Tinosvitswa Nashe_Nzendo Dzirefu

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 9 чер 2022
  • Alick Macheso 2022 Album
    To access whole Album use link : bit.ly/TinosvitswaNaShe

КОМЕНТАРІ • 281

  • @MrDeans2011
    @MrDeans2011 2 роки тому +22

    Pa8.41 apo lets all Pray "Ishe tenzi Jehova ivai nesu
    Nepose pacho patichaenda
    Kunyangwe zvazvo tive nemeso
    Anova ekuonesa, zvinoda meso
    Asi zvazvo tenzi zvatinoda Shoko
    Shoko rinozotsinhirawo chepfungwa
    Mune zvose zvatinofunga kuita
    Tinotungamidza zvose muzita renyu
    Nekuti muri Mwari musikavanhu"........Amen🙏🙏🙏

  • @innocentmadanhire2391
    @innocentmadanhire2391 2 роки тому +128

    Like a pharmacy, you dispense enough treatment. Kana wanakirwa siya like 😆.

  • @chrisnyambo5835
    @chrisnyambo5835 2 роки тому +8

    Ndiri busy hangu kunanzva maspeaker 😋😋😋. Munamato unesimba uya, wire dzichipinda mumongo chaimo kuti "taaaa! Siya like kana urikukomborerwa.

  • @rushdiesagne4600
    @rushdiesagne4600 Рік тому +6

    To the future generations, please don't let this music die. Chimudhara kubva kudhara 🔥🔥🔥🇿🇼

  • @snsport-tv
    @snsport-tv 2 роки тому +7

    Chi Gospel chisungura like ,wat else do you need , ngaunyorwe muhana munamato uyu uchayambutsa vakawanda ameniiiii

  • @mclyncedauda7930
    @mclyncedauda7930 2 роки тому +11

    On lead guitar the man himself ndarunzwa ruoko rwenyu AMBASSADOR....... apa nyazanda pabass pachozve Akuita kunge imimi .......pure Talent

  • @royalkilloemr.cliffs5250
    @royalkilloemr.cliffs5250 2 роки тому +50

    This one has everything that a good listener would be looking for. Ndatenda zvangu mudhara muri mudhara

  • @Dchidarara
    @Dchidarara 2 роки тому +12

    The prayer and medicine dispensary begins at 7:20. If you get it press like....

  • @wisdommusiyarira6562
    @wisdommusiyarira6562 2 роки тому +9

    I can personally confirm that, I have been send here on earth to support Alick Macheso gift

  • @philsibandanyaku8518
    @philsibandanyaku8518 2 роки тому +13

    Inzwa from 7:20 to 7:58. Kana uchiziva dzemagatare or omasiganda, unonzwa kutapirirwa. Kuthi facaaaaa!!

  • @austinsigauke9794
    @austinsigauke9794 2 роки тому +14

    Dr Macheso well done you bought us back original orchestra mberikwazvo

  • @mlambo1738
    @mlambo1738 2 роки тому +7

    Iyi ndo head of the album ine mashoko anorwadza doro rese rapera kunzwa kuita sober😪

  • @skydigiway319
    @skydigiway319 2 роки тому +12

    This is my best track from Tinosvitswa Nashe. EVERYTHING IS ON POINT.

  • @TobiasMakaya-gm7xf
    @TobiasMakaya-gm7xf 8 місяців тому +3

    The best guitarist in Zimbabwe.

  • @lovemoremuhlanga8618
    @lovemoremuhlanga8618 Рік тому +5

    God bless us as a nation..everyone deserves the best in life

  • @planet263suweta4
    @planet263suweta4 2 роки тому +9

    My favorite artist on the land between Zmabezi and Limpopo. chinogona mhani chimurume ichi

  • @docdambakurima3538
    @docdambakurima3538 2 роки тому +11

    *TINOSVITSWA NASHE @ CHESO*
    by simballo
    Remembering our frenz succumbed to COVID-19😭😭
    Baba tiyamurei nguva yatiri yacho yakaoma x2
    Yave tinunurei rwendo rwatinarwo rwacho rurefu x2
    Mwari tiyambutsei patava pacho chokwadi pawona
    Mufudzi wedu tungamirai
    Kupi nekupi kwamunotisvitsaaaa
    *_Mhungu papa mhungu saYave papa mutisaidhiye_*
    *_Baba tinoenda kunaSheeee_*
    🥁🥁🥁🥁🥁🥁🥁🎶🥁🥁🎵🎵🥁🎶🎶🥁🥁🎶
    Tiyamurei tibatsirei tinunurei baba nguva yatiri inguva yakaoma
    _((iiNguva yakaoma))_
    Tiyamurei tibatsirei tinunurei baba
    Nguva yatiri inguva yakaoma
    _((inguva yakaoma))_
    Nguva dzatiri kuva inguva dzakaoma
    _((inguva yakaoma))_
    Rwendo rwatiri rwendo rurefu _((ii rwendo rurefu))_
    Nzendo dzatiri inzendo dzirefu _((maihwe nzendo dzirefuuu))_ x 2
    🎶🎶🥁🥁🎶🎵🥁🥁🎵🎶🎵
    Munotirwira mumweya yerima ((mumweya yerima))
    Nekuti muri Mwari wemasimba ((Mwari wemasimba))
    Uye muri Mwari mune rudo
    ((Mwari mune rudo))
    Amuna kana nezvamunotya ((nezvamunotya)) x2
    🎶🎶🥁🎶🎵🥁🥁🎶🥁🎶 Simballo🎶🥁
    Ishe tenzi Jehova ivai nesu
    Nepose pacho patichaenda
    Kunyangwe zvazvo tive nemeso
    Anove ekuonesa, zvinoda meso
    Asi zvazvo tenzi tinoda Shoko
    Shoko rinozotsigira vachapfuma
    Mune zvose zvatinofunga kuita
    Tinotungamidza zvose muzita renyu
    Nekuti muri Mwari musikavanhu
    By simballo
    *#TINOSVITSWA**-NASHE*

  • @nyashamuwirimu8923
    @nyashamuwirimu8923 2 роки тому +17

    "Tiyamureyi tibatsireyi tinhunureyi baba nguva dzatiri inguva dzakaoma"....powerful prayer...

  • @natureguy4625
    @natureguy4625 2 роки тому +10

    Famba Aleckehhh Fambaaa ,... What a powerful Prayer i listen to this one every morning 🤗🤗🤗🤗

  • @johnrusakaniko687
    @johnrusakaniko687 2 роки тому +6

    This song its like a prayer to me it touch's my heart thank u papa macheso may God bless you

  • @tichidoni7148
    @tichidoni7148 2 роки тому +7

    Baba vaSharo muchauraisa vanhu nekudzikisa ndangariro vachifara .God bless you

  • @handizindoga2222
    @handizindoga2222 2 роки тому +13

    do you know why Baba Shero is still standing in this game??? well it's obvious, the answer is obvious, it is because he moves with time, each and every album has been packaged differently from the beginning, haarambi achipakura chinhu chime,zvinopedzisira zvobhowa, ndosaka vamwe vachiita kunge vasisisiko ivo variko havo,well done Mkanya keep leading by example.

  • @fungaisamuwi598
    @fungaisamuwi598 2 роки тому +27

    Well done Alick macheso,ignore negative comments zuro ndizuro we can't compare your albums because they are different, this is album is good your lyrics are super,you are talented vocalist

    • @dmwwanai2597
      @dmwwanai2597 2 роки тому +3

      People forget kuti nguva dzinochinja, we're living going forward not backwards saka Macheso should not sing same style yana Vakiridzo,Magariro,Simbaradzo... everything changes with time and Macheso is still very good in his game!

    • @innocentmarecha6382
      @innocentmarecha6382 2 роки тому +3

      Hakuna nzvimbo isina muroyi wangu vanhu vanongoda kuti parambe pachiridzwa chinhu 1

    • @mapline7380
      @mapline7380 2 роки тому +3

      Ndozvinoita kuti arambe akamira akasachinja style ndozvinozoita aite sana senior lecturer

    • @stanslausmadende4628
      @stanslausmadende4628 2 роки тому +1

      Some good sounds but some inovation is needed!!

    • @handizindoga2222
      @handizindoga2222 2 роки тому +1

      @@mapline7380 well said, the change he brings in every album is the key to his success, anofambirana netime, every album is different.

  • @ShepherdMushonga
    @ShepherdMushonga 29 днів тому +1

    um here in 2024 ndkunhanzwa speaker chibaba icho

  • @makonimakoni5509
    @makonimakoni5509 2 роки тому +8

    Dr Macheso you are always on point moving with time, haters can't stop you

  • @tafadzwamurenga2218
    @tafadzwamurenga2218 3 місяці тому

    Blessed with the song baba Sharo gospel song God guide us the journey of life is hard and long

  • @shylocktavengwa7643
    @shylocktavengwa7643 3 місяці тому

    King Macheso makabata ngoma apa ndotenda zvikuru ❤

  • @pydpyd7388
    @pydpyd7388 2 роки тому +8

    this is powerful, apa manje handichazive kuti best song yangu ndeipi coz zvandaona ku launch nhasi handisati ndambozviona hangu mmmm murume uyu anogonesaaa

  • @tspizemediaservices6254
    @tspizemediaservices6254 2 роки тому +7

    Like a pharmacy you dispense enough treatment Dr Macheso😃👌💕💖

    • @PM-zu9tv
      @PM-zu9tv Рік тому

      No he doesn't give enough but an over dose kkkkkkk

  • @frankkirimi7577
    @frankkirimi7577 2 роки тому +18

    This is one of his best songs ever🎉

    • @mapline7380
      @mapline7380 2 роки тому +4

      Zvipei nguva nziyo idzi dzakutondi confuser handidi kunyepa zvangu

  • @NoxGuni
    @NoxGuni 2 роки тому +6

    LEGEND!

  • @rinahcathrine4759
    @rinahcathrine4759 4 місяці тому +1

    Zimbabwe School of Chesology ❤

  • @panasheruzivo7989
    @panasheruzivo7989 2 роки тому +8

    Ayayaaaaaaaa......lyrical content just soothes my soul...famba baba sharo

  • @clivetendaiphiri4566
    @clivetendaiphiri4566 2 роки тому +14

    I remember that solo guitar from a clip played by Macheso himself thumbs up

    • @tshisaa1
      @tshisaa1 2 роки тому +2

      he is the one playing it here as well. The whole song, Noel was on bass and Alick on lead

    • @recallchannel3258
      @recallchannel3258 2 роки тому

      It's an old song called rino igore renzara ... Ndapanzwawo .macheso anofarira that line anowanzoiridza

  • @princedetbozsmallboy1749
    @princedetbozsmallboy1749 2 роки тому +5

    I wish i could hear what hi saying but i love macheso song's keep up Alick.

  • @gavamaster3045
    @gavamaster3045 2 роки тому +6

    The King playing lead guitar yet again on this one, Noel did well on bass, what a talent, wow!

  • @modestnyoni4563
    @modestnyoni4563 2 роки тому +7

    RIP to all that succumbed to covid,, the road has not been an easy one,,, God help us for sure😭

  • @natureguy4625
    @natureguy4625 2 роки тому +3

    Right pa 6.30 going forward pakabatwa gitareeeeee🪕🪕🎻

  • @newtondume6730
    @newtondume6730 2 роки тому +5

    The best song on album. I chanetsa

  • @robsonjena6302
    @robsonjena6302 2 роки тому +3

    Alick Macheso The Living Legend

  • @admireazimhungu6068
    @admireazimhungu6068 2 роки тому +3

    Chibaba NdiMacheso haaa makaipa king of Sungura apaa makatora time yenyu zviripo well done bro

  • @pensionsuki7059
    @pensionsuki7059 Рік тому

    Tinotungamidza zvose muzita renyu apa panondiitira 💯✅✅✅

  • @portiamurondatsimba4201
    @portiamurondatsimba4201 2 роки тому +8

    God is faithful and amazing!

  • @cliffshamba608
    @cliffshamba608 2 роки тому +2

    Dhokotera vesungura ava, my favorite song

  • @bernadettemadondo7055
    @bernadettemadondo7055 8 місяців тому +1

    this is my favourite track from this album, Sharon's dad needs to promote the other tracks on here in the same manner he did with Kutadzirana. Kana ma video ari kudiwa futi...ayaya!

  • @chavumbaunlimited9019
    @chavumbaunlimited9019 Рік тому

    Cheso power ,hamuna kana nezvamunotya nekuti muri Mwari munoyera

  • @gabrielsangananhe3100
    @gabrielsangananhe3100 2 роки тому +1

    Tiyamurei baba nguva yatiri ma 1. Komborerwai ba shero " king himself"

  • @tisolicousnness
    @tisolicousnness 6 місяців тому +2

    Zaka Zaka mhunu mukuru uyo... listen to the rythem
    Chesology forever❤

    • @clarencemirax
      @clarencemirax 5 місяців тому

      Mdara cheso ndovaive parhythm

    • @TimeMthokozisiGumbo_ZW
      @TimeMthokozisiGumbo_ZW Місяць тому

      @@clarencemirax aiwa, Cheso was on lead! Vakachinjana naNowero. Bass ndiNowero. Ndosaka pakazorohwa solo namdara kuratidza zvidobi dobi zvavo!

  • @patsonmutsure4091
    @patsonmutsure4091 2 роки тому +5

    Puŕe music for mature listeners baba Sharo sungura guru

  • @gavamaster3045
    @gavamaster3045 2 роки тому +6

    Long live the SUNGURA King! The level of skill and ingenuity on instruments is simply unmatched, brilliant. 👏👏👏

  • @percytakudzwashinya3406
    @percytakudzwashinya3406 2 роки тому +1

    True that nyika yakawomerwa zvinhu zvirikungowoma everyday sanganai nesu nguva yacho yakawoma thnks baba sheroo nemunamato

  • @paulmonyai5344
    @paulmonyai5344 2 роки тому +8

    In love with this song all the way from SA vendaland

    • @hamachig
      @hamachig 2 роки тому +1

      Ndaah vhahashu

  • @dedza464
    @dedza464 2 роки тому +4

    Rhythim is underrated

  • @stanleynutribyte9841
    @stanleynutribyte9841 2 роки тому +1

    Tinonunurei baba, nguwa, yatiri nguwa yakaoma, chiporofita, icho Extra Basso ndotenda nemashoko enyu

  • @jmac1764
    @jmac1764 2 роки тому +5

    My favourite on this album

  • @libertyunganai6662
    @libertyunganai6662 2 роки тому +7

    What a masterpiece!!!!!. Kubvira kudhara mudhara.

  • @shahiedhwingwiri2793
    @shahiedhwingwiri2793 Рік тому

    ummmmm mufunge zvenyu baba Shero ndiregerereiwo. ndini mumwe wevayevaye vaiti maakukundwa nanhingi uyu. kwaisava kuziva zvakanga zvakatakurwa neUlbum iri #nzendodzirefu. You are the best on top of the rest. chimuti muchiinacho mdara.

  • @StanleyNotice
    @StanleyNotice 6 місяців тому

    Mdara makanyanya nziyo dzenyu mtakunanzva❤❤

  • @wisdommusiyarira6562
    @wisdommusiyarira6562 2 роки тому +3

    Best song on this new album, big up baba Stayce

  • @edsonchorwadza7027
    @edsonchorwadza7027 2 роки тому +4

    Well done baba Shero, I am starting to get sense of all this music

  • @tinayechuma7593
    @tinayechuma7593 2 роки тому +9

    Guys can we please check the channels from which we are playing these masterpieces cz kunana gudo anamurondatsimba vatozadza music yechibaba pamachannels avo

  • @brilliantgambara154
    @brilliantgambara154 Рік тому +2

    On behalf of most educated people in Harare i approve this masterpiece

  • @paulmonyai5344
    @paulmonyai5344 Рік тому +1

    The love ❤ l have for this song

  • @lennyzuva9991
    @lennyzuva9991 2 роки тому +6

    Powerful prayer

  • @prosperralphmbulawa5502
    @prosperralphmbulawa5502 2 роки тому +3

    Cooked with intelligence, experience and talent ndachema zvanku

  • @PM-zu9tv
    @PM-zu9tv Рік тому +1

    Can someone tell Mark Ngwazi to sit down behind a primary school desk and take notes 📝 kwete kukopa kwaari kuita...

  • @richardtawandamutseriwa1426
    @richardtawandamutseriwa1426 2 роки тому +1

    best on the album. makauraya apa king ndatenda zvangu

  • @vengaivukomba2760
    @vengaivukomba2760 2 роки тому +2

    That is your calling Cheso Power Wakadanwa ukadavira

  • @thomastanakamuwadzuri5220
    @thomastanakamuwadzuri5220 Рік тому

    Patave paachoo paomaa, iiihhhh well done the Maestro sungura#blaster# Alick Macheso. Everything is on point 🎶

  • @mcdee0625
    @mcdee0625 2 роки тому +1

    well done king of sungura iband revanhu iri. kubva kudhara mungori mudhara♨♨♨

  • @tadiwanashemukuze4091
    @tadiwanashemukuze4091 Рік тому +1

    Cheso power chibaba nguva yakaoma sure 😁

  • @sundaymanyenya3576
    @sundaymanyenya3576 2 роки тому +1

    Hanzi macheso haana message. Hoo!

  • @valencynyikamoyo7449
    @valencynyikamoyo7449 2 роки тому +3

    ..teaching and entertaining song at the same time baShero...you are talented mdhara....keep up doing the good work honorable Macheso

  • @blessingmapangire8121
    @blessingmapangire8121 2 роки тому +2

    Ambassador you're a benchmark

  • @bishimafunda4255
    @bishimafunda4255 10 місяців тому

    Classic music indeed.....

  • @CHIMUTI-CHEDARE
    @CHIMUTI-CHEDARE Рік тому +1

    4:20 onwards Nguva Yakaoma Chokwadi.

  • @talentlovemorerwanga4204
    @talentlovemorerwanga4204 2 роки тому +2

    My speaker raputika.. 🤣🔥🔥🔥🔥... 💯 Ma1 aya

  • @tichaonashereni7985
    @tichaonashereni7985 2 роки тому +5

    What a powerful prayer this is, l love it..........

  • @percymahonah6193
    @percymahonah6193 Рік тому +1

    Alekeee on Lead, Nowero on Bass 🎉

  • @kudakwashemukucha
    @kudakwashemukucha Рік тому

    Haaaaa nothing to say iri igapu rongoma kungwandamura kuzvambatara salute papa always on point u never disappoint

  • @johnsonmagama6972
    @johnsonmagama6972 2 роки тому +4

    Hallelujah. Yakakodzekwa iyi

  • @CHIMUTI-CHEDARE
    @CHIMUTI-CHEDARE Рік тому +1

    2:02 Nguya Yakaoma Chokwadi.

  • @occasionchimwendo8296
    @occasionchimwendo8296 2 роки тому +2

    baba vaShero kuseri🤜🤛

  • @BelarminaMassingue-dd6xu
    @BelarminaMassingue-dd6xu Рік тому

    Chababesti the best

  • @makonimakoni5509
    @makonimakoni5509 2 роки тому +2

    Macheso is a real man of God

  • @edwardedwardkurima3076
    @edwardedwardkurima3076 2 роки тому +1

    Song yakarohwa iyi maiwee mudhara mudhara maiwiiii munokuvadza vafana vedzungu basharo ne stress

  • @charitychimbetu4731
    @charitychimbetu4731 2 роки тому +1

    Hoyoooo mudhara wakanyanya 🔥🔥🔥🔥🔥🥂🍾🍾🍾💃💃💃💃

  • @confidencecharlie8926
    @confidencecharlie8926 2 роки тому +1

    song of the year taanayo

  • @grantmagdul4128
    @grantmagdul4128 2 роки тому +1

    Well done chimudhara🔥🔥🔥,

  • @tinashemyambo7584
    @tinashemyambo7584 Рік тому +1

    Defining goodness ...

  • @mutasamadhorobhosimango6544
    @mutasamadhorobhosimango6544 2 роки тому +1

    Nguva yatiri yakaoma shuwa, yandibata pamoyo wedenga nganamatwe chokwadi

  • @docmaeli
    @docmaeli 2 роки тому +4

    American listening to Aleck

  • @lloydnkala5295
    @lloydnkala5295 2 роки тому +1

    One of the best in Zim thumbs up

  • @brightmanmatambanadzo9786
    @brightmanmatambanadzo9786 2 роки тому

    Zvinovengwa nemuroyi chete. U are the Legend

  • @gibsondzingira838
    @gibsondzingira838 2 роки тому +4

    Gokwe yapindira ...Baba Shero maita basa🤛🤜

  • @jerrychitemere4818
    @jerrychitemere4818 2 роки тому +2

    Zvave zvinhu izvi ndabaikwa nekutamba zvenyu Chishanu chakanaka kudai

  • @faniwellnyamutambo3194
    @faniwellnyamutambo3194 Рік тому

    Beautiful track no doubt he's the king.powerrr

  • @normanedmore4366
    @normanedmore4366 2 роки тому +2

    ndatenda hangu .ndezvashe izvi

  • @elastosngadya4273
    @elastosngadya4273 28 днів тому

    Nzendo dzedu dzirefu toda mwari vativambutse

  • @alouismukaro5558
    @alouismukaro5558 2 роки тому +1

    Well done baba Shero....super vibes