DOTITO: PART 2: Ndaifunga Kuti Handizvare Mukadzi Achinwa Zvake Mapiritsi eFamily Planning NeMiteuro

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 14 жов 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

КОМЕНТАРІ • 7

  • @EdnahMapurazi
    @EdnahMapurazi 2 місяці тому +1

    Ndinokumbirao kambo ako Mudonzvo wababa vangu kanoridziwa ako

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 2 місяці тому +4

    Chimwe chinoita kuti dzimba dziparare inzara munyika, kushaikwa kwe chikafu mumba kunoita kuti vanhu vagare vachitosvorana . Chikumbiro changu chikafu che hurumende kana chauya please ipai munhu wose.

  • @emmanuelchaza2952
    @emmanuelchaza2952 2 місяці тому +1

    kwatinobva kunosiyana chose but kana mukadzi aramba murume zvavharana ,vakuwasha vanotonogura badza(kupiwa back mari yavakanoroora) and hakuna chimwe chichauya nokuti aramba murumrume

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 2 місяці тому +2

    Dzanetsa dzimba veduwee toita seiko nevana vedu

  • @tafadzwangamurani3468
    @tafadzwangamurani3468 2 місяці тому

    Nhamo inenharo

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 2 місяці тому

    LIKE AND SHARE PA NewsBeat PLEASE 🎉🎉🎉🎉

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 2 місяці тому

    Uku kunongofungwa