Kwasekuru Tasvu hakuna zvakadaro ritori drama chairo, I'm not justifying Uncle Tasvu but apa murikuvanyeperawo, ini em very grateful naSekuru Tasvu nekurapa kwavakaita Simba
Mutasa you are an honest man.Mudzepete/muteyo dzimwe nzvimbo vanopa mamwe mazita it causes hallucinations.I vouch that the man is innocent and truly it is business!Those who refer get paid for every client they bring.The witchcraft act seriously need to be revisited and many families are breaking apart!!!
Chief I have a nice chair for U in Bulawayo yandinoda kukupai kuti mutonge vanhu zvakanaka wena am happy pandanzva muchitaura padare apo pabamunini vakatemerwa nyora kun'anga dzekuharare vana tasvu
Arikuti anga akavhiringika musoro yet he remembers everything. Secondly arikuti akanzi varoyi mukaramba tokusiyai iye kwava kuita zvaidiwa. Akazviitirei kana achiziva kuti he is innocent. Chaaitya kusabatsirwa chii iye asina zvaanazvo.
Thank you chief, you have exposed the truth. Now I understand the different between svikiro and n'anga.. some they are fake , stealing money from innocent people.
Cheif regai vanhu vaende kuviri kwamataura ndipo pachawanikwa good answer toziva kuti tasvu anogona here kana kuti kwete chief please tirikuda answer back panyaya iyi
Someone is a scam after seeing Mai Simba again am convinced anhu arikuitiswa Nana Sekuru.Dear Zimbabweans problem iZanu economic hardships and nonsense. The whole kantry cannot romba
Tsagai Jehovah Mwari kwete kumhanyira kun'anga ndivo varoyi vakuru avo hapana n'anga inoshopera mumagetsi
Thank you Chief for being a resilient Leader and Chief ,,. Mune hunyanzvi Chief ,,full of wisdom
Brave chief mutasa mataura APA makaona chokwadi n,,'anga dzinomwisa mushonga ekuuraya vanhu Kuti Aiite mbiri yekunzi auraya muroi nyamba iye ndiye muroi chief munoona zvakavanzika svinudzai vanhu munogona chief Kutaura chokwadi , media ndipe number yavamutasa ndovapa $20 BC's ndichirf akasarudzwa namwari
20 bitcoins abodzishandisei
Mambo Mutasa to the people. Tinotenda nekuvhura veruzhinji meso
Ummm wise words chief...zvinongova vakadzidza chokwadi..pamberi nemi chief...kudzidza kwakanaka
Kwasekuru Tasvu hakuna zvakadaro ritori drama chairo, I'm not justifying Uncle Tasvu but apa murikuvanyeperawo, ini em very grateful naSekuru Tasvu nekurapa kwavakaita Simba
Simba kwandiri haasati anyatsopora besides musha hauna kucheneswa sekuru Tasvu process yavo iri fishy
kunei ndozvavanongoita ikoko kwatasvu
@@beautyzimbabwe1001Tasvu igweregwere rekupedzisira
@@beautyzimbabwe1001Tasvu igweregwere rekupedzisira
Iwe nyaya ya yasimba iye saka iwe hautozive, wakamboona ngozi ichirapwa hre, mushonga wengozi kuiripa
This is the definition of intelligence .Chief Mutasa vakadzidza ava
Mutasa you are an honest man.Mudzepete/muteyo dzimwe nzvimbo vanopa mamwe mazita it causes hallucinations.I vouch that the man is innocent and truly it is business!Those who refer get paid for every client they bring.The witchcraft act seriously need to be revisited and many families are breaking apart!!!
Certainly
Ndinoona sekuti tsvimbo yavano puhwa maybe ndomunenge muine zvinhu zvavanozobatira muvanhu tsvimbo iyo inenge yakatakudzwa zvikwambo
Wapedza
Magic
Chokwadi ichocho tsvimbo idzo dzinenge dzakasenga
Murimuroyi here imi
Taura hako
Thanks chief you open us
N,anga idzi handiti dzinoita zveku traniwa here kumozambique
Good advice mambo
Wise Chief a champion. True Leader
Very true it's business mbiri vanoida zvekuti iidzo N'anga idzi
Chief I have a nice chair for U in Bulawayo yandinoda kukupai kuti mutonge vanhu zvakanaka wena am happy pandanzva muchitaura padare apo pabamunini vakatemerwa nyora kun'anga dzekuharare vana tasvu
😢😢😢😢eish shame mdhara uyo aneshungu zvakanyanya
Tasvu hamusi kumuziva imi mudhara uyu anoziva nyaya yake
Anonyepa uya
Murume arikutaura uyu kufanana nakapfupi😂😂😂😂 vamugabe hero basa
Ichokwadi ichocho .kumhanikidzwa kubvuma zvausinga zivi.
Well done Mambo Mutasa fambai nayoo kusvika kumapeto
Mutsa u are the best Chief
Mambo vanotonga ne wisdom.
😢😢😢😢 sorryi baba vangu Tasvu zimbavha zimuroyi chairo raparadza mhuri
Mutaurire nyika chokwadi imi
Arikuti anga akavhiringika musoro yet he remembers everything. Secondly arikuti akanzi varoyi mukaramba tokusiyai iye kwava kuita zvaidiwa. Akazviitirei kana achiziva kuti he is innocent. Chaaitya kusabatsirwa chii iye asina zvaanazvo.
You are right
Pamwe mushonga waakamwiswa ndiwo wakakonzeresa kuti atevedzere zvaaiudziwa kkk
@RuthMunzwembiri-sx2sy How did he remembers everything
Mambo finally saw the truth though that mudara banenyaya
Tasvu imbavha iyo
Mutasa woyeee 💪
Mambo mwakaita basa ngemwazvo
We spent always 2 months watching nyaya yaSimba isati yaenda kwaTasvu.Mapositori ese nen'anga before vaitaura kuti Tete , Bamkuru naaSekuru.
Musareverera madrama Tasvu ndewemadrama
Mbo Mutasa you are uch an intelligent and wise man .Tell these people the truth ngava tsage Mwari
Chief mutasa you are best
Thank you chief, you have exposed the truth. Now I understand the different between svikiro and n'anga.. some they are fake , stealing money from innocent people.
N'anga dzimwe dzotenga mashavi ekurapa nekuona uye dzakaromba. whereas svikiro rinopiwa nemweya nekuroteswa. Svikiro is prophetic n'anga is devination.
Mambo kuvanhu
Mambo Mtasa ndinotenda nematongere enyu. Hamuna favor munotonga nyaya sezvairi. Garai muripo Mtape wedzerwai makore ekurarama vanhu vabatsirike
Chief mutasa to the world ❤❤❤❤ true machibata chitsotsi chacho chevanatora mari ava
Avo mambo is God sent,
Kudzidza kwakanaka chief thank you ❤
Vakadzi mmmm ndewepi chaizvo misikanzwa yaavainayo mmmmm pakaipa.🤣🤣🤣🤣
One mambo wandanzwa anotaura chokwadi pamusoro pen'anga vanhu varikupesana mumisha umu nekupomerana zvisipo
But vamwe vanobvuma and vanouya nezvinhu zvavo waniso mhuri yese iripo Vototsanangura mashandisiro avanoita pachena wani
Chief Mutasa is one of the greatest
Brave chief🎉🎉vnotora nyaya sezvairi
Vana amai avo ndivo vamwe vanopesanisa vana vanyamunhu kkkkkk. Razor yapinda papi ipapa😂😂😂
😂😂😂😂😂haisi kusimuka mukadzi akangogara 😂😂😂😂
Asi zvikuita anasekuru tasvu zvekumwisa vanhu mudzepete hurumende ichiona zvakanaka here, isu mukatiitira zvaumuri kuita vanhu tokurovai
Unacceptable
Kubvira makare mudzepete unongonwisa kunyanya madhara ane nharo
Mumushaa umo mukufiwaa zvakanyanyaaa,
Baba avoo ngavadzikame vanoziva nyaya dzavo.
Sekuru Tasvu vachoo havana tsamba here dzebasa rawo
Ko hurumende yaita sei? Ndoiri kuendesa vanhu ikoko here?
Chief mutasa mune huchenjeri chaiwo
Mambo mutasa tha boss haa good job
Vakapihwa kamudzepete😂pamberi na Jesu vakomana
kkkkkkk mudanha tsindi hanzi unosimudzaaa hooyooo
Panyika kudai tanga tiri vamwe tanamata🎹🎷🎺
I love this chief anotonga zvinehungwaru half the time he is fair
A great Chief
Ichokwadi ichocho Mambo vanhu varikubirwa naizvozvo
❤TASVU ANOGONNA BABA AVA VAKABATWA DZAVE NYADZI IDZI 😂😂😂❤
nyadzi dzei
Tasvu anogonesa kudarika vese nganga idzo
Mambo munhu uyo akabatwa uroi mubobobo saka mukati number 1 yatadza basa zvozogonekwa Nani mudhara uyo ngaadzokere kwasekuru Tasvu anopedzeserwa kugadzirwa kwete kusvora kwaanoita ikezvino odakuinda kunedzimwe n'anga kuziva Kuti achena nyora panhongonya😂😂 muzuda kkkkk
Akaita zvekutamba naTasvu anofa masikati machena
Yes yes yes I love my chief chokwadi zvazviri pamberi nechokwadi
😂😂😂😂 baba ava hvanyre kunypa kwatsvu hakuitwe drama fanika kna uri muroi hvaite mafunnies asi imi bba mofanirwa kunge mune chamaknzi muuye nacho mukarega kudzkera nacho ndoska makunypera kudzungaira chakkunetsai nekty chasara chega 😂
Mutasa the great chief
Tasvu arikuvhara vanhu😂😂😂
Chokwadi
True
Mushonga iwoyo ndowavanoshandisa ku dzungaidza vanhu kubvuma mhosva dzisiri dzavo ,inonzi Truth Ceram
Ndavhirwa naMambo mutasa ndini mumwewo
Ndokusaka chigodora ari best
True leader
Mambo Mutasa to the world
He is educated and wisdom yehumambo iripo mwari akuchengetei pamwe vanhu vanaone chiyedza
Wisdom the best Chief unbiased, facts only
Mudharaa avoo ngavadzikame zvega vanoziya nyaya dzavooo.
Dzava nyadzi idzi
Hakuna kurapwa kwechi vanhu kunoitwa training kunze kwema doctor nemanurse
😂😂😂😂😂haaaa upenyu hwakaoma
Nanga idzi ndedzefake munopera kuvengana. Nyika haina Mari munhu wese arikutambura
Great words of wisdom Chief. People are being duped
Cheif regai vanhu vaende kuviri kwamataura ndipo pachawanikwa good answer toziva kuti tasvu anogona here kana kuti kwete chief please tirikuda answer back panyaya iyi
Muno Pera mese,muroi ano ngwarira ngwarira hamustiba Mucha dzokerai henyu kwatasvuyo
Chokwadi chataurwa nachief ndakaunwawo mudzepete mufakose uku
Ndozvavanoita panevanotanga vakuvhunza zvawa fambira vachinyora ndozvaunozotaurirwa mukati ukada kupikisa pane pane mamonya anochichijira vanhu vanhu vari ku chorerwa ma rights avo.ndavana hajakasaja mapipi chete mukomana uyu akanga atombokusvika ndiye akasiya information yese
Prophet Miracle is the best
Veduwe zvinorwadza kushungurudzana mumhuri tsvakai Jesu vehama munopumhana nekuurayana nepasina
Kurapa vaTasvu mmm ndinonyunyuta ndaka bhadhara R18000 hapana chaka chinja nanhasi ngatisati he is number 1 no no
Yooo that much
Yoweeeee 18k
Mudhara munoroya makabatwa . Munhu anoroya anobatiswa tsvimbo .kuda kutinyepera muchida kuzviita mutsvene imi muchiroya
chimboona phelix sadza, achitsanangura. unogona kuitiswa sekuti une chikwambo iwe usina
A chief makaoma,bcz rimwe gore kwedu nanatsikamutanda vaibata nyoka iyoyo imwe pamisha 10,mushonga
Haaa uyo murume akaexplainer uyo kkkk ndicontent creater ngaauye tiacte t. One😂😂😂😂
Mudhara akabatwa uyo
Tasvu rinonyepa manje riri kutora mari yemboko mahara paHarare apo. Vanomwisa zungunde rinodhaka chaizvo
Hakuna n'anga inoita matare mudhorobha ukaona nanga mutown yatova mbavha rabusiness. N'anga dzakutiza kumamisha coz hakuna mari vanhu vanobhadhara nehuku nembudzi 😂😂😂
Various vanonyeba but kwete tasvu Tasvu chiororo
Sekuru Tasvu vanoziva zvavanoita example:- Simba aiigwesha nedumbu, give credit where it’s due! Why bashing on Sekuru Tasvu Mambo , engine haichamuka because vanogona kunge vaine ED..Erectile dysfunction chete dzavo avo dzaakuda kutobikirwa bota😁
Ed 😂😂😂
Zvakaoma kni 😢😢
Tasvu anofanira kumiswa zvaarikuita osungwa oiswa mujeri.
Imi baba imi moidii sikarudzi machembera kunyara kuti makabatwa huroyi vari ndizvo zvamunoita
K4 wabatwa wabatwa kubvuma sandi nyore akabatwa mudhara uyo.
Ukawona ng'anga kana muporofita anoti anowonesa tv ibva waziva kuti wakunwiswa mudzepete. Ukanwa mvura yekutanga unogona kutopenga zvamuchose. Unotonwa yechitatu. Mudzepete unodhaka kupfuura dombo.
Mudzepete ndakaona huvhipihwa vanhu ku Macheke iweeeeka ... Ndakaona firimi mhani 😂😂😂😂
Jesus Christ is the Lord 🙏🏻🙏🏻🙏🏻
Mambo Mutasa mune huchenjeri hukuru
😂tasvu imbavha iyo
Akakubirei
Feeling srr for this man
Zvakanakira Mukotsanjera anoti huyai mese nen'anga dzenyu. Saka sekuru Tasvu vacho ngavauye kwaMambo vatsanangure zvavakaisa munyama yemunhu uyu nenyora nepavakanyorerana consent yacho
Ini ndongoti hakuna svikiro rinoita online or zvesocial madia, vane vachinzwa nyaya maendako vongotaura zvavakaona
Akabatwa mudhara uyo
Hapana imbavha idzooo
Someone is a scam after seeing Mai Simba again am convinced anhu arikuitiswa Nana Sekuru.Dear Zimbabweans problem iZanu economic hardships and nonsense. The whole kantry cannot romba
Munogona Mambo
Zimuroyi haunyari unoita drowsy yei pamushonga inonwiwa nemunhu wese, zimuroi unomama chete, ewnda kwese kwaunoda kwese unomama
Good chief munogona kutonga
Ummm zvakaoma sekuru tasvu makakwadza munhu imii tichapedzisa kukushorai nemabasa enyu asina kunaka makambunyikidza munhu imiii zvorwadza sekuru chinjai maitiro
Chokwadi neni zvinondishamisawo kuti pese panonzi munhu ane zvinhu panongobatwa nyoka seeeyi nyoka dzichingobatwa vanhu vhurikai mukubirwa makasvinura sematemba
Waidaro KT abate gudo IPO parinenyoka hr
Hausati wasangana nazvo
Haa Vanhu matsotsi hama munhu ngaataure nyaya yake oga oga wavhunza vanhu Kuti kobaba ndevapi komai ndevapi ndopanotsotsewa vanhu ipapo imisvikai mogara chete n'anga itaure yoga mukangovhunziwa zvadhakwa
You're right vasati vaendako think Kuti anobatsira hapana paye imbavha huru
Munhu wese anoendapo mukangoendako sehama haashaye ane nyoka why
Kugerwa musoro ikoko anobhadharisa
Imbavha iripakutsvaga munhu uya
Sei uchinI Bungu....bungu means mhungu nyoka sei urikueasika pazvinhu zvako
Abereki ngaachiita ebvise marovambira nemazinyamafungo mani
Asi nyoka yakatobatwa zvee zvichabatsirei too late ngadzokere ikoko Tasvu muhombe muroyi murume uyo
Ndoona seyakabuda mupfumo raitoreswa zvinhu
Ndakazviona mishonga inodhaka iyo kut uvhirongike pfungwa N'anga dzinovhara vanhu idzi