KwaBushu: Mudzimai Wekwa Mugodhi Vakabatwa Vachiita Bonde NeMunhurume PaMasowe
Вставка
- Опубліковано 3 лип 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Well done my brother you are a protector and a half.my brother is like this.
The man who said enda unndofa is crazy
Mambo uyu kutonga kwakumunetsa. Mudhara mambomubvunza here Kuti akaroora here.
Bushu anogona kutonga zvechibhishu chete nyaya idzi haadzikwanisi. Chief MaBishu ava nyaya dzinoda kufunga havadzigone.
This one is a very unfair and abusing chief. Mudhara arikurova mukadzi yet chief orders kuti adzokere ko akanourayiwa
Dare renyu it's bushit hudzvinyiriri whega whega saka maidàkuti Asare kana afa mozotikudi and what teaching are u giving kana muchiti waroverwa nyaya yei are u giving power Kuti vanhu ngavarowhe spent Kuti mhosva ndeyei nxaaa violence is a big No zvekuti nyaya ndeyei it's another story
Aura hako that chief ibenzi plus mwana haazive kutonga mhosva ndiri ini ndomumamisa
Taura
Tsano akaedza ku gadzirisa ko hanzvadzi yangu ukati bhuti handisare Paine nyaya what do u expect, mambo idofo chairo kudya mombe dzevanhu mahara ne mbudzi futseki mambo avo ngavatsvake basa or any business rekuita achiri mwana fokofu
True ,dare remadofo, kukurudzira domestic violence
Sabhuku avo havagoni kutonga munhu arikt ndorohwa moti dzokera ikoko
Mambo hamugoni kumanikidza munhu kn ati haachadi murume chinoziva ivhu kt mwana wembeva anorwara
Munhu ati handichada handidzokere imi moti dzokera unofa nekurohwa.Mudari uyu aka dhakwa.
Asi tezvara vakatadzei veduwee
Abuse no please Chief wat if she dies
Good for you my sister
Chief Bushu l have so much respect. Please dont get me started. My sister leave that man he is abusive. Ko akasvika achirohwa. Stand your ground. You can not force her to go home. This is WRONG.
Kwa Bushu nyangwe mukadzi ave right seyi haana support. Kutonga hamu chagone hebyu.
Bcz vese tudhara itwotu vaneBarika ,votonga vakadzi neDemo mubarika imomo ,agona mukadzi uyo aramba pamberi Pavo
Vanofanira kutsvaga kuti chii chaita mukadzi adaro. They should teach men how to treat their wives.
Guys what kind of a court is this..were the abused are forced to stay with perpetrators.Bushu usadaro if it was your sister what will you do...
Kna mkdzi asingade hamanikidzwe vanhu varikurayna nazvo izvi hanzvadzi yakagona Kuya kuzotora sister yake arimupenyu
Dai ari murume ari kuramba, chop chop angadai anzi mupe gupuro but mukadzi anobva anzi hure, fira ipapo. Ih no!!
@@varaidzomurerwa2971 varikudzvinyirira mukdzi anoda kugara achirohwa ndiyani
Muzvare vangadai vakabatsira mumwe wavo domestic violence kazhinji hazviperi mushe, unofa munhu. Of cause akatadza, kuzoita chikomba asati apedzerana nemurume wake.
Chief bushuu havagoni kutonga vanokurirwa na chief nyamaropa ava vanongofunga zvemari cheete
Chief bushu sando dzenyu anoshoora hutongo hwenyu ndevanotsigira chifambi
Apana chipfambi apa mwana wamai vako wosiya achidinhidzwa here wosiya mwana osara ofa wozoti kudii
Ih munhu ari kurohwa anongonzi dzokera. Ih matare ayaka!! Iye munhu anenge achienderei pazidhara risina kana zino kudaro ari mwana mudiki hezvo obatwa nezvikomba nekushungurudzwa
Siyanai nezvimasabhuku zvevakadzi izvo
Tinongoona respect or vana mambo nekuda kwechihwanhu chedu but gender violence haidiwe Kana munhu ati handichadi that's all
Masabhuku nemachief cannot decide in issues of violence.this is a done deal
dare iri harichagona kutonga ,ko tsano wakafembera here kt hanzvadzi yake irikurohwa or akatofonerwawo ? sabhuku haasiriye airohwa ndosaka akaona sekunge pasina nyaya ,airohwa ndiye akaramba kusara !!
mambo akaripisa tsano nekuti akatadzei ???
Kosei chief vasiri kubvunzawo nezve abuse yababa ava
Ummm apa mambo matadza koakarohwa akafa why musingakoshe hupenyu hwemunhu dhara iro ngaritsvage wezera aaaaa
That's GBV, yu can't force someone that's woman abuse
Chief itai kwazvo nemachinda enyu.Uyo akati handisare pano saka bhuti vorova hanzvadzi kuti asare pamurume.Kunetsera mukadzi ndandi (rekeni) chaiyo.Munhu anoisa ruoko pamukadzi anemhosva zvisinei kuti atadzei.
Bushu wakukundikana ,how can u say dzokera unorohwa, kufira chii ,murume akoshei kusvika pakuti mukadzi afe nekurohwa,kana munhu asisade hachada ,dare harina right kumanikidza munhu kugara nemunhu wasingadi ,Itai mushe madhara imi
Kkk ko, mdara uyu anomudii mwana mudiki shanje vanhu vakura kutya kudyirwa bota
Exactly!😢
Aaaaah saka munhu oramba achipondewa here
Umm mambo apa hamuna kutonga fair no no no
These chiefs don’t consider domestic violence, kana mkadzi achiti akarohwa why is it not a crime.
Yes baba ngavabhadhariswe gud
Yu not normal, Sa chief Bushu
@@user-jc2eh3ij9c ndosaka usingazivi baba vako mai vako vakamitiswa vaenda kuchurch yeusiku
Mambo makuita muchirasika imi. If my sister is abused I'm getting involved
Mukadzi uyu mudhara uyo ndiuye murume vacho here vakomanaka uuuu vana vedu
Uummmmm Gracious apa wakundikana - inga waimbo miririra madzimai panyaya dze domestic violence- very disappointing
Dai ndirini ndosiya ndavashaudha vese ipapa tumadhara twuku mama itwo
😂😂😂😂 even ini
Chiiko chapindwa nevanhu pasowe pafumuka vanhu havachatya mwari
Vagari vebushu mese mahure haaa,misatanyoko
Kanyimbo akoooooo🤼♂️🤼♂️🤼♂️
Your title is off the mark Robert ..and what a lousy decision by the chief
Ava mambo ngavagoverenga ma comments no to domestic violence
Ko munhu akafa moita sei. Ini handisiye hama yangu ichirohwa
Chief ava havagoni kutonga nxaaa kana ndafa munoita sei
PaGutu paye paMupandawana mweya wacho wakamukira kukanzvimbo kenyu Mambo
Kkkk Chief Bushu monitor Mataure amanwe madzimambo e ma marriages What is this sure mambo estimations kune mune Wisdom. 😢ndachema. Mungadzirere mukadzi ari kuti hahaha murume kunodii???? Do you know GBV will end someone dead. Pane adeedzera apo kuti “ Enda unofa” HONESTLY MAMBO BUSHU😢😢😢😢😢😢
Dare iri bullshit chairo pane domestic violence ignorance iri serious apa vanhu vanourayana vachinzi hapana nyaya
Itai muchitsuura varume vsnorova vakadzi .muchanzwa konzi murume uyu auraya murume
Zvakaoma
bushu hauna kukwana
Mughodhi chaiwo uripakati pemakumbo
Mudonzvo wababa vangu
Unoti akwire dare kuti vazoramban iye atotaur kuti haachade murume, dare racho anokwirira mahara hr munotsvagawo mari nedemo imi ana Bhushu,
Dai muchiisawo link dzema songs enyu toisawo malike 10 chaiwo
Ndashaya kuti kanowanikwa papi
Mbira dzekwa sekuru Tasvu ndoovakaimba song iyoyi
Ndavapo nhasi ndiniwo ndatanga
Ko yekuti munhu aigara achirohwa kee odzokera kunorohwa
Kkkkk ma1
Mambo bushu mombe dzamuri kuchaja ishoma .munhu anyenga mukadzi wemunhu ngaripe mombe 10 nehwani yedare.nekuti munhu panonyenga mukadzi wemunhu anoisa nyoro hapfeki condom sakamombe 10 dzakanakq
Ko mai avo kuzodya mudare hanziiko
Kkkkk ndiyo type inozviti ndinesugar kana bp
Biased judgement
Kkkkkkkk Kkkkkkkkkk 😅😅😅😅😢😂
Matare ekumamisha ane kahudzvanyiriri
Haurevi nhema......kwaBushu matakanana chaiwo.chitema here kubvisa hama yako panjodzi.
Kkkk ma1 hanzvadzi ndirini ndaisauya kudare kufa kurinani nyadzi dzacho ma1
Tsano vanokurudzira hanzvanzi yavo chihure. Baba sunungurai mukadzi wenyu atsvake vezera rake vanomugutsa pabonde nokuti achakuhurirai mugere naye ne zvikomba zvake hobho.
Zvinhu zvinorwirwa nevanhu veZANU veduwee. Turume utwo tunoponda vakadzi utwo muchitusekerera.
Mambo nedare renyu hamhugoni kutonga muri kuti anorohwa here nemudhara uyu