Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Aka kakaroorwa here😂😂😂😂
Dan Grego knows how to play his role , So talented ❤
😂wabva kare nYe dan 😂😂 ziku role model
@@bongie_kid vakutinyima Tanaka Sosora takumuda
Stove yemagetsi ndakuigona😂😂😂😂there’s has to be part two….revenge or something 😂
Ukaona waita maiguru Gamue muhupenyu unenge waenda panguva yekumanikidzwa ndati😂😂
😂😂😂😂😂
kumakidzwa chete here unenge uripakati pehuyo neguyo 😮
Kagamunekuondakwake shecqn be kamupengo
That's why ndisingade kuenda kudzimba dzevanhu
Unenge ini kudzimba dzevanhu bodo 😂😂😂😂😂
Ehe musha mukadzi ukafonera baba worega amai hapana zvaunenge waita, people must learn😂
aka kakaroorwa here for me kkkk lee uri kumberi🤣
These people are too good
It felt so real ndanzwa kurwadziwa😢. Vakadzi tisadaro
But pa fair ko kutaura nehama yavo Chete ndokudii vachabikirwa na mkoma here
Me too
Munhu akangopedza kunyora kuHarare😂😂😂😂
"Stove yemagetsi ndakuigona"🤣
😂😂😂😂hanzi nhamo yacho iri kuitirwa kuside kupi manje ndaneta manje😂😂😂they had to ask “manyatsotiziva here kuti tisu vanin’ina vaTawanda 😂😂😂😂 mmm Maiguru nemvura varamba nayo
You guys munogona munovaraidza zvinofadza chose , asi pa sound apa volume munotaurira pasi mukadzirisa ipapo munenge mandigonera❤😂😊
This skitt pained me it felt so real sometimes vakadzi vari Rough
Nhai🥺🙆♀️😂
Ko aka kakarorwa hr for me😂
Ko iye lee kuzoramba kusimuka😂😂😂😂
Ko aka kakaroorwa her😅😅😅😅
Mukoma Danny😂😂
Ko "My Husband" weduwe we miss it😅😅
Havana kumboipedza, l was so heartbroken
Please respond 😢😢😢
Husband veku My Husband vakaenda UK, so yakazongogumira panzira wena
Vakadzoka wani Comic ....ngavatipedzisire nyaya shuwa
True
Nhamo yacho iri kumboitirwa kupiko😂😂😂😂😂
😂😂 ndizvo zvoda kuitwa vanhu😂
Amai ndivo vamunofanira kukumbira ndotsika yakanaka
Excellent,pakuda part 2 please,or more .
hewo hewo aaaah mushe mushe😆😅
Lee chibba icho 😂😂😂😂 angaachida kugara pagara Dan 😂😂😂😂😂
She's right. They should've communicated with the wife because she's the one at home.
But hauvadzinge so
Haaaaa mhayiweee 😅😅😅😅
Anga arambira pasofa mukomana … Hanzi “ndainzi nditange ndapedza chikoro kuti ndizouya kunoku’ 😂😂😂😂
Aka kakaroorwa here here kkk
Haaaaa gamu haiite yawaita .ungadero vapfanha vemurume sure siya vagare paden pa brazy vavo
Ava Amaiguru,vanoita exactly zvinoitwa naAmaiguru vangu 😂😂😂😂
Nhamba dzamukoma dzonyanya kudya airtym, Lee so😅😅
Stove yemagetsi ndakuigona 😅😅😅😅😂😂
Ini ndinenge ndichingo supporter Gamu chete 😂😂😂😂 I just love her. Zve vhiri ah hameno Sarah 😂
😂😂😂😂😂😂
Maiguru hamaizodaro henyu kuvadzinga but vanga vari wrong havo kutaura nemukoma asipo as if ndiye achange achigara navo
Gamu kutonga nedemo kkkkkkk
Haaa Lee pane basa kkkkkk nhac ane ma glass😂😂😂😂
Gamue I watched this video several times.... this is a combination of natural talents
Gamu siya vagare pamba pemukoma wavo hupenyu ivhiri 🎉🎉🎉❤❤
Ehe hupenyu ivhiri, but vanhu ngavadzidze kutaura before vauya pamba pemunhu regardless kuti ndepemukoma. Vamwe vanhu vanenge vane kabudget kanokwana ivo chete chete imi modakuuya muri 4
Apa hazvipindirane. Imagine masisi aGamu aripo apa arikutoda kuti mai vake vauye. @@terrencedengu9872
Ah mukoma Lee havadi kuenda😂😂
Kkkkkkk Grego bakithi kkkk
ko aka kakaroorwa here🤣😂😂😂😂
Anzvadzi ya Gamu, sosora aripi
Very painful
Uuhm gamu waita utsinye😂
😂😂🤣hanzi kaka roorwa hre aka
Lee unozarura huru iwee 😂😂😂
Aka kakarorwa hr🤣🤣🤣
Akutoda babe nenguva yasvika iyoyo 😂😂😂😂
Mmmmm iyi inoda episode 2 iyi maiguru vavekukumbirawo kwamuri something
Kutotenga sadza pabhora zvenyu 😂😂😂
Ko aka kakarorwa here😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Stove yemagetsi ndakuigona kkkkkkk hayas
On point guys
Vanhu havangouye vasina kuudza ini Mai vemba
Plus four four
sa sad ! vakadzi ve muzimbabwe vakawanda vanonetsa too bad mmmm kusada hama dze varume
Asi nezvivindi zvine vakadzi vanozviita so ndanga ndaakutoona ndirini mukoma ndaudzwa zvinhu izvi kuti kana zvichidai pana bmunini ko pamwana wangu wamai vakaenda anoitwa sei abva kumusha
Makapenga mese zvenyu ❤
Haa kkkkk Lee na Danny haa hamuite
Aaaa Gamu usadaroo so. Uchangibva kuti sisi huyai tigare pano because nditya kugara ndega!!
Hilarious (and so very realistic too)!
stove yemagetsi ndakuigona😂😂
Inzwa nock
Haaa iri team rinogonesa ummm mangigonera. You deserve ma awards mese zvenyu ❤
“Ko maiguru aka kakaroorwa here aka ?“ 😂😂😂😂😅😊 kp it rolling team team makapenga haha😂
Uuummmm asikana ka uyebodo😅
Kkkkkkkkk bamunini ma1
Gamu ukunonoka kuburitsa shaaz ukutikuvadza nenzara,
Stove yemagetsi ndakuigona
Keep including Comic Elder nekuti haa ilegend 😂
Makunetsana pachenyu futi hanzi kutenga sadza Uchida kuonererwa
I am just here for mukoma Lee
gamu is my fighter 🤣🤣
Comic elder dziri kutsika madziro 😂
Tongosara😂😂😂
My husband ykatopera hr
😂😂😂😂 Gamu please!
Ko my husband amana
Ko episode 13 ye my husband iripi veduwe
Munofana kuzokarova futi kaine change gedhe, tozoona maiguru vakuda help yana bamnini.
Musadaro maiguru.
😂😂😂😂boyz musazodaro
Takamirira ma results e book 4
Variko here vana maiguru vakadayi soo
Good job guys
My husband veduwee
Varikuenda kunhamo
Ko kurambira pa sofa manje
Vakadzi so
Hazvipereri ipapo mamutsa fire 😂😂
You guys are amazing ❤️❤️❤️
Zvese zvarongwa lee asipo anozvivharisa
Maiguru ko aka kakaroorwa hr 😂
Dani can replace Puro pa my husband kana muchida henyu
Good job guys❤
Gamu ibenzi chairo hanzi mvura ikunetsa.zvisingaite muharare
😂😂😂😂😂😂😂😂😂lee mahora chaiwo
Lee agara anovhura hombe😂
part 2 please, hupenyu iwheel amana
Stove yemagetsi ndakuigona for me

aka kakaroorwa here for me kkkk lee uri kumberi
🤣