Ndokumanyira kuita zvavasingazivi vanhu. Mai ava I don't believe vakauraya mwana but vanekadzungu kavakaita. Handizivi hangu kuti mhosva yavo chaiyo ndeyei. Wabatsira munhu achida kuita mwana no followup kuti mwana arisei after 3 months mapurisa vozouya something is not adding up panyaya iyi.
Mambuya aya anonyepedzera kuziva kuzvarisa vanhukadzi. Why didnt they proceed to the hospital? .... Wese vanosunungutsa vanhu vasina maqualification enursing ngavasungwe..... Full stop
True, vanhu varikushaya state funded lawyers zvekusvika pakuzvimirira voga mumatare. She mght hv played a part thru ignorance bt 20yrs no no. Ma murderers chaiwo varikupiwa ma 7yrs wani
Zimbabwe yakaroiwa ne akafa chavagona kusunga vasina mhosva .Maminerals vanoba hava$ungwi ende Zimbabwe so nhaimi Dai Nyika yaivharwa konzi hakusisina l wsh Zimbabwe ivharwe itonzi haiko hayo cz ihhh .
Pliz vanokwanisa kibatsira batsirai mama ngavabudiswe mujeri ko iye akaviga mwana kugara 3 months asina kuudza mapurisa sei muridzi wemwana ngaasungwe mama vaburitswe
I pray for Gods providence on you Ambuya! God sees, God hears, God answers in His time. I am hurt, hanzi zvekudya tinongodyawo sadza repano 😭😭😭
Vanhu ava vanombonyepa sometimes. Its best for interviewers to read trial transcripts before the interview so that they can also ask useful questions
Ahhhh asi nyaya iyi kah 😮😮😮😮😮😮😮😮inoda kuongorogwazve....regai zvichinzi trust your instincts zvamakanga mamboramba henyu dai makagara henyu
We want justice for this lady pliz
20 years gogo vakadai ma judge mune chokwadi here
Gogo vakafira kuziva information yekuti mwana ndeweboyfriend zvinorwadza hazvo
Zvakaoma hazvo amai wangu wanopika ndowasina mhosva mwari ndiwo wanoziva
Waita effort yekusunda munhu mubhara okudai....😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Sometimes kusabatsira vanhu kwakanaka fut kana nyaya yacho yakudai gogo ava havana mhosva mhani
heartbreaking Muningina Mwari vachatungamira vari kunzvinzwa
Ndabatikana namai ava veduwee........its sad 😔 😟 🙁 😥 😞
Gogo mwari havakundikani ..zvose mumaoko eGwayana .
Mmm ndarwadziwa . Ambuya avo ndovaziva kumusha kwedu
Eish gogo ava mwari pindiraowo
Ende zvakaoma , Mwari rangariraiwo mwana wenyu . It shall be well
Aisunga nhumbu uyo ndiye mhondi. Mwari pindirai panambuya ava.Nambuya avo vakasunungudza ndivo vaifanira kusungwa.
Mai ava vari kufira yekuti vakaziva information yemuridzi wenhumbu
Ndosaka ndisingade kubatsira vanhu manhi
HURUMENDE YA EMERSON ndiyo chete ikusungirwa vanhu mhosva dzavasina kupara....kudzinga RG takarima nechisi😢😢😢😢😢😢
saka ndikaita lie detector machine ndoita mari mu Zimbabwe.
Ndoyakudiwa coz some people do tell lies zvinobatwa zvese ne lie detector
Chero ndisingagone kutonga nyaya zvangu ava amai Havana mhosva ava and havapengi amai ava vanhu musadaro imi nemiwo mapurisa dzidzai kuita mainvestigations mhani kwete kubhadharwa mari muchitongera vanhu mhosva dzavasina kupara ABUSE yamurikuita iyi mhani 😢
Vanhu ivavo vachatongwa don't worry gogo
ndarwadziva amai vangu
Nyamukuta ndiye anemhosva
Mai Easter ndewe kumusha kwedu mutombovanzwira tsitsi henyu manyepo avari kutaura ese ipapo vakamboba mombe 2006 vakasungwa vakabuda vaiba mbudzi vachiita dzekubereka kumusana huku kusabvisirwa amwe makore pa 20 yrs Kwanga kusiri kutanga kupinda mujeri ndekechi 2 dai karikekutanga vakabvisirwa mamwe makore wese akadzidza 2006 Pa Mudzimirema secondary school kwa chihota anoziva nyaya iyi chikoro chese chikamhanya pavabatirwa zvekuba mombe
So pamwana uyu vane zvavakaita here or kuzongobatirirwa nekuti vakambopinda muhusungwa
@@constancebriella-me6lk ehe ndiwo nyakutokanda mwana uyo zvikaitika 2014 ndatova kumusha kurufu rwababa wangu zvakunwzisa hazvo tsitsi nekuti vakura vaita zvinogara zvakadaro kupfekedza mbudzi hat mabhutisi wobereka kumusana
@@chiedzatigere7434 vakamukanda pai nhai .
Haaa zvavai shooter
Inga zvakaoma weduwe
@@chiedzatigere7434saka deal iri vaive vese namai vemwana here
20 years for real nyakubvisa mimba akabuda
Mwana akamwa mvura mudumbu akafira mudumbu nyamukuta akatya kusungwa haa zvakaoma hazvo
Heartbreaking.
Murume uyu atadzawo ku respect amai ava.
Ndatozvityawo ini. Who does that?
Mai ava vanoreva nhema.Havasikuda kutaura zvakaitika.20yrs ndedzemurder vajauraya
ini ndinongoti Mwari tongai muri mega
Nyaya iyo ndeyemashuwa zvisinei kutonga ndekwaMwari
Ndokumanyira kuita zvavasingazivi vanhu. Mai ava I don't believe vakauraya mwana but vanekadzungu kavakaita. Handizivi hangu kuti mhosva yavo chaiyo ndeyei. Wabatsira munhu achida kuita mwana no followup kuti mwana arisei after 3 months mapurisa vozouya something is not adding up panyaya iyi.
Zvakaoma mai ava vanondirwadza, zvakaoma hazvo
Zvavari vekumusha kwangu
Ana wiknell instead kubatsira vangu vakayi busy kupa vangu mota vane mari dzavo kare
God of Abraham...Isaac...Jacob....zvitaridzei pana mai avq
Shame sorry henyu munhu wekumusha kwangu
Ndeyekudhara iyi story
Ehe asi gogo varikutopika , nda counter now vaane 5 years dzava server
Pakaipa
Ehe she was once interviewed nha tilder kudara if am not mistaken
20 years eish, kufiramo ka uku 😢😢
Sad!💔💔💔😢😢
Goridhe renyika rava ravo vanoita madiro...now heee heee Chivhayo akupa VANHU mota.....aaaaahhh heyyyyy you think VANHU vakarara sterek
Zvakaoma hazvo gogo ava mukoma dai mavabatsira vabuda
Shem zvakaoma gogo vakupikira mahara nenyaya yekuti vakaziva chokwadi chakavanzika
Mambuya aya anonyepedzera kuziva kuzvarisa vanhukadzi. Why didnt they proceed to the hospital? .... Wese vanosunungutsa vanhu vasina maqualification enursing ngavasungwe..... Full stop
Musatongere hamusi mwari mudikani
Zvinorwadza
Ndarwadziwa 😭
Nyaya haina kutongwa zvakanaka zvachese iyi…pari kudyiwa zvevapfupi nekureba apa
Havasi gogo vaya here ava wemoto wekubvira kumatepa tepa🤔
Mwari ngaakuwanirei nyasha mbuya
Nyaya iyi yakambobuda kudhara, bt inorwadza
Dai gogo makangoenderera mberi kuchipatara nyaya iyi isina kusvika payave
Not only that, vabatsira munhu kudaro vamusiya nemunhu wavamusiya naye no followup I think she is not narrating the whole story.
Mwanw wachief aiwepo herr pakaitikanyaya iyi
Izvi zvino rwadza😢😢😢😢😢💔💔💔ndabatikana zvikuru.... Mwari pindirai wo
Zvakangooma shuwa age ya gogo ummmmm
😢😢😢😢 mwari pindirai please please.
So sad zvakaoma
Musataure mazita gogo but vnhu vakavanyepera mwari ave navo
Mai Easter Tongowashe ndewemuvillage medu
Ndovaziva shuwa
Aa ini handina wandodambira chero age ipi vanhu vakuita zvinogara zvakadaroo
KO dai pakaitwa post mortem zvinorwadza uuummm
Chokwadi batsirai Gogo avo Havana mhosva.
Sorry gogo hakuna nguva isinga kwane
Vanhu vanogadzira ngozi fun so zvinovadzokera izvi
Mweya yerima iriko amai wangu asi mwari ndomuiti wazvose
Mwana anga ari breech akadzoserwa akabuda ave ceph😢
So sad hapana angabatsireo hre ggo ava
Haaa zvakaoma izvi vamwe vanhu havapindi denga. This is very bad
Zvakaoma hazvo Mwari vachaita kuda kwavo
😢😢😢😢😢😢zvakaomawo shuwa
Amai ava havasirivo vaibuda pana andrew neshamba here vachinzi vane nyoka dzimba dzavo dzichitsva
ndinoona sokuti mai ava havana mhosva ini asi kuvengwa namambo nemhuri vavo pamwe nehama dzemurume vavo
Dai maiwaziva maisanzwa tsitsi henyu
Imika😢@@chiedzatigere7434
@@chiedzatigere7434 kutsanangudza kwavo kunoita kuti ndifunge kut vakagadzirirwa nyaya, kana vakatema kacheche nedombo haa havanganzwirwi tsitsi kwete.
@@chiedzatigere7434Tell them kkkkkkkkkkkkkkkkkkk
@@chiedzatigere7434vakapara mhosva here sure dear
Heartbreaking ndarwdziwa
Amana 20 yrs hr ne age yacho hr
Gogo etheir monyepa or why imi makapusha bhara iye murume wemkadzi aripo akasara kutadza kuperekedza mkadzi wake ari pacritic kudai kubuda ropa
Vataur wani kt murume ari ku S.A
Umm kuZim hakuna vanotonga nyaya
Heartbreaking 💔💔
True, vanhu varikushaya state funded lawyers zvekusvika pakuzvimirira voga mumatare. She mght hv played a part thru ignorance bt 20yrs no no. Ma murderers chaiwo varikupiwa ma 7yrs wani
😢Ndabatikanaaaa
Zvakaoma chokwadi kurongerwa chaiko
Nyaya takaiona kare yagogo ava
Chihera
Mwari pindirai,mukadzi uyu arikushungurudzika zvokwadi
Ummmmm ndarwadziwa veduwe
Mai ava ndovaziva. Vakambogara mujeri futi. .....
Vainge vapara mhosva yei cuzie
Vaigara vachiba mombe dzevanhu kt vawane chouwiri. ..., Panhau dzemombe vaibvuma mhosva yavo zvisina kupokana zvekuti mapsychologist once declared kt she is mentally insane
Zimbabwe yakaroiwa ne akafa chavagona kusunga vasina mhosva .Maminerals vanoba hava$ungwi ende Zimbabwe so nhaimi Dai Nyika yaivharwa konzi hakusisina l wsh Zimbabwe ivharwe itonzi haiko hayo cz ihhh .
Shame life is not fair 😭😭😭
Vamwe vanhu havapinde ndega sure
But Judge anenge akatoberekwa nemunhu komaomero Ake Moyo .Chiuyai Jesu shuwa.majudge Aya anoda kuiswa mugehena chaimo uchitsva half half Moto wacho haude kuwanziwa slow ,,slow
Shame ndarwadziwa
Gogo taurayi chokwadi
Chekutii iye Mai vemwana kana vakaona mbuya ava vachirova mwana vavo nedombo vakarega nei kuvasungisa ipapo. Hakuna Mai vanoponderwa mwana vonyarara
How can we help any number
Ko seyi musina kuzoyendesa munhu ku clinic
Ko iye akaona mwana achirohwa nedombo akadii kuno reporter ipapo something is wrong pa issue iyi
So sad
😢😢😢😢😢
Only God knows srs😢😢😢😢😢same age with my mom ..this is so painful will pray for u gogo😢
Zvakaoma ndarwadziwa veduweee,vanhu varikupika mhosva dzavasina kunze uko😭😭😭
Zvino mukaramba muchinyepa mbuya even mukaita appeal hazvibude. Nyaya yenyu yakatanga yaenda kuDare imi kubvotomoka kwamaiita hamaimborega kuvharirwa. Dai mangotaura chokwadi
Inowanikwana pano here
Inowanikwana pano here
Inowanikwana pano here
One side of the story
💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔
Pliz vanokwanisa kibatsira batsirai mama ngavabudiswe mujeri ko iye akaviga mwana kugara 3 months asina kuudza mapurisa sei muridzi wemwana ngaasungwe mama vaburitswe
Sak uri kutoti ichokwadi chauri kunzwa ichochi? kkkkkkkkkkk
@@celcinfor3534shuwa tinofanirwa kunzwa kubva Kuma side ose. macourt haapenge. two hour community service kunyepa kuri pachena.
😢😢😢😢😢😢😢😢😢
😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢 veduwe kaaa
@@vimbaigijima1656 muridzi akaita nyaya dzake kupihwa 2 hours community service.
Ko mwana wa chief kuita witness kunge aivepo