Mabrijo Exposes Ex Boyfriend Dj Towers | Kuromba Allegations | Inclusive Interview With Mabrijo
Вставка
- Опубліковано 21 гру 2022
- Mabrijo Exposes Ex Boyfriend Dj Towers /Her Netwothy | Inclusive Interview With Bridget Panashe Marufu
#Mabrijo #DjTawers #KurombaAllegations - Розваги
This is comedy .True comedy please little minds Mabhirijo is a true budding comedian
Apa tirikudzidzei first question ⁉️ Mwari honayi vanhu venyu varasika nekushaya zivo I can't finish to watch this
Tsvaga Jehova mwanangu 😭. Mari inosara. Nguva yekudada nayo nekumba idiki 😭😭😭
I think she is joking.
It’s just social media. Stop 🛑 catching feelings 😂
Glad to see you sober Wasu tingokudayi
A teenager may be watching this and what do they learn from this? There is nothing funny about this.
Thank you saint makanyanya the interview is superb and tazia zvazvakahwanda😀
So far so good Mari ndinayooo😂😂😂😂 iiiiiih Mabridgoo🔥🔥🔥🔥🔥🔥kuromba @22 ...... Nicki Minajlite 🤣🤣🤣 handirote ini Shona😂😂😂
Shes really good ndanga ndisingazive shes a natural pa acting apo.
Zvekuromba vanhu vave kuita fashion kunge zvinhu kwazvo
Prophet Madungwe vibes maiwe zvangu!
Hezvo zvauri hommie wangu mabrijo
Nhai mabrijo ko zvauri mwana mudiki zvaunoita hazvienderane nezera rako ma2k pane basa🙌🙌
What the simbo of that shet
Kkkkk honest Mabrijo iiiii.ndozvinoita munhu akangoita 2 cents muhomwe.zii hedu isu Ana shatrisha wemu Zim
MaBridjo bhoo here mawoko ayo pamwe patema pamwe paka tsvuka muku user here
Unopenga iwe mabrijo tag yehembe yapinda papi...akaromba havataure zvino uchauraya Mwana nekuda mari
"ayiwa zvofadza " kkkk uncle Saint vakanyanya , DJ tawaz ayiita video akapfeka boxer ayitodyawo ma brijooo👿
I agree with her
Madam boss
MamaVe
Be Wezhira
Havana ruzha kwete dzimwe dzindi dzineruzha
Uncle murisei munenge mapedzwa simba na mabrijo.
All along I thought Mabrijo is older than me...
Kkkkk me too
I like the way you present yourself....
Madungwe Aku recruiter akomana kkkkkkk
Kkkkkk same WhatsApp group!!
🤣🤣🤣🤣🤣saka akadzidziswa nadungwe kaaaa
Hoo9 Macungie ndoi n anga dzacho ayas
True Sangano rake ririkukura wena
🤣🤣🤣 mwana wasisi wenyu ibasa uncle Saint.
Dzikama mabrijo cz zvekufumura ma x uchizviita mbinga 😢😢😢 haaaaa unofa usinakurwara wangu tichirikukuda Wena dzikama zvekufumurana chihure chenyu Ichi haiperemushe
🤣🤣🤣maBrijo ko iko kuzvicimbisa hanzi ndapalevel yepadenga
22years? yooooo ama 2000 🙌🙌🙌
Chihure ichi, arikutotadza kutarisa uncle saint mumaziso. Kuvada
She is rogue haana chaanacho hunhu chaiwo hapana ndino funga vechidiki vasikana havateveri zvakadai .
Hatiteere mukoma
Hanzi comic pastor handimuzive🤣
Tichasvitsa message kuna Nicki Minagi🤣🤣 Hilarious though l didn't like the part yekuromba, kune vasinga nzwisise comedy vanobva vafunga kuti ndozvirikuitika and people will end up vakuromba for real.
Mukati haana pamwe akatoromba
22 yrs really ? Saka akaita mwana ne16yrs
Very true pakuti mazimbo varume anoda kuchengetwa nevakadzi
Mashaya nyaya dzekuunza here kule
R.I.P in advance... this won't end well.
Yes yes yes
Are ya prophet how do y know
@@liqshate3180 newewo futi kana wakaromba neku bleacher haaaa very soon tinenga takukuimba...
🎶 turi waenda waenda 💃🏽🎶
True
Confidence comfimfi 😂😂😂😂😂l love you the girl Mabrijo 🤣🤣🤣🤣
Haa mabrjo ibenzi akamuudza Kuti akanaka ndiye akamunyepera plus unogeza Sei Poto nenzara idzo nzara hakusi kunaka
Mweya yetsvina kana yakushandisa munhu inodzimaidza vanhu and they find themselves calling this being honest and being brave and praising such rubbish .God loves you and no sin is too big for him to fogive you of as long as you humbly ask him to forgive you and come into your heart .This is the time of Grace ,ichapera nguva ino ,ngatitsvakei Mwari vachawanika , nekuti irikuuya nguva yavachadurura hasha dzavo panyika ino ,you dont want to be there trust me
3mnths ago she came on DJ Olla interview achiti she has a crush on philip chiyangwa whonis a Zimbo unfortunately ngagarire pasi. 😢
Candid and honesty
If she only knew Jesus
Anebasa rei Jesus
Uuuumm nhai mudhara Saint mune hushingi ikoko yoooo aaaa salute king man
Ndanzwa tsitsi ill never forsake Mwari wangu because of mari or any possessions
Bro 😂 you will die of hunger
Yaaaaa neh comedy iyoyi🙌🙌😆
Wasu hamusi kumuziwa🤣🤣🤣
I dream in English 🤣🤣
Vanity comes before a fall!
😃😃😃😃😃 Mabrijo kaaa unofamirwa kubatana naMhosva nekuti utori comedian pauriipapo kkkkk
I jus love Mabrijo she is a happy soul
Mabrijo tsvaka Jehovah
Ungafarirawo chii ipapa
🤣🤣🤣🤣🤣Mabrijo is something else
Kunyeperwa naMabrijo uyu akakwidzwa ndege najoey musi uno
🤣🤣🤣🤣🤣🤣mhino yatowers wakanga waita chivindi mwanangu
😂😂😂
Kkkkk
Uncle musabvunza vanhu vemedia ipapo munotobvunza kutowanza kwamuri kutoita ikoko achimuwanzira Towers vaitozivana kuti muchauya then womuundura pamberi penyu vachitoita mari nekutukana zvekunyepa bvunzai java ndiye muri media anoziva zvese zvekuwanzirana izvi
Hanzi kushata plus mhino yake inondityisa a wakanyanya my girl
Nyaya dzaMabrijo veduwee dzimwe inhema hakuna munhu akaromba anoudza vanhu kut ndakaromba nzwisisai kut she's just a comedian 😂😂😂
Kkkkkk maZimbo Garai henyu kuromba uko ndovaye vanotora hurume kuona kwangu.
Hello uncle Saint 💖👏
22 years old and she looks like she is in her thirties. This may sound funny but zivai kuti the devil is working 24 hours.
I love mabrijo from today 😂😂😂😂
Wodawo hr kunoromba like
Madungwe lite😂😂😂
Uncle saint makanyanya munodzifambira nyaya dzacho
Kkkkkkk mhino yaTawaz 🤣🤣🤣🤣🤣apa akashata , I'm dead ooooh 🙌🙌🙌🙌🙌
Iwe uchi uya kuzo dhindisa passport 3months dza unenge wapiwa kkkk
Mabrijo wakapenga ndiwe uneyese
Uncle Saint ko ma Alien Ma brinjo ahamade here,
Hanzi ndinoineka kuti ndirikudya $ apo vhudzi rinenge ra Van Choga
Jesus 🙊 mari yokuromba
😂maBrijo ndiSis wangu awoo
hanzi hembe dzake plus kushata 🤣🤣🤣
Gyz mukumuona mabrijo wenyu uyu🤣
Akanakera kure uya😂😂😂😂
Anoromba hake asingauraise hama dzake bho ndikoko hatinei nazvo......
Zvaanenge anoswera naHeaven commander 😅😅😅
Mabrijo serious yake apa achinyepa kkkkkkkkkkkkkkkk real comedian mabrijo😂😂
Rest in peace in advance Mona
Haaa DJ Towers ndanyara ummmm hembe dzine tag 😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🙆 aah I just about this lady. But today I cried
Haaah Ma Nigeria nema Congolese azotaura apo, Ivo vaskana vekwa Mutare ava haah tanzwa navo
Mabrijoo wanku hoyooo🔥🔥
Apa taitiswa ,,,kana kusir kuitiswa umm kudenga kuchanorihwa munhu
Lovely mabrijo
But anaka ikozvino mabrijo
KwaMutare hakuna mbeu yakadai plz usashatise nzvimbo yedu
Zvino hushamwari hunofumurana kudaro uchiri ushamwari here nhay🤭
😂😂😂😂😂ahh hanzii mhuno yake inotyisa haidi usina mari
Tsvagai mwari sister Mabrijo
😂🤣😂🤣after asvirwa akazowona Minho take neku Shaya
She's just a Comedian
22 years ok ndirikuuya
So why is she wearing clothes with tags.???
Aaaaah zvaaarimwanana nhyveduweeeeee iwe Bridgette kaiwe
Kkkkkkkkk haaaaa Tawaz akashata haiwawo .Mari haana + kushata pamunhu one
Oooo kodwa Nkosi yami Mabrijo you are just too much ooh 😅😅😅😅😅
🤣
Mabrijo u do me good woo 😂
Uhhhh wakanaka here iwe😢😢
Ndakamuona achitsvaga mukomana pa Gaka ma brijo 😄🤣 anenhemha uyu anoti andidanani nema zimbo akatopa umwe muface number akatomuti huya kuseri akadzoka achiti tete mukomana uyu haaite nditsvagirei umwe, thats when i started following her ndakatoti dakuenda ku wall kwake wanei atorine page.
😂😂😂😂😂
i just like Mabrijo's lips
pure comedian
🤣😂😂best interview ever
🤣🤣🤣🤣
Saka tag rehembe rapinda papi zvamabrijoo soo
🤣🤣🤣 Hembe ikuda kuzonodzoserwa iyo
Ha imi kanopenga ako kuromba kwacho ma fanis here
Ndachema zvangu
22year heeeeeeheeeeh mabhijo haasi kunyepa hre l thought uri kuma29 ikoko izvo utori mwana kwandiri 😂
Yuwiii hanzi ndakaromba anorevesa here nhai tenzi
Kkkkk hanzi plus kushata kkkkkk mabrijo your on 🔥
Mwari pindirai vana voparara nekushaiwa zivo