Shumba bvooondooooo chikara cheshango itai zvamakatumwa naMwari kuti nyika madzinza azive kuti mwari anoona otuma mutumwa wake kudzinura avo vanosengedzwa misisengwa yavasingazivi new young generation ndovoshandiswa vasina vachanoziva umwe namwe angataure twake good or bad fear not we trust you Tsoka imbwa yeGorongoza
N'anga 1 yandakafarira Zimbabwe yose sekuru bea❤
Manicaland is beautiful. Those mountains
You can say it again
It's beautiful asi unochekwa kune mabhinya kkkk
Ibvapo iwe
Soon the beauty will vanish nema China, vachida hukoshwa hurimumakomo, chief anongopihwa 4x4 nyika yaenda😢
Sekuru gadzirisaipo family yangu iyi purizi chandoziwa hapana musha usina zvawo
Dr mukotsanjera mwari akuiturei zvakanaka.........mukubatsira mhuri zvakawanda
Sekuru vangu tokudayi Dr Zimbabwe Dr mukotsanjera ❤🎉
Sekuru sando dzenyu 💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪
Musazorara pamusha pamurikuda kushanda basa sekuru, ndipo panozoungana zvidhoma mutoilet
chokwadi ichocho
@@thandiwempungu kungoita ukataura side rako vanhu vanokutuka pano, bt unenge watovhura vamwe meso..ndakakurira mun"anga so ndakaona zvakawanda hama
@@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz same people varutuka ivawo ukada kutarisa macomment sections ese enyaya dzamukotsanjera ndovamwe chete futi kkkkk
Ngozi ne hurombwa makanyanya ku Manicaland ummmmm
Wonderful job Wana home boy wangu ndinokuziwai chaizvo
Sekru musanyanyowanza nyaya kani.
Pamberi na Sekuru M
Basa sebasa Tsoka❤❤❤❤❤
Shumba bvooondooooo chikara cheshango itai zvamakatumwa naMwari kuti nyika madzinza azive kuti mwari anoona otuma mutumwa wake kudzinura avo vanosengedzwa misisengwa yavasingazivi new young generation ndovoshandiswa vasina vachanoziva umwe namwe angataure twake good or bad fear not we trust you Tsoka imbwa yeGorongoza
Chikwambo or chidhoma 1 chandaona hapana.
Uyu anonyepawo zvabatwa papi zvidhoma
Mukambouyawo kweduu munenge magona
Sekuru ndinoda kuziva pamunowanikwa ndinoda kupatsirwa,, ma message ku whatsapp ndinosenda but hapana minduro,, ndinoda kuziva kwamunogara
Vanogara nyanga ,ita zvekufona sahwira.ini ndakavafonera vakadaira . watsapp havabatiki
300. Us matare ndakasvika
Vanhu vanobirwa vachiona variright havo
kkk tasvu ndochii ichoo watumwa here iwe ana tasvu tumatsime twemufuku tsoka igungwa kana wozogara iwe
Hapana zvinozikanu nesekuru mukotsanjara apa ndine humbovo hakwanani ko bhura 300 matare imwefuti izvo ndasvika ndikavana Mai kabva Tete Tilde ndasiya varipo vandidza kuti hana chanoziya sekuru mukotsanjara vanongoda mbiri chete vanodada 3 day vakagarira kubatsi pane vanhu 7 chete vosiya voduda kuenda shopping 🛒🛒 nevakadzi vavo kwaaaaaaa ndiri kutaura August uno kwaaa ndidzokere kunodyirwa mari netsotsi
Bhinya region nepfuti zinoita here? Is the law that relaxed now, using guns as first defense..........haaah!? That gun should be licensed.
Tell the chief the truth ,he didn't do anything here he wastered ppls time
Mwana uyo arikuchemeiko
Iya mumutanha mangu wena batai basa Shumba yeNgozi
No one kuti dheshe sofa rese 🎉🎉🎉🎉
Muri cy Tsoka🎉❤
Mukotsanjara akadzakurapa kurapa Mai vandakapna neziso angu uyo hana zvinozikwana
Kkkkkkkkkkkkk 27 june sekuru mandifungisa nguva yakaoma iye❤❤❤
Kuwanzwa nyaya kani ummm
Nhai zvako
Sekuru nyaya munodziwanza
Sekuru ndakakurotai
Paivigwa gamba vairidza pfuti,kutonyarara mayb kutotyawo kwemhuri. Vanhu vakutyisidzirana mumamisha umo vanhu vakatyei kureporter nhy. And evn mkadzi wake anorara hope kwadzo hr uchigara nemurume ane pfuti
I wish kuti family yangu tizowanawo nguva yakadai nemi sekuru 😢😢😢😢😢😢😢😢
Hapana apa my dear zvirinani ufambe kumwe hapana zvakatigutsa panezvakaita
Imi vanhu vekwaMawoyo makaurayisa uya aiva mu security kwa Fowcety zvakandirwadza muri varoyi sheet
Ndeupi iyeye
Varikuwanza nyaya ngavauye kunevamwe no pfuti movirirana
Vanhu vakaita kut dhesheeee musha wese 😂😂😂😂
❤❤❤
Tsoka imbwa yegorongozi
Tawepo
Tich wacho hapedzi nyaya unogumira munzira apa apart 2 acho hauzotipi futi Rega ndigare hangu kwababa tapusi ini
Ndasvika
Kule mukotsanjera muri cy henyu
Tauyawo
Batai Sekuru Mukotsanjera
🙋🙋🙋
😅pana 27 June apo kkkkk pandirovesa nehana
Phuti inebasa rei hapana chaanoona uyu arikubira vanhu
itora mari united kkkkk
Vakadhakwa iwe ndosaka channel rako re UA-cam risina kana munhu 1 aka subscriber apa vakarivhura 9 yrs ago
Nhai zvako
Batsirai vanhu vasina simba rekuzvidzivirira
Tasvikawo
Sekuru ndibatsireiwo Tsoka ndatambura nekurwadziwa neguvhu .l love you kule ❤❤❤❤ batai basa
Uuuum same to me wna apa nhy kuita kutambura husiku whose ndazosvisvina Bute nesalt rimwe ndikakwiza paguvhu pacho ndookuzorara pakutoda vanovheneka hama
Haaa ini ndatambura shamwar apa ndiriku south africa ndokwandogara ndonamata Johanne masowe echishanu ndanzwa nekuyereswa chabuda hapana aaah
Sekuru mukotsanjera chiremba chamaniti
mukotsanjera haziyi chinhu uyo
Maonero enyu haana kushata
At least anoyananisa mhuri
Anoziwa ndiani enda unobatsira iwewe unoziwa chinhu .
Iwe wakabatsira vangani
Ine license hr iye anoridzira vanhu
Tavepo
uyu anowanza ngano hapana zvaruita uyu ngabate muroyi ngano ndedzei anonyanya kuzvida ngavaende kwaTasvu ,
Havana kurambidzwa kuenda kwaTasvu!
ASI munewo zvenyu zvamakabata Tsano?
@@EdmoreMasekesa-y2c vakarambidzwa nachief
Taura hako first time yangu kuona munhu anoshora Sekuru Mukotsanyera nekubatsira nekudzidzisa vanhu kwavanoita kwese uku@@EdmoreMasekesa-y2c
@@EdmoreMasekesa-y2cKO munotowana nguva yokupindurana namagr.1 kkkk Ngozi kana ichiripiwa haimhanyiwi nayo munoripa zvisizvo zvinoda Kuti each and every corner yedzinza vavepamwe .
Regai ataure imwe idzidzo kune vachazoda kupara mhosva
Ko Tsoka zvinorevei nhai?
Mbada
Ndipeivo number yasekuru mukotsanjera pliz
Check Iripo pavideo
Paivigwa gamba vairidza pfuti,kutonyarara mayb kutotyawo kwemhuri. Vanhu vakutyisidzirana mumamisha umo vanhu vakatyei kureporter nhy. And evn mkadzi wake anorara hope kwadzo hr uchigara nemurume ane pfuti
Tavepo