Yeah nyaya yemudzimai uyu yandidzimba moyo. Zvakaoma kukurira hunherera nekuti unoitwa yese yese. Apa she is a very good story teller. Anoratidza kuti she has the potential to be a very good wife. She never lost hope murwendo rwehupenyu. Zvekuti kuwana murume chaiye voziva Mwari haaa ndinokutaurirai kuti uyo mukadzi uyo. Dai ndisinganzwanane ne barika uyo ndainzwisisana naye zvakanyanyisa. Zvechihure izvo zvakaitika ne desperation apana asina bad history kungoti hatibude pachena hedu matakamhanya namo. Vamwe taitomhanya nemakarimwa chaimo zvekutoti inyasha dzaMwari kuti tiri kurarama nhasi tiri vatano. Zvisinei ndinokushuwira rombo rakanaka hanzvadzi . Dai Mwari vatungamira waana chinokubatsira muhupenyu wombotanga zvazvishandira kana kuri kuzowanikwa usazviite uchimhanya. Ungaite munyama wekuzopihwa umwe mwana wosiiwa futi. Saka kurudziro yangu ndeye kuti imboshanda ukwanise kurera mwana wako. Darwin ndekwe ma sawu uko zvinhu zvinombooma saka zvoda kupota uchiona kuti mwana ari kurarama sei. Ndinovimba uchabatsirika
Its just unfortunate kuti the lady became a victim,life is just unfair but l think ndo life yacho zvairi coz ukatarisa mukadzi wawakaroora chaiye pane zvaakakudira kuto cover imwe situation.Pamwe unenge uine mari akatokuda kuti usimudze family yekumba kwavo and so on life ndozvairi ma advantages.
Dai manga matipa zvizire kuti akapara mhosva yekuba mu shop here or since ati basa remu shop nikisi.Uye angade kubatsira anomubatsira sei kana aine contact number isai zvibatsirike.
Sly media this is suppossed to educate , spread awareness and help ! Ofcourse views and likes are part of the perks but u seem to forget that how u extract information plays a big part in your journlism journey! Pliz organise yr questions ,stories , reason behind ,lesson and how people can reach out and help in each and every episode coz viewers are in suspension ! Just saying
She is young, she needs to be empowered first. Marriage haizikamwi pamwe husband anozotanga kupfuura and she will be back in the streets again. Let her have her life first then marriage, if possible going to any form of school
Very sad story but honestly mwana uyu haana chatakamushaiyisa 3 days after her father's death akabva atizira mukomana wake Ronald Nov 2019 handizovi hangu life yaakararama after but udiki kusvika grade 7 hapana chaaishaya zvidhinha zvaari kutaura ndakazvitakura nemota tikaendesa but maresults akazobuda Kelly Atova kumurume mwari ndiye anoziva thank u sly media ndaitotsvaga kuti arip
Zvinowanikwa all over the world 8zvi zvekushungurudzwa kwevanhu. Watoona kutukwa kweZimbabwe nekuda kwenyaya iyoyi. Ityai Mwari imi munamatire Zimbabwe yedu.
Semaoero angu nyaya iyi... Tete vake nambuya vane zvavakaita amawana uyu akaiswa ma mhepo ekuti atambure and they are benefiting from her through juju vanomushandisa
Very sad store yemawanasika uyu ndarwadziwa you need a help but take your time to focus dont rash to get married again because you have experienced the bad think and good think
Here is the first story
ua-cam.com/video/ZlVxKs1weGI/v-deo.htmlsi=RJ-URQ0Qxwgb3M8q
Tipeiwo number
I lyk the honest on her face wish u the best my sister lyfe will change in Jesus name
That jesus you say where was he when this lady suffers.why do you want to give credit to a person who is useless
This is a very sad story. We need to help in situations like these. Those who can please let's do our best.
Yeah nyaya yemudzimai uyu yandidzimba moyo. Zvakaoma kukurira hunherera nekuti unoitwa yese yese. Apa she is a very good story teller. Anoratidza kuti she has the potential to be a very good wife. She never lost hope murwendo rwehupenyu. Zvekuti kuwana murume chaiye voziva Mwari haaa ndinokutaurirai kuti uyo mukadzi uyo. Dai ndisinganzwanane ne barika uyo ndainzwisisana naye zvakanyanyisa. Zvechihure izvo zvakaitika ne desperation apana asina bad history kungoti hatibude pachena hedu matakamhanya namo. Vamwe taitomhanya nemakarimwa chaimo zvekutoti inyasha dzaMwari kuti tiri kurarama nhasi tiri vatano. Zvisinei ndinokushuwira rombo rakanaka hanzvadzi . Dai Mwari vatungamira waana chinokubatsira muhupenyu wombotanga zvazvishandira kana kuri kuzowanikwa usazviite uchimhanya. Ungaite munyama wekuzopihwa umwe mwana wosiiwa futi. Saka kurudziro yangu ndeye kuti imboshanda ukwanise kurera mwana wako. Darwin ndekwe ma sawu uko zvinhu zvinombooma saka zvoda kupota uchiona kuti mwana ari kurarama sei. Ndinovimba uchabatsirika
Ummm vnhu vakadaii vashoma she's very honest even her face, iyo iUnifom yemujeri or?
Ko nyaya yachomunoitirei nyaya isina number or kuziva.kuti anobatsirikasei munongoti chero mawana ma like
❤qqqqqqqqqqqqqqq
Gud question @@andrewmugabe1677
Discrimination ine ma contacts
@@andrewmugabe1677munobata tapfumanei nekut kujeri havatenderwe ma4ni vanhu ava
aipa vana vechikoro base rekuitira bond e
This lady is a good narrator she can be a good presenter
But varume tirimbwa sometimes. Kutora advantage yekuti munhu ari desperate wakutomushungurudza. Hope everything will be fine my sister
Well done for your comment 👏
Its just unfortunate kuti the lady became a victim,life is just unfair but l think ndo life yacho zvairi coz ukatarisa mukadzi wawakaroora chaiye pane zvaakakudira kuto cover imwe situation.Pamwe unenge uine mari akatokuda kuti usimudze family yekumba kwavo and so on life ndozvairi ma advantages.
Zvorwadza izvi
Kkkkkkk mazvionavo kaaa kkk
Tinotenda neshoko rakadaro bhudhi
The younger lady is very honest and serious about life
This man should be arrested 🔨
Is she im prison? If so, for what? Pliz furnish us with full information. Watching from USA
Yes imprison now for offering her house as a lodge for school children
SlyMedia
How can we help our young sister. Contacts please. Oh Lord have mercy 😢🇿🇼
Nhaiwe urimwana wamike ko gogo vako vakasiya imba Wani padhuze nehospital paya wadii wanogara ipapo ende firo yababa vako inorwadza 😢akangofira Mumba Ari ega mike paBuhera tinogara same location veduwee ndikambomuona futi mike kubudiriro achiita zvekubika machips 😢😢😢
😢
😢😢
Motoudza ve slymedia vatibAtsirewo nekuti imba yacho inenge yakatonzarwa nehama
@slyMediaTV
Nyaya yake ndeyeyi
People should not take advantage of situations.. this story is very touching... Just hoping she will find closure
Kana kubatsira kwacho tinotangira papi. Madii matioawo nyaya yakazara toonawo zvatiri kudealer nazvo toziva pekutangira.
Exactly kana chakamupinza mujeri hatina kuchinzwa. Aiwa slymedia musatipe half baked news. Akaitei munhu uyu
Havape info yakaperera ....ndada hangu kuti akabuda ndimutore ndigare naye ndomutsvagira something chekuita not zvekuroorwa izvo.
Please kindly share the contact of the lady. Thank you
Eish I feel for her, can't even hold my tears 😭.life is not fair
It seems this is a continuation which is not finished kindly asking the beginning and the end of this story please 🙏
Dai manga matipa zvizire kuti akapara mhosva yekuba mu shop here or since ati basa remu shop nikisi.Uye angade kubatsira anomubatsira sei kana aine contact number isai zvibatsirike.
How can we help
This is a sad story vanhu vasadero
Nyaya iyi ikawana vanhu vanogona kuitsvenenzvera munhu uyo anogona kutobatsirika Sis Tildah ngavatibatsirewo tizive zvizere apa
give us details please
She's so beautiful mwari batsirai mwana wenyu pukutai misodzi yake
Sure she's so beautiful deno Mwari amubatsirà
Very painful encounter, dai wish yako iri yokuti uwane basa kwete murume cz unogona kuzowana anokushungurudza futi!
Mmm my heart is broken ,asi nhamo ka😢😢😢
Usanyanye kutsvage varume mwanangu, murume haapedzi dambudziko asikuti maoko ako aya ndoanokurwira panezvese saka zvemurume imboisa paside
Hameni
MuZimbabwe munevanhu vane utsinye vakomana
Mm life marwadzo Mwari ngavakurangarirero mudikani ndarwadziwa
Chandoziva. Kudenga kunaMwari uku
Very sad story everything will be okay my sister
So sad watching from south Africa
Dear Lord, if i’m ever ungrateful for my situation, please forgive me😔
Hey ndarwadziwa shem
Inyaya Yei yaakasungirwa andina kunzwisisa
Kana neni ndazvishaya kut akatadzei
kuoffer base kuvana vechkoro
So pain.. how can I help
How can l help the lady even number hapana... I can assist her nestuff yekutengesa
akasungirweiko uyo cant understand
Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍
Gokwe Sengwa bridge ,chief Jiri
Haaaaa Gokwe ma1,ndiko kwandakaroora but transport marwadzo
kkkkkk marwadzo taura hako
Pa Chirape ❤❤❤❤
@@DereckrunhareDereckrunhareneniwo transport taura hako unoswera mucentre wasvika kuseni wobuda manheru again
Basa remumba ndinaro ndibatei veslymedia
why is she in jail
Iyi nyaya yandirwadza nekuti ndakabva neko chandinokuudza hamayangu zvishandire ukawana basa zvekuroorwa siyana nazvo azvibhadhari shandiea mwana wako ushandure upenyu wemwana asagumirewo grade 7 akwanise kuenda mberi nechikoro ndohamayako
Chokwadi uchengete mwana wako nekumu endesa kuchikoro.
Sly media this is suppossed to educate , spread awareness and help ! Ofcourse views and likes are part of the perks but u seem to forget that how u extract information plays a big part in your journlism journey!
Pliz organise yr questions ,stories , reason behind ,lesson and how people can reach out and help in each and every episode coz viewers are in suspension ! Just saying
Very sorry my sisi God will rise you
Am sorry my sister painful but zvese sirayi Kuna Mwari 😢😢😢
Sad story,home girl wangu chaiye
Hainatso nzwisisika nyaya iyi Sly makuresva bsa imi
Akasungirwei
Tsvaga basa murume unopinda imwe stress futi
Eish she is humbe...... Dai Mwari vapindira sham
So painful. Mwari akuitire nyasha zvinoita sisi
So painful mudiki wangu ndarwadziwa
Mmm ndarwadziwa veduwe Kelly akakura ndchimuona
So sorry my dearest sister...kudenga kuna Mwari vachakunyaradza.
Sad story indeed ...tsvaga basa shuwa
Ma details acho ka mwana abatsirike uyu zvakaoma shuwa tipei nyaya dzakazara please
This is painful uuum ndarwadziwa
😢😢😢Watching from zambia
She is young, she needs to be empowered first. Marriage haizikamwi pamwe husband anozotanga kupfuura and she will be back in the streets again. Let her have her life first then marriage, if possible going to any form of school
Very sad story but honestly mwana uyu haana chatakamushaiyisa 3 days after her father's death akabva atizira mukomana wake Ronald Nov 2019 handizovi hangu life yaakararama after but udiki kusvika grade 7 hapana chaaishaya zvidhinha zvaari kutaura ndakazvitakura nemota tikaendesa but maresults akazobuda Kelly Atova kumurume mwari ndiye anoziva thank u sly media ndaitotsvaga kuti arip
Zvakaoma zvehupenyu
Endai munotora mwana
so sad haa Kelly soo chimubatsirai abude veduwe
After all makasiirei mwana ane 14 years achienda kunogara nemurume chii chakadaro dai vari mai vake vaimusiya achitizira ne 14 years here
Torai mwana pliz
Pakapotseka hapo mukanganwirei
Zimbabwe ka inyika yakatotukwa sure ah nxaa people treat human beings like animals
Zvinowanikwa all over the world 8zvi zvekushungurudzwa kwevanhu. Watoona kutukwa kweZimbabwe nekuda kwenyaya iyoyi. Ityai Mwari imi munamatire Zimbabwe yedu.
Despite nyaya iyi Zimbabwe is hell on earth
@@shingimanyame4157 I know
@@shingimanyame4157😅
Wish you the best in life Kelly
How can she be helped
Aaah murume is a no go area mwanangu
Generational curses 😢. Akakura asina mai vake, mwana wake aakukurawo without her
So sad ,ko akasungirwei
This is painful
It's a very sad story of this innocent girl. Please ask her if she might need her own business
This woman is an asert in life
She innocent basa tomupa tese takahuona hunherera
Akasungirwa nyaya yekupa vanavadiki imba yekuitira chifambi akasungiswa nababa vevana vaifambanavo nokutivana ava vaiva underage
Semaoero angu nyaya iyi... Tete vake nambuya vane zvavakaita amawana uyu akaiswa ma mhepo ekuti atambure and they are benefiting from her through juju vanomushandisa
It's hurtful to see relatives you look up to being so sinister 😢😢😢😢😢😢
ndipewo number dzake
Ndachema veduwe. Nhamo ye hupenyu iyo veduwe. Ngaapihwe mwana wake.
😢😢😢😢😢😢yooooo ndri kushaya kt ndotyper kuti chii
Very sorry it's very painful
Mwana sikana kuroorwa unotowedzera nhamo.wabuda shandisa maoko ako.
Very true
Painful story
Baba vake ndovaziva vainzi mike muchiriri ngaaende anogara kumba kwambuya mai vababa vake kubuhera location pari kutogara malodger oga
Taura hako ashande asiye zvekuroorwa izvo hazvina zvazvinomupa kutozviwedzera nhamo
Taurai henyu pamba paya ngaanogara hake ende firo yababa vake zvakaoma kungofira mumba ega asina anomupepa😢
Any knowledge nezvamai vake?or any hama kuside kwamai?
Ndingawanawo number dzake hre
Ko why is she in jail nhai SMTV
Sad news
Kutambiriswa 15 US here veduwe 😢😢😢😢 mwari dai atibatsira veduwe moyo wakaoma takauwanepi nhaimi veduwe takaisepi moyo nhai mwari
Haaa zvorwadza
Its
Very
Complicated to
Comment
Why
Over
18is
Not
A
Orphan
I don't trust anything that she is saying. So many gaps.
it doesn't make any sense at all
Realy nyaya yaakasungirwa ndeyei
Murume watete natete vacho vane hunhu wembwa amupurisa vanofanira kusunga vanhu
It's very hard kurarama husingazive amai kna kumusha kwavo dai Mwari vakubayaira munin'ina varume vanotora advantage sometimes
Slymedia tipei ma details e mwana abatsirike
😢zvakaoma chaiko
Vasungei musha wese, izvezvi mwana wangu akatoendawo kumapurisa nekuda kwemusha iwowo 😢😢😢
Nyaya yacho yakasungirwa yaive yei
Surgical drains
Ncooo sad story 😢
Life soo😢 zvoda Nyasha
Why is she in jail😮😮😮😮😮
Very sad store yemawanasika uyu ndarwadziwa you need a help but take your time to focus dont rash to get married again because you have experienced the bad think and good think
Verry sad,ndarwadziwa hangu newe munin'ina .Mwari ndewe munhu wese ita shungu dzekt mwana wako aende kuchikoro azoshandura life yako iwwe ndohamha yako isingachafe yakakurasa kna ukatotanga mira naye izvezvi aende mberi nechikoro. Asazogumira g7 yawakagumira,hupenyu mwana wamai sanyanyofungisa nofa kasiya mwana wako chimbozvifunga kt ndikati ndafa nhasi mwana wangu anomutora kumuchengeta pane dzaurikt hama dzako izvezvi ndiani dzakatadza iwe.Unozvigezera kubika bsa repamba rese uchiita vozokwanisa chengeta 4yrs old uuuum.Aaaa Mwari ngavakuitire zvakanaka ndabatikna hangu zvorwadza ndabva funga mwana kt izvezvi paurijeri ikk mwana arimborrama sei kwaari
Aaa Mwari pindirai
Ko akasungirwei, chii chakaitima
That is a very painful story
So sad
Haaaa sad story
KuGombe kwedu chaiko very sorry wakasangana nezvinorema more yu are very young!
ndarwadziwa kani kaidzidza paGute
Asi vanhu ngatitye Mwari
Huyeka gehena rakamirira vanhu
Akusungirwei??