Baba chigodora na mambo senator mtasa I realy addicted nematare enyu hamufanirwi kushaika padare every weak toda kunzwa nyaya 😊❤watching from durban kumusha kwamudzimu ❤
Magirazi cant you just put your phone on vibrate nhai, kunyangwe uri ku panel yevatongi, sound ye phone kurira is so annoying and destructing. Unogona kusaidzima hako but try kuita kuti painorira isasvota vamwe...thank you
Chambotanga kuepo chii muti neChurch yeRoma yacho iri kutairwa? Maonero angu muti, since payiitwa zvigadzo zvacho kubva makare-kare. Asi kana muti wakamera after Church bldng then Headman vanofanira kupaonavo futi - asi kungoti mumatare munotwarwa manyepo kusvika munhu angozorigwa mhosva. Pamwe hapana vanhu veRoma vari involved - are they there as witnesses?
Hazvina kuipa kusaziva chidzidzai muri muterrace.. Let's not criticize because we don't know.. Vanhu vakuru vese ava vangatsva nezuva nyaya isina basa here... Sabhuku naIshe kutambarara makumbo for useless things??????
@visionmashowaire-zl7sf ini ndiwo mazivire anguwo ,but munombonzwawo here headman chigodora achiti headman so n so ndirikuvada kudare rangu nenyaya dzekusafambisa basa zvakanaka kwavari kuita ??
We Want BaTaps Back To Broadcast Stories There.
By Public Demand.
BaTaps ngaadzoke murikutirwadzisa Changamire
Headman Chigodora the only Chief who make me like to follow rural community court because of his ruling you are the best Mukanya
Headman is the only chief?
Havasi chief
He is a headman not Chief. The traditional hierarchy goes as follows:
3:Sabhuku- Village head
2:Ishe- Headman
1:Mambo-Chief
@chenjeraichipiti1603 hawasi chief ndiyani
@@LukeMudengezi ndi headman
Baba chigodora na mambo senator mtasa I realy addicted nematare enyu hamufanirwi kushaika padare every weak toda kunzwa nyaya 😊❤watching from durban kumusha kwamudzimu ❤
BABA CHIGODORA WHY MUCHITIKANGANGANWA SOO MUSADERO BABA TODA NYAYA DZENYU MUNOTONGA ZVINOFADZA HERDMAN ❤❤❤
Happy to see you headman chigodora naMagada❤️❤️❤️
Long time I missed Headman Chigodora so much. Sanibonina nonke bakwethu watching from here Johannesburg
Munodhuva kurova kaaani Headman wangu. I love how you dissect issues padare renyu. Please we need at least a weekly dossage.
Headman Chigodora munodhuva kumbatikanganwa kuti mune vana kunze kuno vanoda toda kukuwonai ❤❤❤❤
VaSoko mukutiregerera kutosuwa dare renyu rinovaraidza pamwe nekudzidzisa ,makadini Hardman Chigodora neteam
Headman. Chigodora munondigonera munogona kutonganyaya ❤❤❤❤❤
Welcome back headman 🙏🙏🙏
I'm number 4
😮tsuro negudo rwese nemumvura
Not yet Zimbabwe yaisati yane risununguko
Headman Chigodora munofara here haaa munomborova Hama yangu
Kupenga varume vakuru misoro ya chena kudaro ko miti vakatemerei kufarisa uku
Vanoda kurohwa kuda Mari kutema miti inoyera that's why mvura ichinetsa kunaya
Glad that we are here
Quality camera
😂
Imi mademba angu ndinotenga every Saturday asi anenge akabikwa kudhara. Ishe itai mabika
Where were you Headman wangu . Watching from Rimbi Chipinge
Magirazi cant you just put your phone on vibrate nhai, kunyangwe uri ku panel yevatongi, sound ye phone kurira is so annoying and destructing. Unogona kusaidzima hako but try kuita kuti painorira isasvota vamwe...thank you
Headman chigodora kuseri pamberi na chigodora
Madhara ayo mukamaregerera anoroyana ayo. Ndirikuona vachinoromba kuti vaurayane ava.
Long time Mr Chigodora
Dare rasekuru wangu chikirimbani munobatwa chete kuti dzviiii
Sabhuku itsotsi iri
A tribal Headman what he said to Khumalo kwangenza ngamzonda
Headman chigodora anotonga headman gombakomba sei.Ishe gombakomba anomhangara kuna umwe ishe sei?
I know these people that sabhuku we went at same school Gombakomba high 😂
❤❤❤
Chambotanga kuepo chii muti neChurch yeRoma yacho iri kutairwa? Maonero angu muti, since payiitwa zvigadzo zvacho kubva makare-kare. Asi kana muti wakamera after Church bldng then Headman vanofanira kupaonavo futi - asi kungoti mumatare munotwarwa manyepo kusvika munhu angozorigwa mhosva. Pamwe hapana vanhu veRoma vari involved - are they there as witnesses?
muti wechigadzo ndomuti wakaita sei pachishona.
Muhacha
Tinouti murombo kwedu kuchipinge
Kwedu tinoisa pamucha ndiwo murombo
Nhai kunonzi kubika mademba kuitaseiko
Long time changamire
$$$ mainputs😂😂😂
Long time ddy
Munonyanya ku editor ma video muno cutter cutter muchi isa pamuno taura imi
Ishe anotongwa nemumwe Ishe here? I thought the hierarchy is vertical not horizontal. Someone to balance me here
Vaimbove ishe havasisiri handiti ndivazomhan'arira sabhuku
This is my first time kunzwawo izvi kudzodza hakuperi
Kutonga vanhu pamusaka pekutonga muiti zvakaoma so kuda kuripwa.
Panemiti yemumusha isingafanire kutemwa
Panemiti isingatemwi especially miti yamagowe ngaiermedzkedzwe haitemwi
@@AnnaChauke-co1em ehe zvakanaka chaizvo kune miti isingafanihwi especially mihombe uye michero nono
Miti yakatemwa ndemhondoro panobikirwa doro rekupira mudzimu yenyika
Hazvina kuipa kusaziva chidzidzai muri muterrace.. Let's not criticize because we don't know.. Vanhu vakuru vese ava vangatsva nezuva nyaya isina basa here... Sabhuku naIshe kutambarara makumbo for useless things??????
ko nhai kune amwe maHeadman aripasi paHeadman Chigodora here it confuses me all the time kana zvichitaurwa padare iri??
If you headman someway you can be reported to another headman wototongwa court it's court
Inin mazivire andoita meheadmen akafanana and they all report to the Chief
@visionmashowaire-zl7sf ini ndiwo mazivire anguwo ,but munombonzwawo here headman chigodora achiti headman so n so ndirikuvada kudare rangu nenyaya dzekusafambisa basa zvakanaka kwavari kuita ??
@ that will be abuse of his office. Mambo ozoita basa rei?
@ that will be abuse of his office. Mambo ozoita basa rei?