One of the main Actors in the land of Zimbabwe and a Director for that matter getting paid peanuts, Moyo wangu warwadza. Naiza Boom you have lost my respect and support, Vana Jatwell, Netsai, Ozemwa, Vhovho vhurai yenu channel and we will support . We will help you guys buy equipment nezvese zvamungade, You have been entertaining us for years now mutichitotibisawo stress. Now that we have your contact numbers, us as team Zimbabwe we will do our bid, Pangave pari pashoma shoma but vanhu ngatibatanei and we help our brothers and sisters so that they can live the life they truly deserve and keep on entertaining us
Wisdom may be lacking Uncle but nzeve dzinonzwa kana munhu achida zvake anochinja , the guy needs to grow and realize this is about people's lives, just like Jati is saying ,,honestly am so heart broken 💔
Jatiwero you are one of the best actors in the land, I believe you are soon going to get a better paying job soon. Siyana naye naizerboom achayeuka bako anayiwa nemvura.
Ini Shona we say kukawa datya huriyambutsa meaning Kuti unogona kufunga Kuti varwadziswa bt vatoyambutsva kana kukwiridzirwa. So don't stress yo self Jativero you are going to do better than what you did at naiza boom in the name of God ❤❤❤
Yaanyaya yekuti muno we take companies as mahumbwe. Sure they need legal action and advise. There should be royalties for them going in the future or all content acted by them is taken down from youtube vese voruza havo
Start your own thing Jati I will give you one example Tinashe Mugabe akasasamurwa kuStar FM bt see now he's doing great for himself.this is a blessing in disguise
I'm so heartbroken naiza akuona kuti aita mari avakubata vanhu neseri azvina kunaka vana Jati ndivo vakaita kuti naiza ikure ini ndakazviona zvanku zvakataurwa naOzemwa kuti vavakupiwa marole asina basa even pa the minister's daughter akakwiridzira ana svinurai nana Chapepa vakauya nezuro pano azvina kunaka nkaape vanhu Mari dzavo
Guys taurai namatsanga moita chinhu 1 hapana hapana ma films enyu namatsanga were one of the best kkkk imagine combination ina netsai , matsanga ,jatiwero and vovo🎉 including mabhosvo
Batai moira night ndiye arikupedza mari yebasa 😂😂😂 ma money vulture aya ungatore marutsi eumwe waunotoziva 😂😂😂 haa akamakisa uyo ungatore zvasiiwawo na calaz shame
I strongly believe that there's a trace of strange woman's in the life of director Michael,you can't build while you are torn in between girls... In short chihure chinouraisa basa ne vision. I rest my case
That's why it's very important to have a written signed agreement for situations like this......because if you're a director you're also supposed to be making decisions that is if it was penned down but if it was just a verbal agreement umm it's hard to contest it.
Ndarwadziwa mafia nemurume uyu zviri kutaura ichokwadi ndakaitwa asi ndakadecider kutanga yangu channel from scratch ,munhu akaona ma subscribers awanda anobuka team rake raakatanga naro 🙏big up uncle Saint same time neInfo, Mwari vanopimdira chibaba Jatiwero I wish the best kune mudhoni ari kumusha kunana mhamha neteam,stay blessed bredda Jah a guide ,I hope support icha yerera kunge mapopoma mufountain❤❤💫🔥💥🙏🇿🇼🌐
Shame, it's so sad Jati, but I think kuvharika kwerimwe door rimwe rinenge richivhurikawo. Hazvirambe zvakadaro mwana wamai. We love you, keep on acting unogona
I hope you guys you will also help each other with honesty we don't want to hear another scandal again since u have decided to work on your own... have a proper structure on how you're going to work zvjne transparency.. musazo birane neku batirana mari... We are ready to support u
Chokwadi Naiza boom anefungwa dzehumbimbindoga . Vantu ava sacrifised a lot to be where he is now . I just hope vana Jati vachawana equipment coz experience itoripo kudhara
I'm 💯 willing to help these guys with equipments and a camera man for the production.
Thanks mukuru , itirwai nyasha nedenga
torai number dzavo muvabatsire mungagone
Thank you
Mungagona zveshuwa vapei... mwari ngaakuwedzerei pamuchatapudza...
Thank you so much
One of the main Actors in the land of Zimbabwe and a Director for that matter getting paid peanuts, Moyo wangu warwadza. Naiza Boom you have lost my respect and support, Vana Jatwell, Netsai, Ozemwa, Vhovho vhurai yenu channel and we will support . We will help you guys buy equipment nezvese zvamungade, You have been entertaining us for years now mutichitotibisawo stress. Now that we have your contact numbers, us as team Zimbabwe we will do our bid, Pangave pari pashoma shoma but vanhu ngatibatanei and we help our brothers and sisters so that they can live the life they truly deserve and keep on entertaining us
Eish mupfanha naiza apa wapazhira apa
This is bad, greediness ruins everything. These guys were the best actors.
No respect for selfie people NAIZA BOOM 😢
Well said
For sure. They are talented.
That's why mastanga akazvisiya akange azviona
Manje ndiyani achachema ku NB sa Jatiwero. He is a natural star 🎉🎉
A😅😅qq😅a
Jatiwero is almost to cry .. im pained .. this guy naiza must change his behaviour
Wisdom may be lacking Uncle but nzeve dzinonzwa kana munhu achida zvake anochinja , the guy needs to grow and realize this is about people's lives, just like Jati is saying ,,honestly am so heart broken 💔
Jatiwero you are one of the best actors in the land, I believe you are soon going to get a better paying job soon. Siyana naye naizerboom achayeuka bako anayiwa nemvura.
Ini Shona we say kukawa datya huriyambutsa meaning Kuti unogona kufunga Kuti varwadziswa bt vatoyambutsva kana kukwiridzirwa. So don't stress yo self Jativero you are going to do better than what you did at naiza boom in the name of God ❤❤❤
With all my heart i feel for you guys Naizer boom why why?😢💔 if you organize something guys you have my saport💪
Zvinorwadza izvi guys Jatiwero he is one of the actors in Zim who holds the future of Acting Industry. I hope things will be fine soon.
Musaparadzane fomai renyu grp muite hapana chamusingazive imi
Ndarwadziwa Jati ndiwe Naiza wacho wandaitotevera
Get ready to welcome jati to magtom media
kkkk inenge yava combination manyama 🔥,slimmie jati
We loves u jatiwero
Team Jatiwero msatye, chimhanyei chinhu ichi. acting is in born, u will get support on the way. msatye kutanga at whatever level you are.
Naiza iduzvi mupfanha uye haaana kwaachaenda ane pride inobhohwa
If Jati is registered as a director he should take This issue to court they have a strong case
True. He must get Legal advise. Arigreedy Naiza
Yaanyaya yekuti muno we take companies as mahumbwe. Sure they need legal action and advise. There should be royalties for them going in the future or all content acted by them is taken down from youtube vese voruza havo
Director is an employee. Who can be hired or fired. But if he is a share holder he will have a case
@@usenasolutions The directors are the shareholders
@@ndabezinhlenkomo6288 not always my dear. You can have 4 directors and 1 shareholder.
Start your own thing Jati I will give you one example Tinashe Mugabe akasasamurwa kuStar FM bt see now he's doing great for himself.this is a blessing in disguise
Ayewa Naiza ngaatinyare. These guys vabva kure and we expect them to be on a high level kwete kukwangwaya uku😢😢 Jatiwero is a good actor zvake
It’s such a shame cause I was rooting for these guys to become even bigger in Zim… But greed is real and evil. Satan apindira shuwa 😢
Naiza arikudyiwa Mari na Moira 😂😂😂
Sure
Ndaonawo future Ozemwa complaining about this ,, aaaah nemakuriro akaita Naiza ummmmm zvonyadzisa
Vakadaro vakuru ngoma ikaririsa inenge yavapedyo kubvaruka hona manje
Very true ngavavhure yavo channel
We will support them
Thank you so much for interviewing him. Ndaimutsvaga Jati for a long time, ndine ma voice overs andikuda kuitirwa Jati
very sorry jatiwero 😢😢😢
Zvorwadz sure
I'm so heartbroken naiza akuona kuti aita mari avakubata vanhu neseri azvina kunaka vana Jati ndivo vakaita kuti naiza ikure ini ndakazviona zvanku zvakataurwa naOzemwa kuti vavakupiwa marole asina basa even pa the minister's daughter akakwiridzira ana svinurai nana Chapepa vakauya nezuro pano azvina kunaka nkaape vanhu Mari dzavo
Ndarwadziwa nemuchemero unoita Jati wopiwa nzungu zvakaoma hazvo
I like jatuwero ...varume tengesai motor one mutenge zvinhu zvekutanga project renyu
But yani😅😂
Guys taurai namatsanga moita chinhu 1 hapana hapana ma films enyu namatsanga were one of the best kkkk imagine combination ina netsai , matsanga ,jatiwero and vovo🎉 including mabhosvo
True ini hangu ndakatopedzisira kuona naiza boom pakabuda Jedza na Matsanga
We love you Jatiwero open your own UA-cam channel.
It's true wangu
This is the time yekutanga zvenyu guys. The future is bright
haa anoita nzara chete Naiza jati and ozi endererai mberi imi ndimi munechimuti makagadzira zita kare apana chamunotya apo 😂
Guys lets suport team irooo kune mbinga vanokwanisa kutambanudza ruoko mwari vanoropafadza ❤
Sure mbinga dzekuzim ngatibatsirei team iyo ienderere mberi
Batai moira night ndiye arikupedza mari yebasa 😂😂😂 ma money vulture aya ungatore marutsi eumwe waunotoziva 😂😂😂 haa akamakisa uyo ungatore zvasiiwawo na calaz shame
Mwari haazi benzi we will keep on supporting u guys
I feel for my home boy Jati , you are a good actor, brother, good things are coming mwari vanokuzururira masuwo mwana wamai
I strongly believe that there's a trace of strange woman's in the life of director Michael,you can't build while you are torn in between girls... In short chihure chinouraisa basa ne vision. I rest my case
Taura hako
Moira mubhanditi
@@ricardochiromba8560anodanana naMoira kwekwaCalaz kahi😂
Akudyiwa na Moira
That's why it's very important to have a written signed agreement for situations like this......because if you're a director you're also supposed to be making decisions that is if it was penned down but if it was just a verbal agreement umm it's hard to contest it.
I almost cried watching this, very sory @Jati
Jati waigona na dhafu netsai solo senzeni na madzibaba good team
Kana zvisingabhadhare Siya hako Jati uite zvinokupa mari
😂😂😂😂😂😂😂munhu akatsamwa anoburitsa nezvakawanzi zvese.😢😢😢😢😢less than 100 yuwesi asadaro Naiza hope achatipawo side rake
Ndiyoyo Ozemwa ati akapihwa 50us chaiyo last month
@@christinekatena6909 Pakaipa iye kana achiona kuti zvadzikira aifanira kutaura nevanhu vake.oregedza kuisa vanhu muIndustry oshanda nevaripo
I think vese vakapiwa $50 , aneutsinye Naiza Boom nxaaa
Naiza Boom akurirwa nechihure
Ndarwadziwa, Naiza Boom ngasadero mufana iwe, uridaqo naize boom
HAA GYS ZAIZA BOOM WAMAMIRA APA HAA HAZVIKO IZVO JATIWERO HANGAENDE HAA FOK NDAVA KUTOSIYA IZVI
That's really bad, lack of professionalism and greedy. That young man should pay his crew before it's too late.
Ha naiza zvadhakwa😢
God will help you with idias to go upp .we are supporting you Jatiwero
Naiza boom iDofo uyee.. Basa kutiitira zvima Nigerian muvies nxaaa... Ana Jati..Jedza..Matsanga..Ozemwa vaipedza vega avoo 😮 naiza chake iCamera chete zvehu Director ishirii futii
Awuuuuu this is heartbreaking 💔💔💔💔
Losing Jati is a very big loss to naiza boom films 😢
Ozemwa also left he was also on another channel a few hours back with the same issue..Vovo is also leaving...
Jati, Ozemwa, Vhovho and Netsai are leaving
Jati ,Netsai and Ozemwa zvadhakwa
Naiza Boom dakumumamisa garai mamuudza izvozvo taneta nevanhu vanodzvanyirira vamwe muZimbabwe
Uncle Saint ndotengesa Vicks yeflu so ndibatei😅😅
Jati , vivo,netsai u hv got talents mhani siyanai neka pfambi ako
Ndichitere zvangu nyaya iyi chinhu 1 chandafatira mutupo mukanya I like
Ndopanofira industry yedu ipapa!!!kana vanhu vashanda vapei zvavashanda amana!!!!Ana Jati vakabva zvadhakwa kuNaiza boom
It's sad vanhu ava vakashingirira vachiti zvichachinja and vazobuda vave bitter. Mwari akukomborerei pane zvamucharonga, it is well matemai
uuuummmm kana nyika ikava naPresident benzi aaagh zvinouraya every industry
Ndarwadziwa mafia nemurume uyu zviri kutaura ichokwadi ndakaitwa asi ndakadecider kutanga yangu channel from scratch ,munhu akaona ma subscribers awanda anobuka team rake raakatanga naro 🙏big up uncle Saint same time neInfo, Mwari vanopimdira chibaba Jatiwero I wish the best kune mudhoni ari kumusha kunana mhamha neteam,stay blessed bredda Jah a guide ,I hope support icha yerera kunge mapopoma mufountain❤❤💫🔥💥🙏🇿🇼🌐
wakasimudzira naiza vanodya ndovamwe😢😢so sad ngavatinyare
Sorry Jatiwero. Zvichanaka Mwari havadhakwe
naiza boom chiiko mdra manje vanopera kaaa jati gone, ozemwa gone, vhovho gone boss matsanga rato big name wakamusvipa ndiwe msadaro baba
God bless you jatiwero ndonzira mwari iyoyo matosimuka so
Hanzi unoita kunge ukupiwa mbanje😂😂
Losing Jati is painful 😢
Shame, it's so sad Jati, but I think kuvharika kwerimwe door rimwe rinenge richivhurikawo. Hazvirambe zvakadaro mwana wamai. We love you, keep on acting unogona
We love you so much bro ❤❤❤
Huh I feel you Matemai it's very sad 😢
Ngape vanhu Mari dzavo ndivo ma Big actors ayo 😢😢
Awuuuu ndarwadziwa mari iyi ikutaurwa na Jati shuwa zvakanyanya siya shuwa
Bambo jatiwero mwari anokubatsirai musatya makatogadxira zita kare hazvichinji watoziva ndiwe kwete boss wakonuya Naiza
Sorry Jati, its heartbreaking 💔
Weduwee neeffort inoiswa naJati and team ndarwadziwa😢
Zvinorwadza.chokwadi taura hako
Sorry Jati
You don’t have to worry so much Things will get better
Now i am done following your accounts
U must unite u guyz and move forward.Tauriranai team ,all those issues u mentioned can b addressed internally .
Don't giv up jatiwero itai zvenyu 💪
Hazvidi kudaro matsanga ndizvo zvakatiza jedza futi naiza boom ane problem yekuda kudya ega Mari yashandiwa NEVANHU vakawanda
As for me zvangu Jati is my favourite veduweee .start your own things
Vamatemai muri 4 kudaro you are a team we support you tangai zvenyu tiripo toona musatye
Ummmm we are going to miss you guys 😢😢😢😢
It's painful zvinorwadza bt team raishanda iri
Tangayi zvenyu vakomana power munaro ende kumberi munoyenda anosimudza munhu ndimwari ❤
Aah zvinorwadza kushandswa mahara eish Naiza wazvikanganisira bsa rako
Eish this is heartbreaking 😢you could hear his voice worse achitaura nyaya yemwana
Mukaramba muchitaura naJati anogona kuchema ipapo kkk
Ini ndikatoshaya jatiwero and his team ndotofa chaiko but hamungashandire mahara we are there to support you siyanai naye naiza uyo motanga zvenyu
Naiza boom anenge mrume wangu.😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
Dakumuudza😂😂
@@lily_rose04 ndirikutochema wani.chirega kuita guhwa
Mukanya hama yangu hanzvadzi yangu
I hope you guys you will also help each other with honesty we don't want to hear another scandal again since u have decided to work on your own... have a proper structure on how you're going to work zvjne transparency..
musazo birane neku batirana mari...
We are ready to support u
Chokwadi Naiza boom anefungwa dzehumbimbindoga .
Vantu ava sacrifised a lot to be where he is now .
I just hope vana Jati vachawana equipment coz experience itoripo kudhara
Wish you the best I will follow you
Ndabatikana Ini 😢😢😢😢😢
Zvino dhafu naSenzeni vakapanduka zvatodhakwa 😢
Haaa now zvqtomudhqkwirq
I can imagine
Eeereeee
Eeereeee
Anoziva ndimi isuatizive zviriku basa kwenyu wiriranayi team
That's why matsanga akabuda mu boom boom yemu iyo
but director ngavasadaro soo kushanda kunorwadza soo
Nemachemero aya aunoita Jatie, wonyimwa mari 🤔🤔🤔zvogwadza
😂
Bhoooo here kkkkkk
Sorry jati kukava datya kuriyambusa
Jati ne team renyu chibatanai muyite something will follow you musiye Naiza uyo
Naizaboom takufanira kusamufollow
Use the law usaende usina chauinacho
Very sorry ..greediness is not gud ..we have also have to hear from Naiza
Don't worry gyz will support you
Vese vakaitwa rough na Naiza they must come together and creat there own thing.