The work of the devil. Wife dead, hubby in jail and children stranded. Chikomba chakapona but his brain will be restless for the rest of his life. Vakadzi vakawandisa veduwe
Zvekuteerera makuhwa izvi nhasi Amai vega next door vacho nhasi vakarara kumba kwavo nemhuri yavo iwe urimujeri uye vana vako varikutambura saka makuhwa haana ndima
Chikomba icho ndechekugadzira inhema…He created that scenario to justify his actions…Kunetsana nemkadzi mumba which he stabbed and killed her…The chikomba thing is there for justification purposes…Only mabharanzi can buy his story
Great introspective interview. She is a really great interviewer along with Aunty Tilder... 💪💪💪
Usafananidze tilder nezvinhu zvisina maturo😂😂😂
The work of the devil. Wife dead, hubby in jail and children stranded. Chikomba chakapona but his brain will be restless for the rest of his life. Vakadzi vakawandisa veduwe
Sorry brother that is why we always need to pray
Nhasi une respect nice kwete zvako zvikudaidza vanhu vakuru zvisina rukudzo thank you nhasi wadadisa❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
When are men going to learn out ukahurirw leave ! We cheated on everyday but we dont kill ...now 2 lives destroyed.....have mercy Lord
Tv presenter vakaneta I feel like sleeping each time hoster program
Varikutodzidzira boring
@chipochipo8415 I don't think she is qualified for this job anenge hama yemuridzi we Channel bvaangonzi huya kubasa kkkk
@@craigmutuchi9136 Kkkkk
Kkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 veduweka @@craigmutuchi9136
Mai wakataura awo ngozi yaamo mumusha dzimwe nyaya Betta kunyarara
That guy deserves to be there. He must spend the rest of his natural life behind bars. He is not even remorseful
He must be out vakadzi it's shit
Very sorry my brother Vakadzi vanobvuma vabatwa vakanamirana chete saka ukangoona ma red flags Siya utsvage zvimwe life goes on my brother 😢
Ndovarume Ava
Munhu uyu ngakumbire ruregeroro kune vana vake neku uraya mai vavo zvisineyi kuti mai vakatadza.Ndiyani anoda baba vakauraya mai vako?
Varume vanorwadziwa vakabata vakadzi vanofunga kuuraya why kusangoita move on nhai
Mai veguhwa vakanzwa seyi manje Vana vanherera achiziva ndivo honzero
Zvekuteerera makuhwa izvi nhasi Amai vega next door vacho nhasi vakarara kumba kwavo nemhuri yavo iwe urimujeri uye vana vako varikutambura saka makuhwa haana ndima
Murume uyu ane ushingi,,yoo mhondi chaiyo😂😂😂
Keep up tirikudZidza zvakawanda henyu
Gara zvako mujeri hupenyu hwemunhu hunokosha
Itsokeyi kwacho mayb inyaya yekut ndajaira kuona vasungwa vachibvunzwa na Uncle Sly ,Dual Sim na Aunty Tilda ava presenter vane kakubhowera mbitchana pakubvunza vanodzokorodza mibvunzo ,pamwe pacho voita sevakumbofunga kut vobvunza kut chii.
Put more effort baby girl unochimaster chete chigame chacho
Endai kumadziMambo kwete kumajere cz kumajere ndekwaTilder
Urawai mazigadzi asingagutsikani urawai ungada kuhura uripamurume
Zvakaoma asi,pamunobatwa nehasha munofungawo vana here chokwadi zvakaoma upenyu hwemumwe munhu vapera vana vosara dzava nherera zvinorwadza
25 years chete dzishona idzo, waitofanirwa kupihwa hupenyu hwese urimo muchizarira. Apa Job Sikhala arimo asi haana mhosva.Chihurumembe ichi ndeche banana republic chaiyo.
Uyo ngaauraiwewo haatoiti ngaaafe
Imi veSly musade kutsomana naTilder kumajere uko takaiona kudhara iyo plus hamugone maInterview
Ini handina kuiona. What good are you doing with your life unoti haagone?
Competition is good 👍
Aewazve munhu hamungamuudzi kuti shanda wakadai vanhu ndopavakaona panoita kuti vadye chero iwee uchida kuyenda kunodonater kujeri tokusapota saka musasvora anenge ayita muchiti watedzera
Munhu akatenga kwa ok imhosva here kti umwe atengewo same product naye uye hapana ari kuita competition nemumwe chekupedzisira semufananidzo maplayers anovhunzwa nemajournalists mangani akasiyana siyana wanodii kt sezvo akambovhunzwa hatichamuvhunzi zvakare ?ndojournalism yacho iyoyo hama
Muchakudza vana munhamo nokuti obvious vakatorwa nehama dzamai vavo vanonzwa sey vachivaona everday vachiziva kuti mwana wavo akaurawa nababa vavo
Varume musanyanya kuterera stonyeni zvekusvika kuuraya dzapera here
Ungarwadziwe nekugara mujeri 25yrs ko wawakauraya ayidawo kurarama
Kuzvidzora kwakakosha
Emdesa munhu kumba kwavo snd yu start over.
Chiona wave mujeri manje
Ndanga ndafunga kumupfuudza because iiiiiii waste your time. Kikkk
This guy haana hanya akabaya mukadzi haana kana kudadza ambulance kana kutsvaga help akamurega to bleed to death nah anehutsinye
Asi hamuna vamwe vasungwa hr
Ngaaorere imomo zidatya remunhu
Anonyepa uyo
Ndomuziya mukomana uyu
Ko ukaona murume ane pfambi unofanira kumubaya nebanga here?
Hakasi kekutanga kuuraya
Uyu haasi mundau uyu
Nekuroora unenge usina asi kumubaira chinhu chake gara mujeri nyaya dzakawanda mukazvitarisa varume ivava vanenge vasina kuroora zvitorivo zvikomba
Zverudo here unoti zvombo zvitarisa here kuti hauna kuroora
Ndotype dzobaiwa idzi
You deserve kugara mujero boy no remorse hako
Presenter haikona kungoti Eehhhhhh ehhhhh ehhhhhh
He....must stay Locked.....he's very Dangerous 25years dzishoma
Cameraman gumbo ngarinyatsobuda
veduwe tipeiwo ma reporter anoziva zvaanoita,let him narrate ega usati wawanza mivhunzo😊
Ko kungimusiya
Yooh
Chikomba icho ndechekugadzira inhema…He created that scenario to justify his actions…Kunetsana nemkadzi mumba which he stabbed and killed her…The chikomba thing is there for justification purposes…Only mabharanzi can buy his story
You must rot in jail
ukutoratidza uri mhondi kuita kubaya pahuro munhu kunge huku
Ndiwe wakauya nebanga kuda kutinyepera kuti banga raive rechikomba
Wakagonei
Haaa takaiona iyi unopenga mukadzi iwe siyana nazvo ndezva Tilda izvi
The presenter asks too many questions it feels more like an exam not an interview..
Zvawaida kunobaya chikomba wainomubaya nei iwe wati banga rakadonhedzwa nechikomba ,ndiwe wakauya naro zvako ,garamo
Kaskirt ako uchabatwa neboyz rekujere rinehon'azi 😂
Ehe
I was thinking the same thing 😅
sisi the way you ask inoita kuti nyaya yacho iite mafunz hausi mupurisa iwewe uri dofo
varume ngatizvibatei tisateedzere mahure aya
hupenyu hwakakosha.
Hey potai muchi interviewer vamwe kwete kudzokorora
Shame
This presenter is a novice and boring
Ahugone kubvunza mubvunzo interviewer 🚮🚮🚮
Dai akafira imomo