Zvikwambo Zvemu Musha Medu Zvine Mazita Evana Vose Vano Berekwa Mudzinza
Вставка
- Опубліковано 14 жов 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions - Розваги
#1 hapana advice yamunoda apa makaudzwa advice kare endai munokumbira ruregerero
Chisi hachieri musi wacharinwa hanzvadzi it's best munokunbira turegerero
Unehutsinye shamwari ,unoda kurohwa neshamu ineminzwa , unofanira kutonomuroorera mukadzi mumwe waachada kuroora ,you broke his trust and love , is that how we repay each other for being helpful to us?
Umenzi uyakhohlwa kodwa umenziwa akakhohlwa. Enda unokumbira ruregerero, wakamutadzira. Zvemakore hazvina kana basa
Liqiniso mpela lelokahambe ayexolisa
Madii kufamba kune vemweya mawana rubatsiro nhai mkoma zvimwe suitcase iyoyo ingapiswa
Ko iwe wakadii kutsvaga umwe mkadzi kwete kutorera munhu wekuziva
Nhasi ndaseka hanzi" risiyei"😅😅.. Shuwa kuita drama rakadaro.... anyways makatadza bamunini kumbirai ruregerero
Ya vanhu vane hutsinye, taakuzviona manje
Ya. Vanhu vane hutsinye tazozviona
To the last Confession:Haa-a ini ndanzwa kutsva chaiko ne Nyaya iyo .ndabva ndatonzwa ndiri ini ndakaumbirwa Chidhorivo ini uuu.ndiani angandiputsirevo zvake ??
Last confession ko wadii kupisa suitcase iyo and the contents zvawakaratidzwa nababa vacho nhai wangu .
Iii nhaimi apise ega ??