@@TamareMakwavarara kunobetserwa kupiko every person arikunzi akaromba or ane zvaainazvo anongonzi wakapiwa nen,anga apo anenge achiudzwa nen,anga futi
Regai nditore mukana uno kumudzidzisai kuti isu vagari venzvimbo yekwaMutoko tinonzi maBuja kwete Matoko. Mutoko is a name of the chief of the area who was in office when the colonial settlers arrived. Nekudaro dunhu rese rakabva ratumidzwa zita raChief iyeye. Asi serudzi tinonzi maBuja takabva Guruuswa ku Tanganyika kwavekunzi Tanzania nhasi.
Sekuru venyika tinokutendai nekubatsira mhuri yenyika pasina muripo ❤❤👏👏👏
Dr Sekuru Matakanure Kanengo on point as always ❤.
Jealous down the mbira band is doing a great job. This is a great way to keep the traditions of the great Zimbabwe as Zimbabweans.
Hokoyoooo....rega ndibatsire mukwasha wangu wehosho 💃💃💃
Wehosho uyo ane chipo chake chokwadi maonawo zvandaona
@@ChipoMpofu-hl2llKkkkk taura hako newe ngoma haa vanogona kutamba vano chibidika havo vakaona nhamo 😂
❤❤❤l love that drum akabata ngoma sando dzako❤❤❤❤
Wow sando dzako mesiyenyama taura vanzwe vanhu ipapo shando dzako❤
Mbira,hosho negoma zvinonaka ndati
Makaitabsa sekuru tibatsireiwo mhondoro dzekwedu hdzichaone sekuru
sekuru matakanure woyeeee ukaona wese asingatendi kubata kwamunoita ane chaanacho muroyi haadi kufumurwa
Vachiri kugona tasvu apera kuti Pee uye kusatanism ndikokwavoo asi ndichazovakuza kana vakwanisanisa kuendera sekuru kafera ,stole ndowomisoro yesatanism vanototaura KT tiri satanism
Thank you sekuru vangu Sly
Handiite hangu zven'anga as sekuru KANENGO ndonyanga chaidzo chaidzo
Chero neni n,anga ndinodzivenga zvisingaite asi uncle kanengo vanoita zvinonzwisisika vazhinji vandaona vachibatsira pachena kunyanya pasatanism
Wow sando dzako mesiyenyama taura vanzwe vanhu ipapo shando dzako
maridza ngoma vanogona, sure ana mbuya nana sekuru vedu vainakirwa mhani kudhara
zisekuru renyimka ndagutsikana
Kwaziwai sekuru kanengo aiwa mapedza basa sure manake tinofara nazvooo zvamakaita nerudo renyu aiwa kumberi nebasa
Mkoma Robert makasimba here
Sekuru kanengo pedzai bsa ikoko motanga nemasabhuku ikoko nemhuri dzawo mozopedzisira wamwe wose ndatenda hangu
Kakana aenda ngasatsvage bsa futi vanogona rwarisa vamwe vana pawanenge tsvaga bsa .ngavataure zvimwe zvikoronkuti makaona teacher thingies hapana bsa vaurai vanhu munyika
Gore randichawanawo mari ndichakufonerai sekuru kanengo ndichikutendai nekutakanura vanhu panyaya dzesatanism munopedza ndizvozvatiuraira nyika dai ndirini muridzi wenyika ndaiunganidza n,anga dzese kutangana kafera nasitole mumbovashanda vanotogiya kt ndirimusatanic
Ngavarambe vachichengeta munhuri yenyika totenda Mwari
Yuwi nepolice nepolice ngazviende mberi.
Kapfupi hoyoo
Iwee slymesia dzmwe nyaya ibvayiwoo matipawo ma updates ko mwana wekuzvimba duku akazoshaýa yakazopera nep
😂😂😂😂 wakuvhura imwe zvakatopera zvakadero zviya
Kule kanengo munhu mukuru handei kunobatsirwa
Pakaunganwa
❤
Ngoma yakabatwa apo
Ko yarumbi wacho wekupondwa yasaruraa papiiii
❤❤❤
Sekuru vanooedza maspirts
Vanhu hre ava yoo
Sekuru tibatsirei mhondoro dzedu dzidzoke
Sekuru matakanure chibaba
Coming Up Next....
sekuru kanengo vanopedza ma sports
pane amboonawo monya rakapfupi richimisa vanhu kumhoreswa 😂
Haa zimbabwe yashata shuwa ....veduwe tiri kuenda kupi hama
Jesu ava pedyo kuuya
It's world wide satanism
Kapfupi aidei padambudziko hazvisi zvema dramer ka izvi😅
Can a devil cast another devil?
Never it can't instead he will plant something there
Meaning
Don't judge wadii waenda kunobatsira
@@TamareMakwavarara kunobetserwa kupiko every person arikunzi akaromba or ane zvaainazvo anongonzi wakapiwa nen,anga apo anenge achiudzwa nen,anga futi
Sekuru ava kana varipachokwadi ngavaende ka kafera nastole
How can you solve Satanism when you have brought the masters who practice Satanism to solve the problem
they know how to take away becoz thye are maste mind
@@TendyFrostyreally
Ko nyaya ya Rumbi
Nhayi mukoma robert nemi sekuru kanengo ko nyaya yaManyoni yakagumira kupiko tisina kuona maresults
Nyaya dzavo vanhu venyu ava hadziperi chero kusowe kuwana ekedhi maodzwa vaifanirakusvikako
Yamanyoni vakaitadza vaye cos manyoni akavapikisa
Sekuru matakanurè
Tinofara chaizvo endai mberi nebasa
Handei nawo matoko
Regai nditore mukana uno kumudzidzisai kuti isu vagari venzvimbo yekwaMutoko tinonzi maBuja kwete Matoko. Mutoko is a name of the chief of the area who was in office when the colonial settlers arrived. Nekudaro dunhu rese rakabva ratumidzwa zita raChief iyeye. Asi serudzi tinonzi maBuja takabva Guruuswa ku Tanganyika kwavekunzi Tanzania nhasi.
Tavepo hedu
Mazviita mkoma sly
Taapo tamirira
Vanombonzianiko mateachers acho akakonzera
Chibaba ichi satanic hamarizwe tiende kutsogoro abambo
Taigarira
Sekuru endai zvee kuMakaha hanzi kwanetsawo nesatanism iyoyo, hanzi vana varikuchinja kuita kashiri, zviri muZimbabwe sokaaa
Takazvitsvaga hazvina kubuda pachena
@robertapfumaneyi aaaaa, hoooo, ndozvonetsera vanhu vekuyaa, chiiko, kuchichidzirwa nevanozviti vanachamagwiza
@@RosemaryDzamara😂vane kakunyepa nhaika
Varikutovanza zvakawanda awo, uko ndokwainobuda zvinoera nezvinoshamisa,
Ngavauyewo kwedu ku Wedza pa Rambanapasi primaryveduwe vana vakudonha pachikoro
Blazer vanemwana arikurwara uyu hasi sure nezvikutaurwa or anezvanoziva
Ndaonawooo zvanguuuu zvawaonaaa
@TwoboyRashayi-x7s kkkkkk
Wow sando dzako mesiyenyama taura vanzwe vanhu ipapo shando dzako