Saka chokwadi here cz it also happened to me asi ndakaudzwa nzvimbo iri kwedu kuti pagate rechikoro chati pane gold asi bhande racho ndandabva naro somewhere kwaicherwa
Pemakaenda ipapo musikuhope mukaona gold makadii kukorokoza mega mane masaki nemasaki emari mozoudza vanhu than kuudza vanhu musina kana chinhu,dai matova mupfumi movaka dzimba mashop chese chamada kana paizotirwa hapo asi upfumi manawo hino muri benzi
saka zvoda vatori venhau hre nhy mama ndezvekwenyu izvo nyatsoyi gadzirisa chivnhu chenyu mupfumewoka chimbo mirai dzungu weee
Ndo hope dzandinoda.idzi kuratidzwa pane hupenyu kwete zvevafundisi vanenge vachingonyepera vanhu nechiporofita chenhema I like this
Amai avo vanedzimu riri pavari but vakamanya vaifanira kutevedza nzira yechivanhu ndokuti zvinhu zvavo zvivafambire pavakarotswa dei vakachizobvunza midzimu yavo kuti ndazviona madzitete guru angu hino ndodini ndaita mhwere hino vakangobhabhauka
Makapusa chaizvo mai imi mingauye kuzotiudza izviii kamburai munyerere chete aaaaa
Mai ava vanotaurisa. Vachatorerwa zvese izvo. Plus vane chipo chinoda kuchengetedzwa apa havazive zvekuita nechipo chavo.
Saka chokwadi here cz it also happened to me asi ndakaudzwa nzvimbo iri kwedu kuti pagate rechikoro chati pane gold asi bhande racho ndandabva naro somewhere kwaicherwa
gogo zvisiyei zvakudari vanhu avo tinoazviva nekupobanda dzoserai dare racho kuvaridzi ini daimbogara ikoko alhausikunyepa Mari iripo
Makatadza mudzimu wakupayi fuma pakuparidza mutongo weku mhepo wamakupika
Pemakaenda ipapo musikuhope mukaona gold makadii kukorokoza mega mane masaki nemasaki emari mozoudza vanhu than kuudza vanhu musina kana chinhu,dai matova mupfumi movaka dzimba mashop chese chamada kana paizotirwa hapo asi upfumi manawo hino muri benzi
Kupusa kunge ZiBaba remasvosve kudayi....ndipeyi mwana wenyu ndimuroore zvangu.
Unotuka
Kkk
@FaithMusanoka aaah mhunhu ngaasapuse kusvika apa shaa.
@@bothwellgondora6502 She was suppose mine in silent
Mbuya avo vototorerwa mine yavakatota
Vanhu vatema tinotambura varikuudzirei vanhu ngavatore marii
Imagine 😂😂😂
Vanoita sevanonwa mukozodo kupusa kwe highset LEVEL chii chakadaro chinenge ngozi
Votaurapajekelelepengerai muhope imimmujerimqniakambouyaherekurhodesiakana kutu kusouth afrika😅😅
Hezvokamkadzi aka kanemurume here mmmmkutaurataura aya nikisi sqkachovuvirimunei😊
Ndatya munhu ukaroteswa unoshambdza hr shame amai vakashaya zivo ngava dzosere kuvaridzi varotesa zvivharike zve gold racho hey
Hapana kupusa kwadayi. Ndipo paunozonzwa vanhu vachiti ndine shave rehurombe.
Ummmm mune dzungu
Mbuya siyayi mutoriro
Maiibenzi zanu yaakutoendanemi😂die
Haaa sure mukadzi mukuru kushaya hana here
Hakusi kshaya Hana uku kutopusa chaiko njere shoma dzinourayisa vatenzi nebasa
@rhodhachiumburu nhai weduwee kana vana vawo wakunzwa hasha soo
Mai makapusa hokoyo nezanu
Mamental health issue arikuwanda muZim
Avo havapengi nokuti vakarota chokwadi chaicho
Asikuti vanogona kutorerwa mine yacho nehurumende
Anotopenga ndiwe koz zvavarikutaura zvirikutoitika
Kupusa
dai makakubira vadzimu makangoita chinyararire kanamakutiitwa betsi kutaura panemari
Munechifuva amai murikuzvitaurire
Makato torerwa mari nembavha dzemuhurumende
Zviroto zviroto
Chifuva makanyanya
Waivaudzsireii