Herdman Chigodora and the boys please help the voiceless people you are our hero tomiranemi,imi na chamisa same same we love you guys 🎉🎉🎉 may God bless you
@@lisamupfugami5022 pakuti zvidhori zvake ndezvekugadzira nekuisira. Tricky yake ndeyekuti munhu auye nebag. Zvikwambo ndezvemweya nemushonga, nei zvichida bag rembatya and why zvakangofanana? Anohodha pamupedzanhamo uyo
Diabetes is a chronic condition. You need to take medication longterm not just 2 months. Sugar inoita yeast infection iwedzere sometimes ma piritsi anodaro. Kungoda hako kutsvaga muroyi pasina. Vamwene endai ku hospital please and be treated for your long term condition. Kuvaviwa kunhengo i yeast infection. Also diabetes kune type 1 ne type 2. Type one inogona iri mumhuri. Please ndati endai kuchipatara hapana akukuroyai
Ummm, that guy achapinza Headman muna taisireva His arrogance inotosvota he is so disrespectful he is just an awful person. Respect people tomorrow you will find yourself in an office of a person who you treat this bad. Why is the solution kufambasiswa. I see a syndicate kuri kuendeswa vanhu kuma 300usd.
Ngatichenjererei zveutano. Ndinodemba that vezveutano vaudze pamwe nekudzidzisa varwere. Ukapiwa mushonga na dr uno gona kusa sevenza or may work. But you only know this by doing follow up tests. Sometimes you can be allergic kune ma ingridients aka gadzirisa mushonga therefore woita allergic. So vezveutano should tell you kuti paunotora mushonga if you experience this or that , then stop kutora mushonga. Ukapiwa mishonga eg for bp or sugar make sure that iri kuku sevenzira bcoz dosage yacho may need to be adjusted. Sorry team Karangandatv for long msg
I agree with you. I believe since this woman has been diagnosed with Diabetes, and is not compliant to her meds like" I only took Mushonga for 2 months "... Diabetes is a chronic condition, associated with opportunistic infections such as yeast infections if not managed properly. The youngest daughter could be suffering from the same too. Medical conditions should be addressed and treated accordingly. Then address associated issues. Anyway, I am not invalidating their cultural or religious beliefs.
Nhy and yavari right kt chi injection... chi applicator chekuisisa gel mkati menhengo ..he was right zvavanga vachitaura kungoti kuharaswa kwanyanya unopedzisira wakutaura zvisizvo...but he knew what he was talking about.
This heartbreaking we should petition Mambo Mutasa to put order when it comes panyaya dzehuroyi padare iri. Ini ndakarota vanhu hobhoo ndiani asina kurota munhu pano.
clean the counrty Headman Chigodora zvimwe kuda tingaende panechimwe chidanho seNyika we love you ,long live Headman Chigodora.... Karanganda to the world...
19:50 mai ngawaende kichipatara pamwe ane siki vana mai ava nana baba varikutamba ku bon tough uko kuswinywa kwe nhengo ngarapwe ku hospital thrush ana hiv and all sorts of medical issues
ua-cam.com/video/miIaFuY4vOc/v-deo.html iyi imwe nyaya yabudawo nhasi iri kupisa uye ichapisisa Mira hone
Regai tiimirire 😢yanhasi itikunzwisa itsitsi iyi
Dziuye bit faster we watching ads 4 u... We want u bigger
🎉🎉🎉🎉🎉
Itai muchitipa everyday nyaya dzaHeadman todzida zuvarly
Tinotenda baba taps watching you all the way from Harare.
Baba taps...... Munotamba ere chikumbiro changu.... Ndokumbirawo mupote muchiisawo Dare Mambo Mutasa. Murume uyu ane natural intelligence ndatenda.
l second you vanekamwe kakungodika soo❤❤❤
Chokwadi
Wabaya!
Wanekamwe kathat sooo
I cant agree more Chief Mutasa is on another level
I am addicted to Headman Chigodora’s societalissues problem solving skills in his village! Boys racho riri pamberi, no nonsense men!
Herdman Chigodora and the boys please help the voiceless people you are our hero tomiranemi,imi na chamisa same same we love you guys 🎉🎉🎉 may God bless you
Yanhasi inorwadza veduwe 😢 ndabva ndapinda mutsoka dzavo mai ava moyo wangu warwadza semunhu wechikadziwo😢😢😢
Kn neni ndarwadziwa veduwee mwana ari grade 1 imagine veduweee ah😢
@@juanduplessis546 vanhu havana moyo ava nhaimi mwana mudiki atadzeiko uyo
Ngairapwe sugar mbuya iyo
@@TheChekas pamwe nesugar yacho havatorina vanhu vakaromba havana kumira mushe ava regai timirire mhinduro ichauya kubva kwavafamba
Sugar inodaro futi unoswinyiwa aaaaabo
Guccie chisoja chakakuwandira umwe wangu 😂😂😂 hanzi mbuya sei murikurotwa imimi
😂😂😂
😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂,
Kkkk zvimadhara izvi ndazvitadza sure ndaona Mudhara Murahwa kwaTasvu uko asarenda hurombwa asi padare ayiramba zvake,,, we love u Headman basa sebasa
Hongu Headman vakugona kutonga asi bhutsu yababa avo isize ani? 😂😂😂
50
🤣🤣munombodaro ngeii wanhu wee I size 65🤣🤣🤣
Kkkk kkkkk size 16
kkkkk ma size anogumira pa 10 anything above 10 atove ma number kkk
Kwaaa ndaseka nhasi 😅😅😅
Headman kuvanhu, I'm addicted nedare iri,
Uyu Gucci ngaasangoita nharo zvaasina ruzivo. Box rakatonyorwa kuti with applicator iye ahapi kana munhu chance yekuexplainer. Ngaamboenda paleave dare riite direction risingavhengedzere vhengedzerwe
Haite hapana zvozikanwa Chembere dzese dzinongonzi varoyi
Sure une dzungu munhu iyeye
Ende ndozvauri mushonga uyu wema yeast infection unotouya ne syringe,Ko injection inoshamisa here nhai ko sugar tinongozvibaya wani
Yaa sure , ngavape munhu chance yekutsanangura sure dare raakusvota
Haaaa mambo marange vari cool haaaa 🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻 ngavambouya kuma lesson kwachigodora 😅😅
Especially panyaya yemukomana ari kufamba senyoka haa pari kuda Chigodora paye
Vachembera ngavachipa vamwe chimuti vachizorora
Chokwadi mambo marange vakawota zvavo kuita porridge chairo
Bota chairo chief vaye vachapepuka vanhu vaurayana padare chief ma range ngavape Vachigodora mwana uya anofamba nenyoka
Zviripachena Chigodora ava nerimwe chete naTasvu, zvese zvakungonzi Tasvu Tasu. Kuchaita mhere mhere kwaChigodora uko pamberi apo, nekuda kwaTasvu naChigodora. Batai mazwi angu, idii kanomwe
Ngwarira kutukwa nevanhu vachigodora varipano 😂
Futseki wako anoendesa munhu wanoona kuti anovatsirwa musarwadziwa ndichigodora iwe para yako mhoswa unomufunga chigosira uyo end arikucomendiwa kuma hadcoutors ndezvako izvo
Chaunogona kutuka vamwe kunyora chaiko hautogoni wadii wadzokera kuxool
Torai mari united chaiyo
Hanzi ndoda kutaura chokwadi pamberi pa headmaster Chigodora 😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Fodya dzakawandisa kkkk
Dare rinitonga iri
Marange ari very soft
Soko chigodora for the people ❤
Soko ndizvo
Headman Chigodora keep going Dare renyu rakadzikama uye rine chiremerera tinotenda nebasa ramunoita nemakurukota enyu, tinongoti dai atevedzerawo tsoka dzenyu uye nekuchenesa nyika zve❤
Headman wenyika🎉
I love this guy ana veJindwi makabarwa chaiko that's were the intelligence lies ❤
No-one is talking about bhutsu yababa avo murebero wayo 😂 but anyway headman chigodora sando dzenyu🤛👊
V gel iyo ndeye yeast infection .musatonga musina ruzivo veduweee
Kkkk syringe yanetsa hanzi makatenga kuti munobayana here 😅😅
Mwana we grde 1 anoitawo yeast infection fut
@@ApoloniaDamburayi handioni kuti mwana ane infection anogona kunge ari kukopa mama vachingokwenya uye vachipopotera baba everyday kuti ndiri kuvaviwa .or haagezi mushe.
The man is right on the syringes 💉 you insert the gel mukati . Ndeye yeast infection.
Ko vamboramba here...bottom line ndeyekuti Gel yacho haisi kushanda pamurwere
Ministry of health should be pinned to caution this herdman against giving orders on medical conditions. Especially fits/epilepsy
Also ethics in disclose of HIV statuses and other medical conditions
Rubbish
madzimai emaChigodora aneta nevanhu varikuromba😂😂😂😂, zvikanzi mari iripo ngatibva tafamba vanopururudza👏👏💃
Polokwane tapo. Mr Chigodora to the people. Nyaya yanhasi inorwadza plus varoi nharo. Tokunyarirai varoi mabatwa. izvozvi ndabva kuona vaMurahwa vachibatwa nasekuru Tasvu asi vaita nharo padare sekuru vekuweta vakabatwa futi uhm musadaro vasharukwa.
Tasvu imbavha
Tarisa latest yabuda kwatasvu itiudze Kuti imbavha papi
@@lisamupfugami5022 pakuti zvidhori zvake ndezvekugadzira nekuisira. Tricky yake ndeyekuti munhu auye nebag. Zvikwambo ndezvemweya nemushonga, nei zvichida bag rembatya and why zvakangofanana? Anohodha pamupedzanhamo uyo
Man of the moment chigodora ❤
Chi syringe chinoiswa gel, moita yekusvinira mukati. Apa dare rabhaiza baba avo varikuziva zvavarikutaura
Kusaziva kufa.
Well done Headman🔥🔥🔥🔥🔥
this the most dangerous court. All the symptoms she described are related to diabetes she has.
Waivepo here..... Watching all the way from UK🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Dare re Zimbabwe yose ❤❤❤❤
Diabetes is a chronic condition. You need to take medication longterm not just 2 months. Sugar inoita yeast infection iwedzere sometimes ma piritsi anodaro. Kungoda hako kutsvaga muroyi pasina. Vamwene endai ku hospital please and be treated for your long term condition. Kuvaviwa kunhengo i yeast infection. Also diabetes kune type 1 ne type 2. Type one inogona iri mumhuri. Please ndati endai kuchipatara hapana akukuroyai
Ko uyo mwana?
@@EdmoreMasekesa-y2c mwana anogoina kuita diabetes as well. Mamwe ma type 1 ndeemudzinza
Masari ariko guys. Ini ndakabuda ndine 8 years and haasi kupera. I have tried everything zvikaramba. Handina sugar.
Ummm, that guy achapinza Headman muna taisireva
His arrogance inotosvota he is so disrespectful he is just an awful person. Respect people tomorrow you will find yourself in an office of a person who you treat this bad.
Why is the solution kufambasiswa.
I see a syndicate kuri kuendeswa vanhu kuma 300usd.
Money making scheme
Tasvu harooooooo
Aakusvota mhoti,rough yacho arikuzoinyanyisa ndomunzwira hasha ini
True anobhowa
He is full of himself and very disrespectful ,anoita kuti dare ribhohwe
Headman imbomirai kuendesa vanhu kwasekuru tasvu varikungobata chinhu chimwe chete kunevanhu vose ngavaende kumwewo kusinei natasvu
I agree, but in this case vakutoendeswako kwaTasvu. Problem vanhu avagoni kutaura kuti vanoda kunotsvaga n'anga vega
Team tsvingwe mbuya zengeniyoweèeè
Havana kuenda kwaTasvu ava
Shangu yekamudhara ako iiiiiii hakana kumira beautiful 😂😂😂
Mmmm mai ava ngavaende kuchipatara ne thrash iyo, and mwana anogona kunge akatoitora kuna mai
Iong life our headman Chigodora ,legend is yours sir
Ngatichenjererei zveutano. Ndinodemba that vezveutano vaudze pamwe nekudzidzisa varwere. Ukapiwa mushonga na dr uno gona kusa sevenza or may work. But you only know this by doing follow up tests. Sometimes you can be allergic kune ma ingridients aka gadzirisa mushonga therefore woita allergic. So vezveutano should tell you kuti paunotora mushonga if you experience this or that , then stop kutora mushonga. Ukapiwa mishonga eg for bp or sugar make sure that iri kuku sevenzira bcoz dosage yacho may need to be adjusted. Sorry team Karangandatv for long msg
I agree with you. I believe since this woman has been diagnosed with Diabetes, and is not compliant to her meds like" I only took Mushonga for 2 months "... Diabetes is a chronic condition, associated with opportunistic infections such as yeast infections if not managed properly. The youngest daughter could be suffering from the same too. Medical conditions should be addressed and treated accordingly. Then address associated issues.
Anyway, I am not invalidating their cultural or religious beliefs.
I know this family all the way from penhalonga Mutare 😊
AFM of Zim hama yenyu iyo yaakuenda kun'anga😢😢😢 (baba avo)
😂😂😂😂
Kkkkk
siyabonga headman chigodora keep on doing umsebenzi omuhle
Tasuwa anosheedzera Karanganda 🎉🎉Waivepo ere😅😅😅😅😅pliz mudzosei
usasoshora usasoshora ba kkkkk its epic
❤❤❤ headman Chigodora soko bba wangu
Headmaster here gogo 😂😂😂😂😂
Haaaa yatooColabo chief mutasa naheadman chigodora himserufu❤❤❤
Our one and only headman ❤
💪 one headman long life
The ignorance displayed at this court is beyond belief. Her blood sugars are very high she take her sugar medication .
Watching from Florida America ❤
Ini ndakamirira nyaya iye yechipikiri paguva
Neni
Ko yakazopererepi nhayi
Ko yakazoperepi
Please tengeraiwo mupurisa aheadman hembe, Rainbow yake iyo acharovesa vamwe nemheni
😂😂😂😂
VANHU VEMUDARE UMU MAZIDOFO CHAIWO. MDHARA ARIKUTAURA ZVAKANYORWA PA INSTRUCTIONS YEMUSHONGA IVO BUSY KUPIKISA VACHITAURA ZVAVASINGAZIVI. KUT GEL ZVINOREVA KUT ZORA HERE?
Mazibhranzi evahu taura hako
Chigodora ngaambomise kamu face kane noise ako hakagoni kupa vamwe mukana wekutaura
Maiguru makamboenda kwadoc hr, zvinodaro iri yeast infection inotoda strong attention. Vanhu tisangomhanyira kuroyiwawo
Ko musoro nekurota wachiyamwiwa
Problem haisi yeku swinywa chete pataurwa zvakawanda apo?
That gel is for yeast infections...of which is very common kuvanhukadzi....
Ndanzva sevakamboenda kuchipatara zvikanzi I sugar vakambonwa mapiritsi for 2months but nothing changed
Ko mwana ari grade 1 akuswinyiwa wani kunhengo ingava yeast
Matitles abaTaps kkkkkk😂😂😂😂🙌
I'm ndebel but my addiction to this village Aiwa chigodora ndomfarira zvekuti duu I wish ariwekwedu Dai zvenhu zvakajeka kwedu vanodherera yeah
Kutongwa nemadofo. Zvirapuranzi. Rampant abuse of rights. This is a travesty of justice.
Mai ahana yeast infection here avo, nevana inobata futi because V gel yakabatwa nababa avo ndeye yeast infection.
Thanks for the science. I agree gogo must seek medical assistance
Medical yakaitei nekuti vakati vakaenda kuchipatara vakanzi isugar vakapihwa medication DAI zvakaserera woo pavakambomwa kuitira vazive kuti isugar or yeast infection...vanhu vakaronga kunze ukoo vohwanda nechipatara
Ndiyo iyo
Yeast infection iSTl here
Notability here yeast kumwana?
Moiwonawo sei nyaya yemwana wekudunhu ra chief marange veduwe inorwadza ngachinje chief
Chinyamunzore ngaadzikame. Baba avo vari right. V-gel iyo is inserted mukati not kuzora panze
Nhy and yavari right kt chi injection... chi applicator chekuisisa gel mkati menhengo ..he was right zvavanga vachitaura kungoti kuharaswa kwanyanya unopedzisira wakutaura zvisizvo...but he knew what he was talking about.
I love chief Chigodora's court❤
Best karanganda forever with you
❤❤❤Karanganda TV and family, Headman Chigodora and your team ❤❤❤
Yeast infection wave huroyi fut haaaa iri dare rakukoniwa manje
Taura hako kkkk plus nesugar yakataurwa kuchipatara iyo yeast infection yacho zvofambirana.
GoZ must ban this rubbish
Kkkk hanzi na gogo headmaster Chigodora
😂😂😂😂😂😂😂
Ndode kutaure chokwadi pamber pedare raheadman Chigodora.zvese zvendichataura zvichawa chokwadi .kwete mnyepo Mwari ngaanditutangamirire .pamsoroi dare raheadman 😅😅😅
This heartbreaking we should petition Mambo Mutasa to put order when it comes panyaya dzehuroyi padare iri. Ini ndakarota vanhu hobhoo ndiani asina kurota munhu pano.
😂😂😂😂
Dare renyika.big up❤
Headman wedzerwai nyembe, you the best❤
Iwe jinda. Ramambo mtasa urikubvira kuzvinzwa fani.
Ndigogo vemu location kwete paruzevha zvanzi headmaster Chigodora 😂😂😂
Zvinopera mushe here kwa Chigodora
capaaa tiripano❤❤❤
Masari ngezvekumusha kwemukdzi
Kuavinya nemadhukuswa mmm isuga
Mai vakabatawo zvakawanda Kuma positori kwavo uko
Gucci to the World
Gucci asingazive kty vagGel chiii uye inoshandei.
@@chidomoyo8800how is he supposed to know that? Is he a practitioner? Are you telling me you know everything yourself?
Ndanga ndaneta nekumirira good afternoon headman chigodora and team
Afternoon tavepo
Va Mutasa avo vaneka kuzvitutumadza i hope later he becomes humble, wise and groomed like Mambo Mutasa
Vanogona vaine urinary tract infection mai ava ndoo ine gel iyoyo.Murume wavo ari right.
Varwadziwa maiguru shuwa😢, asi zvekupunani imbonotariswai nadoc
I think vakamboenda ndokusaka vakazopihwa prescription yeGel
I can't wait to go home ndimbonoswera kudare ndichinzwa nyaya live
The man is right, he was given a gel and an applicator which is syringe-like. More like a pessary
The ignorance displayed by the headman and his court is shocking!! How did our country descend to this nonsense?
So because they do not want to read the instructions on a box of medication then it’s automatically classed as witchcraft… what a load of bullshit.
@@ndini597 taura hako, m ashamed to say I come from this area ine madofo sooo🙈😅🤣
Ndasvotwa didn’t finish watching.
Ndatsamwa zvokuti the fact yekuti baba varikutaura chokwadi that gel you use an applicator apa akutoitwa sebenzi nxaaa
Headman we Nyika ,we love you Headman weNyika❤❤
Murikugona basa headman nd crew allan gucci nevamwe asi tamirira nyaya yababa kabati.
clean the counrty Headman Chigodora zvimwe kuda tingaende panechimwe chidanho seNyika
we love you ,long live Headman Chigodora....
Karanganda to the world...
Headman Chigodora to the world and Chief Mutasa zvakarongeka
Ndoinonzi sick inoswinya kunengo
Sei headmen varivo vano isa mutengo we n'anga. Hapachina kujeka vanhu vachadyiwa mari
Zviripachena Chigodora anerimwe chete naTasvu
Kwatasvu hakuendwe nema 2 cents ayo maheadman vakaendesa munhu vanodzikisirwa Mari chiri chinangwa chekubatsira mhuri vakaenda vakazvimirira Mari dzavanochajwa hawambodzigona musakanganwe kuti vese vanoshanda vari under gvt
My favorite Headman chigodora zvamanje manje murikupisà
Gucchi dzungu😮
Eish ngabe silo headman onjengo chigodora ngabe zinto zohamba Kahle
Headmaster Chigodora ndarwadziwa murume uyo namai vake havana kana kuchena zvachose💔💔
Innocent until proven guilty😮
Chokwadi hawana kkkkk
Headman dai maiswa pachigaro chemaheadman ose enyika muchivadzidzisa kugadzirisa nyaya mumatunhu ese bcz zviri kwedu zvakaoma chokwadi vanhu vanoshukunzwa nyaya dzacho hadzina kwadzinoenda
Closely watching Headman Chigodora from Matebeland. Sanibonani nonke bakwethu
Skhona linjani Headman wethu lowu
Siyaphila,kunjani wethu
Nee
Mara neh😂😂😂
Yebo
19:50 mai ngawaende kichipatara pamwe ane siki vana mai ava nana baba varikutamba ku bon tough uko kuswinywa kwe nhengo ngarapwe ku hospital thrush ana hiv and all sorts of medical issues
Headman munogona bsa ❤❤❤
Ndakangodzidza kuti vese vanoroya they get confused pakupika mhiko 😂😂😂😂😂varoi sooka simba hamuna muchazvirega chete😂😂😂
Haurevi nhema vese vanoita kakudzungaira soo😂
Tayiwepo Headman Chigodora neTeam we love you.Baba Taps ❤❤
Headman neteam yavo vanoziva kutonga ❤❤❤
Haa kuita chembere kwachigora ma1 apo link ra chief natasvu uumm hasvisi credible
Vanongobvumidza chero kwavada futi vanokupai mupurisa vamambo it's up to you
Majinda aheadmanchigodora wanogona nyaya hawanyenyeredzi
Chigodoro Court ikuzara shuwa love that
Kadare kanonaka aka ,
Tarira vanhu kt zvii ,mucha breaker record Headman
I like the way how the accessors of headman chigodora say,,,,,,order dare,,,and makachena hre baba
Baba taps padare panosekwa vasarambidza vanhu kuseka tisvitsireiwo kuna headman chigodora
Headmaster Chigodora tota kutaura chokwadi mudare renyu
Nhai imi headman vachaona chitsvuku this 2024