Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
😂😂😂😂😂 this interview is jus something else. Muchinda wehovhorosi ari kusasa mushonga chaiwo
Prophet vakafitwa neviolence, plus voice ndere masese netumbwa 😢
Zvinoita akomana .He might be a man of God..but vanhu ava hate him..pamwe anga akadhakwa but who are we to judge
Muzukuru wangu ,ane hasha dzakanyisa haadenhwe zvekumhanya
Hanziy iphone 6s is worthy $300usd imagine
Ityai Mwari vanhu
Ko hasha ndedzei 😅
Ipapaapa akatodhakwa
sure
Who still uses iPhone 6?
Haa ndivana Madungwe ava ma Comedians ava kunyepa uko varwere ava batai murapise
Uyu anonyepa ...I fear nobody...I fear my life is in danger ..evidence yekunyepa
Kumbirai prophet ruregerero vano withdrawer nyaya ku court. Musarambe muchiva tsamwisa
Uyooo muface anonyepa chidhaKwa chaicho uyooo hakuna prophet rakadaro
Lies... listen to the noise eye witness akataura chaizvo
Prophet ava iduzvi chairo kutaura nechishona kunei
Mwari akamurova neshamhu
Prophet moda kurohwa kuda kusungisa vana mahara
Munhu wamwari anga akarumwa hake nezvimbwa. Kana painterview Apa anga akatorumwa nezvimbwa zvidikidiki 🥃
😂😂😂
😂😂😂 pakaipa
Kò mnga mokanda matombo mnhu wa mwari 😂😂😂😂😂
Ichokwadi muface aigara kukappa anonwa Doro zvisingaite anonyepa murume uyu bhasop
Haaa kkkkkk😂😂😂😂
Madungwe2
Ka mfes ke hovhorosi kanondifungisa the late Madamburo Kuda weku mbare achinetsana na Billy Boy nenyaya ye nharo dzemu ghetto😂😂😂😂
Uramapako chokwadi kuzvara mwana komana ibasa,ukaona murume anopfeka trousers re red ibasa
Kkkkk asika
Word rekuti prophet ririkutambiswa muZimbabwe. Ndosaka Mwari vasingambodairi minamato yemaZimbo becoz hatisi serious nezvinhu. Apa patonamata tichiti Mwari Mwari vanotofunga kuti mukuita majokes amagara muchingoita.
😂😂😂😂tambai mushe paDZ apo aizveee
Phasha apo ❤❤
Ko mazino akabva neyi mukuru murivehondo
Kana agumbuka anotaura ne ndimi😂😂😂😂😂
Dzotaura kunge madungwe
Hapana muporofita akadaro
Haaaaa chidhakwa ichi
😂😂😂😂
Madungwe
Zvakaoma