Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
That dog couldn’t talk but it knew it had to inform people in a certain way. It knew that was not right. Give the dog some treats please….
Zvakakaoma munyika yeZimbabwe yashata
Yashata Kani hurombwa hwanyanya Kani zvorwadza izvi
Zvakaoma dai asina kuuraya shemu ini ndirikutochengetawo mwana akatizwa naaamai
dai mambomira kuita zvebute kainterview makukweva madziwa pamic nekungogomera mumic
Maybe mwana akafa akafukunurwa nevaroyi.2. Maybe mwana akazvarwa nemukadzi mukuru chaiye akaziva kuti muryme haasi kuda mwana uyu....3. Mwanasikakana akatya vabereki ndokuuraya4. Mwanasikana akarambwa nemukomana...Mukadzi akaita post natal depression.So instead yekuti Mwari ngaa punishe mukadzi qkarasa mwana is not good. The mother needs support also and help. Manje hamumbofa makaona muridzi wemwana
team ririkudongorera iro bhoo here, makuhwa nation
😂😂😂 apa havazive varikubuda mu camera 😂😂😂
Munhu iyeye mwari achamutonga munhu akazviita izvi
Zvakaoma shuwa
Hmmmm mwari onai zvoita nyika nevanhu venyu😢😢
BHOKI NGAIPIWE MEDAL 🥇 NE nyama yemombe 🥩 🍖 🥩 Mai Vatanga kutaura Ngavaitwe Ambassador wevakadzi varikufunga zvokurasa vana.
Ah shame kuuraya mwana, vanhu chiiko
Zvakaoma veduwee,nyika yashata zvenyu mwari pindirai
Ende fut zvakaom
Ibute riri mumaoko here iro rasta
Nyika yoenda kumagumo chokwadi
Ko mapurisa haana imbwa dzino searcher hre, dzaiuyiswa munharaunda dzakawanda ndosearch maybe vaiwana mutumbi wemwana pauri, ndarwadziwa veduwe
Zvakaoma
Rasta is giving hun'anga
Pakaipa vana vapanduka kunze uku
Zvakaoma kani
Yuwiii
Akukho okufihlekile phambi kukankulunkulu
Hazvo
Tavapo
That dog couldn’t talk but it knew it had to inform people in a certain way. It knew that was not right. Give the dog some treats please….
Zvakakaoma munyika yeZimbabwe yashata
Yashata Kani hurombwa hwanyanya Kani zvorwadza izvi
Zvakaoma dai asina kuuraya shemu ini ndirikutochengetawo mwana akatizwa naaamai
dai mambomira kuita zvebute kainterview makukweva madziwa pamic nekungogomera mumic
Maybe mwana akafa akafukunurwa nevaroyi.
2. Maybe mwana akazvarwa nemukadzi mukuru chaiye akaziva kuti muryme haasi kuda mwana uyu....
3. Mwanasikakana akatya vabereki ndokuuraya
4. Mwanasikana akarambwa nemukomana...
Mukadzi akaita post natal depression.
So instead yekuti Mwari ngaa punishe mukadzi qkarasa mwana is not good. The mother needs support also and help. Manje hamumbofa makaona muridzi wemwana
team ririkudongorera iro bhoo here, makuhwa nation
😂😂😂 apa havazive varikubuda mu camera 😂😂😂
Munhu iyeye mwari achamutonga munhu akazviita izvi
Zvakaoma shuwa
Hmmmm mwari onai zvoita nyika nevanhu venyu😢😢
BHOKI NGAIPIWE MEDAL 🥇 NE nyama yemombe 🥩 🍖 🥩
Mai Vatanga kutaura Ngavaitwe Ambassador wevakadzi varikufunga zvokurasa vana.