Mbare fire disaster.... madzibaba vakatadza kuoneswa

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 11 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 109

  • @Tatenda-g7d
    @Tatenda-g7d 2 дні тому +17

    This case yakafanana neglen view area8 complex,,unotongomuka uri murombo n hapana help yamunopihwa our gvt mmm

  • @valentinechikofi5691
    @valentinechikofi5691 2 дні тому +9

    If only we had a stable economy,,genuine insurance companies would be available receiving premiums and resuscitate businesses

  • @RonikaMajawi
    @RonikaMajawi 2 дні тому +11

    Sorry sure vanhu vese ava apo kutanga kwemwedzi ko rent vachadii nevana zvakaoma

  • @JairoTowers-op4ug
    @JairoTowers-op4ug 2 дні тому +5

    Maporofiti acho imbavha last number and hapana mweya paye

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b 2 дні тому +5

    Saka maporofita ari kukwana papi awava kublameer ?

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 2 дні тому +4

    If government have money. Try build a better place

  • @simbaroynwork9556
    @simbaroynwork9556 2 дні тому +4

    Makurangwa nyaya yekuvhotera Zanu

  • @SimbarasheMazodze-p5t
    @SimbarasheMazodze-p5t 2 дні тому +9

    Uyo anoshoropodza maporofita anechekuita pamoto uyu.Tsaona inosvikira munhuwese anonamata neasinganamati .Ngaanange dambudziko kwete vaporofita.

  • @vongaitichagwa1735
    @vongaitichagwa1735 18 годин тому +1

    Dai Mukuru weNyika Munangagwa makasiravo kuvazivisavo vabatsirevo

  • @patiencechasinda5396
    @patiencechasinda5396 День тому +1

    So sorry hamadzangu zvarwadza even nesu endai kwasekuru kana paine anechekuita nemoto uye akaba ateverwe ne nyuchi shuwa modii veduwe 😂

  • @Tindo-l4w
    @Tindo-l4w День тому +1

    All because of ZANU pf and Ed accident happens but a competent Gvt should have enough equipment for fire brigade in terms of enough trucks ,and communication system that is workable for emergency

  • @victortawandazimuto1795
    @victortawandazimuto1795 День тому

    Guys it’s high time people should learn kuti ma fire Trucks hafambe nemvura yakawanda inogona kungo takura about a thousand litres or two just for emergencies chete then the fire hydrants asiri kubuda mvura aye ndipo panozoyitwa a hose connection ziTruck ramunowona iro it’s just booster pump and gear ravo nothing else

  • @MirriamKanoda
    @MirriamKanoda День тому +1

    Ndozvamunotorera zvikwambo zvenyu kuti ananhingi vaporofite zvamunoziva siyai mishonga mwari vakatotsamwa

  • @watsonchokufa9198
    @watsonchokufa9198 11 годин тому +1

    Chivhayo ngaapindire apa

  • @pfungwajvmarume1654
    @pfungwajvmarume1654 2 дні тому +1

    Mu zimbabwe Mune hurumende here nhai iwe ....

  • @clementkadzunge2785
    @clementkadzunge2785 2 дні тому +5

    Ngazvitsve. Inga ndimi munombomhanya naMnangagwa kuAirport wani. Ngaakubatsirei. Mamama vanhu veZanu

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 2 дні тому +1

    Was they any security in place

  • @theresamambara5923
    @theresamambara5923 2 дні тому +5

    Nhamo haibvi pane imwe

  • @pomeraimuvozviona4470
    @pomeraimuvozviona4470 День тому +1

    Ndiyani akauya ne Sandawana

  • @EdwinKazembe
    @EdwinKazembe 2 дні тому +3

    Haaa musati dai mumwe nemumwe adzolers panzvimbo yake zzvatopera makanganbwa kuti imi vese varimp makatorerawo vamwe nekuda kwemusangano saka kana matorerwawo joinai vamakatorerawo what goes around comes around ndakatotorerwawo saka zvotondirwadza

  • @vongaitichagwa1735
    @vongaitichagwa1735 18 годин тому +1

    Mukuru weNyika ngava kumbirevo dzimwe Nyika dzipindire

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 2 дні тому +1

    Haaa zvine sense pane munhu asiya moto uchibvira or marasha. Hatingamboti foul play.

  • @BrightStones-v5z
    @BrightStones-v5z День тому

    Hurumende , hurumende , I don't think our fire bregade have a helicopter for extinguish fire , it's very easy to extinguish fire using powder that to use water . The problem we don't have good leadership , who can actually see which type of business is suitable to a certain area , we can't just cook everywhere .

  • @EvermoreMuchingami
    @EvermoreMuchingami 23 години тому

    Iwo Moto Wacho unongomuka wapisa I think pane kuromba mkati

  • @aaronmasukuma9632
    @aaronmasukuma9632 2 дні тому

    Don't worry ZANU pf yamakavhotera mu mbare inomira mira

  • @MakahManiki
    @MakahManiki 2 дні тому +3

    Hei zvakaoma kni apa munangagwa agere hke kumba kwake haambofunge zvemhuri dzese idzi dzarasikirwa neraramo ipapa

  • @aishakambuma1258
    @aishakambuma1258 20 годин тому +1

    Mwari vatsamwa kusvika pekupedzisira manyanaya kubata mushonga

  • @NetsaiKagoro-e8f
    @NetsaiKagoro-e8f 2 дні тому +1

    Musatuke mweya nekt hapasi pose panoonekwa nemuprofit. Saka musazvitorere mhosva nekutuka mwari .chiitiko chatoiika tongoti very sorry hama dzose dzarasikirwa nezvinhu

  • @SympathyMajamanda
    @SympathyMajamanda 23 години тому

    Moto haukwanise kusvika pakupara the whole hole chokwadi there's something hidden there

  • @hoto-vg8we
    @hoto-vg8we День тому +1

    Zanupf ndiyo yakapisa. Hamuna kuvhotera zanupf irikufamba nevoters roll fire brigade inozodzima moto waparadza

  • @Phillemon-wu5hn
    @Phillemon-wu5hn 2 дні тому

    Izvi zvinorwadza, a lot of families dzairara nemusika uyu dzatoinda munzara

  • @TakawiraChikaponya
    @TakawiraChikaponya 2 дні тому +1

    Musatungamidza kutuka Mwari kana muri padambudzilo

  • @norahchingaira755
    @norahchingaira755 День тому

    Heyi zvakaoma izvi iyi nyika iyi ine mademon enhamo right left and center kunowo tirikumhanya zvekumhanya kutiza police dzimba kupazwa Moto idzodzo aah ndarwadziwa Ini .iwe same hurunde ipiko kwakutsvagawo tsoko Pasi peguyo

  • @BrianZulu-l7b
    @BrianZulu-l7b 2 дні тому

    1 Samuel 3:1 And the child Samuel ministered unto the LORD before Eli. And the word of the LORD was precious in those days; there was no open vision.

  • @RedeemerMuchacharekah
    @RedeemerMuchacharekah День тому

    Sorry vadikani . Mwari achakupai zvimwe musarase tariro mnhu anofa wani asingadzoke totenda mwari kyy apana vanhu vakatsvira imomo .mwari achakupai zvizhinji

  • @OtilliahChikwengoMataya
    @OtilliahChikwengoMataya День тому

    Zvarwadza izvi iii Mwari pindurai 😢😢

  • @leaderofthenewwave
    @leaderofthenewwave 2 дні тому +1

    Dnt blame prophets ngatitsvagei Mwari vachawanikwa. Sry for the loss

  • @mariandundu4071
    @mariandundu4071 День тому

    Ndine urombo hama dzese marasikirwa zvakangooma mufunge ndipowo panenge pane chiraramo chako asi kana dziri mbavhaka pamwe dzakatodira petrol musika vose nekuti haungatswe kudai zvinorwadza izvi

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 День тому

    Unombobvepi moto wacho every time

  • @elizabethmabandi9304
    @elizabethmabandi9304 2 дні тому +1

    Pamwe inyoka dza Manyoni

  • @gibsonnyakudya6333
    @gibsonnyakudya6333 День тому

    Team iyo ndoyo yaba zvinhu

  • @WellingtonChirongedze-pi3fg
    @WellingtonChirongedze-pi3fg День тому

    Don't blame anyone apa mwari ndivo vakakusikai, and vakatot maproblem munhu wegawega anofanira kusangana nawo so bvunzai mwari arikudenga chete nokumu blamer kamada otherwise sorry ilife

  • @SimbarasheMazodze-p5t
    @SimbarasheMazodze-p5t 2 дні тому +3

    Mutauri wekupedzisira uyo ndiye ataura semurume uye munhu anoziva kuti tsaona inowanikwa muupenyu hwevanhu .Mashoko Ake anosimbisa vasangana netsaona uye zvaakumbira ndizvozvo chaizvo.Hurumende ngairege kuzotonga nedemo yodzinga vanhu ava zvinozotipa sekuti ine ruoko pamoto uyu

  • @alicechinamasa5233
    @alicechinamasa5233 2 дні тому

    Very sorry hama ....Fadzi sorry muninina

  • @kingclemie
    @kingclemie 2 дні тому +1

    Verry sorry

  • @BrianZulu-l7b
    @BrianZulu-l7b 2 дні тому

    Mwari kana vakada kuti mutsve hapana anoratidzwa read your bible my brother in the days of Samuel there was no open vision.

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 День тому

    😢😢😢😢😢😢zvakaomawo zvinodzimba

  • @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
    @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz 2 дні тому +1

    Ndipo pamuchaziva kuti musangano hauna dhiri, kutoenda kumusha

  • @AllvinSunday
    @AllvinSunday 2 дні тому +2

    Uyo mukomana ngasungwe arikutoti tati vanhu vatore zvinhu Kuba staff yevanhu sure ngasungwe achataura kwavaisazvimwe zvinhu

  • @NetsaiMuunde
    @NetsaiMuunde День тому

    Very sorry vanhu vaMwari

  • @ruekayla
    @ruekayla 2 дні тому

    Nhamo neman,a hazvisiyani mmmm Zimbabwe so unotoishaura mupanda chaiwo

  • @CleverMusara-ik9kx
    @CleverMusara-ik9kx День тому +1

    Pamberi neZanu

  • @ElijahMukokota
    @ElijahMukokota День тому +1

    Pakaipa

  • @PriscaChitanda
    @PriscaChitanda 2 дні тому

    Haa maporofita hakuchina wepo kutsvaga mari chete zvinorwadza weduwe

  • @TsitsiMuzembi
    @TsitsiMuzembi 2 дні тому

    Sorry sorry sorry hama dzangu😭😭

  • @ruekayla
    @ruekayla 2 дні тому

    Ini ndarwadziwa weduwe unotangira pai kana zvadai weduweee

  • @eddiegunda6097
    @eddiegunda6097 2 дні тому +1

    Mbuya wako vakadiwo kukuudzawo iwewe kuti kwaita rima

  • @NaumeMakanyisa-e8y
    @NaumeMakanyisa-e8y 2 дні тому

    Tearm rese remumbare hnt hamuna kurota saka musape mapotofita mhosva

  • @conceretejungle1150
    @conceretejungle1150 2 дні тому

    Handiti hamutongwi nemasalady😮??

  • @BrianZulu-l7b
    @BrianZulu-l7b 2 дні тому

    Ngatingobvuma kuti Mwari vatendera hakuna chingabudirira kuitika pasina Mwari vatendera

  • @liliangede2638
    @liliangede2638 2 дні тому +1

    Haa zvarwadza izvi eish mwari shununguraiwo Zimbabwe tashupika 😢😢😢😢

  • @meizakmusic8095
    @meizakmusic8095 День тому

    When a disaster occurs through fire in public areas, it is essential for government officials at both the local and national levels to respond promptly and effectively. Key figures who should comment on the situation include the Mayor or Governor of the affected area, as well as the relevant fire department officials and emergency management personnel. We don't see all that happening. No initiatives to help communities affected by this fire disaster.

    • @hoto-vg8we
      @hoto-vg8we День тому

      @@meizakmusic8095 chonetsa zanupf ndiyo yacho yakapisa vanotaurei vachataura kana voisa vanhu vavo vachivaka

    • @hoto-vg8we
      @hoto-vg8we День тому

      Zanupf ndoyapisa inotaurei

  • @SimbahShumba
    @SimbahShumba 2 дні тому

    Very sorry 😔 very sad

  • @HappinesGwenzy
    @HappinesGwenzy День тому

    Muri kusvora ma prophets ko hurumende magaya this why ndokapisa

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 2 дні тому +1

    Zvakaoma sure

  • @valentinechikofi5691
    @valentinechikofi5691 2 дні тому

    Kozoitawo team rekunama Mahatma nematemba using (pramastove)

  • @RungisaiMhetu
    @RungisaiMhetu 2 дні тому +1

    Ko iwe watadza kurotawo sei
    Ungadai warotawo

  • @weshallovercome-dg6si
    @weshallovercome-dg6si 2 дні тому

    Yaaa Zanu Mwari ivai nayo

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia 2 дні тому

    Mazuvano maporofita ave emari hama,and hapana help inobva ku gvt,,tsunami yakauya asi yakatadza kubatsira wanu

  • @Marshall-n7g
    @Marshall-n7g День тому

    Izvi zvinorwadza chokwadi Mwari pindirai

  • @tongaiticharwa176
    @tongaiticharwa176 2 дні тому

    Sorry vehama

  • @Kiddman-e4f
    @Kiddman-e4f 2 дні тому

    Maone Aya pakaipa

  • @AlletaChamisa-qy3fr
    @AlletaChamisa-qy3fr 2 дні тому +5

    Hurumende ipiko yamuno taura😂
    Mnangagwa haana brain

  • @jonathandhliwayo7022
    @jonathandhliwayo7022 День тому

    Kkkkkkkk those are Crooks not what they claim to be it's just Crooks Hustling.

  • @Bulltweetsssss
    @Bulltweetsssss 2 дні тому

    Kwakutongoenda kumusha mwanangu 😢

  • @KikieTanaka
    @KikieTanaka День тому +1

    Shame

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 2 дні тому

    Zvaitwa bevanhu vakatumwa

  • @SolomonSolly-h2q
    @SolomonSolly-h2q 2 дні тому

    Ko maporofita avekupinda papi manje haachaziviwo zvekutaura uyu

  • @Elizabeth-on9yg
    @Elizabeth-on9yg День тому

    Pliz don't blame maprophets munotora mhosva nazvo izvi

  • @TellaMtape
    @TellaMtape 2 дні тому

    😢so sad

  • @samuelmapingure7817
    @samuelmapingure7817 2 дні тому

    Government? Soriyi zvenyu

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 2 дні тому +5

    Vaprofiti vamazuva ano angove magemence chete aşara akapfekwa mweya wakatama kareeeee

  • @Takuwayn
    @Takuwayn 2 дні тому

    Sorry zvenyu hama dzadiwa, zvakangooma chokwadi

  • @kudakwashearnoldshoko7516
    @kudakwashearnoldshoko7516 2 дні тому

    ma amounts ayo akuwanikwepi

  • @pomerairungoi515
    @pomerairungoi515 2 дні тому

    Clements wo hauna comment zvinhu zvirikuhodhwa nelocal currency here

  • @chipomundava8735
    @chipomundava8735 2 дні тому

    Dai maflats atotsvawo futi pamwe hurumende yaizovakawo zvisvinhu tsvina yega yega sorry pane varasikirwa

  • @HappinesGwenzy
    @HappinesGwenzy День тому

    Why magaya musiye prophet

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh 2 дні тому +1

    Muchinyanya kuda Zanu pf manzwa butter.

  • @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
    @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz 2 дні тому

    Hurumende ipi yaunoda kuti ipindire

  • @Bulltweetsssss
    @Bulltweetsssss 2 дні тому

    Ko kuma fruits

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 2 дні тому

    Zvakaoma hazvo sorry guys

  • @clementmrehwa9885
    @clementmrehwa9885 2 дні тому +1

    very sorry guys Mbare Musika is heavily congested has anybody ever noticed how people live around those flats Mbare Msika is also notorious for refusing local zim currencies

    • @PrayerNinja
      @PrayerNinja 2 дні тому

      @@clementmrehwa9885 Zim currency ipi yaunoreva? Zig haisi currency ma toilet paper arikuitiswa scam kubira vanhu foreign currency.

  • @pathiaschinhoi6707
    @pathiaschinhoi6707 2 дні тому +2

    Muporofita wa Mwari anotooneswa naMwari kana Ishe vasina kumupa zvirimberi Iye haana Simba racho

  • @ellisonmadenyika4239
    @ellisonmadenyika4239 2 дні тому

    IAN NDHLOVU..you didn't see this coming???

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b 2 дні тому

    Pamberi neZanu✊

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 2 дні тому

    Very sorry

  • @NommaMakaki
    @NommaMakaki День тому

    Shame