Tht the kind of giving I really embrace. People think kuenda pa camera uchitaura kuti I have donated so and so ndochaizvo... Am humbled kutonzwa kuti Drewmas yakasiya mafuta and drinks pamusha apa. Thanx mukoma Drew thts wasup my G!
Am here for the love yemuroorazukuru, despite all what they are facing she never deserted Mbuya vake na Sekuru, even the way yaarikutaura huroyi hwavo zvine diplomacy....atambura mwana uyo shame
I feel for muroora zukuru I hope achazorodzwawo nekukasika haana chaanoziva uye aneushingi husina vazhinji vedu vamwe dai vakatoparadza imba asi iye akashinga zvokuti God bless her 🙏🙏🙏
Mbuya ava muroyi mukuru sekuru muroyi mukuru asi havaroyi vega vanoroya vakawanda its a club yevaroyi team inonzvenga nzvenga nyaya dzayo havasati vavekuda kuita give up huroyi hwavo you can only help munhu anoda kubatsirwa ava they are not willing to let go
This whole story has taught me to get close to God in so many ways. You can be born perfect and probably have so many gifts but people in your family can be so evil and jealous to a point they get hold of your life...BUT THE HOLY FIRE,THE BLOOD OF JESUS DESTROYS AND WILL DESTROY NO MATTER WHAT...... ,”Matthew 11:28 “Come to me, all you who are weary and burdened, and I will give you rest.”Exactly what the lady needs to do at some point she gotta submit herself to Jesus Christ & fight the demons and show them Jesus is the way🙏🏾🙏🏾 not even a snake can fight my Jesus Christ and she needs to face her battles
There's a lot of mixed-up juju in this family and vese vakabata bata mishonga now yakupanduka🙌🙌 I really feel sorry for those innocent children and grandchildren vavakusirwa nhamo it's so sad.
I used to feel sorry for this family but no they are very wicked😡.That muroora should leave and find something better to do.Vanoroya vanhu and they won't give up their things.damn💔💔
My personal feeling, there is a reason why hembe dzemufi keep surviving the fire. There is more to her death than what is being said. And vanhu are just hoping kuti moto unopedzwa before we have to talk about her. Dzake ega ega!
Thumbs up kumuroora.she is very strong ,young and free.ngavazomubatewo zvakanaka after this problem....kuna mwari kudenga vanonzwa zvawo kuchema kwevanhu vake.zvichapfuura .
I have been following this story from start this family mmm yakatakura. Asi kutaura chokwadi hoko yakarovererwa na Sekuru vana vabva kusowe iya ndoikurwisa yakamutsa mwana wavo musikana akurwisa if u were to ask this pple vanomurota mwana wavo. This people ngava reurure zvese hapachina chekunyara zvese zvabuda kana vabatsiri vachibatsira vowana pekutangira. Nyoka ndakaenda pa google nyoka inota mazai ende anenge akaita sezviya shell yacho ari soft anenge akabatana.hatichazive kuti nyoka iye it was magic here or zvinhu zvavo. Asi ndezvavo coz zvavabata zvawandisa. Gogo havasi kutaura chokwadi chizere vakusiya zvimwe.
@@PrimaTauz wena read to understand not reading to reply my comment is not for this gogo it's for those vanozoerekana vane nyoka ivo vapiwa kamudzi voshaya kuti nyoka yakabvepi
Nyaya is clear, iri pa nyoka which is angry to be staying mushango, remember it's job was to get food, so the snake is really pissed, it's really angry. That Mbuya was told upon getting the snake kuti don't do this or that, she has a lot hidden vanoda shamhu avo, kurova chaiko.
Thumb up for drewmas media .....gogo vanokwanisa kudeedza nyoka yavo asi vanenge vasiri kuda kuti iuraiwe nekuti shez even defending it kuti haisiriyo ikukonzeresa moto
Mostly vanozonzwa kuputika, kunhuwa or kuzoona hutsi, saka panonetsa.. Handifunge pane anowana tine yekutora video cause vanenge vakumhanyisa kuudzimura saka fon haibatike.
Mukoma Andrew ndofunga vanhu ava zvikuru mbuya ngavataure mamwe mabasa avo iyi ingozi iyi tingataure zvedu zvakawanda asi vanhu ava panengozi pamusha apa. Mbuya ava zvavatanga kutaura chokwadi ngavataure kana vakauraya munhu nekuti zvoda kuripwa izvi ndoanonzi mashura chaiwo kuti maplate nemapoto esimbi zvinobvira hmmmmmm vane zvavakaita and type yengozi iyi ndeyeMalawi kana Mozambique. Iye mufi wemablankets aisatsva uyu relationship yake namai vake yakanga yakamirasei. Chokwadi chinotowanikwa kwaainge akarorwa. Ikoko mukoma Andrew mukaenda i think kune zvichabudako.
Ah nyoka yacho itori chikwambo inodya chikafu mukitchen and mbuya iyi is enjoying kudya chikafu chainogirwa kutora chikafu muminda yevamwe hutsinye chaihwo i feel for manext door avo
ONLY a deliverance ministry which is under the authority of Jesus Christ Son of the living God can help. Everything else you're digging deeper into this demonic sewer
N,anga yakauya nenyoka ..nyoka yagogo haiziyo fr sure because inofanira iri hombe ..n,anga yakauya nenyoka ..nyoka inoita mazai mubag here or muvhu ..? All these yrs nyoka iyi yaikandira mazai ,vana venyoka dxacho vaienda kup ..tsikamutanda uyu l dnt trust him
Ambuya vane musikanzwa ava aaaaaaaa zvakangooma sure. Chete judging is for God. Saka nyoka yavo iyi zvaari very certain kuti yaiita zvakati, how sure is she kuti haisiyo iri kuita mashiripiti. Saka sekuru vane mubobo futi or its a spiritual wowan yavakapihwa na ambuya vavo.ummm vanhu ava ngavataure chokwadi aaaaaa nyaya dzacho hadzisi kupera. Sakavana vavo even wavakaendera kuMacheke haasi kutombouya kuzobatsira vabereki. May God bless muroora zukuru. Moto wakuteera ambuya nekuti ndivo vanenyaya.
Nhai Mwari..Jeso weNazareta..Nkosi yami 🤦🏽♀️🤦🏽♀️🤦🏽♀️🤦🏽♀️ .Mbuya iyi iri so shuwa and so positive haaaaa ndapera mashoko apa kuzodefender, kana iyi ari kureverera imbwa haasviki pambuya iyi
thanks DREWMAS media may GOD Bless u.. i think this can need also government assistance interms of basic commodites, engage the local councilor , MP, or even first lady chaiwo.. im sure they can help a lot. i noe muzim hatishaye vanobatsira, take the family to PWM, I NOE zvopera izvo, ..trully speaking the famil need assistnce,, hurombwa vakabata kare by that time vazhinji vaiba ta bata , vakabhaiza nolonger necessary kuramba tichivapa hedu blame,, GOD BLESS U
After listening to the current episode, and listening to this one , ka, ini ndandisati ndamboiona this episode. Uhhhhh variyi vakaoma vakomana, vaitoramba ka apa
These people are lying a lot. And they are not willing to tell the truth. Everytime they are interviewed they tell only a piece of the truth. But moto hauende until vataura zvese.
Mkoma Andrew may you also involve some Pentecostal pastors to comment on this. they should not over rely on n'anga dzakavapinza in this mess. I think mapostori ne n'anga vapiwa mukana, now find a person anovaparidzira Jesu mupenyu.
I think we got conclusion here mbuya vataura ava kuti vane nyoka so i believe ndopane problem yese apa ngavanyatsotaura zvizere kuti yaidyei and vaiichengeta sei uye semunhu ane chinhu chake anozia kwairi pane zvavasiri kutaura mbuya ava
Nhau ye chi cauliflower-like thing chirikutaurwa nemuroora uyu mahwani. Muzukuru wangu akachiita chinhu ichocho. Takatozoziwa pawa paya kuti aiitwa mukadzi nenyoka ya mai wake. Very likely kuti ndozvirikuitika ipapa
Ini from day one i said kuti mbuya iyo inoroya look now zvaku affecta vakawanda. Chembere idzi vari very wicked. Apa worse vanonyebera vanovabatsira futi. Muzukuru uyu ngasiyane ne family iyi
Tht the kind of giving I really embrace. People think kuenda pa camera uchitaura kuti I have donated so and so ndochaizvo... Am humbled kutonzwa kuti Drewmas yakasiya mafuta and drinks pamusha apa. Thanx mukoma Drew thts wasup my G!
Mufunge hako....
Daaah 🙄they have to!! If they don’t then uuh hameno havo naMwari wavo. Making $ of these people’s stories and not offer help🤷🏾♀️
Mufunge dai pasina muroora zukuru ataura tisingambozive probably vakatopa zvakawanda before
Above all the turmoil, there is a good thing in the family: honest, strong and sweet muroora. She is a gem every family would like to have
If she was my daughter l wld have taken her back
@@mufarocharleshove4635 me too i can't
Muroora uyo dei ari mwana wamai vangu ndaimutora uuummm zvanyanya
She loyal to the family
Mukati muroora hapanawo chaanoziwa ere
Am here for the love yemuroorazukuru, despite all what they are facing she never deserted Mbuya vake na Sekuru, even the way yaarikutaura huroyi hwavo zvine diplomacy....atambura mwana uyo shame
Muborevesa baba. Anemusha pamoyo
Ko murume wake aripi nekuti hatimbomuona achitaura. nagende anogara nemurume wake. hausi musha wake
I feel for muroora zukuru I hope achazorodzwawo nekukasika haana chaanoziva uye aneushingi husina vazhinji vedu vamwe dai vakatoparadza imba asi iye akashinga zvokuti God bless her 🙏🙏🙏
Dai ndirini ndakatiza handigarire ngozi usiri yangu
Ukati imba here ipapa uchiroorerwa kuitwa mkadzi wezvikwambo kusvika pakubara zai razvo ..wobva wasungwa mbereko futi...chasara kufuma wakafa apa
@@Ladypradaful imwe nhamo inototizwa
Shuwa haaa Dai ndirini ndakatiza kare
Handingamborare hope apa
Mbuya ava muroyi mukuru sekuru muroyi mukuru asi havaroyi vega vanoroya vakawanda its a club yevaroyi team inonzvenga nzvenga nyaya dzayo havasati vavekuda kuita give up huroyi hwavo you can only help munhu anoda kubatsirwa ava they are not willing to let go
Vachatizwa nevana manje cz zvaakusvota
Exactly, they are not willing to let it go
Gogo makamboti hamuchaziva kut kabhodhoro karip
Kkkkkkkkkk kkkkkkkkkk ndakambozvitaura mbuya awaw vanotouya
Chokwadi mbuya ava havatendeuki chokwadi
This whole story has taught me to get close to God in so many ways. You can be born perfect and probably have so many gifts but people in your family can be so evil and jealous to a point they get hold of your life...BUT THE HOLY FIRE,THE BLOOD OF JESUS DESTROYS AND WILL DESTROY NO MATTER WHAT...... ,”Matthew 11:28 “Come to me, all you who are weary and burdened, and I will give you rest.”Exactly what the lady needs to do at some point she gotta submit herself to Jesus Christ & fight the demons and show them Jesus is the way🙏🏾🙏🏾 not even a snake can fight my Jesus Christ and she needs to face her battles
You are right.but I believe God will forever protect my life
Zvakaoma vanhu ngatizvinama tire mwari vanotinzwa
There's a lot of mixed-up juju in this family and vese vakabata bata mishonga now yakupanduka🙌🙌 I really feel sorry for those innocent children and grandchildren vavakusirwa nhamo it's so sad.
Ummmm guys kana mazogara ngatishandei nesimba,hakuna chinonzi mshonga we lucky,zvinokonzeresa tarisai mhuri yatambura iyi
A lesson to be learnt kune vari kuda kubata bata kuda hurombwa mhuri iyi yatambura mbuya ngavataure zvose zvavakabata bvumai zvipere
Gogo vanoziva nyaya dzavo Mukoma Neshamba
Gogo avo sekuru gona varoyi vakati gogo vakaenda kumacheke kunotora mishonga.gogo ngavareurure
Maonero angu gogo ngavadzokere vanoonesana na madzibaba vakavapa hoko ndoona sekuti gogo vakaedza kuramba kut havana nyoka uye hapana chavakabata saka madzibaba vakaita minamato yavo kt zvivanetse ndaisimbonzwawo kt vemasowe vanodaro kuita mhiko dzekuti zvinetse muridzi. Nei ndadaro, coz pavakaisa hoko dzamadzibaba vacho mumusha ndopakatanga moto, ngavaende vanotaura navo zvakanaka vobvuma nyaya yavo vobatsirwa moto upere.zvichida vanhu vanganetseka havo kutsvaka rubatsiro kure kure vachisiya munhu ari pedyo akatangisa moto
ndanga ndichizvifungawo neni madzibaba vekutanga vanoona and vanobatsira vakaita go back to senda hazvishamisi muzukuru kusaita mwana varikumushandisa nhumbu ingabate seyi uchirarwa nezvikwambo muzukuru kubva kwaakaita kuHarare akaudzwa kuti enda kumusha vanhu vakakuroora vari kumusha endaunoti vafambe newe chokwadi uchachiona mbuya vakati hande muzukuru wangu vachisvika kumuprofita dzobata ivo azvishamisi muzukuru achirarwa nenyoka iyoyo aa zvakaoma hama vanhu kuramba zvinhu zvavanoziva iiii vabereki vedu vakaoma musha uyu wakatakura kurema mai isimbi baba ibhobhojani iiiiii
@@clivemoyo6274 ichokwadi
@@clivemoyo6274 Chokwadi ndizvo zviri kuitika chete apa
Ndoochokwadi
There's a lot of juju in this family and vese vakabata bata mishonga now yakupanduka.
Ava mai vakangwara nhema. Ngavasatiudza zvisina basa vakadyisa vana nenyoka yavo. Kusatya mukadzi mukuru. Ngavabude pachena zvinhu zvipere. Ngavatendeuke nemoyo wese. Jehova vanovaregerera 🙏🏻. Ngatinamate vataure Na Jehova 🙏🏻. Tese tirivatadzi. Hapana mushonga usina mhinganidzo. Mishonga inopanduka mufunge. Jehova ndivo vanogona chere. Zimba haigoni kubatsira muroyi munaye pamba.
Rwumbuya urwu vanonyepedzera kugwara vanozopusa panagobori vanozopusa apa vakutaura zvekuti vane nyoka vaitora zvinhu zvevanhu ndovanopedza vana. And ava unovarambira kuti vanoroya kkkkk
Muroora akashinga hake
but gogo misodzi ndeyechokwadi here
Gogo vakuchema kuti chirombo Chavo chafumuka kwete Kuti shez sorry vakatooma moyo
Shinga muroora
ane kwaakapinzwa na gogo Kuenda hakuchisiri Nyore. Saka aiwe strong kuda kuti mbuya vabvume, anozivana naGogo pane paakadzidziswa aakutya kuenda kukusha kwake Gogo I think vanotaura naye chete kuti ukaenda heno hako.
yeah true ndivo vanonzi vakadzi avo
Thanks mkoma Neshamba,u're a hero.Rudo rwako rwakakosha,nekuti dai usina kudzoka,chokwadi ichi hachaizobuda.Well done,we will always support u.
Haa gogo dai mango yenda nyanga makasiyana nazvo please gogo we love you we sapport you tinemi
I respect the prophet who start this nyaya iyi ngavadzokere kwaari
I used to feel sorry for this family but no they are very wicked😡.That muroora should leave and find something better to do.Vanoroya vanhu and they won't give up their things.damn💔💔
Muroora arikutya kuuraiwa
😲Wow..
Mai avo vanoziva kuti moto watanga sei. Vanotaura zve nyoka yavo kuti inovatorera chikafu .Mbuya ava ngavarege kuwesitira havo vanhu time yavo, petrol, nemamwe maresources avari kupiwa . Nyaya yavo vanoiziva.Mbuya vanonyepesesa zvemhando yepamusorosoro. Totongonzwira hedu urombo varoora nevazukuru vazvarirwa mumhuri yakadayi
They are wicked indeed regai vambotsva
@@togodbetheglorybelieveinje3786 So so true, tinongoti dai mwari vabudisa vasina mhosva munhamo iyi muroora/ varoora nevana nevazukuru vacho.
Proverbs 26:2... a curse without cause shall not alight.
Someone should confess .
My personal feeling, there is a reason why hembe dzemufi keep surviving the fire. There is more to her death than what is being said. And vanhu are just hoping kuti moto unopedzwa before we have to talk about her. Dzake ega ega!
Yes gogo
Thumbs up kumuroora.she is very strong ,young and free.ngavazomubatewo zvakanaka after this problem....kuna mwari kudenga vanonzwa zvawo kuchema kwevanhu vake.zvichapfuura .
SORRY TO GO OUT OF TOPIC KANA WAKAROMB EVEN WE LUCK IT WONT END WELL ZIWA KUTI YOU ARE NEXT ITS ONLY MATTER OF TIME UCHATAMBUDZA MHURI REPENT
Kuromba kwakaipa hama,hakuna chinonzi mushonga we lucky,ngatishandei nemaoko tichibuda ziya,thanx Andrew ramba uchitiudza kt situation inenge yavapapi
Munotyisa gogo, ndimi mapedza vana💔💔
Zvokwadi yomene!
Adrew neshamba thank you.totenda nebasa ramuri kuita nhasi gogo vazotaura zvikukutu.tokumbira mudzokere zvekare vataure zvimwe I think vane zvakawanda zvavakabatabata
Andrew ne Drewmas you the best
M looking forward to more than this ...musatye pindai dzimba dzese varoyi vaparadzwe vose
Prophet Magaya and Makandiwa have to help this family please
Hayiii zvakaoma gogo vanoziva mashevedzerwo ayo ngavaidaidze iuye
I want to thank you mukoma Neshamba nebasa hombe ramurikubata kutizivisawo zvirikuitika munyika
I feel for muroora hangu , sweet soul
You can say that again hama she's stronger than 99% yezera rake sando dzake kuti taaa⚒️🔨⚒️🔨⚒️🔨⚒️
Taurai henyu; dai vari vamwe vakatiza nekuramba murume.
Achauraiwa hake nekushingirira zvisiri zvake
I have never seen such a strong woman like muroora zukuru ,akashinga mkadzi uyu .Dai tirisu vamwe takarova pasi kare kare.
Nah she didn't tell the truth from the beginning. And she knew it iye muroora.
I have been following this story from start this family mmm yakatakura. Asi kutaura chokwadi hoko yakarovererwa na Sekuru vana vabva kusowe iya ndoikurwisa yakamutsa mwana wavo musikana akurwisa if u were to ask this pple vanomurota mwana wavo. This people ngava reurure zvese hapachina chekunyara zvese zvabuda kana vabatsiri vachibatsira vowana pekutangira. Nyoka ndakaenda pa google nyoka inota mazai ende anenge akaita sezviya shell yacho ari soft anenge akabatana.hatichazive kuti nyoka iye it was magic here or zvinhu zvavo. Asi ndezvavo coz zvavabata zvawandisa. Gogo havasi kutaura chokwadi chizere vakusiya zvimwe.
Vanhu maifanira kutozviona kuti kuramba kwakashata pakupedzisira zvinobuda pachena keep it up Drewmas media
Endai nefamily yenyu kwa Prophet Magaya zvinopera ipapoipapo variko Prophet Magaya
I don't think n'anga kana ichikupa mushonga inokupa nyoka direct unopiwa ka innocent mudzi iyo iri nyoka itai zva Jesu asinga panduke
Taurai henyu ngavareurure vonamata handiti bible raiita mashiripiti ekusatsva here it's a calling from God
Mbuya ava vaitirwa nyasha nekupiwa mukana wekutendeuka ask vakasatendeuka ka hamheno Mwari ndiye anoziva .vakabhaiza pamhiko yechikwambo chakutora zvayo zvese gogo taurai danai nyoka
Gogo ava vakatopiwa vachiziva cz hanz inotokandira mazai yozvara vana vemusango.and nyoka yavo ndeyekutora chikafu.vaitobikira vosiya mukichen.
Haa apana innocent apa une waenda uchiti nduda kupiwa zvirimwa zvausina kurima uchiti zvobvepi...dai vairapisa murwere or kugezwa munyama taiti manje kutoti ndoda kudya ndisina kurima une uchitoziva zvawakubata
@@PrimaTauz wena read to understand not reading to reply my comment is not for this gogo it's for those vanozoerekana vane nyoka ivo vapiwa kamudzi voshaya kuti nyoka yakabvepi
Thanks amai nemashoko anokosha it's true mbuya ngawangotaure chokwadi chawanoziwa vabatsirikr thanks again kumuroora zukuru kp on nekushinga Mwari achakupindura
Nyaya is clear, iri pa nyoka which is angry to be staying mushango, remember it's job was to get food, so the snake is really pissed, it's really angry. That Mbuya was told upon getting the snake kuti don't do this or that, she has a lot hidden vanoda shamhu avo, kurova chaiko.
😂😂😂😂😂 my point exactly
Vanonyatsoziva mbuya ava..vanotobhowa zvavo
Thumb up for drewmas media .....gogo vanokwanisa kudeedza nyoka yavo asi vanenge vasiri kuda kuti iuraiwe nekuti shez even defending it kuti haisiriyo ikukonzeresa moto
Mwari arikuda vatendeuke vanamate Mwari mumweya nemuzvokwadi
how can we contribute financially to this family vawane zvokudya.
I once requested for the ecocash number for this family but DrewMars yacho is turning a blind 👁.
Contact Andrew directly on his #
Tibatei 0713394932
Solution ndimbuya avo ngavadure zvavakabata uye zvavanoita pamuroora uyo. Kana vasina kurasa zvinhu zvavo kutamba nenguva
Chokwadi
This is a lesson to everyone Tenda nezvauinazvo
Finally the chickens have come home to roost kwaaaa budai pachena
M sure vane more tools dzebasa Ravo iri kkkk😁
Haaa yah...kana iniwo zvangu munhu asina nebasa rese ndichiona zvivi zvakaoma zvirikuitwa pasi pano,Ko kuzoti Mwari vanoona zvese nezvandisingaone?????? Haaaaaaaa i surrender 🙌🙌.Mwari vakasimba
The situation yakuda kufanana nekuvillage kwagavaza murehwa kwamakambotiudza kwaitemwa vanhu nematombo dzimba dzikatsva,magumbeze achiitirwa tsvina, my point is Moto uyoyo wakamira,so madii kuenda ikoko mondobvunza munhu akamisa Moto wekuvillage ragavaza,pamwe anogona kukubatsirai,
Besides I still remember watching your Vedio drewmas Muna Madzibaba forget or Madzibaba universal ,vachiti hanzi universal kureva Kuti Akuna dambudziko ravanotadza madii kumbovaunza APA tione Kuti vairevesa here or vaingotaurawo zvavo
Taking you to high level . Mbuya mbuya mbuya sure ere kugara nenyoka
Mbuya vanotyisa kushinga kuchengeta nyoka
Muroora pray God wants people like you to help people 🙏💯 help gogo sure pray
Am speechless, 🤔this family needs spiritual Intervention. Only God can fight this. Ndabatikana hangu ana Nyati
Hesy Gogo..muripowo pano
@@carolinechikaka640 ehe mzukuru wangu. zvinhu izvi zviri kuitika kumaraini kwangu kune vanhu vehukama wena.
Confession is needed...
Pasangana shasha dzinoda mishonga murume nemukadzi,Hoyoo ...zvino kubvisa hurombwa kunotoda kubhadharwa,Pakutoda chamvari chatsika mutanda apa,Thanx Drewmas nekuramba muchipakura nyaya yepamusamhi ndinovimba will hear more kusvikira zvapera,Its not easy kuti munhukadzi abuditse secrete yake mukaona zvadaro zvatambudza zvokwadi
gogo muri muroi mu notambudzirei mhuri...kusada kushanda here
Why is it no one is recording when the fire starts so we can really see.
Mostly vanozonzwa kuputika, kunhuwa or kuzoona hutsi, saka panonetsa..
Handifunge pane anowana tine yekutora video cause vanenge vakumhanyisa kuudzimura saka fon haibatike.
Pane video rakambobuda pano wani moto uchitobvira
Taura zvako
@@tabethmandeve7028 Thanks will look for it .
ma incidents akuwanda they should record
Gogo ridzai muridzo wamunodaidza nawo nyoka yenyu because imi maiva nemachira emudzimu ka or kupinda musango muchaona mutsvage mushonga mudedze nyoka iyi because inouraya futi mwana musarambire nyoka please mubatsirike
Gogo ityai Mwarii
Mukoma Neshamba ndaiwanzoramba zvinhu izvi .Ndaiti hakuna zvakadai ndabvuma nhasi .Thank Brother
Am so disappointed naGogo. She knows the truth and vakangwarisa. Kunzvenga mubvunzo. Imagine muroora zukuru ma1
Hope haana kuitwa something nambuya vakangwarisa uuuuum Mwariweeer
@@rumbigandiwa5227 kkkk sure
Haaaah nhasi gogo madzikadzika nawo ,she must tell the truth kuitira kuti vanobatsira vazive pekutangira
Saka vairambei pese apa gogo itai serious l salute muroora zukuru wakashinga mudikani
Mukoma Andrew ndofunga vanhu ava zvikuru mbuya ngavataure mamwe mabasa avo iyi ingozi iyi tingataure zvedu zvakawanda asi vanhu ava panengozi pamusha apa. Mbuya ava zvavatanga kutaura chokwadi ngavataure kana vakauraya munhu nekuti zvoda kuripwa izvi ndoanonzi mashura chaiwo kuti maplate nemapoto esimbi zvinobvira hmmmmmm vane zvavakaita and type yengozi iyi ndeyeMalawi kana Mozambique. Iye mufi wemablankets aisatsva uyu relationship yake namai vake yakanga yakamirasei. Chokwadi chinotowanikwa kwaainge akarorwa. Ikoko mukoma Andrew mukaenda i think kune zvichabudako.
Ah nyoka yacho itori chikwambo inodya chikafu mukitchen and mbuya iyi is enjoying kudya chikafu chainogirwa kutora chikafu muminda yevamwe hutsinye chaihwo i feel for manext door avo
Joha we Hoko mukoma neshamba ndiye angatowakwanisa Zvaapachena. Imboendai navo sezvaakataura kuti ngavauye Endai Nawo Mambo. anDrewMas Media Taking us to the epic Level. Batsirai mhuri baba, Muri kugonesa. Gogo vatori neNyaya hurusa avo.
Yaaa that's true coz paye vakati Joha akati endai mouya nenyoka yenyu, nyoka yavo ndoirikuita zvese izvi yaane nzara. vachirikuida nyoka yavo
ONLY a deliverance ministry which is under the authority of Jesus Christ Son of the living God can help. Everything else you're digging deeper into this demonic sewer
Jesus never existed my dear .Call your messiah which is your Ancestors and your Creator
Gondwa ndiwo mubobobo.. Anhuwee siyana nenyaya dzekuromba.. Hazvi peri mushe.
Taura hako mudikani zvave pachena ngavataure chokwadi zvipedzwe ndakutonzwira tsitsi muroora zukuru anoda imba yake zvokuti
Monalisa unoudza anonzwa havateerere vanhu vacho
@@angelakunatsa4316 vanhu vada easy life iri fast fast mazuvano; havachadi kushanda nemaoko avo
Gogo is lying kutiza kudii nyoka yemishonga inotizepi hamusati makuda help imi 😂😂😂😂 gogo ndivo vakaromba varikunyepa kuti vakaguma kuishandisa kare nhema chaidzo
Vakangwarisa nhema
@@nomatterkambeni5473 taura hako vachiswera vachidzungaidzisa vanhu knowing ndivo havo vakaromba apa tuchembere utwu mangwariro acho pakaita problem mumhuri ndivo vanomhanya kuti hatibati mishonga handei kupositori nonsense
Tru ....nyoka vanayo uye havatodi naye mbuya vakangwarisa ava hsnzi irimusango itsotsi remnhu.....
Gogo nyoka vanayo havasi kuda nayo.mbuya munoroya imi.from day 1 manzvenga nzvenga
Pamwe ndezve group so hazviite vadure vanotya
Gogaz taurai chokwadi musanyara kutaura kuti mubatsirwe taurai zvese nyaya yemoto iripavanhu vakafa zvisina tsarukano taura chokwadi
Chokwadi pane hushereketwa vanofanira kureurura
Mbuya ava avanemoyo wakaipa zvichida ndivo vakakonzera kupenga kwemurume ...
Dremas media take us to other level keep it up with good news 📰
N,anga yakauya nenyoka ..nyoka yagogo haiziyo fr sure because inofanira iri hombe ..n,anga yakauya nenyoka ..nyoka inoita mazai mubag here or muvhu ..? All these yrs nyoka iyi yaikandira mazai ,vana venyoka dxacho vaienda kup ..tsikamutanda uyu l dnt trust him
Uuuuum gogo ava ndavatya. Mwari andigonese ndisatsvagire vana vangu nevazukuru matambudziko akadai. I am so heartbroken 💔💔💔
Amen
Mishonga ye mubobobo ivo vanenge vavlchizviziva asi pavanenge vachiitira ndiye asingazvizive
I pray you find the Lord as he forgives you gogo kuromba kuromba pray mwari vakuitirei nyasha vakubatsirei Jesus is your answer
Ambuya vane musikanzwa ava aaaaaaaa zvakangooma sure. Chete judging is for God. Saka nyoka yavo iyi zvaari very certain kuti yaiita zvakati, how sure is she kuti haisiyo iri kuita mashiripiti. Saka sekuru vane mubobo futi or its a spiritual wowan yavakapihwa na ambuya vavo.ummm vanhu ava ngavataure chokwadi aaaaaa nyaya dzacho hadzisi kupera. Sakavana vavo even wavakaendera kuMacheke haasi kutombouya kuzobatsira vabereki. May God bless muroora zukuru. Moto wakuteera ambuya nekuti ndivo vanenyaya.
Ndiyo, ko mubhadharo vaiipei, havas kuda kunyatsobuda pachena, pane zvavakabata
Mushonga iyi vaibhadhara here mushonga haishandiswe mahara chero Muri shamwari chaidza BHA dharanayi
Vazobvuma kuti vane nyoka
Chinhu 1 chatisingazivivanhu ndechekuti mishonga yeN'anga isingapfuki ndeyemudumbu musoro chete zvimwe zvose zvimishonga izvi zviri spritual. Mubobobo runyoka rukawo divisi kutsigisa musha rukwa mishonga yekuvhima mishonga ye lucky zvose zvinozopfuka nekufamba kwenguva
Yhaaaaa gogo wakutaura chokwadi wawepedyo nekubatsirika chose
Gogo wakaita mutsimba namadzibaba wehoko Saka wawe kuratidzana masimba
drewmas media ,number 1
This is very scary Mr Andrew they need help thank you 🙏 🙏
Andrew akashinga
Mukoma neshamba uhu huroyi pachena
Nhai Mwari..Jeso weNazareta..Nkosi yami 🤦🏽♀️🤦🏽♀️🤦🏽♀️🤦🏽♀️ .Mbuya iyi iri so shuwa and so positive haaaaa ndapera mashoko apa kuzodefender, kana iyi ari kureverera imbwa haasviki pambuya iyi
Gogo and sekuru varoyi ava . Mmmm maybe nyoka yakaruma mufi that's why hembe dzake dzisiri kupiswa.
Yhaaaaa pakaoma apa mukoma Neshamba sandodzenyu mabvunza gogo zvandafararira ende manyatsobvunza
Mbuya inoroya iyi pese apa yairamba wani
Pamwe vakadya asingadyiwe
Nyoka iyi gogo vanayo vanoziva kwairi uye sekuru vasanyepa mubobobo hautemerwi munhu mushonga waunopihwa ngatsvage tsikamutanda chete
Problem is gogo nasekuru ey are telling the partial truth ngavataure zvese vabatsirike
Haaa gogo musadaro nyoka yakatsamwa iyi dzokai kumadzibaba wehoko ndiye ane zvese uye ndiye anopedza hondo
Mukoma ndinoona sekuru Madzibba vakambovapa hoko vaye pane nyaya zviri nani vambodzokerako vapedzerane mushe pamwe zvingaita
Asi muroora ane hama here🙆
Gogo ava vanoziva nyaya yavo
thanks DREWMAS media may GOD Bless u.. i think this can need also government assistance interms of basic commodites, engage the local councilor , MP, or even first lady chaiwo.. im sure they can help a lot. i noe muzim hatishaye vanobatsira, take the family to PWM, I NOE zvopera izvo, ..trully speaking the famil need assistnce,, hurombwa vakabata kare by that time vazhinji vaiba ta bata , vakabhaiza nolonger necessary kuramba tichivapa hedu blame,, GOD BLESS U
Imi. Mbuya imi zukuru achatiza uyo mukasara mega aaaa vanhu vauku vanotiparira Kubata Bata nhasi pakubuda futi zvimwe imi vanhu vanoroya zvekuti awo wese aaaaa nyoka yamuri Kuti yakabatwa haisi yenyu ko yakabatwa nasekuru ndeipi zvichirewa Kuti manga muine yake yake nyoka ummmmmm saka sekuru gondwa ramataura mairara. Nemuroora zukuru hre 😭 😭😭 hanzi hapana chisingaperi madzibaba akakupai hoko awo vaida Kuti zvimuke ummmmmm munorwadzisa chokwadi 😭😭😭😭
Yhoooo zviuya zvirimberi shuwa ayiwa Sekuru nambuya wakanga wakabata hawo zvakuwadzokera hawo ayiwa iiiiiii
Veduwe kuromba kuromba gogo nyoka Iyoyo inogona kuve uriyo irikukonzerwa please musarambe veduwe gogo Ava
ane kwaakapinzwa na gogo Kuenda hakuchisiri Nyore. Saka aiwe strong kuda kuti mbuya vabvume, anozivana naGogo pane paakadzidziswa aakutya kuenda kukusha kwake Gogo I think vanotaura naye chete kuti ukaenda heno hako.
Muroora zukuru your smile inodakadza deA une moyo wako wega deA may God bless you deA wakabva kuvanhu iwe waaal
Drewmas ikuita basa hombe.....Thanks Andrew👏
After listening to the current episode, and listening to this one , ka, ini ndandisati ndamboiona this episode. Uhhhhh variyi vakaoma vakomana, vaitoramba ka apa
These people are lying a lot. And they are not willing to tell the truth. Everytime they are interviewed they tell only a piece of the truth. But moto hauende until vataura zvese.
Ehe
Vschatsura havo zvese
It might be a case that there might be murder involved it's hard for them to tell the truth without getting arrested as well, but iNgozi iyi
Very true varikunza chokwadi chose
Mkoma Andrew may you also involve some Pentecostal pastors to comment on this. they should not over rely on n'anga dzakavapinza in this mess.
I think mapostori ne n'anga vapiwa mukana, now find a person anovaparidzira Jesu mupenyu.
Tirikudzidza sure
I think we got conclusion here mbuya vataura ava kuti vane nyoka so i believe ndopane problem yese apa ngavanyatsotaura zvizere kuti yaidyei and vaiichengeta sei uye semunhu ane chinhu chake anozia kwairi pane zvavasiri kutaura mbuya ava
Sekuru varikunyepa gondwa vanaye mai vavo vataura kuti mwana wangu abvuma kuti akabata akati ane gondwa now vakuti riri muropa nxa ndivo vanorara nemuroora zukuru ndanzwa hasha ini nyoka yavo ndoinomudyira vana .I think yatime yake yekusunungurwa nekuti kuuya kwake achiti handei ndibatsirwe mbereko ndokutanga nyaya dzese idzi pamwe akanga atozvinzwa kunzi enda kwavari ndovane zvese ndosaka asirikubvapo .
Kujata jata,,, big up mkoma Andrew matisvitsa pane rimwe level.
Gogo ava surrender🙌
Gogo i zimbi sekuru simbi surrender madzibaba vakaudza vanhu ava shuwa vakaramba hoko iyo yaiva yekunozvi denha kuti zviumburudzane mberi
Uuuum mwari huyai mumhuri iyi vatendeuke
Nhau ye chi cauliflower-like thing chirikutaurwa nemuroora uyu mahwani. Muzukuru wangu akachiita chinhu ichocho. Takatozoziwa pawa paya kuti aiitwa mukadzi nenyoka ya mai wake. Very likely kuti ndozvirikuitika ipapa
Ish, it’s sad. Zvakazopera sei?
Hey ma1
Ini from day one i said kuti mbuya iyo inoroya look now zvaku affecta vakawanda. Chembere idzi vari very wicked. Apa worse vanonyebera vanovabatsira futi. Muzukuru uyu ngasiyane ne family iyi
Gogo na sekuru vakuziva zvavakabata. Havasikuda havo kutaura chokwadi zvakubhowa izvi.. Apa vakusafisa vazukuru manje
Gogo vakangwarisa ava vane zvakawanda zvavari kuvanza .MADZIBABA VAKAVAPA HOKO VAYE VAKATAURA KUTI PANE NYOKA SAKA NOW I UNDERSTAND KUTI VAKASOTWA NAMADZIBABA NEKUTI VAIRAMBA KUSVIKA VATAURA TRUTH
Mbuya nasekuru varikuziva chokwadi
Asi mbuya ava vane wavakauraya Kasi kana vachimuka vakadeura Risina mhaka pamwe ,nhavareurure sure vangatambura ...or kutama havo musha wacho