Mwana akaona Amai vari palodge neChikomba ndokuvarova nebhande vasina kupfeka, (8 August 2024)

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 23 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 59

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 2 місяці тому +3

    Baba vekuitisa mwana mimba aiwa vanoda muchekaaaa Bhozho chii chakadaro kuparadza mwana

  • @paulrunguzani758
    @paulrunguzani758 2 місяці тому +4

    Mwana akatadza kurova mai pamwe vaitoitira kuti mhuri ione kurarama

  • @KudzasheChidhuza-pm5sb
    @KudzasheChidhuza-pm5sb 2 місяці тому +5

    Mwana wekurova mai uyo aparira vamwe

    • @SukaiMasvingise
      @SukaiMasvingise 2 місяці тому

      @@KudzasheChidhuza-pm5sb Yes akaresva anda amai vakaresva vakbvisira mwana hembe kuti zvidii benzi ramai mwana anonoripa hake or kutanda botsoe

  • @CleverMukaira
    @CleverMukaira 2 місяці тому +1

    Baba ngavasataura please

  • @Madam-z1y
    @Madam-z1y 2 місяці тому +5

    Nyangwe amai vakaita chipfambi sei hatipindire uye handirove mai nekuti vahura mukoma uyu akatadza kurova mai

  • @PreciousNyarufuka
    @PreciousNyarufuka 2 місяці тому +1

    Yuwiii amai vanorohwa here

    • @Madam-z1y
      @Madam-z1y 2 місяці тому

      Havarohwe nyangwe vakahura sei

    • @RejoiceRukodzi
      @RejoiceRukodzi 2 місяці тому

      Akazviparira uyo Hondo yacho haaigone

  • @LuciaMlambo-w7e
    @LuciaMlambo-w7e 2 місяці тому +1

    Amai havarohwe nyangwe zvikabhowasei

  • @ShupMacheka-vj7qw
    @ShupMacheka-vj7qw 2 місяці тому +1

    Bhozho wanzvenga mubvunzo dzanga dziri nguvai

    • @pauloquefassebvuai
      @pauloquefassebvuai 2 місяці тому

      Zviri pa chena Kuti husiku kwamacheso anga ari manheru zve

  • @PamelaRusike
    @PamelaRusike 2 місяці тому

    Yaaah zvakaoma chokwadi ... Ndakachibata chimuti ndripa Pretoria C B D

  • @sarahlaisi4990
    @sarahlaisi4990 2 місяці тому +3

    Bhozhoo mukomana wekuurayiwa ndewekumarayini kwedu akawurayirwa change yake ye $3 ndoyaakafira

  • @SharonMhuru-Dzvurira
    @SharonMhuru-Dzvurira 2 місяці тому +3

    Hama idzi dzine kakunyepa mukati

  • @PopsMuzanenhamo
    @PopsMuzanenhamo 2 місяці тому +1

    Bhozho arikutaura nemataurirwo aakaitwa nehama dzemhondi

  • @TatendaKanyumba
    @TatendaKanyumba 2 місяці тому

    Ko update yemuporofita wekudhonzwa gemenzi nekamwana kadiki akadonha akashaya uya

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue 2 місяці тому

    Cliffy garapo vasambopagara pavepako ipapo. Usazorore mwanakomana ngavatamwe vatye Mwari

  • @PreciousMurau
    @PreciousMurau 2 місяці тому

    Ndakachibata chimuti ndripaMozambique

  • @Rambi-zz1je
    @Rambi-zz1je 2 місяці тому

    Ndakachibata ndiri pa SA

  • @MarvelRimz
    @MarvelRimz 2 місяці тому

    Ndinacho chimuti paMarondera

  • @PopsMuzanenhamo
    @PopsMuzanenhamo 2 місяці тому +2

    Ma statement acho arikusiyana nezvirikutaurwa nababa vanyakupondwa

    • @spiwemunhenga5112
      @spiwemunhenga5112 2 місяці тому +1

      Taura hako ndakavanzwawo vachitaura vachichema zvikusiyana

    • @BravoChanaka
      @BravoChanaka 2 місяці тому +1

      Zuro ndizuro body yainzi yakaonekwa yakavharirwa muchikwere chehuku

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue 2 місяці тому

    Kuurayana kwanyanya Kani. Asika chitunha chagara chofanha kumbopinda pachakauraiwaka . Mai ava vakanzi vakamboramba kuti handizvizive asi vakazobvuma saka vanhu vakadaro ngavaomeserwe kufirwa kunorwadza .

  • @IshmaelMajinje
    @IshmaelMajinje 2 місяці тому

    Bhozvo ndokumbirawo number dzemubatsiri akabatsira mwasa ayisataura

  • @MadzudzoChihwa
    @MadzudzoChihwa 2 місяці тому

    Selfdefance ukapindirwa nebhinya woriwuraya uri mukono unorwisa.

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson 2 місяці тому

    Hama dzemhondi dzinonyepa dzakugadzira nyaya ,sei pakaurawa munhu vasina kuenda kumapurisa pedzezvo voviga mutumbi muchirugwi chehuku huye vakasuka ropa remhunhu ndokuuraya mbudzi manyepo ayo atotanga kupfuka cliff haangafire $3 yake yaakabvunza

  • @ThandiweShangwa-t7u
    @ThandiweShangwa-t7u 2 місяці тому +2

    Tinacho chimuti tiri paKappa

  • @Silencemanjengwa-jn8pm
    @Silencemanjengwa-jn8pm 2 місяці тому

    Munhu anomuka akafa here bhozho😂😂😂?

  • @BeautyChiusakara-gj9xc
    @BeautyChiusakara-gj9xc 2 місяці тому

    Ndakachibata chimuti

  • @Madam-z1y
    @Madam-z1y 2 місяці тому

    Ndakachibata chimuti ndiri paSA patembisa

  • @nyaradzorapozo2580
    @nyaradzorapozo2580 2 місяці тому

    Bhandeeeeeeeee kuna amai mubhadhaaaaaaa kune chikomba

    • @AlsadiaMusekiwa
      @AlsadiaMusekiwa 2 місяці тому

      😂😂😂😂 Mai ndiye kurova nzaranzinza 😂😂😂😂

  • @nyaraisvova7639
    @nyaraisvova7639 2 місяці тому

    Amai avo vokurohwa nemwana aihwa ndoti mwana akagona mukadzi mukuru haungasasane usangazive kuti murume aripi

    • @KudzasheChidhuza-pm5sb
      @KudzasheChidhuza-pm5sb 2 місяці тому

      Ah ko kana atori kugirlfrnd akambobuda sei asina kutaura kt akuendepi Mwana akakanganisa nyangwe mai vakatadza sei mai havarohwe ah

    • @eniakaduwe3554
      @eniakaduwe3554 2 місяці тому

      Ndoona charovesa mai murume wekuziva uyo anenge wepedyo pedyo

    • @MelissaJays
      @MelissaJays 2 місяці тому

      Hezvo haushuri Saka vo fira zvemurume anoremerwa nekufunga ko kana achihura hake ari kwaari plas akabuda ega Mumba macho hanti

  • @SibonokuhleNcube-yb3vu
    @SibonokuhleNcube-yb3vu 2 місяці тому

    Nguwubambile ndilapha eKappa

  • @SukaiMasvingise
    @SukaiMasvingise 2 місяці тому

    Pane mukomana wokuurawa side romushakabvu vakutaura zviri different hanzi vairwirana change $3

    • @AlsadiaMusekiwa
      @AlsadiaMusekiwa 2 місяці тому

      Eish shame

    • @BarbrahTawabarira-ic4op
      @BarbrahTawabarira-ic4op 2 місяці тому +1

      Ndozvandakanzwawo vachitaura nezuro on sly media

    • @VioletMadzimure
      @VioletMadzimure 2 місяці тому

      Veside remuurayi vari kuzvidifendawo saka vanestatement ravowo

    • @SukaiMasvingise
      @SukaiMasvingise 2 місяці тому

      @@VioletMadzimure ichokwadi plus society ndoyakazoenda pamba pavo nokuti vainge vanzwa noise and body yainge yakakiirwa muimba yehuku na amai ava zvekare havasivo vaka charger mombe 70 vaka bunza veikoko kuti kuno munodii since the family ichibva Masvingo

    • @SukaiMasvingise
      @SukaiMasvingise 2 місяці тому

      Hanzi futi chief vakuti body movigira kuno nokuti ndokwaakafira but ivo vakuda kunoviga mwana wavo kumusha

  • @conmukombero8627
    @conmukombero8627 2 місяці тому

    Kana zvisati zvaitika kuma line or area yako unoti kunyepa ndaimbodaro kuti kunyepa asi pakazoitika nyaya yemuline mangu yemunhu aitengesa nyama yembwa kuwadzana ext ndipo pandaka bvuma kuti anotaura zviri kuitika

    • @Cathrine-h5s
      @Cathrine-h5s 2 місяці тому

      Hi Connie, ndiConnie wekwedu here kwaChiendambuya

  • @MellisaMubayiwa
    @MellisaMubayiwa 2 місяці тому

    Yeah this life no balance 😢😢😢😢

  • @NormanNetsakamano
    @NormanNetsakamano 2 місяці тому

    Mutauriro wamunoita nhawu dzenyu ndiwo chete andisingafariri. Dzikamai

  • @NenyashaNenyasha
    @NenyashaNenyasha 2 місяці тому

    Ummm dzimwe nyaya dzabhozho dzinoenda nepamwe ivo vari kutaura zvechange $3

  • @ViolaTaushanzou
    @ViolaTaushanzou 2 місяці тому

    😂