Energy yese yekumirira munhu kuAirport tikashandisa kuisa new government munoona kuenda kuholiday kwaunoda hapana chinoshamisa kana kutengera vana vako mota zvirj normal kana une good governments n currency iribhoo
Chaipa ndeaenda necamera asi vagara vaingozvitira zvinhu zvavo kana pakatengwa chikopokopo Havana kumbouya vachavhara asi nukuti zvaita camera saka vadada. Chakanaka chakanaka
Plz don't be haters kune ma Pastor vane mazimari private jets hapana anotaura anything bad about them noone ask kuti vanoita nezvei now ndimadzibaba zvovava
Ndezve nyika ino...kuburitsa pa UA-cam ne social media.. kuvhairira vanhu, kupwereka, kuitira zvinhu vanhu... Hunger and crave for earthly status and mbiri....DENGA RINOTI KWETE KWETE KUBATANA KUMESO... TYPICAL ZIMBABWEAN.
Anoita basa rei rinomupa mari yakawanda kudaro???? Ndomutewera zvangu pa tiktok .anenge ane pride so I wander kuti basa rake nderei.ngaasazosiire mwana matambudziko! Ko mukadzi aripi watisati tamboona??? Ngozi!!
Mukaziva mozoitasei nezvanoita iwe zvainoita zvabvunzwa nani Rega ndikubvunzei why muinenhamo imi vanhu mind ur own business stop asking stupid jealous question here Mutyakutawo rini problem yemaZimba vanoti masowe ndeevarombo uye vanoti if u didn't do well at school u wont be rich ......tsvakai enyuwo madhiri
Amen Amen Mwari vanoropafadza pakashoreka
Dj sorry pamwe ndakunetsa but hakus kunetsa ndoda kuziva ...ndoda umbonditsvakiravo Kut Madzibaba Ava vanoita nezvei chaizvo tiwane pekutangira
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Owen unoda pekutangira pakaitacy
MaZANU PF aya
Saka?
Ndoda kumboona mudzimai wamadzibaba avo wy vachingofamba vega mudzimai asipo
Boss odza chibaba ichoooooo chopisa ichoooooo bviriiiiiiii 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kupisei
Saka zvinebasa rei
Nxaaaaaaaa mhani
Dj sparks Madzibaba avo vanomboita nezvei chaivo,
Isu ziii hedu
VANHU vonooneswa nhamo muzimbabwe nembavha idzi
Anoenda nemwana ko mukadzi aripi
Zvichaguma izvi,hant ndizvo zvaiita madzbba bond nhasi varipi
Madzibaba ava vanoshanda kupi
Sauce of income yake ndeyei
Source ndiyo yakakosha say tht again
Yako ndeyei
Kuromba kune magumo chete ngatiraramei tichiona zvedu 😊
Why wati kuromba??zvinoreva herr kut muZimbabwe hamuna vanhu varikuita businesses avo vachiita mari??saka munhu akabudirira muupenyu aromba here??because ndimadzibaba vaisafamira kubudirirawo sema prophets ekumaPentecostals .Mune dambudziko shuwa muZimbabwe kana muine vanhu vanofunga zvakadai
Shiri inongozofa chte kuromba kunemagumo ,azvipo kwa jowane izvi zvakarambwa zvezvikuda pazvivhitivhiti kufa kuraswa ,,, andidi kupikiswa case closed 🔐
Unehumbowo here
Saka vanhu havachaita mabusiness? Usarwadziwe hant unofa ne godo . Godo huroyi uchenjere
Very sad to those poor people varikunamata that Owen
Taurai henyu
Imi musarwadziwe, vanhu votadza kufara
Munodya zvemuchinjiko baba mukaugonera imbasera yaGabureni totenda mwari
Uuuuummmm kana Ari Mwari ndamuda hangu ini we used to know kuti mapositori ndevenhamo wow l like it chinamato chine ma benefits
Mapostori api iwayo ane nhamo... Ana Mwazha chaivo vane bag rausingapedzi... Ndokune vanhu vane mari yakasviba... Umwe ane vana 70 vese vanoenda kuchikoro vachidya vachiguta... imarika yese iyoyo..
Inga vasiri mapositori vanenhamo,ukanamata chero church mwari vano ropafadza
Ko secrifaser mwana pasi pemvura ndozvakaudzwa izvozvo
DJ magona ndebele
Apa umwe anenge asiirwa vana Paden, madam vaenda kunotambira muProfit 🤣
Energy yese yekumirira munhu kuAirport tikashandisa kuisa new government munoona kuenda kuholiday kwaunoda hapana chinoshamisa kana kutengera vana vako mota zvirj normal kana une good governments n currency iribhoo
Apo wanyeba.Ku Europe vanoenda kubasa vazhinji havaitenge benz iyo.
Kwana usanyepere vanhu
@@joelanderson9955 ndanyeba papi.
@@xnxo7237 not you uyo Nyamba Enock ndiye arikuudza vanhu nhema
Chaipa ndeaenda necamera asi vagara vaingozvitira zvinhu zvavo kana pakatengwa chikopokopo Havana kumbouya vachavhara asi nukuti zvaita camera saka vadada. Chakanaka chakanaka
Vanemukadzi here ndizoita madzimai ndichiendawo out😂😅
Ko majuzu ezanu hanziiiko
Ndiwo akuvapa mari majuzi iwaya
Haa juzi ndere zimbabwe not zanu😅
DJ Sparks vanoita nyaya dzekungwavha past 10pm uri paairport chete! Sparks madzibaba vanoita nezvei chimbotiitirawo tsvagiridzo?
Haaa madzibaba uyu itimu zanu iri ndokubasa kwake
Toda kuziwa Basa rawo chokwadi
Madzibaba Owen vaita Mari mabvriiii
Munhu haangomuki ave ne that respect, take your time to ask why
Passion ngaakobore ka hanty anozviidza nyanya apo pane bag chairo rinotenga
Mmmm hazvipere mushe izvi famba nesu djsparks
Dj ndokumbirawo number dzevanonzi madzibababa mozi ndakanzwa kutu vakabatsira akanga abira munigeria mari akapora ndinovimba pamwe ndingabatsirikawo padambudziko randinaro
Makunamata munhu tibvirei apa
Kkkkkkkk kunamata munhu chaiye vachariona havo gehena
Musaita godo imi mofarira vanotambura.
Ko zvimajuzu zve 4ED zvavazveyi panguwo dzababa Johane
Plz don't be haters kune ma Pastor vane mazimari private jets hapana anotaura anything bad about them noone ask kuti vanoita nezvei now ndimadzibaba zvovava
Umm Okey
church yacho mahumbwe chaiyo
Taura hako Eddy mahumbwe omene mene
Haasakatobuda nerimwe goridhe ere pavakabuda
Vakaromba Havana nhamo panyika asi vachafa kuraswa
Remember munhu akabata mishonga kana kuromba oenda pa church daidzira Zita ramwari munoti aropafadzwa izvo hurombwa satanism
Dj koavo ve Zanu vaku deyi
Chipostori chimwe ummm chinopusisa munopera kuitiswa umwe kana salt inovava zvayo dololo ,ngatizivei mwari uye ngatinamatei mwari wechokwadi
Kwa johane masowe echishanu hazviko izvi . Chishanu chaicho hakuna zvakadai izvi .
Kkkk nooo hakuna madzibaba vakadai ndaramba isu vemadzibaba look even kudressing haircut even show off
Ko majuzi e flag bho here pair port
Madzibaba ava vane kamwe kakupusisa kavakaita vanhu vemuchurch mavo sooo kkkk
Pwati
,mazuvano ukawana pekudya pasina ropa wapinda unofira munhamo uchiti politics apa varimutsananguro mweya wakati musaita zvepolitics asi makanzi munamatire hutongo huripo ndoona sekuti hapana kutsvedza
Hie sparks great video! I just don't like your microphone it's scary🤣🤣🤣!
Hahahha lem change it kkkkk
Haaa vanoda zvinhu ava kutonotambira zvidhoma zvauya nazvo airport kuzara nevanhu vasina brain kunotambira vanhu 2 haaaaa ndezvee mbanje
Hanzi vaporofita vese vasina mari havana mweya wamwari ngatifambeyi tinosangana navo
Zvemari dzake nekushamisira uko hazvina wazvinopinza denga
Izwi rakazviramba izvi zvekubuda pazvivhitvhiti Ana baba tarasika ngatidzokei ku chinamato chedu chekare,
Tichaona kumagumo kana iri Mari yamwari
Ngava vhure ma industry ma yuths awane mabasa nyika inovakwa ne vene vayo kkkk
Paunofa mbiri inosara panyika. Unoenda usina chaunacho......
Newe futi uchangorarama usina chaunacho ongofa usina chaunacho futi
Pachinamato cheJohane Masowe yakauya nababa Johane azviko izvo kunamata munhu uko zvakafa
Hakusi kunanata munhu Baba but kugamuchira munhu pa airport . Musaita godo pamunamato cde
Sure kunz pinda masowe azvirevi kufamba neshena netubag its allowed kuonao nyikaa aaah siya munhu
@@tafadzwaantonio kkk tell them
@@faraimasuka1275 amupinde masowe ndosaka muchidaro ndikukuudzai zvekumasowe andina kuti aainde kunze no zvekuunganirwa izvo ndozvandati kumasowe chaiko takutaura zvababa Johan vaanoti anotevera Owen akuna kunzi uri muporofiti kumasowe azvirevi wave mambo
@@tafadzwaantonio andina kuti ngaafambe akaita shena no ndataura mutemo wekumasowe kana usingazive zvekumasowe unodzidza kubva kune vane ruzivo nazvo kuita swag azvirevi manamata zvekuonekwa nenyika ayehwa zvekumasowe zvakasiyana nezvamofunga nepfungwa dzenyu chete avo ana Owen havo haaa vamwe ativateedzeri hedu kungotarisa
Kuitiswa kuriko Sparks
Zvakanaka izvii hazvinakuipa as long Zvingori zvaMwari chete bcz machurch enyu arikungomira ummma1 pluse church inechiZanu mukati. ndapedza hngu
Ehe nhai kana neni ndaida kkkkk
Mari yakanaka Dai odza asina mari do you think they treat him kunge zai zvavanomuita
Ko sei madzbba ava vachiita show off kuvanhu.naivo wavanonamat navo zvinonzwisa tsitsi kungoitiswa uku,vanoita bsa rei
Ndiko kurarama uri munyasha
Ndezve nyika ino...kuburitsa pa UA-cam ne social media.. kuvhairira vanhu, kupwereka, kuitira zvinhu vanhu... Hunger and crave for earthly status and mbiri....DENGA RINOTI KWETE KWETE KUBATANA KUMESO... TYPICAL ZIMBABWEAN.
Anoita basa rei rinomupa mari yakawanda kudaro???? Ndomutewera zvangu pa tiktok .anenge ane pride so I wander kuti basa rake nderei.ngaasazosiire mwana matambudziko! Ko mukadzi aripi watisati tamboona??? Ngozi!!
Hazviperi mushe izvi
Taura hako
aya nido mafunnies chaiwo. chaiwo.CHIMHATA LAST KUPEDZA NGUVA ndaka dzidza naye mface uyu haana basa
Ska zvekudidza naye zvine basa rei usatitaurire nonsense iwe
Kkk. Makundwa maita hasha
Unoziva unogona kudzidza nemunhu but pakubudirira unozoshamisika chero aive dofo anotozoita zvisvinu pasina hurombwa Mwari anisimudza marombe kubva muguruva
Mukaziva mozoitasei nezvanoita iwe zvainoita zvabvunzwa nani
Rega ndikubvunzei why muinenhamo imi vanhu mind ur own business stop asking stupid jealous question here
Mutyakutawo rini problem yemaZimba vanoti masowe ndeevarombo uye vanoti if u didn't do well at school u wont be rich ......tsvakai enyuwo madhiri
Asi ndoyawave kunamata