Haugoni kubvunza iwe , mukomana ati ndine tube yeweti ask kuti zvakafamba sei uye wakavaratidza here, ko madam pawakavaona wakavabvunza here kuti mainini vaiti takabatirana
Kana kuri kuti this guy is telling the truth, I feel sorry for him. But honestly speaking from what I have realized pamaPrisoners ese anobuda pachirongwa ichi, 25% ndovanobvuma kuti zveshuwa mhosva ndakayipara, the other 75% vanenge vachingoti ndakapomerwa mhosva yandisina kupara.
As such for me 😂😂but anyway tinemuririri mumwechete Jesu asingasiyi munhu achipomerwa zvaasina kuita ,zvingatora nguva but one day achasimuka achimiririra nyaya yenyu mukoma
Zimbabwe its a shame the magistrate despite being a judge has no fairness and the case he never handled it fairly. A case with 2 accused that should be treated sensitively then he decided to go for accused 1 only
Saka iwe unoreva here kty wakareverwa nhema wakadzvanyirirwa .Saka magistrate akakutonga zvisina umbowo.ununhema iwe gara mujere wedzerai mamwe makore enhema
Kunyepa akunyepa but pa zim unoenda zvisina evidence coz rape inogona kutariswa DNA futi Soo pa zim unogona kunyura usina zvawaita but Blaz vanyepa havo
Nyaya iyi inekakunyepa kopaati mainini muchandiisa pamunyedzo arikureveyi aita mainini mukadzi but problem aiva neruchengera and threatening kudzinga mainini pamba ndozvakamusungisa
This case doesn't make sense, the problem is that the law is 90% biased towards women . How on earth would a judge believe this fabricated tale. So why mukadzi asina kusungwa? Oh, poor man 😭
chinondishamisa mukadzi akatengesa mwana 25000 rands vanhu varikuti hee akasungirwei but paneuyu munhu wese arikuti anemhosva this world is biased towards women,in the western world hakuna bias towards women pamutemo
Ndomuziya mukomana uyu ndewe kumaraini kwedu kumusha chokwadi akanyeperwa kuti akarepa mainini 😢😢😢
Shame kupikira mhosva yausina kupikira kunorwadza
How do u knows akanyepererwa
Sad
Sad😢
But it's painful
So sad ndakadzidza same school naye mufes uyu ,aimhanya sei gonyeti uyu
Chibaba chinogona chisina kubata chibharo varume tingori panguva yakaoma especially nekunenerwa ma rape case aya mamwe achoo haasi echokwadi
as such,mhosva iyi yakandirwadza😂as such….pullooooooooo
As such to the world😂
Why are you laughing as such 😂😂😂
Kkkkkk l was looking for ths msge
Haugoni kubvunza iwe , mukomana ati ndine tube yeweti ask kuti zvakafamba sei uye wakavaratidza here, ko madam pawakavaona wakavabvunza here kuti mainini vaiti takabatirana
Mwari ndivo vanoziva mukoma Tirayi
Yellow born ye hembe dzakapfeka tray here or what? I'm confused 😢
Kutsvukira mumoyo hake mskana haaaaa kunze hakuna chinhu kkkkkkk😂😂
Pella is a good interviewer! Well done!
Vanhu vakupikira dzavasina kupara asi kana akabata mainini ngataure chokwadi Mwari vamuregerere
Yellow bone iripapi ipapa nhai iwe!
Kkkkk vhunzapoo
Ndiyo yandanga ndichitsvaga but ndaishaya😂
Haa otadza kuseka hre hanty ari kungotambawo hake
Kana kuri kuti this guy is telling the truth, I feel sorry for him. But honestly speaking from what I have realized pamaPrisoners ese anobuda pachirongwa ichi, 25% ndovanobvuma kuti zveshuwa mhosva ndakayipara, the other 75% vanenge vachingoti ndakapomerwa mhosva yandisina kupara.
Yes pella my sister good work
Baba mukunyepa
Mafunnis kusvikira yavanguva yko
Mkoma sly ndri kutsvagawo bba vnku vnonzi Andrew Vhurepi kna Mwakona vkasungirwa kwaMutoko uko SK vari kpikira muharare but hnizivi kti syd ripi
Unogona kukunda Robert musikana
Uyu anonyepa let find imwe nyaya
As such anodiwaa
I feel for u as such
Zvakamboitikepi kuti sisi vanobata munin'ina achirepewa??? And did they do medical tests to prove these allegations???
Something doesn't add up
makaita Lorraine mune 17 years yhooooo. Mune vana 5
As such for me 😂😂but anyway tinemuririri mumwechete Jesu asingasiyi munhu achipomerwa zvaasina kuita ,zvingatora nguva but one day achasimuka achimiririra nyaya yenyu mukoma
Iwe ukutaura zveYellow bone team rine ngura iro
It's either murume uyu arikunyepa or haagoni kutsanangura zvimwe zvaari kumirira kubvunzwa hazvibude
Haiwawo as such wekuita cy wakabata mainini iwe
Kkkkkkkk aaaaaaaa ma1
Akaitei nemwana ane 17years kukanganisa mwanasikana zvakadaro. Murawo unowana mhosva . zvinhu zvinorwadza
Haaa kuzim nyaya dzerape somewhere somehow hadzisi kutongwa mushe hezvo Simba akanopikira zvavasina kuita
As such😅
pakaipa
Ngaasiyane nekutaura kt Buhera inzvimbo yakasara. Mhosva unayo wangu wakakurovhera mainini
Trymore trymore 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Imagine haah same stream same school gonyeti
Imi muri nane weSchool school..unaziwa zve kuti mwana wamhayi wangu uyu😢😢@@ValentineMakunike
😂😂😂 haaaa icho chirungu,,,, after 2 minutes (as such)😂😂😂😂😂😂
Zimbabwe its a shame the magistrate despite being a judge has no fairness and the case he never handled it fairly. A case with 2 accused that should be treated sensitively then he decided to go for accused 1 only
Pela please keep this hair style it just brings out the beautiful woman in you. Zvimwe zvese zvema Brazilian hair izvi just messes up your beauty
Nhai munhu ane tube yeWeti (catheter) ano raper sei 😢😢😢😢
Zimbabwe as a whole is a joke
I feel for him.
zimbabwe dont have law they rule with power
Wakatunda here kkk haiwaiwa tundi
As such eeeh🙌
Kkkkkkk pakaipa
😂😂😂😂
Vanozviita vana ava. Kurera imbwa nemukaka mangwana inofuma yokuruma. Nemarwadziro anoita tube aye shuwa simba rekukwira munhu unoriwanepi. Kubatsira hama kuchanetsa
Saka urikuti haakwire mukadzi wake here
Anokwira nesame simba raanokwira naro mukadzi wake
Zvinorwadza
Baba imi munezvamakaita namainini.
Buhera ndokwandobva musatikunevanhu vasingadzidze,kusingadzidzwe ndekumusha kwemukadzi wenyu not Buhera yose.
He did it 😂...
Nyika irikutongwa nemajachacha😢
Anonyepa mufesi uyu, vanhu vekuBuhera havaendi kuchikoro kuti zvaita sei, hakuna asingaendi kuchikoro, mainini vake ndoovaisakoshesa zvechikoro or ndiye akatovaregedzesa achida kuvabata
Nhai hako ini ndiriwekuBuhera ndakayenda kuchikoro ko Tsvangirai ayida kuita President haasi wekuBuhera ofungakuti hupresident ndezvekumombe here
Not as such🤣🤣🤣🤣
Mukoma tray as such munoida henyu asi ndiyo yega yamaidzidza kuchikoro kani
As SUCH munonyepa😂😂😂😂
Ehe hanzi as such😂😂😂😂😂😂
Mukwane imi mai imi yellowborn ripi iroro😂
❤❤❤❤❤❤Pelaass
Nyaya iyi haisi kunzwisisika murume uyu akarepa
as such .....😂😂😂
ukutaura chokwadi ere mkomana iweer
Pela ❤unogona basa
Thank you
Mainini ava Mwari Ave naye
As such,as such🤦♀️🤧
Pela❤❤❤❤❤
As such as such Wakapomba😂
As such as Such mkk
As such vakapakura bota ramainini iwe taura chokwadi 😮😮😮😮😮😮
Waiita busuness mainn uchigara navo from 14yrs wairegerei kuvaindisa kuxool. Mhosva yako ndiyoyo yekuita hutsinye kutadza kuendesa mwana kuxool.
Pregnant boy akatiparira nekamtauro kekuti as such
😂😂😂😂Ndatozvishayawo
Nhy as such as such pese pese
😂😂 O Level English
Mr As Such muri kunyepa
Yellow bone ndatadza kuriona pamwe phone yangu haina light
😂😂😂😂😂🎉
Her: Look I’m a yellow bone.
Me: 😮😋 kontinyu!
Him: I’m in here for Rrrppp.
Me: 🤯🫢🫣
Part yekuti his wife was accused #2 uhm apo akanga
Is this guy related to Ostallos siziba, the MP
Sei usingatarisiri kuwana mudzimai aripo, unenyaya iwe
As such anodiwa
Kuraper pamwe haana hake but infuture he was going to do so shanje
Trymore tinofanha kumuti As Such
Wapara mhosvo hake ndizvoo asi shuwa padamnudziko ramunaro shuwa Mwari dai vakubatsirai mukwanavo machubhu iwawo nekuti urwere ndewemunhu wese shem
Saka iwe unoreva here kty wakareverwa nhema wakadzvanyirirwa .Saka magistrate akakutonga zvisina umbowo.ununhema iwe gara mujere wedzerai mamwe makore enhema
Kunyepa akunyepa but pa zim unoenda zvisina evidence coz rape inogona kutariswa DNA futi Soo pa zim unogona kunyura usina zvawaita but Blaz vanyepa havo
Rangarirai nyaya ya Rose
Haaaa karume kanonyepa aka aaa
As such life is difficult
Chikoro chekupi chawaingod,
Nyaya iyi inekakunyepa kopaati mainini muchandiisa pamunyedzo arikureveyi aita mainini mukadzi but problem aiva neruchengera and threatening kudzinga mainini pamba ndozvakamusungisa
why une moyo wakaoma sa mainini iwe. kuudza munhu mutemo wekudzoka pamba nguva yakanaka ruchengero here
This case doesn't make sense, the problem is that the law is 90% biased towards women . How on earth would a judge believe this fabricated tale. So why mukadzi asina kusungwa? Oh, poor man 😭
Iwe usatibhowa nekunyepa unomboziva kudhura kunoita data iwe? Wakavabata chibharo uchichiva kuti aienda achinonoka kudzoka
Dzikutaura kunge madungwe
Wandipedza 😂😂😂😂
@@jayroyal3257 nce shuwa kutaura rudzii nekutozoramba kuti hapana zvandakaita 😅😅😅😅
Chasakara haisi hama yamai vangu here iyi
As such haa chakaidzidza yoohh
Kkkkkk
Yelow born ndiani , I'm confused
Chikoro chekupi chawaingodzidza... as such
😅
Bonde harina ndima
Sorry As such zvorwadza
Yellow born 😂😂😂 ndaseka zvangu vanhu kwanayi
Hanzi kwauya Yellow bone. 😅😅
Waive otochengera mainin iwe aaagh
As such as such kudii pfutsek mhani
Haaaaaa nhaaai as such kudiniko fokofo handina kupedzisa kuterera chii chakadaro
Babamukuru wakadya muriwo ava.haasikutogona tsanangudzo
Akarepa uyu
As such uuuu taurai zvinokubvisai munyaya as such
Pfanha wainyanya kuda mbiti. 5 kids apa umwe wacho aatoone 14 years yet une 32 years. Again waikwira sei nematube iwawo
Tube haikwirike nayo 😢
As such 😅😅
Yellow what??
Ndiwo ma yellow bone acho here aya😢😂
Hama dzevakadzi kunetsa mu
As such matauriro ako akakusungirira aya, dai wanga uchitsanangura nyaya yako zvakati twasa
Waamuwana mubairo wako garamo.kupesanisa vanavemunhu.nemivo varamu chengetekai mhani
What buhera kudii
Vanhu vekwa Mutare nekuda chirungu🤦🏿♀️
as such nyaya yako hainzwisisiki...unenge unonyepa kkkkkkkkkkkkkkk
Yellow born?
Manyepo ari pachena mwari pindirai mwana abude
chinondishamisa mukadzi akatengesa mwana 25000 rands vanhu varikuti hee akasungirwei but paneuyu munhu wese arikuti anemhosva this world is biased towards women,in the western world hakuna bias towards women pamutemo
Why is his wife free wven she was an accomplice in rhe commissioning of the crime
Madungwe😂😅
Where is yellow born here 😂😂😂😂