Mwari vakuitire zvakanaka Panashe Shivol. You are very strong young man, keep well. You are smart and intelligent and you have a clear vision and plan every man desires to fulfil. You explained clearly that your case is not a case to be confused with LGBT movement but true nature that is backed by a scientific explanation. We love you and we pray for you. You explained how your own body naturally evolved to pronounce who you are eventually, that you are a man. It took long for that process to settle, thanks for the explanation and shading light like you did. All the best young man. Amazing soul. Keep well.
soooo touching😭😭😭inii ndozvandri but different iripo pakutii ndakazvarwa ne chinu chechikadzi che chirume andina only to find out ndaroorwa ndava ne 30 years murume ndipo pakaatii koo nhai iwee andisati ndambokuonawoo uchienda ku mwedzi uye mazamo ako anoita se mwana mudiki why ndakaenda kwa doctor kunochekiwa zvikanzi ndakazvarwa ndisina chibereko tisasekee veduwee this situation irii very painful asirii easy kurarama mairii😭😭😭😭😭
I know your variation.. Vanhu vakawanda vanongo funga kuti munhu anzi intersex anenge aine zvinhu 2 chete.. Umwe anogona kutadza kuzvi ziva kuti intersex kusvika akura kana kuti aitwa ma test. Umwe anogona kuto zvarwa ane ma features echikadzi but ane the male reproductive system.. Kuve Intersex zvinhu zviriko, uye hakusi kuremara asi tiri Rudzi rwaka sikwa na kwari rwakadaro se muyenzaniso kune vanhu vane ma ziso e blue Kana green..
this information is for the learned❤❤i love that the parents were educated enough to go through medicals❤❤❤kwete madofo aripano ane pfungwa dzakavharwa nembambaira
I know Diana, pane vamwe pano vavakuto daidza maprayer warriors hanzi generation ino need prayer what what. So frustrating! I'm so happy to see how emotionally and mentally healthy he/she is.
In Zim dai vakanzwa nekufamba vabereki and kuchibatwa varoyi hobho hobho. At least they accepted kuti its a biological condition. And treated it as such
Bless him. It's good to accept zvauri rather than kuzviuraya nokuda kwevanhu vasina nguva yeku researcha vega before they cast stones. Well done for educating vanhu. 👏👏👏
Thank you so much Uncle Saint and Shivol for breaking the ice about intersex people. This is an interesting conversation that needs to continue because there is lack of knowledge around intersex. We are waiting for the next episode.
Nhai bmnini, sekuru, or baba asi kunzwa kuno ku netsayi ko zvamucha nyadzisira ma nyatso zvipawo nguva yenyu yekuterera kuri kubva nyaya ne kwairi kuenda ... Munoda ma prayers mu kwanise kunzwisisa vanhu Vasa kunyarirai zvamuri kutaura mazvinzwa kupi.. 😂😂😂.. Ko zvandataura kuti Ndinoda ma babe..
Thanks Panashe nokugamuchira zvauri....my little cc akaita sezvauri face mukomana but ane mazamu ano enda kumapiriod but ane zvinhu two chemurume chiri kukura but she is living like a boy anotori nemusikana ane makore 19
Thank you for this program uncle Saint it’s a very important topic. We all need to get more information about this topic. Shivol you are so brave and May God protect you. Our governments need to assist in creating awareness kuti vana vasa shungurudzwa sure
Kule thanks for this informative program ndadzidza zvakawanda and probably the best lesson is to never judge a person without enough and proper knowledge e.g most times we just learn about these type of things from the likes of Tatellicious as one person within our cultural spectrum,that is not shy of talking about his/her sexuality on various public social media platforms and also having gone through the sex change operation and opting for female organs over male genitalia.
Tatelicios hake is a different case. Tate is a transgender chaiye. Akazvarwa ari murume akakwana and opted to become female. Uyu its an intersex person meaning akazvarwa ane both not by choice. But its very educational. Vakawanda maintersex but havabudi pachena sa Shivol uyu due to stigma in our society.
Uncle how are you thank you so much much love. I think us as a community we are learning a lot. Pple who have a problem like this needs respect and care so that they can't feel out .
Kuva intersex hakusi kuva gay or transgender. But seeing that he has no breasts, no womb or ovaries and no external genitalia then he is a man. There are further tests to see whether his chromosomes are in the intersex spectrum which is very broad. If you dont know things educate yourself than to hurl insults. Ukazvarwa usina gumbo imhosva yako here?
What an intelligent young men. Very good you have researched and you are knowledgeable about your condition . Well done . Remain Confident . From some comments it shows that some people are short sighted and insensitive.
Uncle Saint it's not like Shivol identifies himself as an intersex but thts the way he was born, I understand him coz his situation is similar with mine i was born n raised as a boy n I turned out to be different I hve micro boobs n most people they got confusion trying to understand whether I'm a boy or a girl so intersex people we do exist
Its so sad 😭 to here that he is no more but aitaura hake chokwadi vabereki tisabvisise vana dzimwe nhengo soon after birth maresults anozobuda akura kune vandakaonawo achitaura patv kuti ava kuda vakadzi apa nhengo yechirume yakabviswa mwana arimucheche thank you brother Tinashe
Uncle Saint maFirst days ndayimbokuundurayi nenyaya yakuyita narration pamaVideos enyu, but now you've improved wena, well done bra, keep it up. May God bless you. Iyezvino mave kurova basa sebasa wena.
Tinotenda nekugamuchira zvauri mwanangu love you my boy boy wakatodarika starge yekuzviuraya you are a hero boy ❤
You are a strong man
This guy clearly explained zvaari but vamwe vedu are calling him names .Society yedu ma1 kunzwisisa kwakango naka
Our society is so behind in understanding
Nonsense
Akamamiswa anoziva gender yake..... Akajaidzwa ngochani yemunhu
Hana kuzvitsaga akazvarwa akadaro im proud of him anotaura zviri clear
Mwari vakuitire zvakanaka Panashe Shivol. You are very strong young man, keep well. You are smart and intelligent and you have a clear vision and plan every man desires to fulfil. You explained clearly that your case is not a case to be confused with LGBT movement but true nature that is backed by a scientific explanation. We love you and we pray for you. You explained how your own body naturally evolved to pronounce who you are eventually, that you are a man. It took long for that process to settle, thanks for the explanation and shading light like you did. All the best young man. Amazing soul. Keep well.
Am proud of u Panashe. Keep up your spirit. All is well and may God continues guiding u
Aro strong mukomana uyu Aiwa chinodiwa kugutsikana nezvauri wakasikwa nemufananidzo wamwari
Kwana iwe... Ukutonyora kuti mkomana wani
This guy deserves to give good counseling to some families who have these related issue of intersex people ❤️
Nonense they is nothing like that
soooo touching😭😭😭inii ndozvandri but different iripo pakutii ndakazvarwa ne chinu chechikadzi che chirume andina only to find out ndaroorwa ndava ne 30 years murume ndipo pakaatii koo nhai iwee andisati ndambokuonawoo uchienda ku mwedzi uye mazamo ako anoita se mwana mudiki why ndakaenda kwa doctor kunochekiwa zvikanzi ndakazvarwa ndisina chibereko tisasekee veduwee this situation irii very painful asirii easy kurarama mairii😭😭😭😭😭
Eish sorry
I know your variation.. Vanhu vakawanda vanongo funga kuti munhu anzi intersex anenge aine zvinhu 2 chete.. Umwe anogona kutadza kuzvi ziva kuti intersex kusvika akura kana kuti aitwa ma test. Umwe anogona kuto zvarwa ane ma features echikadzi but ane the male reproductive system.. Kuve Intersex zvinhu zviriko, uye hakusi kuremara asi tiri Rudzi rwaka sikwa na kwari rwakadaro se muyenzaniso kune vanhu vane ma ziso e blue Kana green..
Eish hugs dear
Uyo Munhurume uyo .inyaya yoMusiki akasika zvose, Hapana Chedu Apo Vanhu Sirai Mwari 👆🙏🙏🙏...
Wauri kuti 'USIKI' ndiani? Vabereki vake? If so, okay.
@@makanakamaenzanise3602 Vabereki vanosika here
@@blessmoreconstruction1128 Nhai vedu wee Musiki Handiti ndi Mwari here ??kkk
@@makanakamaenzanise3602 Musiki ndi Mwari kwete Vabereki kkkk🤣
@@yeukaimusunza3023 Chinonzi 'MWARI' chii? Akasikwa nani, akamira pai
this information is for the learned❤❤i love that the parents were educated enough to go through medicals❤❤❤kwete madofo aripano ane pfungwa dzakavharwa nembambaira
I know Diana, pane vamwe pano vavakuto daidza maprayer warriors hanzi generation ino need prayer what what. So frustrating! I'm so happy to see how emotionally and mentally healthy he/she is.
😂😂😂😂😂😂
So true I can't stand it when people only see bible they never see things in any other foam lack of understanding
@@memorymalunga670😂😂😂😂😂😂 kkkkk
In Zim dai vakanzwa nekufamba vabereki and kuchibatwa varoyi hobho hobho. At least they accepted kuti its a biological condition. And treated it as such
Bless him. It's good to accept zvauri rather than kuzviuraya nokuda kwevanhu vasina nguva yeku researcha vega before they cast stones.
Well done for educating vanhu. 👏👏👏
KoMwari
Thank you nekugamuchira zvauri
Thank you so much Uncle Saint and Shivol for breaking the ice about intersex people. This is an interesting conversation that needs to continue because there is lack of knowledge around intersex.
We are waiting for the next episode.
Haa akadzidza mfana uyu . Very intelligent. He will be an ambassador
At least now I understand this thing,u clarified a lot of issues
This generation needs a lot of prayers, intercessory is needed urgently. Mercy oh LORD
True true true
Very true wangu
Batai basa ka ma prayer worrier
are we not all created in the image of God ? so stop the drama
this child was born with both male and female parts ..intersex ....Mercy for what
Imi musangoisa religion paisingakwane please. Educate yourself. Hausi kuteerera zvaari kutaura here nenyaya yenhengo dzake. Saka matwins anozvarwa akabatana otozo separetwa munovapa mhosva here?
Kune vese varikumucritisizer ,dai Mwari vakupai kunzwisisa ,hakusikuda kwake ., Akatozvarwawo akadaro
This is a very informative video. You are a trailblazer Saint. Great job and your openness shows how progessive you are. Well done chibaba.
Ndanzwisisa uyu haasi ngochani akazvarwa akadaro .
Atori ngochani uyu bhozi haarari nemusikana anotoda vakomana angosvoda kutaura pachena
Ngochani dzinozvarwa dzakadero
Nhai bmnini, sekuru, or baba asi kunzwa kuno ku netsayi ko zvamucha nyadzisira ma nyatso zvipawo nguva yenyu yekuterera kuri kubva nyaya ne kwairi kuenda ... Munoda ma prayers mu kwanise kunzwisisa vanhu Vasa kunyarirai zvamuri kutaura mazvinzwa kupi.. 😂😂😂.. Ko zvandataura kuti Ndinoda ma babe..
I luv your confidence boy boy be blessed
I'm proud of you ❤ may god bless you always
God loves you mzukuru you are unique
Shivo is a hero indeed,i love his confidence.mmmm ndadzidza ...thankue uncle
Thanks to you guys. We learnt more about intersex
Very educative. Thank you so much for tjis video
Uncle Saint keep up the good work. Shivol may the good Lord meet you at your own point of need. God forbid us for judging pple
He’s so brave for sharing this. Thank you
You are blessed and also courageous
I love his confidence and knowledge 😊
That's brave young man. Few people would be this conspicuous
Keep up the good work Uncle.
God bless you Shivol you are a strong guy
What a wise son 🙏.thanks son for going further in research of these intersex features .I love the way he express himself very brave and informative
Yaa this guy's confidence is something else ,its really 🎉
Thanks Panashe nokugamuchira zvauri....my little cc akaita sezvauri face mukomana but ane mazamu ano enda kumapiriod but ane zvinhu two chemurume chiri kukura but she is living like a boy anotori nemusikana ane makore 19
Watsanangura iwe apa tazonzwisisa manje
Ndokumbirawo mundi bate pa fb titaure
Very confident 👏🏼👏🏼👏🏼
❤❤❤
You're very Open and Honest
Brilliant
Good bless you 🙏 ❤️ 💙 💕
Zvinyore kucomment zvirinegative kumwana uyu nekuto hazvisi mumba mako zvinhu izvi zviriko.hama dzangu seka urema wafa musanyanya kucomment henyu hamuzivi zvamuchakatakura muura menyu ndatenda hangu
Mfanana chibaba all the way uyu ndoda kukuita leader weZanu ndibvise bhubhu aripo uyu
What a good lesson to me thanks so much
Well explained broa
Educative and informative. A big shout out to you guys both host and guest
I love this guy ❤ ,he is soo motivational,he is not after money but is a true self of his sexuality ,keep up the good work my dear
I am proud of you ,,,may god bless you
Very informative. I have learnt something here. Research helped this young man to know his condition, accepting it and deal with it well.
This program can help other children outside there
Ten toes to the ground, he literally stood his ground. Much respect for the very interesting and informative interview. God bless.
I love the confidence of yours brooh usaterera mashoko asina basa.
Shivol you great bro unogona kutsanangura wena .God loves we will always support you dead
Brave young person.Informative
I'm so proud of you..kwete zvikuitwa nevamwe nekuda mari
Thank you for this program uncle Saint it’s a very important topic. We all need to get more information about this topic. Shivol you are so brave and May God protect you. Our governments need to assist in creating awareness kuti vana vasa shungurudzwa sure
Be blessed son, i trust vazhinji vabatsirika
Urimkomana hako stay strong bro
Well done, this is very sensitive but very helpful. Strong substance uncle🔥
That's my boy Panashe 💕🤗
Thanks uncle saint thanks mwanangu ne kuva content nezvauri
Weldone on e research n clear explanation wabatsira vakawanda
Thanks ne good information iyi
He is very intelligent keep it up brother
Thanks for being bravery young man.
He stood up tall for the up comin' generation m proud of u buddy keep goin' dont look back
smart and strong are the 2 words that can define you better dear ...........
You very strong keep it up
Thank you Shivol Shoko,wakagona kuzvinzwisisa iwe,ukazvigamuchira uri zvauri,so far kubva painterview iyi ndadzidza zvakawanda God bless you
Very interesting, this guy did all the research
Be happy always and God bless you
I like the honesty and genuineness of Shivol. He is the most wonderful person there can ever.
Kule thanks for this informative program ndadzidza zvakawanda and probably the best lesson is to never judge a person without enough and proper knowledge e.g most times we just learn about these type of things from the likes of Tatellicious as one person within our cultural spectrum,that is not shy of talking about his/her sexuality on various public social media platforms and also having gone through the sex change operation and opting for female organs over male genitalia.
Tatelicios hake is a different case. Tate is a transgender chaiye. Akazvarwa ari murume akakwana and opted to become female. Uyu its an intersex person meaning akazvarwa ane both not by choice. But its very educational. Vakawanda maintersex but havabudi pachena sa Shivol uyu due to stigma in our society.
Educational 100%
Very informative
Multiple mukana kuita ma programs PA radio anobatsira vanhu vakawanda mwana
Ticha edza kudaro nekuti vanhu vakawanda havasati vanyatso zvinzwisisa..
Kamfce aka ndanga ndakatya ndikafunga kt kanoda zvese but haaaa ka mfce bho bcz kanotodawo mabhebhi🔥🔥🔥
Stay blessed Shivol God loves you and you have helped a lot of people you are a blessing mwanangu
Unfortunately this guy passed away a week ago
Very intelligent young man
Uncle how are you thank you so much much love. I think us as a community we are learning a lot. Pple who have a problem like this needs respect and care so that they can't feel out .
Ooh my God so vakomama ,past years aitodya mari dzema bys
Kuva intersex hakusi kuva gay or transgender. But seeing that he has no breasts, no womb or ovaries and no external genitalia then he is a man. There are further tests to see whether his chromosomes are in the intersex spectrum which is very broad. If you dont know things educate yourself than to hurl insults. Ukazvarwa usina gumbo imhosva yako here?
Anawo. Tarisa thumbnail pic
Eish im proud of you son GodIsInIt
Thanx for the information
Very educative.
Yu are strong and intelligent Shivol ...l love that❤❤
Akafa uyu
Thanks guys; sending lots of love to Shivol❤you're amazing 😊
Haana mazamo hr Shivol
Welldone chomie u are a brave man atleast tatotidzawo ufunge
Mwari vakusimbise❤
thank u so much shivol
What an intelligent young men. Very good you have researched and you are knowledgeable about your condition . Well done . Remain Confident .
From some comments it shows that some people are short sighted and insensitive.
Uncle Saint it's not like Shivol identifies himself as an intersex but thts the way he was born, I understand him coz his situation is similar with mine i was born n raised as a boy n I turned out to be different I hve micro boobs n most people they got confusion trying to understand whether I'm a boy or a girl so intersex people we do exist
Its so sad 😭 to here that he is no more but aitaura hake chokwadi vabereki tisabvisise vana dzimwe nhengo soon after birth maresults anozobuda akura kune vandakaonawo achitaura patv kuti ava kuda vakadzi apa nhengo yechirume yakabviswa mwana arimucheche thank you brother Tinashe
You mean akafa here mukoma uyu??
Uncle Saint maFirst days ndayimbokuundurayi nenyaya yakuyita narration pamaVideos enyu, but now you've improved wena, well done bra, keep it up. May God bless you. Iyezvino mave kurova basa sebasa wena.
😂😂😂 wakanyanya Panashe .....hanzi ndowithdrawer kkkkk
Hongu, maDoctors ndivo vana musorobhangu, vanofunga kuti life is as simple as biology iri mumabhuku.
thanks Panashe nekugamushira zvauri
May his soul rest in peace.i only got to know him after he died.
Yeah well done shivol
You are a star
Kwah relationship iku shacker😂😂😂
educated n lnteligent shovo
100k subscribers coming Soon. Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ❤️🇿🇼🇿🇼🇿🇼👍
Soko yangu mhai
Ini.ndazvifarira hangu shivo haana kuda kutora divi mafeeling ake akamatiziiisa kuchirume thank u so much
I love his confidence. Thank u chihanzvadzi chamai chekupedzesera
This guy passed away, it's really sad
Zvakaoma veduwe ndakakura naye mufunge it's very sad