Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Best prophet ever in history,pray for me prophet,zvinofadza kuona miracles dzechokwadi seizvi,
Glory Glory to Jesus🙏
To God be all the glory
Amen amen Jesus is Lord hallelujah by the mansion of his name every knee must bow dow Amen
Famba prophet
I connect to the miracle in Jesus' name
This channel has to grow. Kune varoi kunze uko ah
God is wonderful pray for me too prophet
Glory be to God ...hallelujah 🙏
Amen god is good all the time
Vanouya ikoko profet rovai vanhu mari torai ndoomararamire enyu vane dzungu vaye vaye torai vanozongochema. Chete
Mwari vakanaka shuwa Amen powerful
Faithful God we serve, alleluia
I connect to this powerful miracle 🙌
Amen
Mwari vatirangarira vatimutsira muporofita mumazuva akaipa kudai,neniwo mondirangarirawo
Thank yue Jesus
Mwari hona satani dongorera
Mwari akanaka veduwe munoshandiswa namwari mufundisi
Surely God is faithful
𝑷𝒓𝒂𝒚 𝒇𝒐𝒓 𝒎𝒆 𝒂𝒍𝒔𝒐 𝒑𝒓𝒐𝒇𝒆𝒕
God is great
God is good 🙏🙏
Mwari ngavakudzwa
God is good all the time
God is good al th time
God is faithful
Anonzwei munhu akasimba kudaro uyo zvimatsotsi kutengavanhu
Ngavainde kuhospital vanorapa vanhu ikko
Where are you prophet we are ready to back you up ne building
Amen in Jesus name
Kudzwayi Jehovha
Ameeen and amen
Ko Jesus uye mweya yetsvina hazvinzwi Shona here
Halleluah
God is still speaking
Dakuziva kuti service tomorrow iripi
Ooh my God
AMEN
Vamwe ndovanoti makumbo apora nhasi tobva tati miracle works mangwana Acho munhu ufuma afa panondivhiringa apo
At list ava Havana ka handkerchief kema powers
Kana scarf
Why very long dress
Can this man heal my disabled bank account
Only ur Jesus if u believe
Kubata kwaMwari knoshamisa ukatenda waporeswa
Mowanikwa kupi chaiko munhu wamwari
Vanowanikwa ku City Sports Centre from 8 to 5 on Sunday
Zvinofadza
uu ini handisi kutenda anga asika fambi here uyu . Sorry kuvhunza
Aifamba kuroiwa kubasa
Zvataurwa kuti akangonzwa searumwa nekasvosve ndopakatangira kusafamba akambobatsirwa somewhere akaita nani kungodzokera pabasa zvikadzokazve