Mazuvano it's a waste of time kuendesa nyaya kumapurisa bcz hatisisina chinonzi mapurisa these days .Macases mazhinji ari kuroveswa nemapurisa aya .Seni hangu handichina faith navo vanhu ava plus the entire justice system izero chaiyo
At least baba venyu vadzoka kurwisa vakavauraya. Mapurisa akavhara nyaya vanofanirwa kupinzwa busy. It's so sad. You went through a lot guys. Thirty years? Saka makazoroora kwa Topodza here. Zvinoita mhepo zvakaoma.
Been there zvangu kwa Mamina but kwedu kuri kwa Mukarati, mberi pa Neuso. I miss kumusha kwa Baba vangu ,lastly been there in 2008 when I visited before moving abroad
Imagine 1980 masuperviser anga ava kutobatsirawo kuuraya kuuya nedoro kuchipatara vaida kupedzisa mupurisa iyeye anofanirwa kuripa futi baba ava ngavamukire vese vari munyaya iyi
Life is spiritual munhu wese anofa zvisina kunaka anodzoka kubvunza kuti ndakaurairwei. Vanhu mudzimba makatakura nevakavhara nyaya vatoriwo nengozi.
Aaaah nhoroondo mapa Manhize zvakajeka zvokti nesu taingonzwa kti mudhara supervisor vakapondwa tavekuziva kti mudhara akapondwa sei. Huye ndafara kti you are looking good bamudiki hye mave kunamata. Lastly ndafara hangu kti nhau yamudhara yave kendal kuma pena ekugadzirisika kwayo achiwana kuzorora after 30yrs asina kuenda kudenga kna kunyikadzimu kuvashakabvu vake. Chandifadza kunyanyisa mudhara ati ndave nesimba hye rutsigiro rwevashakabvu vake kurwa rufu rwake so zvekutsipika hakuchina
Tsvagai sahwira chaiye anenge Mukotsangere apa
Corruption munyika yakatanga kare , MHSRIP. Tsvagai skru Mukotsanjera ndiwo doctor vezvipoko ❤. Mnhu haiisi huku nxaaaaa
Munhu haaurawi sehuku
Hatichina mapurisa muZimbabwe guys .Corruption at highest level plus poor justice system
Ichokwadi Louis ndomuziva achidhakwa zvakanyanya thank God kana waakunamata
Kugona ngozi kuiripa
Kune vakauraya Teacher Norbert Rwodzi paGavhunga nyaya ikatsikwa tsikwa paMapurisa
Mazuvano it's a waste of time kuendesa nyaya kumapurisa bcz hatisisina chinonzi mapurisa these days .Macases mazhinji ari kuroveswa nemapurisa aya .Seni hangu handichina faith navo vanhu ava plus the entire justice system izero chaiyo
Ngozi hairovi
At least baba venyu vadzoka kurwisa vakavauraya. Mapurisa akavhara nyaya vanofanirwa kupinzwa busy. It's so sad.
You went through a lot guys. Thirty years?
Saka makazoroora kwa Topodza here. Zvinoita mhepo zvakaoma.
Munhu aharovi shuwa after 30 years obuda hake achitaura
😢munhu haarovi
Hey siyai ngozi iite zvayareva musabate bate zvakawanda pane zvamakambotadza kare
Zvakaoma shuwa
Tamirira
Ndafarira Kuti mhuri yakabatana
Ndagara ndaona kuti madzibaba ava vanemutsa usingabvire
Yh munhu harove chero mozogara
Denga ririko hupenyu zvatihwo nhasi hunoporomoswazve kuti huchange huriko kune vanotenda chete muzita raJesu. Ngozi mweya yemadimon inokonzeresa chete kuti vazhinji vanofanira kuparadzwa vaparadzwe vakarasika dai zvengozi zviri zvechokwadi nei vaMnangagwa nemhondi dzeZimbabwe vachiri kungofara havo. To cute shot ityai Mwari mterere shoko rake muponeswe izvozvi pamnozofa tirege kuchema tisina tariro
Ngozi hairove hayo apo ikureva mazita hayo
Yaa shuwa baba muZim hamuna police
Chero police ikasunga munhu/vanhu vaponda kana pasina kuripwa ngozi hazvibatsiri mudikani. Next door 🚪 yamama vangu kuGweru yakapera yose vakateverera vana vavakuwasha kupedza nokuda kweruchiva
Mwana ngaachengetedze uyo
Ndana sabhuku vangu chaivo vakauraya munhu
Pakaipa veduwe mmmmm
Eish shame zvakaoma chokwadi munhu haarovi veduwee
Tiripo
Ummm zvakaoma
Haas zwakaoma hazwo Zim huroi hwanyanya kana kushaiwa mabasa God. Have mercy
Chokwadi kufa hakusi kurova. Kaurisa chaizvo nhubu dzose
Kune avo vanonyepera vanhu vachiti ukafa uchaenda kudenga apokaapo titaurireyi tinzwe. Kudenga kupi kwacho kunotaurwa uye chii chaizvo chaizvo chinombonzi kunamata?
Knaukafa zvakanaka mweya wako unozorora asikna usina kufa zvakanaka haukwanisi kuzorora nokuti unenge uine shungu nevakamukanganisira zvikapera anozorora
@@LindaMuzenda Aiwa Linda nangana nemubvunzo iwewe. Kuzorora kupi kwacho, saka midzimu inozobva kupi kwacho uye kana zvichinzi unoenda kudenga, kudenga kupi kuri kutaurwa uku? Ririko here denga racho kana kuti anongori mashoko enyaradzo chete chete??
Uye chinombonzi kunamata chii chaicho chaicho?
😂😂😂😂😂😂
Denga ririko but mweya unotanga wazorora
@@nomsanyika151 🤣🤣😂 Unoziva seyi kuti denga ririko? Kana mweya uchizorora sei uchizomuka kwapera makore nemakore, uye midzimu inobva kupi kana mweya uchizorora?? Uye chii chinombonzi kunamata, hapana munhu ati andipindura muvhunzo wangu uyu??
Yowe kumusha kwangu chaiko 😳
Been there zvangu kwa Mamina but kwedu kuri kwa Mukarati, mberi pa Neuso. I miss kumusha kwa Baba vangu ,lastly been there in 2008 when I visited before moving abroad
Endayi Kuna mukotsanjera anozvi putitsa
Ehe eee in Simbarashe 's voice 😂
Huwori hwakatanga kare veduweee
Imagine 1980 masuperviser anga ava kutobatsirawo kuuraya kuuya nedoro kuchipatara vaida kupedzisa mupurisa iyeye anofanirwa kuripa futi baba ava ngavamukire vese vari munyaya iyi
Shame inga vakafira nhaml baba ava veduweeee
Saka baba ava vaiva Mutengesi
No vaisava mutengesi
Kwete Vaisava mutengesi vakadanwa nepolice kuti vanovhura ma stock registers kubasa kwavo kuti vaone kuti mbavha idzi dzine mombe ngani saka hutengesi huri papi
Asi mhuri yekwenyu ndiyo yakaponda nxaa
Shame
Tavapo
Kunzima
Tiripo
Tiripo