Unosvika pakubvunza kuti nhengo yangu yakaita sei kkkk iwe hauizive here ?? Chief Sahi

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 30 вер 2024

КОМЕНТАРІ • 142

  • @memorymangwere4101
    @memorymangwere4101 2 місяці тому +10

    Chief siyai zvekutonga makura ,siirai vadiki . Then iro ziburisa renyu re tie iri paside pehuro iro ngaribve arizive kutonga rinombunyikidza.
    Panyaya yamatonga baba avo vane ryt yekudzosa havo kambudzi kacho kqna muchida idyai imi burisa renyu nekamai ako kajoki kemuraini. Ndapedza
    Imi kana muchigona sotai munhu ngaazive kushandisa simba rake not kuba

  • @adrian.kmagombedze6800
    @adrian.kmagombedze6800 3 місяці тому +8

    Muchinda weSuit uyo haatozivi mutemo. Makurukota amambo hapana hapo choozikanwa.

  • @tawandachinyama8943
    @tawandachinyama8943 3 місяці тому +10

    Dare harina kuita fair ku muridzi we munda,, same example pamari ye dare vati ukatadza kubhadhara mari ye dare padate rakatarwa unobhadhara X2,,, dare ra promoter humbavha apa.

    • @monkeyplayvr
      @monkeyplayvr 3 місяці тому +1

      These chief executives are thieves why do you support mbavha dzakaba nyakubirwa akaita tsitsi kumbavha kuda kugarisana nevamwe

    • @monkeyplayvr
      @monkeyplayvr 3 місяці тому

      Excellent chief vanogona kutonga

    • @marykaikeni-fm4dw
      @marykaikeni-fm4dw 3 місяці тому +1

      Baba vekaSutu nekaTie ava,, vanenge vakudawo amai ava, vakutora side rembavha chete

    • @marykaikeni-fm4dw
      @marykaikeni-fm4dw 3 місяці тому +2

      Varwadziwa baba ava, vachema shem

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 2 місяці тому +3

    Udyire hwemasabhuku, voda kutoita profit pavarombo kusasvoda , apa maitokwira musingabhadhare😂😂😂

  • @FelixMapuranga
    @FelixMapuranga 3 місяці тому +11

    😮😮

  • @CharityNyikapfidzayi
    @CharityNyikapfidzayi 3 місяці тому +4

    Kana munhu asina kuita zvinhu nenguva yamawirirana. Hongu zvinofanira kukwira.

  • @tarirokahiya-ql6dd
    @tarirokahiya-ql6dd 2 місяці тому

    Kurima kunorwazdamusayita zwekutamba igororo chayiro

  • @dezzy956
    @dezzy956 3 місяці тому +3

    Tsoka ya dunmore

  • @TawandaMjokeri
    @TawandaMjokeri 2 місяці тому +3

    Gokwe Kanyemba Village kasango Madhondo team

  • @matthewmkondomkondo4734
    @matthewmkondomkondo4734 3 місяці тому +3

    Garapasi nechisutu chako hauna zvaunozi nyarara

  • @sarahmarechera1239
    @sarahmarechera1239 2 місяці тому +1

    Haaaaaa vakaba vanhu ngavabhadhare ava. Jinda raMambo rino encourger humbavha

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 2 місяці тому +1

    Chinjai dare muende kwamambo Mutasa zirume resvutu iro rakadhakwa brain,infact makurukota acho ese nxaaa hakuna chinozivikanwa.kana zvanetsa sotai munhu nxaa kubirwa kunorwadza

  • @GraceMandigora
    @GraceMandigora 2 місяці тому

    No no no endai mese kwamambo wedu Mutasa ku dzidziso yekutonga nyaya 2mins inenge yapera

  • @CMutadza83
    @CMutadza83 3 місяці тому +1

    Gurukota anogona kutonga hake? Hatitaure nevanhu vasingazive Customary Law and Local Courts Act

  • @adelaidendanga5371
    @adelaidendanga5371 2 місяці тому +1

    VeSuit avo havazivi mutemo zvachose ngavadzidziswe

  • @TinotendaJoseph
    @TinotendaJoseph 3 місяці тому +3

    Gurukota iro idako haro 😂 dofo futi

  • @louismujaya9577
    @louismujaya9577 3 місяці тому +3

    A kangaroo court.Hapana kutongana apa.

  • @RichmanMukahiwa
    @RichmanMukahiwa 2 місяці тому +1

    Hazvinetsi Mudhara Ndimi makabirwa majanga ariko endai KuN'anga Munosota Munhu makanyarara Hamunganeperwi kunzi munodanana nemunhu anopenga uyo ,Sotai Munhu chete Makanyarara

  • @christineruzave1136
    @christineruzave1136 2 місяці тому

    Zigo watipedzera data apa

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 3 місяці тому +2

    Which village is this?. The language sounds like it's in Masvingo province.

    • @WaynePaver
      @WaynePaver 2 місяці тому +1

      Gokwe

    • @TM-iz2ku
      @TM-iz2ku 2 місяці тому

      Looks like mashonaland central .... Masvingo haina unenya and vana moyo ndizvo
      And Masvingo Haiti Chicago.

  • @auntiechihera8665
    @auntiechihera8665 2 місяці тому

    amupurira hamugone kutonganyaya imi baba ava vaneright yekukwidza mari coz vasikana avo matsotsi nyangwe ukakwereta mari kubank ukasaidzosa nenguva inoiswa interest kuda kana kusazvida

  • @freedomjunior5291
    @freedomjunior5291 3 місяці тому +3

    Zigo chakashata vakomana kkkk,chine zidzoro

  • @rayandria2722
    @rayandria2722 2 місяці тому

    Tsitsi dzinotsikirira dai vakangonanga kwamambo 1 time!

  • @jamesmakundidze3319
    @jamesmakundidze3319 Місяць тому

    Iwe jinda rine Tie hauna chaunoziva agare pasi next time

  • @Countrychoice253
    @Countrychoice253 3 місяці тому +2

    Mambo vanobviswa nerufu chero vakura

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 2 місяці тому

      Typical of the country's leadership as a whole kubvira kumusoro kwacho where the powers that be vakanzi dzviii 😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊. Asi these days mkoma Zigo these days murikudzi fambira,we see you great job 👏 👍 😊.

  • @MhofuShava-f2r
    @MhofuShava-f2r 3 місяці тому +2

    Gurukota kuzodaidza mumhangari "comrade shef "😂😂😂😂😂😂😂

  • @Countrychoice253
    @Countrychoice253 3 місяці тому +1

    Mambo avo izera zvavo asi ndimambo vane hunhu nemoyo wehutungamiri kwete hutongi.

  • @talentgwatidzo
    @talentgwatidzo 3 місяці тому +2

    dare rinoda mari iri ......nyaya dzemari dzotora 5 minutes

  • @Energymutodi-ji5dg6yv3u
    @Energymutodi-ji5dg6yv3u 3 місяці тому +2

    𝐌𝐚𝐦𝐛𝐨 𝐯𝐚𝐤𝐮𝐫𝐚 𝐚𝐯𝐚 𝐧𝐠𝐚𝐯𝐚𝐛𝐯𝐞 𝐩𝐚𝐜𝐡𝐢𝐠𝐚𝐫𝐨

    • @manasschibanda
      @manasschibanda 3 місяці тому

      Hakuna mutemo wakadaro, unobva nerufu

    • @Energymutodi-ji5dg6yv3u
      @Energymutodi-ji5dg6yv3u 3 місяці тому

      @@manasschibanda 𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤 𝐛𝐮𝐭 𝐯𝐚𝐤𝐮𝐫𝐚

  • @chitsvamureri5614
    @chitsvamureri5614 3 місяці тому +3

    Mambo vakwegura avoo

    • @petermagwagwa1333
      @petermagwagwa1333 3 місяці тому

      ndoomazera ana mambo chaiwo epasi chigare not ma 40yr old ariko mazuvano

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 3 місяці тому +2

    Nonsonso idzi nxaaaaa hapana nyaya apa kudzokorodza nyaya one

  • @thandiwencube2533
    @thandiwencube2533 2 місяці тому

    Tongai sobhuku ngababhadare imbabva mai avo

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 2 місяці тому +1

    😂sabhuku havarambwi zvekudaro😂😂

  • @angelinemupinga48
    @angelinemupinga48 28 днів тому

    Munyori musakurudzire kuba

  • @Vimbbe100
    @Vimbbe100 3 місяці тому +1

    Endai kwamutasa chiiko chamurikuita

  • @ChenhamoChivaka
    @ChenhamoChivaka 3 місяці тому +3

    Vakaba vaifanirwa kutongwa nenyaya yavo sabhuku votongwa nekutadza kwavo

  • @Lulue05
    @Lulue05 2 місяці тому

    Haaa dare iri rakadhakwa ziburisa iro arina zvarinoziva mukupromoter humbavha nechipfambi chimboendai kwachief Mutasa munodzidza

  • @geraldineteera9811
    @geraldineteera9811 3 місяці тому +9

    Munyori wamambo is encouraging people to steal other people’s property.

  • @chiposhoko8563
    @chiposhoko8563 2 місяці тому

    Humbavha haudi munhukadzi haa

  • @mekidhliwayo874
    @mekidhliwayo874 2 місяці тому

    NdiChief aniko uyu

  • @RichmanMukahiwa
    @RichmanMukahiwa 2 місяці тому

    Iwe Mutongi wamambo hauna Mutemo waunoziva Garapasi Kabhachi kanonga Covo Mudhara uyo Akapa Grace Period but urikumuisa pakona

  • @MollenMundonde
    @MollenMundonde 2 місяці тому

    Tongai nyaya apa mareswa ktada nyaya. Tongai nyaya yembavha dai uriwe wakabirwa waidiko. Murikt kurima kwabba avo vopiwa $25 chete he

  • @missmadas203
    @missmadas203 3 місяці тому +1

    Nyaya yekubigwa mumunda inogwadza. The process yacho yekurima kusvika chaibva is not a joke. Vanhu musadaro This is murder 😢

    • @bla-den612
      @bla-den612 3 місяці тому +1

      Vanhu vaisvirana ava saka haungasungise babe ka

    • @kimjongun1777
      @kimjongun1777 3 місяці тому

      @@bla-den612 you cant claim mari pawaisvira. Sabook uyu anoti vudhlire oti manyepo.

  • @mekidhliwayo874
    @mekidhliwayo874 2 місяці тому

    Jinda raMambo iro rinogona

  • @EdwinZhou-c2o
    @EdwinZhou-c2o Місяць тому

    Dako remunhu😅😅

  • @tarirokahiya-ql6dd
    @tarirokahiya-ql6dd 2 місяці тому

    Vanopega miyi avo

  • @tediusmushamba9733
    @tediusmushamba9733 3 місяці тому +1

    Kkkk hanzi zidzoka semunhu rume

  • @evelinemahosi
    @evelinemahosi 2 місяці тому

    Haa uyo wesvutu hamugoni kutonga.Mbavha haibhadhare

  • @florencemahore-fq9wj
    @florencemahore-fq9wj 3 місяці тому +1

    Mbavha iyo inonyeba

  • @rulanimaluleke2997
    @rulanimaluleke2997 2 місяці тому

    mambo vanoziva manje kubwata nemhosva yekuba imhosva hombe manje Dhewa vanga vatosvitongera vega varuza

  • @DarlingtonKanzara
    @DarlingtonKanzara 2 місяці тому

    Madofo

  • @ezekielbizabani8576
    @ezekielbizabani8576 2 місяці тому

    Gurukota ramambo, ndopasina zvapo kana kuti ihama yekachembere ako.

  • @EulitaMagaisah-gt9wv
    @EulitaMagaisah-gt9wv 3 місяці тому

    Mambo vakura zvavo bt vane mafacts kubirwa korwadza mfunge kusakura sandinyore

  • @EdsonSikume-yu7wi
    @EdsonSikume-yu7wi 2 місяці тому

    Chief nemakurukota vanogona havana unjire nezvinhu..zvevanhu ..

  • @MukuMuku-s5e
    @MukuMuku-s5e 2 місяці тому

    Ndirikudzidzawo zvangu Mambo vane mashoko avo thumbs up

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 3 місяці тому

    Dare iri nderewudyiredyire kusapota humbavha huripachena nedare ravo nderewumbavha iri vanobira vanhu maridxavo pamwe vanodya vese nembavha dzaco

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 3 місяці тому

    Sabhuku yekubirwa iyo inhubu kuda kudya zvevapfupi nekureba wadzva wakanyesvura mai avo ukaoushiwa nemukadzi adzoka uyo ehe wagona mbudzi yavo ngaidzoke makarima mose saka vaidya zvavakarima vaona kut zvodyiwa neaive amboenda

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 3 місяці тому +2

    Iwe musoro bhangu usapota uchidayidza vanhu kuti Comrade Shef, ndochii chakadaro ichocho?.

  • @nevisonkutadzaushe8626
    @nevisonkutadzaushe8626 3 місяці тому

    Amai ava chivindi chokuba chibage vachiwana coz of bota. Mubirwi azvibira nokuchaja huku. Dai asiya vatongi vaita basa ravo.

  • @constancegwasira2418
    @constancegwasira2418 3 місяці тому

    Mai ava zimbavha nhai baba ava vamboti kudi vati tsoka yavo saka apikisana papi
    Kunyepa havabviri.komaiba nei Pls sungai mai ava zvinei nekutsanangura kwemari yavo nekuba uri bhavha makaba masaki mangani echibage she is no 1 liar.jeri nekuti imbavha.

  • @constancegwasira2418
    @constancegwasira2418 3 місяці тому

    Mutemo unoti chero imi mambo akasauya nemari yenyu munotokwidza.murume uyu ndisatan.baba ava vakabvumirana kuti vasakauya nemari musivavakataurirana havana kuuya mai ava vanonyepa zvekuti

  • @rogerchanda
    @rogerchanda 3 місяці тому

    Blaz vane gurokuro risingavharike ne collar vanonyanyo funga kuti vanofunga

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet4707 3 місяці тому

    Vanhu vakadai vanoda police then court kana hama dzacho dzinomuka chete kana vatadza kubhadhara restitution

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl 2 місяці тому

    Murume we suit uyu anoziva nyaya sando dzako mutongi

  • @MelodyHokonya-gq7ne
    @MelodyHokonya-gq7ne 2 місяці тому

    Ndawona chief wangu sai mhoroi vekumusha ndri Sa

  • @constancegwasira2418
    @constancegwasira2418 3 місяці тому

    Mbavha iyi inozvida zvekuti.vaendesi ku police then kunovanogona kuvakuwadza vabude ropa for her life zimbavha. Evil

  • @enockdzanas2420
    @enockdzanas2420 3 місяці тому

    mambo vakura uye akapora anoremekedza vanhu

  • @hlamasisithole3218
    @hlamasisithole3218 2 місяці тому

    Apa pane madandaheads ari mumasuits arikutonga kkkk

  • @dtfadzwa
    @dtfadzwa 2 місяці тому

    Koivo munyori na mambo havanawo futi kuti kana mai avo wakasa unza mari yedare ikasauya ichaita times two here, saka sei kuna sabhuku yawe mhosva iwowo nemuromo wawo wachiita zvakadaro

  • @EdmoreMasekesa-y2c
    @EdmoreMasekesa-y2c 2 місяці тому

    Zigo too much noise in the background

  • @ishmartin1370
    @ishmartin1370 3 місяці тому

    Iri rotaura iro idandara..wow..kuzoita seroziva zvakaitika sei

  • @judahhuvasa
    @judahhuvasa 2 місяці тому

    Haaa dare iro ma1

  • @rumbidzaimusengezi5860
    @rumbidzaimusengezi5860 3 місяці тому

    Baba vesuit vakuda kuzviita mwari anotongera kuda kwake

  • @kimjongun1777
    @kimjongun1777 3 місяці тому

    vhitori is a rich language

  • @Savioursydneymandikonza
    @Savioursydneymandikonza 3 місяці тому

    Vakadanana ndosaka baba ava vachichinja Chinja maprize

  • @zeruhove
    @zeruhove 3 місяці тому

    iro resutu rinenge rinodya futi mai avo

  • @ShepherdMupambwa-mp4no
    @ShepherdMupambwa-mp4no 3 місяці тому

    Sabhuku ngaabviswe pachigaro

  • @TredaPomo
    @TredaPomo 3 місяці тому

    Kushata zvekuita hre mudzimba dzenyu

  • @Rebhara
    @Rebhara 3 місяці тому

    Murume uyu doesnt sound convincing

  • @constancegwasira2418
    @constancegwasira2418 3 місяці тому

    Mambo vachembera get away you fool

  • @WellingtonSaranadzo
    @WellingtonSaranadzo 3 місяці тому

    Acsesor unogona zvako keep that standard up hautongi nedivi zvako

  • @adelaidendanga5371
    @adelaidendanga5371 2 місяці тому

    Ko yedare mari munowedzera wani ,

  • @KAYS-GREEN-WORLD-FARM
    @KAYS-GREEN-WORLD-FARM 2 місяці тому

    Murume uyu ka ngaasaro so hazvina kunaka

  • @tseletshuma8451
    @tseletshuma8451 3 місяці тому

    Zigo unodzifambira mazuva ano

  • @NyengeteraiMuringiswa
    @NyengeteraiMuringiswa 3 місяці тому

    Mai vehat yepink muroyi avo

  • @markmax3112
    @markmax3112 3 місяці тому +2

    Chief makura be an advisor ket someone take over who is still energetic

  • @janetmatika6138
    @janetmatika6138 3 місяці тому

    KKKKKKKKK

  • @LovemoreMadzima-fu8ll
    @LovemoreMadzima-fu8ll 3 місяці тому

    😊

  • @godfreychanza3275
    @godfreychanza3275 2 місяці тому

    Mahumwe chaiwo 😀

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 2 місяці тому

    Noise kuseri uko shame

  • @jabulanidube388
    @jabulanidube388 2 місяці тому

    Nonsense court

  • @Prince1Mwayera
    @Prince1Mwayera 2 місяці тому

    😂😂😂😂 zijamu retsoka

  • @matthewmkondomkondo4734
    @matthewmkondomkondo4734 3 місяці тому

    Vatungi murimbwa imi

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 3 місяці тому

    Uku kunorebeswa nyaya

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 3 місяці тому

    Kubirwa korwadza

  • @TawandaMjokeri
    @TawandaMjokeri 2 місяці тому

    I come from the same Village with these people

    • @MunyaradziChinyanga
      @MunyaradziChinyanga 2 місяці тому

      Hoo 😮but mupurisa uyo arikutora side ramai avo arikupembedza mbavha zvekuti kudanana kunyepa

  • @BeautyMugawa-wz5qd
    @BeautyMugawa-wz5qd 3 місяці тому +2

    Wanga uri musha wenyu moyo 😂😂😂

  • @blling8500
    @blling8500 3 місяці тому

    Baba vanonyepa. Ava

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 3 місяці тому

    Moyo varamba...

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 3 місяці тому

    Good job Zigo but plz mention the name of the Chief

    • @zigo
      @zigo  3 місяці тому +1

      On it

    • @TawandaMjokeri
      @TawandaMjokeri 2 місяці тому +1

      Chief Sayi Gokwe South.