Tilder Live: Ndaneta nekubirwa mari, hembe nekuparadzirwa midziyo yemumba nezvinhu zvisingaoneke

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 8 вер 2024
  • Zvinoyera zvinoshamisa zvinotyisa nezvinoda kufumurwa: Mukadzi uyu ashaya rugare nekutsakatika kunoita mari, hembe nekuparadza kuri kuitika midziyo yemumba, apa asingaone honzero yedambudziko iri.

КОМЕНТАРІ • 100

  • @user-cv2dg2ql9d
    @user-cv2dg2ql9d 5 місяців тому +11

    Momz vanonyeba ngavataure chokwadi

  • @samchrisjunior5178
    @samchrisjunior5178 5 місяців тому +8

    Akatengeserwa Nani loptop anodaro tilda achibvunza mom

  • @rufarosharonborerwe3689
    @rufarosharonborerwe3689 5 місяців тому +5

    There is a lot of gaps that's not adding up pana mhamha ava.vamboti Havana hama dziri mhiri pedzezvo voti vana vabamkuru.the fact of kusaroorwa kwavo.kugara nemuningina anopenga.kuchengeta bamkuru uri munhu wemkadzi.a lot is amiss

  • @sharonfosho493
    @sharonfosho493 5 місяців тому +3

    Muunhu ayiita marketing anoti 💻 loptop .
    Face yavo pataurwa kuti 3 people varikuti imba yesibling face yava ne shock kuti ndabatwa.
    Iko interview ichitanga hanzi hapana chandakabata

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 5 місяців тому +4

    Tisataure mazita ummm Tete Tilder.Hazvibudi zvakanaka pasina mazita😢

    • @Didzaman
      @Didzaman 5 місяців тому +3

      I wonder why vachirambidza vanhu mazita.but program yavo vanenge vachiti zvinoda kufumurwa😂

    • @Mhetalicious
      @Mhetalicious 5 місяців тому

      Nhai zvako

    • @ssam1430
      @ssam1430 5 місяців тому

      Tinomada mazita tikwanise kotonga tega

    • @angelarumbidzai3059
      @angelarumbidzai3059 4 місяці тому

      It's not safe kutaura mazita vanogona kusungiswa nemuridzi wezita 😊​@@Didzaman

  • @gee9961
    @gee9961 5 місяців тому +5

    Ummmm inini hangu my Question is 3 years muri kumusha muchichengeta bamukuru muchisiya imba kuharare period iyoyo maiita nezvei kuruzevha

    • @evancetauzen7257
      @evancetauzen7257 5 місяців тому +1

      Say that again. Effort yacho yavaiisa panaBamkuru haina kujeka. Kuvachengeta tonaz, kwakutozosiya tonaz kunovachengeta futi kuRoots, kwaakuzodzoka tonaz nekuti vavafa🤔

  • @davemoh6129
    @davemoh6129 5 місяців тому +5

    Mai ava vanotaura zvakasiyana pese pavari kuitwa interview

  • @beulahmudavanhu231
    @beulahmudavanhu231 5 місяців тому +1

    Vanonyepa mai ava vakaromba kwaNdunge

  • @user-te2nr8vv2e
    @user-te2nr8vv2e 5 місяців тому +3

    im finding it hard to believe this magogo. something abt her story that is not adding up

  • @user-kc2zl9yn6t
    @user-kc2zl9yn6t 5 місяців тому +4

    Mai varikunyepa ava varikupfukirwa ne munin'ina wavo wavakaitira chitsotsi akafa

  • @missdeidre4649
    @missdeidre4649 5 місяців тому +5

    So this lady aiita marketing then she raised mari yekuvaka imba ikapera kuBloomingdale? Pane vanhu 3 vataura about the sis aive kunze kwenyika akazofa, I also have a feeling yekuti ndizvo zviri kukonzeresa. Something is not adding up

    • @gee9961
      @gee9961 5 місяців тому

      Kuti vakatora imba yemunin'ina here

    • @pascaliamugwagwa8428
      @pascaliamugwagwa8428 5 місяців тому

      Ehe vakawuraya muridzi wemba anova munin'ina akumuka chipoko

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 5 місяців тому +4

    Iyo loptop yacho

    • @cathykareya6645
      @cathykareya6645 5 місяців тому +1

      Kkk tete Tilder vaakutiwo loptop kkkkk

  • @user-wr2dv3fl4y
    @user-wr2dv3fl4y 5 місяців тому +1

    Mai avo havamboenda kuna prophet miracle paul vaudzwe chokwadi dzimwe nguva pane zvavakabata vakanganwa

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 5 місяців тому +3

    Problem ndibabamukuru vekushaya avo something is not.Seyi vaiva vasina mukadzi.....naiwayo ma lodger something is not make sure.

  • @enockgono1877
    @enockgono1877 5 місяців тому +6

    loptop

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 5 місяців тому +1

    Uuuummm.mai.awa pane.nyaya

  • @BarbraMukwari
    @BarbraMukwari 2 місяці тому

    Tete Tilda ndokufarirai mabvunziro enyu loptop😂

  • @epiphaniamakombe40
    @epiphaniamakombe40 5 місяців тому +1

    Momz inonyepa iyi😂😂😂

  • @prosperguveya7686
    @prosperguveya7686 4 місяці тому

    The truth shall set u free,,,,, mune zvamunoziva amai,,,munonyeba

  • @user-oj1fn3zv8x
    @user-oj1fn3zv8x 5 місяців тому +1

    Amai avo wasataure kuti Ndunge aana kundibatsira ivo vakaudzwa kuti vauye nemukoma ivo vakarega kudzokera . Mhamha avo vanogona kunge vainemudzimu. Midzimu inogona kukuputsira zvauinazvo kana usingaiti zwainoda. Regai kupumha vanhu huroi munopedzisira maroya ndimi . Endai kwa prophet Miracle munoudzwa chokwadi murege kufungira vanhu zwakaipa. Sunungurai moyo wenyu mugofamba makachena muchawana rubatsiro. Nyaya iripamuri imi . Kwasara kuti munzi murimuroi ndimi. Endai kumasvikiro sa sekuru Tasvu kwete n’anga .

  • @anywaytinoza8190
    @anywaytinoza8190 5 місяців тому +1

    Amai Ava vanezvavanoziva pane zvidiki zvavakabata zvapanduka,pavachabatsirwa havo pane kadiki kavachadaira vachiti ndaisazuva kuti ndizvozvapanduka

  • @user-ur2uk3tr9k
    @user-ur2uk3tr9k 5 місяців тому +1

    Vane zvakawanda zvavari kusataura amai avo

  • @Farm44Haven
    @Farm44Haven 5 місяців тому +3

    Mazita,nemabasa tisataure hedu

  • @melodynehanda2133
    @melodynehanda2133 5 місяців тому +1

    its so sad what is happening to mama.....mukutaura kwavo you can tell there is alot of confusion due to stress or kuwudzwa zvakasiyana siyana nevanobatsira, at the same time there is no paranormal spirit pamba apa since she said imba vakavaka vega from stretch she ddnt bought it, so problem iyi inogona irikubata whole family sezvo vamboti vane masiblings anorasa pfungwa and her daughter's incident yekuwuraya mwana or mama ava vakabata bata. eish its so sad i hope she will get help soon

    • @modistamaraidza1346
      @modistamaraidza1346 5 місяців тому +1

      Vanopota dzichidambuka and she said vakainda kwa ndunge pa sly media

  • @brendatondaya7003
    @brendatondaya7003 5 місяців тому +1

    Lop top 😂😢

  • @nyaradzomarozva5715
    @nyaradzomarozva5715 5 місяців тому +2

    Hmmmmm amai ava handisi kuwachenesa something fishy pamunin'ina wawo akafa or vanewo zvawakabata

  • @user-xu2ng6kp1s
    @user-xu2ng6kp1s 5 місяців тому +1

    Mai ava vaka tsotsa munhu stand

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h 5 місяців тому +1

    Inhema mai ava ngavataure chokwadi .

  • @lionahleehunyenyiwa8447
    @lionahleehunyenyiwa8447 2 місяці тому

    Hmm😢

  • @MelissaJays
    @MelissaJays 5 місяців тому +1

    Ummmm vamboti havana hama dziri ku UK

  • @user-ej7po7ou6h
    @user-ej7po7ou6h 5 місяців тому +1

    Muma loptop

  • @portiachifamba2560
    @portiachifamba2560 5 місяців тому +2

    Nyaya yacho it's not make sure

  • @tapiwamuchetu6083
    @tapiwamuchetu6083 5 місяців тому

    Pane interview yavaiti kwa ndunge vakaenda vachiprekedza shamwari yavo zvikuitika mumba mavo zvisati zvakuitika vakazonzi vawuye ne sister yavo yavakutaura yekumbare iyo sister yavo now yakupedzenga

  • @user-nr2qs3dx5q
    @user-nr2qs3dx5q 5 місяців тому +1

    Loptop yevaskana vekwaMutate😂

  • @user-oj6dt3is5y
    @user-oj6dt3is5y 5 місяців тому +2

    It's not make sure Tete,Mai avo vakangwarisa,ngavataure chokwadi

  • @kudakwashemagwani4121
    @kudakwashemagwani4121 5 місяців тому

    Sekuru tasvu ndo the best

  • @elleanorchard5553
    @elleanorchard5553 5 місяців тому +3

    Loptop 😂😂😂

  • @macdonaldmarimo2628
    @macdonaldmarimo2628 5 місяців тому +2

    Not even add up ava mai varikunyepa

  • @user-uk6rp6uc9c
    @user-uk6rp6uc9c 5 місяців тому +1

    Moms iyi inonyepa ndatenda hangu zvongoonekwa kuti idzi inhema chaidzo hapana chokwadi apa

  • @FelistasMhuriyengwe-dp8vc
    @FelistasMhuriyengwe-dp8vc 5 місяців тому +1

    Mai ava zvavanotaura zvinosiyana siyana

    • @imath68
      @imath68 5 місяців тому

      Ehe nyaya yasiyana nezvavakambotaura kune mumwe mujournalist. Vaiti vaiona mota dzinouya pamba pavo.

  • @ppiro8084
    @ppiro8084 5 місяців тому

    Gogaz iyi yakachenjeresa fani.But mukaita munyama mukaendeswa kwaTasvu or Kanengo tichanzwa zvedu zvakawanda mukanyara

  • @ssam1430
    @ssam1430 5 місяців тому +1

    chenjerai vabatsiri vachabatsira mari yenyu

  • @knowledgemoyo
    @knowledgemoyo 5 місяців тому

    Hanzi nemwana wasisi vavo zvese zvavanotaura kt ndowana zvinhu zvakachekwa imba yakacherwa hanzi ndivo vanenge vachizviita hanzi vanotochera imba zvekutoda kuiwisa chaiko

  • @sarahmakwasha8110
    @sarahmakwasha8110 4 місяці тому

    Amai handisi kukuchenesai imi taurai chokwadi

  • @user-uy5zn3sb1x
    @user-uy5zn3sb1x 5 місяців тому

    Tete munofara here

  • @RudoSimango-ep8tw
    @RudoSimango-ep8tw 5 місяців тому +1

    😂😂 loptop

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 5 місяців тому

    Pane kachitsotsi Pana mai.awa
    ...ungaroyiwa nemutorwa kushika pakadai.hr guys.😂😂

  • @user-hp8kc3vg9j
    @user-hp8kc3vg9j 5 місяців тому

    Mhama hamutaure chokwadi last show yenyu makati makaperekedza shamwari yenyu kwandunge nhasi makuti makaenda kunobatsirwa

  • @BlessingMapiwa-fn9et
    @BlessingMapiwa-fn9et 5 місяців тому +2

    Ko iwo waigara nabamukuru sey vari 2

  • @MelissaJays
    @MelissaJays 5 місяців тому +1

    Ummm moms varikunzwika kuti varikureva nhema

  • @Didzaman
    @Didzaman 5 місяців тому

    Ngavabuditse mazita tinoda kuziva.ndokufumurwa kwacho

  • @gracempofu7433
    @gracempofu7433 5 місяців тому +1

    Let's not judge hedu

  • @anesuchenge3322
    @anesuchenge3322 5 місяців тому

    Ini ndirikufunga kuti mai ava vanechekuita nerufu rwabamukuru wavo

  • @Bongachihwatv
    @Bongachihwatv 5 місяців тому

    Iiiiii zvakaoma nyika yakatakura kurema dai mama ava vabatsirwa

  • @user-uk6rp6uc9c
    @user-uk6rp6uc9c 5 місяців тому

    Mai loputopu

  • @GudoChikomo-vs8ix
    @GudoChikomo-vs8ix 5 місяців тому

    Mai imi taurai chokwadi makabata bata

  • @emmaculatemanjoro4860
    @emmaculatemanjoro4860 5 місяців тому

    hi tete how can i get hold of you pane nyaya yandiinayo family yaramwirwa chitunha nekuda pfuma

    • @tendaindlovu4774
      @tendaindlovu4774 4 місяці тому

      Wazovq bata here tete unenge unenyaya iwe 😂😂😂😂

  • @tinashenyamazazari3628
    @tinashenyamazazari3628 5 місяців тому

    Moms vakaromba ava, tikazoda kutaura hedu chokwadi

  • @gracempofu7433
    @gracempofu7433 5 місяців тому

    But pavatanga kutaura hanzi handina chandakavata vasati vabvunzwa ???

  • @user-uk6rp6uc9c
    @user-uk6rp6uc9c 5 місяців тому +2

    Mama Loptop😅

  • @knowledgemoyo
    @knowledgemoyo 5 місяців тому

    Asi vanenge vakaromba zvavo ndozvakuvapengesa

  • @modistamaraidza1346
    @modistamaraidza1346 5 місяців тому

    Mai Ava vakabuda pa sly media, she blames maroja avo and her neighbours in the area. Mwanasikana wavo akazoti ndivo vanochera madziro or kucheka Cheka masofa kana zvavabata. Ivo vakazoti vakainda kwa ndunge ne friend yavo

    • @qbeebee5886
      @qbeebee5886 5 місяців тому

      Vanonyepa moms iyo. I saw the interview on Sly Media.

  • @user-qz2wp9do5b
    @user-qz2wp9do5b 5 місяців тому

    Makaromba amai kana kuti makavuraya murume wenyu ava kuetsai

  • @user-ge1ck6jr7p
    @user-ge1ck6jr7p 5 місяців тому +1

    Tete Tilda why you defend mazita evanhu iwe uchibvunza nyaya dzemunhu?unenge unosupporter zvakaipa tilda l hate that siyana nechirongwa chako kana uchiti musataure mazita asiunotya kuzofumurwawo unezaunoitawo chete

    • @gee9961
      @gee9961 5 місяців тому

      Haasi Tilder it's star fm mentioning mazita zvinoita kuti vasuwe company

  • @patriciakaseke1077
    @patriciakaseke1077 5 місяців тому

    Ngavataure chokwadi amai avo vanenge vakutopenga

  • @Farm44Haven
    @Farm44Haven 5 місяців тому +1

    Give mwanangu? Ko mazita ?

  • @talithadube6468
    @talithadube6468 5 місяців тому

    Loptop

  • @faithbungu9136
    @faithbungu9136 5 місяців тому

    Kkkkkkkk loptop

  • @ThandiweSakangenya-hv8ki
    @ThandiweSakangenya-hv8ki 5 місяців тому

    Tisataure nemazita

  • @MafirakurevaStephen-lc3yy
    @MafirakurevaStephen-lc3yy 5 місяців тому

    Tisataure mazita hainyatsondiitire tete ,please please mazita ngaataurwe

  • @user-nj3ec8nl8f
    @user-nj3ec8nl8f 5 місяців тому

    If she's okay nekutaura zita rake its okay

  • @user-qz2wp9do5b
    @user-qz2wp9do5b 5 місяців тому

    Amai taura chokwadi mubatsirike

  • @HenrySali-vm2qm
    @HenrySali-vm2qm 4 місяці тому

    Loptop