Iam happy ndakuona pa ZBC nhasi keep on doing good work man
Sosora can act 😂😂😂😂
Lee never disappoints infact mese munogona guys
😂😂😂😂😂😂Kurara muchitsvaga basa Lee never disappoints❤❤❤
Swederai uko kurikupisa uku😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Lee gets too comfortable, akutoda Netflix 😂😂😂
Apa kuzorara kunge ari kumba kwake😂😂
Uyu blaz anonzi Lee akapusa zvisingaite anoda kurohwa mastatemnt ake Soo ndeyekudherera vanhu kkkk
😂😂😂😂why do I find myself laughing every time I see your videos nhai Lee😅
U guys u stars well-done 🎉🎉🎉 musazopesaniswe nevamwe yr combination is gud
Hanzi swedereai uko kukupisa kumurungu manjeeeeee😂😂😂😂😂😂😂😂
Natural talented guys yooo
this Duo is unmatched😀🤣😂😂😂🔥🇿🇼
😂😂😂😂 kuita kuchinjana kukotsira haha u guys u never disappoint ❤😊
Kutongonzwa voice ra Lee kutongotanga kuseka nekuisa like😂😂😂😂❤
😂😂😂😂 you gyz never disappoint
Munana Netflix here muno😅😂
Leee ritori raw talent...asati ataura unenge wakuseka
Swederai uko kuri kupisa uku😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 tanaka naLee ndeipi yamunenge muchiita iyi......😂😂😂😂 zviriko here izvi.....aaaahh aaaaah team rine dzungu
😂😂😂😂😂hesi hesi gara apa #swederai uko kukupisa uku 😅😅😅😅😅😅homeboy
hanz kana zviri zveku plot mungatoenda imimi kwaaaaaa i surrender ini😂
Kkkkkkk anzi naleee mungatoenda imimi kkkkk kuna baba vemusha 😂🤣🤣 professionalism dzaDan dzihombe , I like you guys
😂😂😂😂haaaa ndaseka mkoma Terence ava
So far the best comedians in Zim
Kuzorara muchitsva basa manje 😂😂😂😂hanzi aneta
Hanzi kuChivhu mungatoenda imimi 😂😂😂
To us who likes before watch cz we know Comic elder never disappoints
Hoyooo thanks mukoma Lee haaa Local Police magetsi ❤
Comic never disappoint 💥💥💥💥
Lee you ar a king,, l respect you majesty 😂😂
kkkkk you guys you never disappoint
😂😂😂 hanzi kuchivhu mungatoenda imimi
am addicted guys you are the best
Lee na sosora ndorinonzi drama manje iri .manva mangovaratidza matrue colours 😂😂😂😂😂😂😂😂
Terence 😂😂😂😂😂😂
Hakuna Terence akadai😂😂😂😂😂
😂😂😂Lee hesi hesi gara apa😂😂haa ndafa ini
😂😂😂😂😂😂these guys are🔥🔥
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 asi Lee naSosora chiii chakadaro hahahaha ...... ndatopedza nemashoko anguu 😂
Kkkkk zita rekuti Lee ranga riisinga fanirwe kutaurwa coz mazvi introducer as Obert and Terrence
ko guys makamboona hre zvinoitwa karuoko na Lee achimhoresa vanhu😂😂
Kkkkkkkkkkkk ayas sosora and comic elder makanyanya henyu
Kkkkk kana zviri zveku plot mungatoenda imimi .. Lee
@Sarah takawira mai mumue my favorite
Swedera uko,kurikupisa in Lee's voice😂😂😂
Kkkkk kuzorara pa sofa revanhu😂
😂😂😂😂😂saka mukutsvaga chikafu here
Step ya Lee is legendary
Sosora ndomufarira mhani 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ko Lee wacho haaaaaa kuseri
Mkoma Lee never disapoint munogona
Haa Lee 😅😅😅😅 hanzi swedera uko kurikupisa😂😂😂😂😂😂
swederai uko kukupisa😂😂aaah vanhuwee ka
Mukutoda TV futii😂😂😂😂😂
Haaa hamusi serious 😂😂😂😂
Hanzi yes yes gara apaa 🤣🤣
Vanaka huni ma twins ma Associates andino believe Lee. Gamu. Sosora 🤣🤣🤣🔥🔥 Ari right here atokotsira uyu 😂😂
Kkkk unoudzira baba vemusha pekugara kkkk nekt murima twince
😂😂😂😂😂 matwins anorara same time here Hanzii aneta
kkkkk matwins aya kkk mabva marara mese here amana
best skit you ever made kkkkk
😂😂😂😂guys munondigonera hangu😂😂😂😂.
😂😂😂😂😂😂 hanziii hesi hesi gara Apo swedera uko kukupisa
Sosora apeta zvirayuro 😂😂😂😂
Lee apetera pasofa 😂😂😂😂
Skiri yekuda food
😂😂😂😂😂😂siripingi twins
😂😂😂😂😂😂hanzi kuChivhu mungatoenda imimi
Makutoda kutamba FIFA pabasa 😂😂😂🙌🏽🙌🏽
Vati hanzi riripo mirirai baba 😂😂😂
But guys improve background sound please. You are awesome and creative ❤
😂😂😂😂 hanzi matwins hashande ese izvoka ka izvo kkkk
Epic❤
Munana Netflix Here kunooku??😂😂😂😂😂
Ma twins aya ma red flag🤣🤣🤣🤣
😂😂😂ma twins kokuzorara manje
Kkkkk😂😂😂😂 ko kuzovata hanz kudiiko
Mbabvu dzangu dzakurwadza .veduwee munotikuvadza nekuseka🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂 yapera ndichi seka chte 😂😂😂
😂😂😂😂 yuhwi zvangu matwinz
😂😂😂😂😂kuchena hakusi kushanda
Vakomana siyanai nembanje......idzi ndoombanje manje idzi
takaimirira episode 3 Eridhaa😂 munotipasa manyemwe
Rice nematumbu ehuku bhoo here😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 marariro acho kani ma1 kkkkkk
This is real talent😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa boys irii soo
😂😂😂😂😂ahhh haa basa usatombovapa unenge wadenha nyuchi
Kkkk Lee Murewa unoibigger thanks nekumusha kwedu haunyare nako
MaGOs garden operators 😂🤣🤣🙌
Kurara muchitsvaga basa here😂😂😂😂
Swedera uko kukupisa iwe😂😂😂
😅😅😅 mungatoenda imimi
😂😂😂 combination yacho hazvipere mushe
Swederai uko kuri kupisa😂😂😂😂😂😂
How do you guys manage kusaseka when acting 😅😅😅😅😅 ahhh
Kkkk hanzi hesi hesi gara apa
😂😂😂The terrible Twins chaiyo😂
Ska kuchirara pa sofa ndokudi nhai mukoma Lee 😂😂😂
Kkkkkk ko makumuka muchitoseka zvenyu
Amaiweeee 😹😹😹
Combination yaSosora naLee kuseri kani😂😂
Local police Episode 3 on Friday @6pm
Aiwa guys munowanza ma days
Takamirira episode 3
Aaah kure kwese uko😢😢😢 nemanakidziro ainoita sure
@@EmmaculateNchimkwazi101 nhai nhai ngavatiitreo serious
Anx you breda tikunkidxwa Amna mogona ...zvkudaro paActing mkagadzikwa