Bhozhongora latest || Vashakabvu vakauya vari mungoro, vakasiya matombo

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 23 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 12

  • @davisonzamani5197
    @davisonzamani5197 9 місяців тому +1

    Chopisa icho ndokugona varoyi

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 10 місяців тому

    Ummm ngavafambe vazive chokwadi

  • @ClytonChuma
    @ClytonChuma 10 місяців тому +2

    Y camera yenyu isinganyatso budisa vedio zvakanaka

  • @sydneygudoricharima1385
    @sydneygudoricharima1385 9 місяців тому

    Muface uyu akaoma

  • @estherzambezi1696
    @estherzambezi1696 10 місяців тому

    Hesikani vanhu vangu

  • @lusizohenrymathafeni3811
    @lusizohenrymathafeni3811 5 місяців тому

    Bhonjo muface akati baba vangu dakuziva alauraya ndiudzeiwo kwaakaenda

  • @patak4343
    @patak4343 10 місяців тому

    M sure kt vaivepo vakatsemuka nzwara nekumhanya

  • @mariajuziel7415
    @mariajuziel7415 10 місяців тому

    Kwakaiswa matombo ndiko kune akauraya

  • @ShupMacheka-vj7qw
    @ShupMacheka-vj7qw 10 місяців тому

    Tipewo number dzemukomana uyo atiudzewo kwaakaenda tiendewo

  • @wellingtonmasuka
    @wellingtonmasuka 10 місяців тому

    Bhozho wava munhu mukuru titengerewo camera or fon Irinane

  • @patak4343
    @patak4343 10 місяців тому

    Tiregererewo bhozho kana pane zvatakakutadzira iiiiiiii. Iiiiiiiii horror hospitari

  • @tawedzerwachakaduka9851
    @tawedzerwachakaduka9851 10 місяців тому

    Bhozho number dzemuface