Vapfanha ava vakadzidza paMasvingo Christian school,vakadzidziswa acting na Mr DZATSUNGA he was an ENGLISH teacher In life vabereki regai vana vaite anything chomuitira ringava bhora Drama Kuimba Hamuzivi anobuda nepi
Wezhira we Zheve . Munogona imi Shuwa, zvakanaka chaizvo hama dzangu. Tinemi pa Mwoyo. Good Rural settings apooo ndaifarira. Zvoosimudzira . Keep it up
*sei musiri kuisa like Pana mbuya mai John,,about her beauty,,the tone,,apa vanotaura havo nemazino,,Havavhuri muromo*
❤
😂😂vanhu vanobva nekure guys.....keep on going
Aikaka 😂😂 chairman ndeya mbuya mai joni
Combination yenyu muri3 mmm makabatana guys please keep going 🎉🎉
Awesome. Rural homeanyama, no rent no expenses. Good and progressive life choices. Its an eye opener and good lessons to many
Chairman Saka makapfimbwa nemukadzi here 😂
We need more of such interview this is awesome,,
Aiwa tinotenda 🎉
Kkkk ndait mbuya John ndevavharazip
Chairman musagushunge munhu. Apa ndandajaira mbuya vaine rokwe ndazoona vaine mutodo wena kuzara kuti paaaaam😂😂😂😂😂
Yaaà sango rinopa waneta shuwa mmmm. Patience pays. Rambai makadaro guys munogona
Good combination. Pari kungoda VaMayaya naJoramu chete apo
Excellent guys aah 50-50 vanogona vanhu vese avo zvavo
Hoo Mbuya majoni ndeva chairman
Very authentic and inspirational.
Wezhira wezhowe🎉🎉❤❤
Aaaaaa chairman saka murikuti mbuya maiJohn vakashingirira kukudai😂😂 imi maisavada hre😂😂😂😂😂😂
Haa guys rogona iri
Mbuya mai Joni vakanaka vanhuwe
Mbuya Mai John she is black beautiful chocolate skin
Better makapiwa minda zviri nani mune penyu plus Kumbirai akagona akashingirira akakudai😂
VaMayaya vakaita dzungu
❤❤❤ very gud
Mbuya Mai Joni is beauutiful very gprjasi❤❤❤
Kkkkkteam team team onelove thx
Tamara kuhwa vezhira zakarinovava😂😂😂
😂😂wezhira weZaka
This is Nice
Dread Welli
Maita ne nhorowondo yakanaka kutizisana tese ndo road yedu yatakabva nayo
Ndomuzica wakadzidza pamparuri primary
Usandigushunga
Vanhu vangu
Zvinotendwa
Wezhira
Mbuya mai John zvavari bara zvee remukadzi
Sando dzenyu guys
Wellington Chindara
David mubaiwa
😂😂😂😂😂😂😂😂 muchaurairwa mukutamba
Kumbirai ano actor,ndaona kwazvakabva,kuna mai vacho........nhai munhu angaedzese ari pamba pevanhu nekuti mwana atizira?!drama😂😂😂😂😂chairo!
aaaa kkkkk inini ndrikuda svosvai
Usandigushunga 😂
😂
Wezhira bata basa
Vapfanha ava vakadzidza paMasvingo Christian school,vakadzidziswa acting na Mr DZATSUNGA he was an ENGLISH teacher
In life vabereki regai vana vaite anything chomuitira ringava bhora
Drama
Kuimba
Hamuzivi anobuda nepi
SADC Chairman vaiva neDraid but vakazoita zuda, saka vakatongwa nemaSalad.
Kkkkkkk idi here
@@rebeccamatunge168 kkk yah
😂😂😂
Manje chivhayo zvaasisina mari muchaitasei?
Vaingozviraramira asiko chivhayo
Aiwa usandigushunga
Vakatosimuka kare avo
Chimbomira ipapo vakavaka chivhayo asati avanemari please
I think they were given 10,000 usa each.na Chivhayo
All along ndaiti va vharazipi is the one married to mbuya mai j
Chero neniwo
Dai musiri muZim menenhamo mazvimba nemari makatosiya zvemadrama
Dai usingavazive futi
@@HenrySali-vm2qm kuziva kana kusaziva zvakangofanana ndakaprdzisira kuona vharazipi nguva yamayayaya
🤣🤣🤣Hoo ndosaka Vharazipi achida kukwira mumuti nambuya kkkkk
Heya chairman ndimi muna mbuya mai John
Ko svosvai aripi nhai😂😂😂
Ask 1000times
Ndinaye
Ndinaye
Vamayaya vakabuda mune vamwe
Honai ana Marabha vakutadza kupedzisa kuvaka two rooms vadzidziseiwo kuti Uno actor plus uchi ngwavha , ngwavhawo.
Wezhira we Zheve . Munogona imi Shuwa, zvakanaka chaizvo hama dzangu. Tinemi pa Mwoyo.
Good Rural settings apooo ndaifarira. Zvoosimudzira .
Keep it up
Well-done team you came a long way rural area life nice one stress freee
Ndafara combination yenyu manyana pfuudziwai mberi
Chair man makatsotsa mwana
Kuda zvinhu Mbuya Mai John. Kutizira mune 16 years
Life it's a journey zveshuwa makabvakure now u are a man enough
Makarongeka ndakaona ndichidarika rambai makadaro
The greatests!!!!
Good going 🎉🎉❤
Gojasi mukadzi wa chairman
😂😂😂😂mastatement aVharazipi
Haaaaaaaa wat about v z
Proudly from MVO, ZW ❤🎉
Mbuya Mai John inyama pakunaka shem
😂😂😂😂😂😂😂😂
Yeah life inobva kure
Ko kutaura shona kna muchida english mongoita zveEnglish
I have liked your teaching bro