Well done, Stella, Tilda, and your team for showing those ignorant men. Kusaziva kufa shuwa, people were brainwashed to the extent yekufunga ku madzibaba Ishmael ndimwari.
Hurumende ngaitsvage volunteers like me who can go kucannan ikoko tinosvinudza vanhu. Tichaitirwa zvinodarika izvi mangwana tikabudisa misodzi tese. Also, freedom of worship policy needs immediate review. Munhu haangati kana mwana atorwa kuna mai achiyamwa mukaka onzi anokamirwa wemombe. Mazungairwa ayo and they don't need soft approach, my THINKING
Well done to you girls for teaming up against these abusers. Destiny I like your spirit , very passionate and emotional in a good way . I ve noticed how you balance aggressiveness with sympathy. Very good , girl , keep it up
I think media you did a great job with bringing this out to the masses as some people are not aware of the stupidity in this cult and how much they have been brainwashed into believing this nonsense.
Chii chinokumura mhuru? Ouch ! She hit him below the belt , he was totally unprepared for this beautiful meaningful Shona saying and he appeared disarmed . Go , tag team , go 🦾Hell hath no fury like a female defending children💪
I love the way these lady journalists put these men in a corner 😅 These men can’t even defend why they take children by ginya from their mothers. Reasoning yacho yehudofo 😂😂😂 well done Tete Tilder and Stella Muusha. You’ve exposed marombe abatsira kuuraya njere dzevana vadiki.
Haaa Tilda nevamwe vako muri mazungairwa moda mai vachengete vana sei baba vari vapenyu. Inini handisi wekwa Ishumail but I support the ideology behind that. Kodzero dzenyu dzakaora .
Thank you strong women fighting for women and children’s rights keep it up. Ava varume masatanist tarisai pahuma pavo vane mark of the beast. Vamwe varikuti vana ava vasati vapuwa murume baba wacho ndivo vanobvisa husikana. They are just living devils. God will definitely punish them from now on
Tete Tilda Murikuita nharo nedofo ,Ndiyo team yaitaurwa na Apostle Chiwenga ,Team iyo inenharo dzehudofo
It's not fair, woman are not being honest with others
Reasoning ne danda head. Hanzi ngavaise surname yamai as if they take birth certificates for kids
Nhai birth certificate vanoriziva here
Madofo ema dofo chaivo
Tete has become emotional mweya wekubereka kkkkk
Thank you aunty Tilda and Stella nekumirira kodzero dzevana. Zvopisa tsitsi kuti tine varume vakafa pfungwa kudai😢
Imagine
Tete Tilder i commend you for keeping your cool muchitaura nemapenzi aya dai ndange ndirini ndamubamura mbama
Haaaa ndaita hasha dzisingaite
😂😂😂😂😂 exactly very stupid indeed
Mbama chaiyo
Shuwa ndanzwa hasha chaidzo
Vanhu ava vanodheerera uye varasika.
Ndatatadza kupedza kuiona video iyi 😡
Pane imwe mibvuzo yavasiri kuvabvunza mhani vnhu unoshaya kty wodii kty ubvunze
Well done ladies panyaya yevana mapenga chose Mwari arambe achikuitirai zvakanaka.
Asi baba avo vane kabag kemilitary iiiii🙌pane nyaya idofo chairo rekutanga nekupedzisira
Ende magona kuita mubatanidzwa . Ndizvo zvaitoda nyaya iyi. Stella and Tete Tilda great job
Vanhu avo madofo to the fullest.Thanks tete Tilda navahanzvadzi Stella Muusha for the job well done
Mabhinya awo ngaasungwe
Stella Muusha Good Job Destiny Tv
Well done, Stella, Tilda, and your team for showing those ignorant men. Kusaziva kufa shuwa, people were brainwashed to the extent yekufunga ku madzibaba Ishmael ndimwari.
Gvt just had to repossess these farms which are being used for the wrong reasons.
Varume vese vepa Canaan ngavaende kujeri vadzvanyiriri .
Hurumende ngaitsvage volunteers like me who can go kucannan ikoko tinosvinudza vanhu. Tichaitirwa zvinodarika izvi mangwana tikabudisa misodzi tese. Also, freedom of worship policy needs immediate review. Munhu haangati kana mwana atorwa kuna mai achiyamwa mukaka onzi anokamirwa wemombe. Mazungairwa ayo and they don't need soft approach, my THINKING
Taura zvako
Tru imbwa hfuingi vanhu
I will join you!
Count me in
U can say tht again but do u think kut hurumende iyi ine basa nevanhu here..ndozvainotoda handiti inoda madofo kuti igovashandisa kut vawane mavhoti.
Well done to you girls for teaming up against these abusers. Destiny I like your spirit , very passionate and emotional in a good way . I ve noticed how you balance aggressiveness with sympathy. Very good , girl , keep it up
Tete Tilder ngazvisungwe zvima gum gum zvemavhu
Journalist uyo she is fearless she is good❤
Very good tete Tilder varume avo vanoziva chokwadii havasikuda kutaura chokwadii vanochiziva asivarikutya kuti kuti manozonzi vaka likisa information ngavasungwe imbwa idzo
Pamberi nemi tete Tilda and your team. You are the voice of the voice less
Tag team Tete Stella natete Tilder vakangei nemibvunzo anambwa ava😂😂
Good job ladies . Tete Tilder natete Stella
Ana tete wangu murikutaura nema penzi chokwadi ndanzwa kurwadziwa chokwadi 💔💔💔💔💔💔
Aya ndo anonzi madofo chaiyo
Ndanzwa hasha i can even take the into my hands zvinorwadza izvi
Chavakadyiswa chikuru shame
@@phildanjaira9822 machechi mazhinji anodyisa vanhu
Tete Tilder mucharwadziwa nemsoro nemadofo ayoo😅
Unosara uine bp ne team iri
Tete Tilda torai Mipengo iyo iende Ku Ingutsheni Hospital Vachengetwe ikoko
Taura hako vari kutopenga
Misoro yavo yakazara mvura 🙌🙌
Education is very important
Taura hako dea chikoro chero ukafoira but zvotoonekwaa kut apa dzoshanda 😂😂
Please Zim ndipeyiwo nguva and my team ndimbopinda Lily farm and end this madness ndine hasha watching these hooligans
Mapurisa munodambura vanhu mu town umu, mune shuwa kujairirwa nevenhu va Ishu ava 😭😭
Nharo dzedofo
Vanhu vekwamadzibaba ishu rambai kuitwa mai interview natilder....tilder imhata iyo achingoti kushata
Iwe ndiwe zimhata rakashama sure Dhoni Tilda aita sei achinunura children abuse kasi uri wekwa ishu iwe ndiwe wakashata Tilda black beauty
Ummm iwe unonyadzisa iwe n hauna kutokwana iwe utotaura panhu pamai vako umm zvonyadzisa n ipapa tilder adii
Ngavasungwe zibaba rine satchel dununu chairo
😂😂😂😂😂 iweee wandinakidza ko kuzoti dununu
Mweya weumhondi wakamugara
😂😂😂😂😂😂😂😂
@@TalentHambirepi-xn2wq aaah I dununu shuwa hamusi kuzviona here hazviitwi nemunhu anedzakakwana 😂😂
Chikoro chakakosha veduwee sunungurai vaña avo vatoitwa madofo semadhara ayo
Thank you for your hard work Tilda and your team.. Vakaoma misoro vanhu vacho 😢😢😢
Asi vanotyisa here titumei isu tovamamisa ko shamhu ine munyu ichashanda rini hero basa reshamhu
Mukupedza nguva kutaura nemazitofo aya
Neniwo ndoridawo basa rekunovamamisa .....ndingatobuda shavi kwazvo rekumamisa
😂😂😂😂😂😂😂 ngavamamiswe mapenzi aya mhani ..
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 ehe handei torova vanhu
No bail for dis madzidhedhi purizi😊
Mishonga yakadyiswa vanhu ava naIshumairi inotovapengesa, aya amazungairwa chaiwo
Vakadzungaira zvedi nharo dzechidofo
Zvakabikwa nefoshoro zvinopisa tsitsi
Shuwa taura hako they want deliverance
Stella Muusha for Destiny TV well done good interviewing skills
Best team tete and sis stella i love you eishh❤
Tete Tilder sungisai zvimukono zve Tsambarafuta izvoo
If kuzungaira was a person. Zvirume zveku izvi ndizvo zviwana zungaira zvacho
Can you imagine to have such a father
Zvonzwisa hasha zvidhara zvisingafungi izvi zvoda mambama
4:21 4:21 4:22 4:27 zvakadyiswa na Ishu nxaa
5:06 5:06 5:10 5:12 under 18 mwana nomudiii kudzungaira to the fullest
Zvinongonakidzwa nekubhinya vana izvi@@ProgressNcube-uu7qn
Tilda ngaazvare vake agochengeta iye haana kana 1 busy kutonga vevamwe
Tete Tilda 😅😅😅 hanzi zvichitomboitirweiko .haa ini handigone kutaura nababa vane satchel dai ndavapa mbama
Munhu akasangoverenga bhuku riya 'Dzidzo inhaka yeupenyu' zvavharana
Destiny tv good job moziva zvamukuita
Tete Tilder and Tete Stella good combination.matai basa mapenzi aya avharirwe.
Nhy veduwee ndokumbirawo mari yebhazi ndiende kunotema ana baba avo nematombo vavhurike brain dzavo. Am cross right now.. 😢😢😢
I think media you did a great job with bringing this out to the masses as some people are not aware of the stupidity in this cult and how much they have been brainwashed into believing this nonsense.
Tudhara utwo twese twakakwidibirwa pfungwa mumbiya kuseri kwechuru pakati pesango chaipo
Exactly
Nhai pashaya police hre masunga marombe ayo straight ku school 🏫 💯 hapana zvirimo mumusoro umo tete tilder
Chokwadi aya madofo aya haatorina kukwana
All these idiots should be in jail. I'm sure ndiwo futi wanofamba wachiita Wana tsikamutanda wachibira wanhu mombe koopa iye mambo wawo uyu.
Chokwadi
I agree. Kufira mu Jeri chaiko
Chii chinokumura mhuru? Ouch ! She hit him below the belt , he was totally unprepared for this beautiful meaningful Shona saying and he appeared disarmed . Go , tag team , go 🦾Hell hath no fury like a female defending children💪
Mwana haabiwe munotogara pasi mowirirana
Stella Muusha natete Tilder Moyo🙏 Ko kuma lawyer vanodeizve icho formal chikoro chisina basa? A touch is a move guys!🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂A touch is a move here 😂😂😂
Heyi mapurisa Sungai vamwe vakasara vakatemerwa naishimael
Aunt Tilder apa muri kutotaura mega Madhara aya madofo.
Madzibaba Ishmael mubobobo ncaa
I love the way these lady journalists put these men in a corner 😅 These men can’t even defend why they take children by ginya from their mothers. Reasoning yacho yehudofo 😂😂😂 well done Tete Tilder and Stella Muusha. You’ve exposed marombe abatsira kuuraya njere dzevana vadiki.
Stella Muusha good job
Tete Tilder mune Basa shuwa. Varume ava ngavatende chokwadi nesu tiri mapositoriwo. Mwana Kuna amai vake kusvika avene Mano.
Avo mapofu munjere siyanai navo takamirira the law to take its course.
Ngavandogara kudenga uku where they claim. Madzimai avo mazidofo futi
Kkkkk ende vanhu vakapusa mazipotsori aya
Mazidzetse evarume .imi Tete Tilda udzai police zvivharirwe zvimhondi izvo nxaaa mazidhemeti evanhu kusakwana
And vedueee kumwe kudzungaira so Ka 😂🤣😂 vatoita nharo vehudofo asi madzibaba Aya so
Mary mubaiwa and her kids please, I need justice
Tete tildar hamusikuona here kuti murikunetsana nema Zimcare .
Haaa Tilda nevamwe vako muri mazungairwa moda mai vachengete vana sei baba vari vapenyu. Inini handisi wekwa Ishumail but I support the ideology behind that. Kodzero dzenyu dzakaora .
Vanababa vekucanaan Havana kukwana saka havapihwe vana
They think vari clever....beating around the bush....stupeti dzevarume
Siyana nevatendi haunamati wakakodzerana neSodoma neGomora siyana nerudzi rwamwari
Izvi zvirume zvakanyorwa patoilet
Tumikono twetsambarafuta
Aunt Tilder nevamwe wese murikupedzerwa nguva ne ngongoni idzo ngadzikandwe mukati mune vamwe vavo
"Mukaka uripo tokamira mombe"... Must be arrested
Ndashatirwa nemhinduro iyi ufunge
Very arrogant answer
Ko varikubvunza ndivo court yachere noise
Zvibaba izvi kuita basa rekuchengetera ndebvu mahara
Good job tete Tilda but vanhuava vakaoma musoro vakutoda canceling yakasimba
Manzwa hasha vasikana nematofo aya
Haaaaaa tete Tilder mune patience ini ndikadai ndatoshandisa maoko kabba ako Kane naro kne chipositori chisipo
Aaaa vanhu Ava vanopa hasha chokwadi .mapositori regain vatukwe Na Apostle chiwenga Kuti madofo
I like the combination of tete tildah na tete Stella 🔥🔥🔥🔥🔥🔥 l love you both guys ..Mwayai mstsotsi aya nemubvunzo because vakuda kutijairira manje
Kababa kane satchel kanoda kuvharirwa
Kanoda shamhu , plus education hapana
Unoziva ndaita hasha sendichakabata pahuro
Ende idofo chairo
@@marynyamondo3198 ko kuzoita chicky
Yah pakaipa. It is so sad Kuti tichirinevanhu vanepfungwa dzakadai
Stella muusha good question
Thank you strong women fighting for women and children’s rights keep it up.
Ava varume masatanist tarisai pahuma pavo vane mark of the beast. Vamwe varikuti vana ava vasati vapuwa murume baba wacho ndivo vanobvisa husikana. They are just living devils. God will definitely punish them from now on
Ava vakadyiswa tete hamuvagone but ishumal ngafire kujeri.
Tete Tilder tichiri kukudai ngwarirai ziso remurume uyo ende matofo avo
Sungai zvese mhani hazvina chironzo mabenzi evanhu
Please valelani labo abantu pls
Well done sekuru wataura apo. Mataura zviripo chaizvo ndizvo zvinodiwa.
Vanhu avo mujeri vanozivana..vanhu vaparara nekushaya zivo lshmael, lshmael,lshuuuu denga rakakumirira ndachema hangu
Ava vanhu haasi mapenzi sometimes what they're saying is making sense.
Kuita nharo nevanhu ava its a waste of time. Hadzisi type dzekunzi come lets reason. Ava vanoda force
Vanhu ngavambosiya mweya mutsvene .... Vanotikuvadzisa nekutsamwa kwedenga 😢😢
Tune nharo tuvavhu twechipositori utwu
Police should secured Lily farm to protect children from being stolen from lily farm.
these men are devils advocate
Welldone tete Tildah na Stella madhara aya dai vabva vakandwa kujeri kune vamwe vavo
Mungataure zvemombe pavanhu haaa ana tilda makadhakwa imi
Mazidofo wanhu awa
Kkkkk well done gals waal majamuka vasikana pamberi nemi female journalists madadisa keep the fire burning pamberi nemi ladies chii chinokumira mhuru😂😂😂😂😂
😢😢😢😢😢😢 brain dzakaitwa washeni
Ava vanopisa hasha ndiri kunzwa kuvaviwa,vari kundimara. Thanks ana tete ne patience dzamuinadzo
Vanhu ava haasi madhimoni ere.....or maybe they are from another planet isiri earth.....i am begining to doubt them
Kkkkkk ehe mademon wena
Stellar you are a 🌟❤
Ndirikunzwa kuda kuvhara baba avo ne mbama
😂😂😂😂
Haaah ukanzwa uchinzi I love u nemupostori tiza uende kupolice ukarisekerera ndonhamo yaunenge wazvipa anenharo zvekuti mapostori
😂😂😂😂iweweka,
Kuti pfungwa dzavo dzichazonyatsoshanda zvakanaka. Kunyange Ishimairi akagara mujeri.
Stella kudos you tried to get to their level of understanding
Baba vane rudo nevana vamukoma vavo ava, dai shuviro yavo yazadzikiswa