KUBIWA KWECHITUNHA KU BINDURA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 21 сер 2024
  • CHITUNHA CHOGARA PASI

КОМЕНТАРІ • 134

  • @hemishgovera2620
    @hemishgovera2620 2 роки тому +24

    Mwana akanga asina kufa - it's possible kuti akarohwa nezvinhu but airarama dai asina kukasika kuvigwa - pakaitwa rush without confirmation.

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 2 роки тому +1

      Ko akavhukunuyara aiziva izvozvo here; & aimuvhunyura kuti zvidini? Inyanya yevuroyi hwakawoma iyi. Shame!!!

    • @petronellachiyangwa6766
      @petronellachiyangwa6766 2 роки тому +4

      Mwana haana kufa arikushandiswa Ini ndakaviga mwana wangu arimupenyu Nenyaya yehuroyi hwevanhu

  • @muchi313
    @muchi313 2 роки тому +13

    imi vanhu the only person anotaura kuti munhu afa ndichiremba hey chiiko vanhu

  • @lovenessmatambo6707
    @lovenessmatambo6707 2 роки тому +18

    Makaviga mwana mupenyu imi

  • @chenaimuzanenhamo8292
    @chenaimuzanenhamo8292 2 роки тому +6

    What's a rush kuti mwana ofa same day , nekuda kutoviga mmm something is fishy

  • @PerseveranceMatsvororo1908
    @PerseveranceMatsvororo1908 Рік тому +1

    Yeah muZimbabwe mukuitika zvakawanda zvinotyisa shame

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 2 роки тому +5

    Vakaviga mwana mupenyu

  • @user-uj4ns2fz2b
    @user-uj4ns2fz2b Місяць тому

    Mwanauyo makavigasei iyeanga akuitazvese murikutiko mainini Saka makacherera munhu mupenyu here

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 2 роки тому +5

    mwana akachinjwa kuitwa Chikwambo simple

  • @elizabethmatanha2551
    @elizabethmatanha2551 2 роки тому +5

    I think mwana uyo anga arimupenyu .zvaida chiremba

  • @Oriel_M
    @Oriel_M 2 роки тому +15

    Kuti havana kuviga mwana mupenyu here? Maybe pakashaya akaita ruzivo rwe first aid.

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful 2 роки тому +6

    They shouldnt have burried with no medical check up, lack of awareness yakanyanya muZim vanongoviga vanhu vasina enough humbowo, if it was witch craft as we know vangadai vakaunza sangoma akaita chivanhu, kwete vana mai ava vakapeta, apa mwana akavigwa semunhu mkuru achifanirwa kuvigwa mubani

  • @Zim22117
    @Zim22117 2 роки тому +20

    That kid was not dead if you ask me. He was just unconscious after losing so much fluids from his body. I'm sure he became conscious after being buried and was crying, and dogs or other wild animals tried to dig him up.

    • @prestigesibare9037
      @prestigesibare9037 2 роки тому +3

      Ichokwadi ichocho

    • @jenniferkimpiobi8905
      @jenniferkimpiobi8905 2 роки тому +4

      I strongly agree with you dear, when you loss too much fluids due to vomiting or diarrhoea, that person needs to replace the fluids by drinking plenty of water. The father said the child had much of vomiting and diarrhoea, these two things together can be do dangerous if not notice it. Very to the young parents.

    • @gethigh739
      @gethigh739 2 роки тому +12

      So u think the villagers are fools.U think it was their first time to see a dead person?The child was dead overnight before burial.Witchcraft is real

    • @muchi313
      @muchi313 2 роки тому +3

      @@gethigh739 fools kudiiko iwe kwana

    • @ChuckTheMack
      @ChuckTheMack 2 роки тому +1

      @@gethigh739 Tsvaga ruzivo nguva ichiripo

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack 2 роки тому +3

    These people must be arrested for negligence, unotonga kufunga kuendesa mwana kumaporofita usati waenda kuchipatara. Ndaichishora kuti Andrew anotsvaga nhau dzechivanhu but now mafungiro angu achinja, Andrew has done what many journalists have not managed to do. Andrew has exposed how Zimbabwe is still ingrained in these practices which takes us to way back in time.

  • @ayeshakasegula395
    @ayeshakasegula395 2 роки тому +1

    Kaziwai kaziwai Mukoma Andrew Neshamba👏

  • @Oriel_M
    @Oriel_M 2 роки тому +12

    Councillor avo is a very intelligent and wise man.. A great leader👏🏽👏🏽👏🏽

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 2 роки тому +2

      Yes yes we need more people like him

    • @salomechipfuwa5550
      @salomechipfuwa5550 2 роки тому +2

      Mwana anga asina kufa.Simona yakutotyisa. Thanks Neshamba

    • @gozos1552
      @gozos1552 2 роки тому +2

      Hapana zviripo chiscava icho chiripabyk

    • @tinashesaidi4722
      @tinashesaidi4722 2 роки тому +1

      @@salomechipfuwa5550 saka makazomuvigirei kana anga asina kufa

    • @tinashesaidi4722
      @tinashesaidi4722 2 роки тому +1

      @@gozos1552 ndeve zanu pf kaa avo

  • @nomatternhuta3018
    @nomatternhuta3018 Рік тому

    Makatozourayisa Mwana imi mega Mwana anga asina kufa hamaweee

  • @donaldnyampenza6711
    @donaldnyampenza6711 2 роки тому +3

    So sad hey wambobata mwana poitika zvakadai so izvi ahh zvinorwadza veduwe....thnx drewmas media

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful 2 роки тому +2

    Mugabe zvaafa dei vakabvisa mutemo iwowo, apa mwanabuya Tapiwa Makore akadzima kuvigwa asina musoro... zvanyanya muZim

  • @godsfavoritenonoe825
    @godsfavoritenonoe825 2 роки тому +8

    Why did they keep on burying the child when she was moving?Kana chiri chivanhu why vasina kudaidza n'anga. Even madoctors chaiwo.I think vakaviga mwana ari mupenyu they made a very big mistake.Something is very fishy here.

    • @preciousmutasa8619
      @preciousmutasa8619 2 роки тому +2

      Kana kumhanyisa mwana wacho kuchipatara ,vanenge vakaviga ari mupenyu . Zvakaoma.

    • @Getrudemwale4
      @Getrudemwale4 2 роки тому

      ua-cam.com/video/AEjnG0VMEj4/v-deo.html

    • @hanabrighton9903
      @hanabrighton9903 2 роки тому

      Vakaviga mwana mupenyu vanhu ava mhaniimi vakamhanya vanhuava plus ipwere idzi

    • @hanabrighton9903
      @hanabrighton9903 2 роки тому

      Drewmas udzayi vanhu chokwadi avoimi

  • @muchi313
    @muchi313 2 роки тому +8

    moyo wangu watorwadza worse ndichiona scarf iyo mubhasikoro racouncilor iro #Zanupfmustgo

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 2 роки тому +4

    Nyika yava kumawere zvinhu zvakadai zviriko for sure but very sad.

  • @lindaburutsai6379
    @lindaburutsai6379 2 роки тому +3

    Mwana papasisina aatotorwa kare vaiona semunhu bt papasisina

  • @belindachipindu8087
    @belindachipindu8087 2 роки тому +5

    Vana varikuvigwa vari vapenyu zvonzwisa tsitsi .munotora chikuni chomoto mopisa panzeve kana akasavhinyuka moviga henyu Asi vamwe vanotochema moendesa kuchipatara

    • @Getrudemwale4
      @Getrudemwale4 2 роки тому

      ua-cam.com/video/AEjnG0VMEj4/v-deo.html

  • @madalenmpofu8002
    @madalenmpofu8002 2 роки тому +4

    Vanhu varikumbonyatsoita sei chaizvo ndazvitadza ini

  • @evietapedza4580
    @evietapedza4580 2 роки тому +2

    Haaa vanhu vanyanya mishonga ndosaka mvura isingachanai

  • @bridgetchigidi9163
    @bridgetchigidi9163 2 роки тому +1

    Fukunurai muende nemwana kwadoctor pachipedo

  • @maiwalee
    @maiwalee 2 роки тому +6

    Makaviga mwana mupenyu imi woye

  • @MWENDA95
    @MWENDA95 2 роки тому +3

    Ndeipi yamakatorwa munenjuzu paside l am bit behind

    • @Ensea80
      @Ensea80 2 роки тому

      Dzaisava njuzu. Just a false narrative being pushed over and over again naAndrew Neshamba. I really wonder why achida kuti vanhu vatende nhema idzi mupostori postori or madzibaba

    • @MWENDA95
      @MWENDA95 2 роки тому

      @@Ensea80 but manje how do u push your brand with lies

    • @sitholesithole8203
      @sitholesithole8203 2 роки тому +1

      @@Ensea80 unodhuva kusateera neweo akatoudzwa iye Andrew kuti Gold raitaridzika paRiver bank inotori njuzu. So it's not a false narrative. Gold racho raiwonekwa kuva pachena asi vanhu vakaendapo havarioni gold racho which was interpreted nevamwe not Andrew per se

    • @drewmasmedia3856
      @drewmasmedia3856  2 роки тому +1

      @Enesia huya tiende tese tigozoona kuti anopenga iwewe neni ndiani asi nepfungwa dzako idzi hamheno ukapadzoka

    • @drewmasmedia3856
      @drewmasmedia3856  2 роки тому

      Yakanzi kubatwa kwenjuzu paChivhu

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 2 роки тому +1

    Muma Purazi umu mune nyaya havakoshese chipatara vakaviga mwana mupenyu

  • @sheltermhondamhonda7758
    @sheltermhondamhonda7758 2 роки тому +3

    Vakaviga mwana mupenyu ava. Ko kufamba mwana haana kurwara mongoviga .dhuze akushandiswa so

  • @cleopatramaringe6559
    @cleopatramaringe6559 2 роки тому

    Uuuuuuu zvinhu zvakaitika zvotyisa

  • @rosemarychisungo8367
    @rosemarychisungo8367 2 роки тому +3

    Nyika yashata

  • @talentbox3454
    @talentbox3454 2 роки тому

    Goodbye my frenzii Ini ndakuenda kubasa Kwangu

  • @mshapiloevidence453
    @mshapiloevidence453 2 роки тому +2

    Mishonga iyo akatorwa kudhara mwana nevaroyi

  • @anesuishechikono6537
    @anesuishechikono6537 2 роки тому +1

    # 1 ku like

  • @bettymartin3126
    @bettymartin3126 2 роки тому

    Kwapisa vana vanoenda

  • @esthermkanyangi4170
    @esthermkanyangi4170 2 роки тому

    Yaaaa svinoitika sure isu takasanga nazvo kwedu bt fambai unozviwana zvinorwara sure

  • @hanabrighton9903
    @hanabrighton9903 2 роки тому

    Mmmmmm vanhu vakafushira munhumupenyu ava yoooo hayike surrender kusazivasooka shame

  • @miedllisasithole4526
    @miedllisasithole4526 2 роки тому +4

    Imi kana aiita zvese maybe anga asina kufa kuda makaenda naye kwadoctor akanookwawo kuti ko chii chakaiitika paari 🤔

  • @shayzgamz2692
    @shayzgamz2692 2 роки тому +1

    Dzenjuzu idzo ndodziwana kupiko .

  • @nyanga991
    @nyanga991 2 роки тому +6

    The kind is being made to be a zombie. Or Chikwambo, or Chidoma.

    • @tarirobhunu131
      @tarirobhunu131 2 роки тому +1

      Obvious

    • @admirari1
      @admirari1 2 роки тому +1

      Wataura chokwadi,the child was not dead.But vese vakamhanya kuti afa who approved that?.

    • @admirari1
      @admirari1 2 роки тому +2

      Varoi vese ava....

  • @mlilofuture3314
    @mlilofuture3314 2 роки тому +2

    Bindura bindura Shen or that place l have been working on that farm am the one l build the. Green house for the rorse l lost my first born there in 1987 in pimento it so painful when l thinking about my baby girl she cry never stop untill she died so painful Shem

  • @karotakarontinahgandu8837
    @karotakarontinahgandu8837 2 роки тому

    Izvi Zvakawoma zvekufukunura Mwana

  • @charitymagavu6213
    @charitymagavu6213 2 роки тому +2

    Umm kushereketerana mukomboni uko

  • @maps1531
    @maps1531 2 роки тому +2

    Zvinorwadza yoo mwana akatomutswa nemishonga nevaroyi

    • @gracechivasa4724
      @gracechivasa4724 2 роки тому +1

      Mwana aive mupenyu vakamhanya kumuviga zvichida ndiye ayitofukunura kuti abude

  • @karotakarontinahgandu8837
    @karotakarontinahgandu8837 2 роки тому +1

    Very true what the councilor is saying true said

    • @Getrudemwale4
      @Getrudemwale4 2 роки тому

      ua-cam.com/video/AEjnG0VMEj4/v-deo.html

  • @user-uj4ns2fz2b
    @user-uj4ns2fz2b Місяць тому

    Ibvayiapa makaromba munehutsinye murimarudziyi imi

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 2 роки тому +6

    Zvakaoma vakadii kuendesa mwana kuhosp pane kunhanyira kuviga mwana

    • @prestigesibare9037
      @prestigesibare9037 2 роки тому +2

      Yaa mwana uyu I think anga ari mupenyu . Dai vakangomhanya kuHospital naye

    • @bleemoyo5976
      @bleemoyo5976 2 роки тому +1

      Tete vane chekuita nemwana

  • @edmoremugari4186
    @edmoremugari4186 2 роки тому +2

    Drewmas media makosha munotipa nyaya dziri kuitika muzim I'm new pano nyaya iyo inotyisa paita huroi apa

  • @sheltermhondamhonda7758
    @sheltermhondamhonda7758 2 роки тому +1

    Kana zvikanzi zvishiri chinhu chokutanga kukwesha pasi petsoka nemunyu

  • @liyandasibanda7828
    @liyandasibanda7828 2 роки тому +1

    Iiiiiiiih zvinorwadza ndarwadziwa veduwe

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 2 роки тому +1

    Councilor ma tsetsenura mataura semunhu Mkuru masoko makukutu chaiwo

  • @biancatmabika6549
    @biancatmabika6549 2 роки тому +1

    Zvakaoma zvave munyika

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 2 роки тому +1

    Zvakaoma hazvoo

  • @user-kw2jr8pb7i
    @user-kw2jr8pb7i Рік тому

    Komboni yepangu apa from village 3

  • @cage3992
    @cage3992 2 роки тому +1

    Kana vasina kumurarisa neside rinotenderwa kuvigwa naro vacheche ummm achanetseka fut kuita mwana

  • @faithdamiyano4290
    @faithdamiyano4290 2 роки тому +1

    Ummm zvakaoma

  • @preciousmutasa8619
    @preciousmutasa8619 2 роки тому +2

    Ko vakadii kuendesa mwana kuchipatara ??Vana mbuya hutanho ndovaifanira kutaura kuti mwana ashaika.

  • @jessiedrael3621
    @jessiedrael3621 2 роки тому +1

    Why didn't you take the child to the clinic for ,last offices

  • @TheOne-ur3vi
    @TheOne-ur3vi 2 роки тому +4

    Answer iri pazi scuff riri pa chair iro

  • @forgetjambaya9952
    @forgetjambaya9952 2 роки тому +1

    Moto wakazopera sei kuMatepatepa

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 2 роки тому +1

    Ndirikufunga kuti akauraiwa saka varoi vanganga vamudzorera kuti kungazofambiwa fambai mudzwe kuti chii

  • @thelmaphiri6528
    @thelmaphiri6528 2 роки тому +2

    Eish so sad

  • @cleopaschariga3306
    @cleopaschariga3306 2 роки тому +1

    Munhu ega ega ngaazvigadzirisire musha wake ega osairira mamhepo Aya kune muridzi (back to sender) ndiko kuti nyaya iyi igadzirisike

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 2 роки тому +2

    The child was alive

  • @runyararopriscilla4555
    @runyararopriscilla4555 2 роки тому +1

    Zvotyisa izvi

  • @ellenjames8546
    @ellenjames8546 2 роки тому +2

    Mask iyo tsvina bhoo here

  • @charitymagavu6213
    @charitymagavu6213 2 роки тому +1

    Pamberi nacounsellor

  • @comfortsadieq
    @comfortsadieq 2 роки тому +6

    Zvotyisa potse potse vakaviga mwana mupenyu

    • @isaacmhuriyengwe5756
      @isaacmhuriyengwe5756 2 роки тому +1

      Saka munoreva hr kuti kuva mupenyu kwake ndokwaka ita afukunyurwe

  • @middydube3219
    @middydube3219 2 роки тому +2

    Makaviga mwana mupenyu imi SHAME NANA😭😭😭😭😭

  • @kaylastones288
    @kaylastones288 2 роки тому

    Ko why kumuviga kepiri if achiita semupenyu

  • @mercymushonga1841
    @mercymushonga1841 2 роки тому +2

    Tirpo patop5

  • @admirari1
    @admirari1 2 роки тому +3

    Mukoma wangu Shumba am sorry about what im about to say......vanhu ava they are all witches and why im saying that is because how do you bury someone pasina approval yadoctor?.Vanoziva nyaya dzavo ava

  • @bettymartin3126
    @bettymartin3126 2 роки тому

    I think mwana anga Asian kufanpamwe aitorwisa kumuka pamwe autonetseka kuti abudemukufushirwa

  • @phiritendai3916
    @phiritendai3916 2 роки тому

    Dai vasina kutenda kuti mwana Petwe anga asina kufa zvidoma izvo God will punish those people who do that to innocent child

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 2 роки тому

    Mwana was alife. Shame. Zvoda vanogona kunamata

  • @dianamuzondiwa313
    @dianamuzondiwa313 2 роки тому +1

    Andrew wer a the pixs ekuchivhu with the njuzi

  • @priviledgemabhiza6967
    @priviledgemabhiza6967 2 роки тому +1

    So sad

    • @Getrudemwale4
      @Getrudemwale4 2 роки тому

      ua-cam.com/video/AEjnG0VMEj4/v-deo.html

  • @falconshalom7165
    @falconshalom7165 2 роки тому +3

    So painful eish 💔honestly can't believe it

    • @Getrudemwale4
      @Getrudemwale4 2 роки тому

      ua-cam.com/video/AEjnG0VMEj4/v-deo.html

  • @yaukaichirekwengwe9751
    @yaukaichirekwengwe9751 2 роки тому

    Mwana aiva asina kufa

  • @leighlee681
    @leighlee681 2 роки тому +1

    Ko tete sei vakaramba vachida kuenda kuguva and chii chiri kuita kuti varambe vachiti muguva mangamusina munhu

  • @simbisaimatiza2089
    @simbisaimatiza2089 2 роки тому +2

    Ummmmmmmm so sad Hama asi mwana mudiki mamudarirei sure

  • @allenbambile9907
    @allenbambile9907 2 роки тому +1

    Shame so sorry

  • @charitymagavu6213
    @charitymagavu6213 2 роки тому +1

    Ko vakadii kunomuradza pedyo nekumvura

    • @eresinamaisiri7490
      @eresinamaisiri7490 2 роки тому +1

      Ndofunga anga ava nemazino ndoosaka panzi akanzi aendeswe kuvanhu vakuru.

  • @rogerchanda
    @rogerchanda 2 роки тому

    this woman is suspicious. why was she always present

  • @venanciocheneuza6256
    @venanciocheneuza6256 2 роки тому +1

    Thanks 😊🙏😊

  • @amaiyeukai2310
    @amaiyeukai2310 2 роки тому +2

    Ko why kuviga mwana mupenyu nhai veduwee. Asi sure vanhu kuviga munhu anomitezo mipenyu

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 2 роки тому +1

    Kurohwa nezvinhu. I saw another person buried like that. Oh no