Haaaasaka mai wairara nevarume wakawanda zvonyadzisa shuva kuda bota rudxiii uko wakazviona sei kuti akaitira panze gamuchira zviiriko kurara nemunhu wausingazivi zita rake nekwaanogara uuuuuui dai uriwe nyasha vainzwa sei dai uri munin'in wangu ndaikurova zvekuti chibedzi chemunhu kuda varume kwakaita sei une shave iwe
Amen man of God, munhu ngaaende kumuridzi wenhumbu, mwana kunababa vake finish and klaar
Ndinoshuwira kusangana nemi prophet amen
😂😂😂😂 kuenda kuparty nekutono rarana😂😂 mwana wacho anofanira kunzi Party
Muporofita werudzi rwedu we love you ❤️ here in Zaka Jerera ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Haaah ini uyu munhu waMwari anondiKirekera🔥🔥, nyaya dzamofumuraka
Prophet wangu makanyanya...hanzi bata hana yako katatu vobva vazviudza kuti ndrihure
Let's like before viewing.... Amen
Ilove dance ya prophet T
Bomdia meu pastor,,estou ligado apartir,de Moçambique Martinho virassone,,,bom trabalho meu pastor muito obrigado.
Prophet mandiuraya nekuseka
Boa trabalho pastor
Zvakawoma hazvo zvinoitwa nevana vedu nevanin'na vedu marwadzo dai Mwari vamubatsira atendeuka
Ndirikundzvwa Kuda Ku domhoka,bhoyz dzangu...! Then you know that pane nyaya.....
You are too much Papa❤❤❤
Prophet ndakutyai ini 🙌🙌🙌
I like your prophecies ,makanyanya
Boa trabalho
🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌surrender veduweka
Makanyanya man of God
❤❤❤❤❤❤ I love you prophet
Famba Prophet T Fredy mapedza maspots
Munogona papa munogona ngazvinake
The Prophet of our time ❤
Prophet havaparidze since handisati ndambovaona vachiparidza only prophecy
Thank you man of God ❤
Amen prophet
Hanzi bata hana uti ndiri hure 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hey pakaipa apa umm😂😂😂 amen prophet
Here,God does not joke.He puts it as it should be.A woman can stick on you what is not yowaz,if I am to borrow the Ugandan pronouncement
Mwari muitire zwakanaka
Kkkkkkkkkk makanyanya Prophet
Let's not be unfair to the child, she has to know her/his father. Haana kutendeka anongofamba achivhurira murume wesewese makumbo
Dai asina kutomboenda kunofumurwa kwafredy ukoo nekuti nyasha wacho atozvibata
Nyasha hokoyo.
Mugabe the DNA man😊
Yaaa zvakaoma
Like you papa ♥ ❤ hamuite
Tinashe Mugabe basa raenda na Prophet 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Amen😂😂😂
Kugadzira nyika
Mmmm Sisi makanyanya
Zvoita Chokwadi veduweka kuda mari heya🎉😂😂
Makadi hama ndoita cwi Kuti ndibatsirue na pasta
Ukasekwa naT Freddy unoita hasha😂😂
Prophet manyama
Hey ndanyara hanzi bata hana katatu uzive mumoyo kuti ndiri hure mmmm
😂😂😂😂😂ndaseka hangu..u are too much papa..
Makanyanya baba
Kkkkkkkkkkkk mujolo kwete vanhu vakadzi mwana uyo munomuzvirira nhamo panyika zita remwana tichamuti Party
Powerful
Apa zvave kuda kuti wese Ane Hama inonzi Nyasha anoara nemukadxi check on him nyaya yave pachena iyo
😂😂😂 I like the prophetic laugh
Kupart
Ihure mukadzi uyu uye anonyanya kuda mari .
Kwaya makachena sando dzenyu
Ummmmm zvakaoma vanhukadzi tisadaro kuti apa warara neuyu mangwana neuyu zvinozokunetsa mangwana yavamimba makabhaiza amai imi
😂😂😂😂😂😂makanyanya prophet
#theProphetic
Say it fear woman
Você é wawa dele
Party zita ra babieee 😂😂😂
Kkkkkkk zvakaoma vedewee vakadzi dzikamai
Makanyanya
Uuuuum so painful
Zvinonzwisa tsitsi
Ndamerera😢
Kkkkk mai ava
You are too much prophet
Kkkkk kuitira pasi tiri panzr vakadzi sooo
Kkkkkkk dhomokai prophet
Yoh
U are to much papa
Ameni pastor ndatenda 💯
Tinashe mugabe sit down bsa raenda na prophet kuma DNA hatichauyiko
I composed a song for you prophet T fredy😅😅😅😅
Haaaasaka mai wairara nevarume wakawanda zvonyadzisa shuva kuda bota rudxiii uko wakazviona sei kuti akaitira panze gamuchira zviiriko kurara nemunhu wausingazivi zita rake nekwaanogara uuuuuui dai uriwe nyasha vainzwa sei dai uri munin'in wangu ndaikurova zvekuti chibedzi chemunhu kuda varume kwakaita sei une shave iwe
😅😅😅
Patty
Tichapfidza madzimai rwendo rwuno 😂😂😂 koo icho chinozombopa munhu kuti wangoona munhu zvenguva iyoyo nekumuvhurira makumbo chii chaizvo ? veduwee ngatityei Mwari uye tidzidze kuvhara makumbo edu madzimai
I heard this pa mama vee before coming here😂😂
Kkkk profet you’re to much
❤❤❤❤❤
😂😂😂
Amen
Munhu kumunhu wake kkkkkkkkkkkkkk
😂😂😂😂😂
😂I vakawana nhumbu pa 3some
Kuda zvinhu hezvo marasiswa😂😂😂
Izvi zvevakadzi itai henyu mega hatina godo. Haaaa vakadzi i FRAUD
Makanyanya baba
Amen
Vakadzi vaneMashiripiti
You are too much prophet
Muporofita manyama