Hanzi ane 7years agere nemwana wedu ko wenyu mwana akarerwa makore makore mangani kwanasekuru musina kubvisa kana kobo tongoti big up kumukuwasha wakangwara iwe but you are looking good zvako unenge urikugona kuchengeta mkadzi though asipo.
Gutu home boy put those people on the right track usabvisa pfuma kana asati vatongeka usafa wakaroora kwana sekuru mangwana unozochema pls enda unooroora kuna baba vake chaivo izvo zvanababa nana sekuru it has got nothing to do with you at all
Seiko makuda pfuma mwana Musina kuchengeta nhaimi baba imi
Mukuwasha akachenjera chose. Vamwe vana tezvara vanoda kukohwa pavasina kudyara. Kuda pfuma chete munhu pasina chaakamboita kumwana . Baba bhadharai chiredzwa first
Hanzi ane 7years agere nemwana wedu ko wenyu mwana akarerwa makore makore mangani kwanasekuru musina kubvisa kana kobo tongoti big up kumukuwasha wakangwara iwe but you are looking good zvako unenge urikugona kuchengeta mkadzi though asipo.
Aaaah Chivanhu achina kudai. Mwana haaroorwe pasina baba vake nyange zvazvo vasina kuchengeta. Avo vana Sekuru ngavaende kudare nenyaya yavo
True chikwereti hachibhadharani
Ahana kumbororwa vakabvisa tsvagirai kuno yakatoendeswa kunana bba vacho
Teerera nyaya
Mukuwasha anongo rora vana sekuru votora mari yavo chete
I always look forward to seeing this everyday on my way home from work. Love the content guys
Glad you enjoy it!
Mkwasha's smile is contagious 😆😆🤣
Kkkkk Nyaya iyi inoremera kumusoro setsvimbo umwe 1 Anonyura apo
Gutu home boy put those people on the right track usabvisa pfuma kana asati vatongeka usafa wakaroora kwana sekuru mangwana unozochema pls enda unooroora kuna baba vake chaivo izvo zvanababa nana sekuru it has got nothing to do with you at all
haungamirire kuti mwana aroorwe kuti iwe uroorewo
hoyo tuzu ama 2000 kicking back
kwakarerwa mwana sikana ndivo ngavazivise baba vemwana kt akuda kubvisirwa pfuma...
Anasekuru vanosheedza nemukuwasha wavo kwete mukuwasha zukuru
Hapana baba ava vanoda mari chete asi Hapana chavanowana Dai ndirini
Baba ava idhununu
mwana uyo anotoroorerwa kwavana sekuru vake.baba vake vanotongodaniwa wo
Mukuwasha akangwara zvake uyu
Mambo nyaya yakaipa tezvara havanabvumo yekuzivisa anasekuru
Bambo vanopenga vakarera here 😂😂
Musapa mwana munyama mwanaanoorerwa kumba kwavo nyangwe akarerwa kwamai but pfuma inobvisirwa kumba kwake izvozvekuroora vanopedzerana vega
Anobvisirwa kwaakarerwa but baba vanoenda kukuroorwa mwana wavo zvozopedzerana ikoko Saka hapana munyama waanowana.
Mukuwasha haafanirwi kupinda nyaya dzisiri dzake iye ngaaroore
better atorambe kuroora.Unoshandiswa ana sekuru vanokuti roora futi.saka ngavagadzirisane
Haa bodo zvaakatoita zviribho unoda kuti agorooreswa ka2 here
Sei muchimirira Kuti Vana vazviroore shit yababa
Iyezvi chibanda ndave kukufollowa mnje sekut wakutipa nyaya dzinevakiridzo nehupenyu hwatinorarama... Kwete nyaya dziye dzepfambi apa wave kugona manje. Thanks much
Dai baba vanguard vatoendesa members imwechete vozotambira pfuma yese
Dako remwasha 7 years usina kuroora
Atori mashoma ayo plus haisi mhosva yake ukuda agorora ka2 here
asi mune ane brain chaiye. Iwe hauna kuroora you expect kuroorerwa
Ummm apa muchenjere kuti mwana akazoita dambudziko baba vachazoramba kumira nemwana mozoti baba vakaromba
Hazvina kana basa kt Ivo vakachengeta mwanaanedumbudziko rekusada kuchengeta vana vachida kuzotibatira pamarooro
First to like and comment
Taapo
Makuputsa musha apo koz makusungirira mkwasha
Havana kuputsa
Ati anobva kwagutu hre kna kty coz kwagutu hakuna mnhu anogra nmnhu pasina pfuma
ihhh tinadzo hama dzekwagutu dzirikungogara nevarume vasina kubisirwa pfuma
@@fadzaitaderera3929 maybe ndezvekumba kwenyu plus ATI arikuenda December 🤣
Mapenzi moda kuuya kureva pfuma kunge manga makroora nonsense.Kudya zvevapfupi nekureba hamunyare.Am sure kana maputi chaiwo hamuna kumutengera emu lunchbox nxaa
Taura izvenyu mamwe mababa haaaa
Zvekuti babavemusikana vakatoora or Havana hazvineni navo mukwasha has to do his part baba vemusikana nanavatezvara vavo after.
Part yekuzoroora kaviri here hazviite akatogona
kwakarerwa mwana sikana ndivo ngavazivise baba vemwana kt akuda kubvisirwa pfuma...