1940 Live4 at Jongwe Corner | Alick Macheso 56th Birthday Celebration

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 19 жов 2024

КОМЕНТАРІ •

  • @KudskwasheAmbroseZowa
    @KudskwasheAmbroseZowa 3 місяці тому +15

    Once upon a time there was a music prophet Alick macheso the Maestro who made the blind to see, the deaf to hear and feel the vibration of Extra-Basso ❤❤❤❤

  • @musachairikira6902
    @musachairikira6902 3 місяці тому +18

    Mudhara murambe muchirova ma songs seaya 1940 zvinonatsofaya. Musakangana masongs ekare sevana paRudo, baba vaSandy, Amunawanga ,Chisoni nedzimwe variety inoita kuti zvifaye. Manje manje ndakanzwa muchirova Tariro, Charachimwe tirikudzida madhara. This is Chesology 🎉 mdhara kubva kudhara the Extra basso, razorwire the kingpin. Tirikuda account ikure kwete kutorerwa mukana nema bloggers kuisa malive shows pamunozisa anenge atoneta nekuonekwa somewhere. Chichemo sema die hard fans. But my favourite of all is Amai Varubhi

    • @brucemurape1275
      @brucemurape1275 3 місяці тому

      PANA MAI VARUBHI APO KA WAGONA NDKUNYATSOMBODA LIVE

    • @musachairikira6902
      @musachairikira6902 3 місяці тому

      @@brucemurape1275 exactly chero neni ndinotoda inyatsoomborohwa yese ipere kkkkk

  • @marg86
    @marg86 3 місяці тому +7

    Mdara Nowero hatina hedu zera nemi 🙌🏾🔥
    Consistency through and through 🔥

  • @mudzananiorries2451
    @mudzananiorries2451 3 місяці тому +6

    1940 Mdhara Alick Macheso, kufara zvikuru kuona 1940 live❤

  • @josiahnyanda5326
    @josiahnyanda5326 3 місяці тому +3

    Tikagaragara toyeuchidzana kuti uyu hamuna zera naye. Macheso ari pa level yake oga.❤❤❤❤

  • @rushdiesagne4600
    @rushdiesagne4600 3 місяці тому +2

    Sound engineering manyama 🙉🙉 Thanks Mudharaa wangu

  • @tisolicousnness
    @tisolicousnness 3 місяці тому +3

    Noel and Cheso are just too talented

  • @tafarapaul
    @tafarapaul 2 дні тому

    Bhavhadhe ranga rakarongerwa iri everyone is at their peak performance🎉🎉🎉🔥🔥🔥🔥

  • @danieltarausa9830
    @danieltarausa9830 3 місяці тому +5

    Gore rakabuda album iri paive nembuva yeupenyu na naye pamba pedu ndini ndega ndaida vapupuri pupurai ndaizotora mamwe ma cassate ndoviga kooneka vapupuri pupurai rakarira kudarika shiri dzemunharaunda🎉🎉🎉🎉

  • @desirempupuni9521
    @desirempupuni9521 3 місяці тому +3

    8:30 wire idzoka ndachema zvangu 😢🎉

  • @cephasjuniorsithole565
    @cephasjuniorsithole565 3 місяці тому +2

    Vapupuri Pupurai Album rose zvaro handide naro

  • @Hemispherezw
    @Hemispherezw 3 місяці тому +1

    Legend indeed ,,,they are some songs which are not always played...but return of the guitars ummmm🫶🔥🔥🔥🔥

  • @stevenruzvidzo5570
    @stevenruzvidzo5570 3 місяці тому +4

    Yes channel ngaikure varume mudhara kubva kudhara

  • @BenjaminMabhaudi
    @BenjaminMabhaudi 3 місяці тому +4

    thank you sound engineering

    • @FungaiMuyambi
      @FungaiMuyambi 2 місяці тому

      Ahunyepe ko pamwe pese apo zvine nge zvichiita cei

  • @tendaichimbarara5824
    @tendaichimbarara5824 3 місяці тому +1

    I miss Lucky Mumiriki on this alongside Noel na Macheso

  • @tichzvomus9663
    @tichzvomus9663 3 місяці тому +3

    #1940 yakarohwa song iyi

  • @g.mmadharikeni2460
    @g.mmadharikeni2460 3 місяці тому +1

    Bass iroo inyowani ka iro❤❤🔥🔥

  • @danieltarausa9830
    @danieltarausa9830 3 місяці тому +1

    Asi baba sheroka ....kwedu kuzaka jerera kunonzi kwachipfuti pamashops bass resong iyi raitambiwa kusvika vanhu Veneta raidzokororwa

  • @amazinggracem1030
    @amazinggracem1030 3 місяці тому +2

    ❤ macheso knows his tings

  • @tafarapaul
    @tafarapaul 5 днів тому +1

    1940🎉

  • @CapeProject999
    @CapeProject999 3 місяці тому +1

    Anofanirwa kubvisa timhu iro rinoita discord 😢

  • @aaronchiwamba2037
    @aaronchiwamba2037 3 місяці тому +2

    sound yakanakisa ndirikutoita kunge ndiri pajongwe now

  • @StavoMtazna
    @StavoMtazna 8 днів тому

    Wonderful

  • @marvematsheza1798
    @marvematsheza1798 Місяць тому

    From my All time best album

  • @DicksonKaweya
    @DicksonKaweya 4 дні тому

    Chesolodge mabvira viraa

  • @PrinceJack-rb2qp
    @PrinceJack-rb2qp 3 місяці тому

    Aahh no Mann...🙌it's too much mdhara😭😭it's a pleasure ❤️

  • @taruvonafesotaruvona4810
    @taruvonafesotaruvona4810 2 місяці тому

    Uyu wamunoti nowere haasi wenyika dzino ,mudzimu uyo 🙌

  • @fobsgogoma1377
    @fobsgogoma1377 3 місяці тому +5

    Uyo anonzi Barna anotobhowa

    • @elsonellynzelemu9603
      @elsonellynzelemu9603 3 місяці тому

      Ummm ane chipo uyo musarwadziwe naye

    • @trinitypedzisai4354
      @trinitypedzisai4354 3 місяці тому +3

      Ngaasiye magitare aflowe kwete kungopfekera tumasong twake the twekutsvaga dzvene.

    • @Albert_Zinyemba_Music
      @Albert_Zinyemba_Music 3 місяці тому +1

      Very true zvimwe zvakuimbiwa apo hazvisi necessary tongosupporter band revanhu

    • @tafitembo
      @tafitembo 3 місяці тому

      uri ziduzvi usarwadziwe naBarna bhangu

    • @tafarapaul
      @tafarapaul 5 днів тому +1

      You were not there when they were doing rehearsals so please keep zii plus mamusiko & that was planned and came out as planned

  • @richardvalenemaire8266
    @richardvalenemaire8266 20 днів тому

    Dai hudiki hwadzokororwa mmmm nguva iyi kwainakwa

  • @simbarasheimbayago7370
    @simbarasheimbayago7370 3 місяці тому +1

    Ngakuite vanogona kubatsirana nemukomana Banabas aite zvebackibg chete..

  • @rivalaninzamankuna5886
    @rivalaninzamankuna5886 3 місяці тому

    The best on top of the rest others follow. One love From Sa

  • @tafitembo
    @tafitembo 3 місяці тому

    Good quality sound haa baba shero muri muhombe

  • @edheramukono6341
    @edheramukono6341 2 місяці тому

    Sound engineering manyama ❤

  • @simonmatjeke1722
    @simonmatjeke1722 3 місяці тому +1

    Uuuim kwaifiwa

  • @tafitembo
    @tafitembo 3 місяці тому +2

    The sungura kingpin

  • @PfuuBrainzPf
    @PfuuBrainzPf 3 місяці тому

    Yes yes yes ❤❤❤❤❤ndobva ndafunga kuAqautic Complex

  • @westingpotoroiaramosse2599
    @westingpotoroiaramosse2599 3 місяці тому

    Nyazanda hachiperi zvekumhanya

  • @marvematsheza1798
    @marvematsheza1798 2 місяці тому +1

    Chandangotadza kuliker ka2

  • @pharaohlomazolo950
    @pharaohlomazolo950 3 місяці тому +1

    camera on use failed to capture the great sound that was coming out kutokundwa ne phone yangu or maybe it's because they recorded using sound from backliners not actual speakers facing the crowd kunobuda actual sound yepashow, zvakangodaro haa show iyi was one of the best in recent times, mudhara vaitoda kutisiya tadonha but police ikaita jealous kuivharisa tisati takuda kuenda kudzimba.

  • @forexmoneymakers
    @forexmoneymakers 3 місяці тому

    Ummmm this man makeke anorova guitar 🎸 🎉

  • @Stafodachimwene-w5v
    @Stafodachimwene-w5v 3 місяці тому

    Vagoni ve basa ❤❤❤

  • @peterkapikwa7629
    @peterkapikwa7629 5 днів тому

    I miss lucky mumiriki,the kepest

  • @CapeProject999
    @CapeProject999 3 місяці тому

    Sound bhoo zvokuti but avo vanoimba vanokanganisa band revanhu

  • @tanakambudzi7892
    @tanakambudzi7892 3 місяці тому

    Kuitakunge disc 😊

  • @stephenmhike5428
    @stephenmhike5428 2 місяці тому

    Pakashata come 2 August

  • @batsiraimukundwa6083
    @batsiraimukundwa6083 3 місяці тому

    King of all generations

  • @tim90944
    @tim90944 2 місяці тому

    But mfana Barna chimbomira kupinza tuma worship twako pese pese mhani. Wa disturber rhythm ne sub rhythm nekuimba kwako.

  • @lovemoredliwayo1744
    @lovemoredliwayo1744 3 місяці тому

    Mdhara kubva kudhara 🙏

  • @raychihwai7345
    @raychihwai7345 3 місяці тому

    Zikomo kwambili❤

  • @tafitembo
    @tafitembo 3 місяці тому +1

    Vapupuri pupurai ine munhu pasi varume

  • @TariroNyagweta
    @TariroNyagweta Місяць тому

    Pashota mumiriki dzaramba waya dzake kubuda.

  • @MegaVoltex
    @MegaVoltex 2 місяці тому

    Ayaya

  • @NelsonNyazuwa
    @NelsonNyazuwa 3 місяці тому

    Ngoma Ngoma nehosho

  • @BezzleMoyo-ln1qe
    @BezzleMoyo-ln1qe 3 місяці тому

    Hoooyooo

  • @simbarashesapcoo1234
    @simbarashesapcoo1234 3 місяці тому

    Chibaba ichii❤❤❤❤❤

  • @belindarundu
    @belindarundu 3 місяці тому

    👏👏👏👏👏

  • @LuckieChopa
    @LuckieChopa 2 місяці тому

    Macheso idhara

  • @onalennarossekelebetse8173
    @onalennarossekelebetse8173 3 місяці тому

    ❤🎸

  • @priscillakanyemba7503
    @priscillakanyemba7503 18 днів тому

    Ko tsano muropa amana

  • @tawandanyahunzvi4484
    @tawandanyahunzvi4484 21 день тому

    Gudone

  • @emmanuelgondo3034
    @emmanuelgondo3034 3 місяці тому

    When bashero still on top

  • @babatakumuzondo8550
    @babatakumuzondo8550 3 місяці тому +2

    bana bs chimbomira

  • @StavoMtazna
    @StavoMtazna 8 днів тому

    mavellous😂

  • @ArnoldMatewele-j4t
    @ArnoldMatewele-j4t 3 місяці тому

    The 👌

  • @SusanMuchanyu-y5s
    @SusanMuchanyu-y5s 3 місяці тому

    ❤❤

  • @jumajmail6445
    @jumajmail6445 3 місяці тому

    ummm kunofiwa magitare arikwekupedzisira aya umm

  • @ShepardChitumba
    @ShepardChitumba 3 місяці тому

    Drum ririkuramba

  • @khonzanincube5789
    @khonzanincube5789 3 місяці тому

    Extra basso

  • @GabrielPavari
    @GabrielPavari 3 місяці тому +1

    Majuicy ngaaudzwe adzikame plz

    • @rushdiesagne4600
      @rushdiesagne4600 3 місяці тому

      Ane dzungukaa😂

    • @ProceedDzapasi-vn2kv
      @ProceedDzapasi-vn2kv 3 місяці тому

      Uuummm kwakurwadziwa uku akakutadzirei nhai munhu anongozvitambira ari pabasa rake musadaro imi, musade kutadza kupinda denga nekuda kwemnhu asina bsa nemi

  • @uncledrew6839
    @uncledrew6839 3 місяці тому

    Band ravanhu

  • @MegaVoltex
    @MegaVoltex 2 місяці тому

    8:30 dangerous mahwani Kani ndimi dzemagitare

    • @Nkomazi
      @Nkomazi Місяць тому

      Sounded like Mark Ngwazi latest album ...

  • @TinasheSydeny
    @TinasheSydeny 3 місяці тому

    Pa 10.02 noel akakanganwa wire😅😅

  • @sheunyamz5549
    @sheunyamz5549 Місяць тому

    Banabus can sing but his voice does not blend with macheso's like zvaiita rafranco and this other old vocalist

  • @pedrorunesu3645
    @pedrorunesu3645 3 місяці тому

    Twitter discord 😢😮

  • @Albert_Zinyemba_Music
    @Albert_Zinyemba_Music 3 місяці тому

    ❤❤❤❤