @tendaiMufandaedza-ku4gr
    @tendaiMufandaedza-ku4gr 2 місяці тому

    Mwari ngavakudzwe

  • @langmakweldingservices5027
    @langmakweldingservices5027 2 місяці тому

    Zvisakashamisa hazvisi zvaMwari

  • @wildflower9317
    @wildflower9317 2 місяці тому

    Amen God is great

  • @wildflower9317
    @wildflower9317 2 місяці тому

    As long as asiri kuita zveguka celebrate the young man

  • @EdithChingoma
    @EdithChingoma 2 місяці тому

    Miracles still happen,Amen and Amen

  • @phionamusademba2856
    @phionamusademba2856 2 місяці тому

    It's so touching asi kudenga kumwari

  • @LovemoreKumire
    @LovemoreKumire 2 місяці тому +1

    Ishe jesu paaiporesa aiita sei. Can't we just do the same. If we are truly christians. Ngatiregei kutsvaga mbiri kasi kana wapiwa chipo poresa chete usingatsvagi mbiri

  • @TrymoreJames
    @TrymoreJames 2 місяці тому

    Please can someone connect me to Man of God I'm in South Africa and im not able to come to Zimbabwe Please.

  • @TendaiBvuma
    @TendaiBvuma 2 місяці тому +4

    The problem with some people who are commenting here is that hamusati mambosangana nematambudziko that explains why muchituka maporofita and also vanhu avo vari kuuya kuzonamatirwa

    • @TerenceMukoora
      @TerenceMukoora 2 місяці тому

      Kuuya kwomunhu wokutsauka kuchaitika sebasa raSatani kuchiratidza nemhando dzose dzezvishamiso zvenhema, zviratidzo neminana, uye nokuipa kwose kunonyengera avo vanoparara. Vanoparara nokuti vakaramba kuda chokwadi uti vagoponeswa. Nokuda kwaizvozvi, Mwari anovatumira mweya une simba wokunyengera kuti vatende nhema uye kuti vose vagotongwa, avo vasina kutenda chokwadi, asi vakafarira zvakaipa.
      2 VaTesaronika 2:9-12

    • @TerenceMukoora
      @TerenceMukoora 2 місяці тому

      Kana muprofita, kana muvuki wezviroto, akasvika pakati penyu uye akakuzivisai chishamiso kana chiratidzo, uye kana chiratidzo ichi kana chishamiso chaataura nezvacho chikaitika, uye akati, “Ngatiteverei vamwe vamwari” (vamwari vamusingazivi) “uye ngativanamatei,” hamufaniri kuteerera mashoko omuprofita kana muroti uyo. Jehovha Mwari wenyu ari kukuedzai kuti aone kana muchimuda nomwoyo wenyu wose uye nomweya wenyu wose. NdiJehovha Mwari wenyu wamunofanira kutevera, uye ndiye wamunofanira kukudza. Chengetai mirayiro yake mugomuteerera; mumushumire uye munamatire kwaari.
      Dhuteronomi 13:1-4

    • @tafarapaul
      @tafarapaul 2 місяці тому

      Also know that people lie and fake these things

  • @MaybeMadatanana
    @MaybeMadatanana 2 місяці тому

    I receive 🙏

  • @RuthMadamombe-q6w
    @RuthMadamombe-q6w 2 місяці тому

    Thank u Jesus

  • @AshleyThandiwe
    @AshleyThandiwe 2 місяці тому

    Man of god just pray for my fibroid uterus

  • @MabelChipare
    @MabelChipare 2 місяці тому

    Glory Be To God Almighty

  • @juniormutombwa1869
    @juniormutombwa1869 2 місяці тому

    Kudenga kuna Mwari veduwe,,,,ndinongonamata kuti Mwari vazviratedzewo mulife mangu ndiwanewo murume anondida nevana vangu

  • @felixsimbarashechimbende8874
    @felixsimbarashechimbende8874 2 місяці тому

    This is a powerful testimony....You are all invited to our Mega Allnight Prayer at Glamis Arena Harare showgrounds on the 23rd of August

  • @FutureMapundu
    @FutureMapundu 2 місяці тому

    Mwari akanaka

  • @blessmoresigauke5707
    @blessmoresigauke5707 2 місяці тому

    Vakasashamisa havasi mwari

  • @mwanawemuporofita5610
    @mwanawemuporofita5610 2 місяці тому

    If you don’t trust that God can heal like this une problem ndiwe 🙏🏾

    • @gayiekutakwananzi105
      @gayiekutakwananzi105 2 місяці тому

      Yhoo powerful testimony tinotenda Mwari vaprofet nekuporesa this lady

  • @TerenceMukoora
    @TerenceMukoora 2 місяці тому

    Kana muprofita, kana muvuki wezviroto, akasvika pakati penyu uye akakuzivisai chishamiso kana chiratidzo, uye kana chiratidzo ichi kana chishamiso chaataura nezvacho chikaitika, uye akati, “Ngatiteverei vamwe vamwari” (vamwari vamusingazivi) “uye ngativanamatei,” hamufaniri kuteerera mashoko omuprofita kana muroti uyo. Jehovha Mwari wenyu ari kukuedzai kuti aone kana muchimuda nomwoyo wenyu wose uye nomweya wenyu wose. NdiJehovha Mwari wenyu wamunofanira kutevera, uye ndiye wamunofanira kukudza. Chengetai mirayiro yake mugomuteerera; mumushumire uye munamatire kwaari.
    Dhuteronomi 13:1-4

  • @TatendaMakena
    @TatendaMakena 2 місяці тому

    Mazvita henyu Mwari

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 2 місяці тому

    Only God knows the truth .

  • @loycemazhindu8782
    @loycemazhindu8782 2 місяці тому

    What people can't do God do wonders

  • @MabelChipare
    @MabelChipare 2 місяці тому

    Zvinochemedza

  • @Washieoficial
    @Washieoficial 2 місяці тому

    Ko kungoti mapenzi ese ngaave bhoo zviitike jus like that kkkk

  • @marvisrusakaniko-n8b
    @marvisrusakaniko-n8b 2 місяці тому

    Chinokupa kuvenga vanhu vaMwari vausingazive chii either urimbavha muroyi ,hure ,kana wakaromba urikutsva 😂 God bless u Prophet l don't know u but mukurova basa am from capetwn

    • @TerenceMukoora
      @TerenceMukoora 2 місяці тому

      Kuuya kwomunhu wokutsauka kuchaitika sebasa raSatani kuchiratidza nemhando dzose dzezvishamiso zvenhema, zviratidzo neminana, uye nokuipa kwose kunonyengera avo vanoparara. Vanoparara nokuti vakaramba kuda chokwadi uti vagoponeswa. Nokuda kwaizvozvi, Mwari anovatumira mweya une simba wokunyengera kuti vatende nhema uye kuti vose vagotongwa, avo vasina kutenda chokwadi, asi vakafarira zvakaipa.
      2 VaTesaronika 2:9-12

    • @TerenceMukoora
      @TerenceMukoora 2 місяці тому

      Kana muprofita, kana muvuki wezviroto, akasvika pakati penyu uye akakuzivisai chishamiso kana chiratidzo, uye kana chiratidzo ichi kana chishamiso chaataura nezvacho chikaitika, uye akati, “Ngatiteverei vamwe vamwari” (vamwari vamusingazivi) “uye ngativanamatei,” hamufaniri kuteerera mashoko omuprofita kana muroti uyo. Jehovha Mwari wenyu ari kukuedzai kuti aone kana muchimuda nomwoyo wenyu wose uye nomweya wenyu wose. NdiJehovha Mwari wenyu wamunofanira kutevera, uye ndiye wamunofanira kukudza. Chengetai mirayiro yake mugomuteerera; mumushumire uye munamatire kwaari.
      Dhuteronomi 13:1-4

  • @LorraneKomboni
    @LorraneKomboni 2 місяці тому

    Ummmmm ingoitai musinga tsvage mbiri imika

  • @providenceruvengo8026
    @providenceruvengo8026 2 місяці тому

    Ko nziyo mato rehearsa nguvai 😂😂😂

  • @EunicateMusiiwa-he5wo
    @EunicateMusiiwa-he5wo 2 місяці тому

    Amen prophet 🎉🎉🎉🎉

  • @ennybphiri2896
    @ennybphiri2896 2 місяці тому

    I know this lady akamboenda ku sly media handichazivi kt n'anga yacho ndiyani they end up calling the husband achida kutengesa stand its a long story but we thank god ava kuona 🙏

    • @Madzimai-v1h
      @Madzimai-v1h 2 місяці тому

      Yaa murume wacho achiti mukadzi uyu anonyepa anoona. Ndaiziva

    • @chinakatracy187
      @chinakatracy187 2 місяці тому +1

      True ndakavaonawo

    • @evelinezalimba8741
      @evelinezalimba8741 2 місяці тому

      I'm so happy ndopandakavazivira Mai ava

  • @TKMedia1525
    @TKMedia1525 2 місяці тому

    Jesus is Lord

  • @EmmaNgoma-nf7zb
    @EmmaNgoma-nf7zb 2 місяці тому

    Jesus is great

  • @TerenceMukoora
    @TerenceMukoora 2 місяці тому

    Kuuya kwomunhu wokutsauka kuchaitika sebasa raSatani kuchiratidza nemhando dzose dzezvishamiso zvenhema, zviratidzo neminana, uye nokuipa kwose kunonyengera avo vanoparara. Vanoparara nokuti vakaramba kuda chokwadi uti vagoponeswa. Nokuda kwaizvozvi, Mwari anovatumira mweya une simba wokunyengera kuti vatende nhema uye kuti vose vagotongwa, avo vasina kutenda chokwadi, asi vakafarira zvakaipa.
    2 VaTesaronika 2:9-12

  • @tatendachidemo1908
    @tatendachidemo1908 2 місяці тому +1

    It's so touching n emotional to me it 😭😭😭
    My father died coz of the same problem, his eyes were open like he can see but pakanga pasina chaiwonekwa till his death
    Now i really believe that if Apostle Jose was there to heal my father ,he was supposed to he alive till nw 😭😭😭💔💔 Rest in Peace Papa

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 2 місяці тому

    Totenda.Mwari

  • @gladmoremasiwa7953
    @gladmoremasiwa7953 2 місяці тому

    Kana usati wave ne dambudziko haußati wave kutennda saka USA shore simba ramwari mangwa ndiwe

  • @AngelineOnie
    @AngelineOnie 2 місяці тому

    Amen

  • @PreciousNyarufuka
    @PreciousNyarufuka 2 місяці тому

    Ko varume vanotiza sei panguva yedambudziko

    • @tafarapaul
      @tafarapaul 2 місяці тому +1

      Hanzi anoona, akadii akambouya kuno takambozama kumuisa chimuti muziso tione haaboiri boiri here😢

  • @TrinityTrevorChikumba
    @TrinityTrevorChikumba 2 місяці тому

    We are tired of this drammas

  • @Lina-u4u1f
    @Lina-u4u1f 2 місяці тому +1

    Imi musadaro ko mapepa aDoc abvepi nezita raDoc

  • @faresibera5568
    @faresibera5568 2 місяці тому +1

    Unopora nekutenda

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 2 місяці тому

    Basa aMwari anoshamisa

  • @BlessingBee-l8u
    @BlessingBee-l8u 2 місяці тому

    Kudenga Luna mwari

  • @florencekugara82
    @florencekugara82 2 місяці тому

    Amen 🙏

  • @AngelineMutambisi
    @AngelineMutambisi 2 місяці тому

    Chokwadi kudenga ku namwari shuwa

  • @helendhliwayo1261
    @helendhliwayo1261 2 місяці тому +1

    Kkkkkkkk tarisa vanhu vakazara madzimai chete ende vanenge vachingotenderedza machurch ese

  • @malvernmatarutse4686
    @malvernmatarutse4686 2 місяці тому

    Boys😢

  • @Shashafiniace
    @Shashafiniace 2 місяці тому

    Imbavha idzi hapana hapana wanhuwanenge wabhadharwa awa imi

  • @AmosPainters
    @AmosPainters 2 місяці тому +1

    Charlatans Aya hapana chamwari chirimavari

  • @bonuspawari7819
    @bonuspawari7819 2 місяці тому

    Kkkkkkma drama muchaarega

  • @yakiesigauke09
    @yakiesigauke09 2 місяці тому

    Uuuuu

  • @TrinityTrevorChikumba
    @TrinityTrevorChikumba 2 місяці тому

    If you are true man of God don't use social media Jesus was not even using microphone or speakers asi vanhu vainzwa zvaaitaura

  • @TeteMasibanda
    @TeteMasibanda 2 місяці тому

    Haaaa Comment section ma1 ,

  • @wellingtondreyer2616
    @wellingtondreyer2616 2 місяці тому

    Varume stop deceiving people...

  • @NcubeEdinah
    @NcubeEdinah 2 місяці тому

    Vanhu vanòshora shame

    • @AshleyThandiwe
      @AshleyThandiwe 2 місяці тому

      Kana usati wasangangana ne ma problems munokwanisa kungotaura zveku zvoropodza

  • @BrianAdonis-m1m
    @BrianAdonis-m1m 2 місяці тому

    There is nothing true at all

  • @munashemupa3337
    @munashemupa3337 2 місяці тому +1

    Matsotsi aya!!!

    • @djsparkszw
      @djsparkszw  2 місяці тому

      Unonyepa kkk

    • @bravomoviesofficial5265
      @bravomoviesofficial5265 2 місяці тому

      Maporofita aya hatichazivi kungotiwo Amen tingati kudini😂😂😂😂😂😂

    • @patiencechimwanda1204
      @patiencechimwanda1204 2 місяці тому +2

      Bhozho akazvitaura kuti kune vaitengwa vozobhadharwa

    • @munashemupa3337
      @munashemupa3337 2 місяці тому

      @@bravomoviesofficial5265 there’s a trend you should learn to know whether they’re fake or not. When you see the ones who praise themselves know they are false.

    • @BritneyBayisai
      @BritneyBayisai 2 місяці тому

      If u don't have anything to say keep quiet

  • @lpmahlaba7577
    @lpmahlaba7577 2 місяці тому +1

    Kkkkkk fake prophecy murume wavo akazviramba akati vanonyepera kuita bhofo

    • @tenduchess5865
      @tenduchess5865 2 місяці тому

      Eeeh ingazvakaoma kani imiwe

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 2 місяці тому

      She has medical records so we don’t believe murume wavo.

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 2 місяці тому

      You can tell her eyes has issues

  • @AngelineOnie
    @AngelineOnie 2 місяці тому

    Thank God allellua

  • @TerenceMukoora
    @TerenceMukoora 2 місяці тому

    Kana muprofita, kana muvuki wezviroto, akasvika pakati penyu uye akakuzivisai chishamiso kana chiratidzo, uye kana chiratidzo ichi kana chishamiso chaataura nezvacho chikaitika, uye akati, “Ngatiteverei vamwe vamwari” (vamwari vamusingazivi) “uye ngativanamatei,” hamufaniri kuteerera mashoko omuprofita kana muroti uyo. Jehovha Mwari wenyu ari kukuedzai kuti aone kana muchimuda nomwoyo wenyu wose uye nomweya wenyu wose. NdiJehovha Mwari wenyu wamunofanira kutevera, uye ndiye wamunofanira kukudza. Chengetai mirayiro yake mugomuteerera; mumushumire uye munamatire kwaari.
    Dhuteronomi 13:1-4

  • @etheltuwe998
    @etheltuwe998 2 місяці тому

    Glory to God

  • @PhineasDhlamini-lw2gi
    @PhineasDhlamini-lw2gi 2 місяці тому

    Mwari akanaka

    • @WendyJongwe-up4ck
      @WendyJongwe-up4ck 2 місяці тому +1

      I remember this lady sure murume akati anonyepera pa program yakatozopera akuona