NDIRIKUONA MUSORO WEMUNHU WAKARUKWA FREEHAND UCHITAURA MUMBA ME MURUME WANGUPLIZ HELP

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 2 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 28

  • @EustinaChimana-oy7dc
    @EustinaChimana-oy7dc Місяць тому

    Haiwawo mai imi msada kunyepa apana zvamakaitwa kungoda good lyf chte vanhu taneta nemi msi wamuchachekereswa ndipo pamuchaona kt amuna kngwara

  • @EustinaChimana-oy7dc
    @EustinaChimana-oy7dc Місяць тому +1

    Vanhu makunyanya kuda mbinga dzamisngazivi kt anzi mbinga zvii zvakaitika

  • @patiencechibange9539
    @patiencechibange9539 2 місяці тому +3

    Yoo inga zvakaoma you are under his clutches wakashandisirwa mushonga wena dai Mwari vakusungungura nekuti zvivindi zvekurara pamubhedha une chitunha pasi zvinobvakupi.Nyika yashata veduwe madzimai tisiyane nekuda mbinga

  • @melodynzwanaishoko2421
    @melodynzwanaishoko2421 Місяць тому +1

    Hie aunty Mamoe and Vedare naHidey.
    Yuhwiiiiiiii, inga amai makaita munyama, kusangana nemunhu akadero so, but munezvivindi yooooh , tizai tizai, udzai Hama dzenyu dzizokutorai.
    May God rescue you from this situation

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 Місяць тому +1

    Geza ne weti yako kana salt water wakurara ...zve mbinga idzi munofa tenhai dzamuno svikira plz

  • @BreshinevyNdatengwa-nu3dv
    @BreshinevyNdatengwa-nu3dv 2 місяці тому +3

    Fonera hama dzako dziuye kuzokutora bcz murume wako akatozviziya ķuti pane zvawakaona akakugadzirra

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 2 місяці тому +1

    Idzi nyaya idzi ndedzesure hrre or mahumwe am just asking hangu ,ko kufonera someone like manyorero aawaita pano azokutora

  • @GraceMuzhuzha
    @GraceMuzhuzha Місяць тому +2

    Chimwe chinhu chichatiuraya takavarairwa imbinga😂

  • @MarthaRita-nh6oj
    @MarthaRita-nh6oj Місяць тому

    Yaaa midzimu yekwakwo namwari anokuda namata iwe wakapona neburi retsono plus ndozvinoita mbinga hadzitaure kuti marombists vanongopedza vanhu chinyararire good luck kune vanadzo mingaldo idzi

  • @stephaniejones7438
    @stephaniejones7438 2 місяці тому +2

    Auntys vatawura kuti due diligence.Sisi munoda zvinhu maida varume vane mari ndiwo mubayiro wacho uyezve muri munhu wema beers hapana kana Mwari apa.Tsvagayi Jehovha acahawanikwa

  • @trishchakandinakira7581
    @trishchakandinakira7581 2 місяці тому +1

    😮😮😮iiiiii ini handimire ndaona musoro iiii this is so scary 😱

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Місяць тому +1

    Problem yenyu imari!! Ungatosvika pakuroorwa nemunhu without even asking about his source of income?? Muchapera nembinga dzenyu idzi

  • @sophiachida3361
    @sophiachida3361 2 місяці тому +1

    Hidey pray without ceasing chitoshinga kutsanya

  • @NyashaMahumucha-hd6vv
    @NyashaMahumucha-hd6vv Місяць тому

    is this happening ndatya dai Mwari akusunungura

  • @ColletIsaac
    @ColletIsaac 2 місяці тому +2

    If ukagona kubuda enda kwaProphet Miracle Paul kuChitungwiza unobatsirika

  • @JulietWotazi-x2k
    @JulietWotazi-x2k Місяць тому

    😱😱😱😱😱😳😳😳😳😳😳😳😳😳am speechless 🤔

  • @netsaigurure166
    @netsaigurure166 Місяць тому

    Pray kuti Jesus come to my rescue uchirevesa even aripo namatira mumwo muzita ra Jesu Kristu . God will come to your rescue

  • @Chichi_Lyons08
    @Chichi_Lyons08 2 місяці тому

    Yoooo so scary hidey sorry hako

  • @AliceMadziro
    @AliceMadziro Місяць тому

    Kutoona nguva yekunyatsotsanangura kusai munhu akarasina njere here njere dzekunyora mukudziwamepi muchitadza kutiza

  • @lionofjudah2045
    @lionofjudah2045 2 місяці тому +1

    Mmm the love of money is the root of all evil .Eih dai wagara waudza hama dzako incase unofuma wafa obvious murume uyu used mushonga pauri or contact a pastor vakunama tire wane simba rekubva ipapo

  • @chiedzadube
    @chiedzadube 2 місяці тому

    Wadii kutiza nhaiwe

  • @breem5414
    @breem5414 Місяць тому

    I think kuva murelationship nemunhu ane ane mari iwe usina hazvina basa as long mari yake yakachena chete

  • @loycemazhindu8782
    @loycemazhindu8782 2 місяці тому

    Zvakaoma hazvo Tete

  • @Eva3rt
    @Eva3rt 2 місяці тому

    Get well soon tete mune flue ka imi ko page renyu ku fb rinoti chiii

  • @chiedzadube
    @chiedzadube 2 місяці тому

    Wadii kuudza hama dzako dzazokutora

  • @pascelinefibion6592
    @pascelinefibion6592 2 місяці тому +1

    𝐼𝑡𝑜𝑡𝑎𝑢𝑟𝑎 𝑛𝑒ℎ𝑎𝑚𝑎 𝑑𝑧𝑎𝑘𝑜 𝑣𝑎𝑖𝑡𝑒 𝑝𝑙𝑎𝑛 𝑦𝑒𝑘𝑢𝑡𝑦 𝑢𝑏𝑣𝑒 𝑖𝑝𝑎𝑝𝑜 𝑜𝑟 𝑣𝑜𝑘𝑢𝑡𝑠𝑣𝑎𝑔𝑖𝑟𝑎 𝑚𝑢𝑝𝑜𝑟𝑜𝑓𝑖𝑡𝑎 𝑎𝑛𝑜𝑘𝑢𝑛𝑎𝑚𝑎𝑡𝑖𝑟𝑎 𝑢𝑟𝑖 𝑖𝑘𝑜𝑘𝑜 𝑢𝑤𝑎𝑛𝑒 𝑠𝑖𝑚𝑏𝑎 𝑟𝑒𝑘𝑢𝑏𝑣𝑎 𝑐𝑧 𝑚𝑢𝑟𝑢𝑚𝑒 𝑤𝑎𝑘𝑜 𝑎𝑘𝑎𝑡𝑜𝑘𝑢𝑠ℎ𝑎𝑛𝑑𝑖𝑠𝑖𝑟𝑎 𝑚𝑢𝑠ℎ𝑜𝑛𝑔𝑎 𝑢𝑦𝑢