Baba Ropa ndibatsirewo

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 6 лис 2022
  • Vaviri Ava kungonetsana chete vombonyepera kuwirirana 😂
    #thaslickpastor #patricia #AutoECU
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 203

  • @zebronmontford2472
    @zebronmontford2472 Рік тому +1

    Baba namai Rooa ka
    Twunhu twenyu sooka
    Murikunakidza paTaundi
    Apa Partty achiyemerra soo
    Love dat

  • @rudodhliwayo596
    @rudodhliwayo596 10 місяців тому +1

    Handikurambidze kudanana........😂😂😂😂😂 Nijo Nijo hayaaaas my favorite actor manyama it runs in the blood🎉

  • @sir_kay
    @sir_kay Рік тому +38

    Ndongovaudza kuti iyi ndeye Ex-wife akatengerwa ne boyfriend yake but ikumunetsa😂😂😂😂baba namai Ropa ndokudai hangu

  • @cynthia2570
    @cynthia2570 Рік тому +6

    Ngatifarei na BaRopa not only does he have a job, but ndoo vakatobata uye vanototembwa. 🎉🎉🥳🥳💃🏽💃🏽

  • @takundanerutanga762
    @takundanerutanga762 Рік тому +22

    Ndizvo zvandakakusiira love hawuigone 😂😂😂

  • @financialcrimeswithabraham
    @financialcrimeswithabraham Рік тому +3

    I can relate this. Ladies only want you when in need of favour. Ex-wife yakatengerwa neboyfriend but iri kumunetsa😂

  • @williwefx_wepagweru4629
    @williwefx_wepagweru4629 Рік тому +6

    😭🤣🤣🤣🤣🤣🤣 komboita seiusiri kuda, shiri inozongofa Baba ropa

  • @taazet1574
    @taazet1574 Рік тому +24

    Very rare scenes of someone being so soft spoken let’s enjoy this whilst it still lasts

    • @thaslickpastor
      @thaslickpastor  Рік тому

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂📌

    • @albertisaac9161
      @albertisaac9161 Рік тому

      Kkkk hanzi yakatengerwa neboyfriend

    • @Henry-me1fm
      @Henry-me1fm Рік тому

      @@thaslickpastor sando chibaba kkkkkkkkk haa unogona wangu ndapota tino liker tisati tatombonzwa dei zvabvumirwa ka 50 dei takatoita sekudaro kkkkkk

  • @tinashemakunde1064
    @tinashemakunde1064 Рік тому +8

    BaRopa nhasi varikutonga 😂😂

  • @takudzwaprecioushuchu1196
    @takudzwaprecioushuchu1196 Рік тому +5

    Pre-owned car with full service history. kana wawana chinhu chawawana ziva kuti unochibata sei....I died😂😂😂😂😂

  • @munyaradzichipitso152
    @munyaradzichipitso152 Рік тому +5

    kkkk hanzi chinhu chey chawakutaura na Patricia .... watching from Los Angeles

  • @eunicemkwidza9912
    @eunicemkwidza9912 12 днів тому

    "Saka ndaitokukanganisa kuenda mberi ka mu life"😂😂😂😂😂🙌

  • @tinotendanallan4552
    @tinotendanallan4552 Рік тому +5

    The way Nijo entered the car🤣🤣🤣

  • @tanatswamutanga1480
    @tanatswamutanga1480 Рік тому +9

    Love inokunetsa😂😂😂

  • @nyashajay85
    @nyashajay85 Рік тому +1

    Sununguka MaiRopa feel free🤣🤣🤣🤣🤦‍♀️🤦‍♀️🤦‍♀️

  • @blessed3505
    @blessed3505 Рік тому +3

    Kazhinji mota inobhadharwa nemuridzi wayo 😂😂😂 bhoo here makanika baRopa

  • @bossmalo947
    @bossmalo947 Рік тому +17

    This is exactly what me and the mother of my children are like. Loooool

    • @dasilva8081
      @dasilva8081 Рік тому

      Vhayorence 😂🤣🤔

    • @persistancemachingauta6272
      @persistancemachingauta6272 Рік тому

      Kana muchidaiso muchitori kudanana zvakasimba 🤣🤣🤣, kusangojolojana henyu asi muri kudanana

    • @facy4194
      @facy4194 Рік тому

      Ko kungodzokerana zvipere😂😂😂

  • @maxwelltaranhike9194
    @maxwelltaranhike9194 Рік тому +10

    Baba Ropa hapana 'I moved on' iripo apa. Vachiri munharaunda.☺️

  • @aarongasva513
    @aarongasva513 Рік тому +5

    Kkkkkki hanzi ," love hauyi gone 🤣🤣🤣

  • @kemnadgechitabura3036
    @kemnadgechitabura3036 Рік тому +2

    😂 iwewe ndozvandakakusiira izvozvo ,love hauigone kaiwewe

  • @tinomutendampofu8595
    @tinomutendampofu8595 Рік тому +7

    Imota ye ex wangu asi akatengerwa neboyfriend yake 😂😂😂😂

  • @chiherawacho
    @chiherawacho Рік тому +4

    Nigo my favourite person ❤

  • @shamisomatora1248
    @shamisomatora1248 Рік тому +1

    "iyi prado iyi ndiniiii...huya hako huya uwone" 😂😂😂

  • @Globalcelebrationchurchzw
    @Globalcelebrationchurchzw Рік тому +3

    Kkkk pasi pemusawu

  • @vincemars09
    @vincemars09 Рік тому +2

    😂😂😂kana wawana chinhu chawawana

  • @wadzanaindlovu
    @wadzanaindlovu Рік тому +3

    Nhasi mukuwirirana soft voice 😂😂😂😂

  • @elvismsegede2848
    @elvismsegede2848 Рік тому +1

    🤣🤣🤣 you 2 guys mondipedza hangu ini🙌🤣🤣🤣🤣

  • @Montasho
    @Montasho Рік тому +15

    Nigel ;:Huya Huya Mai Ropa
    Patricia;:Ndukuuya baba Ropaaa 😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @nyashajay85
      @nyashajay85 Рік тому +2

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤦‍♀️🤦‍♀️🤦‍♀️

    • @Loxleroux
      @Loxleroux Рік тому +2

      Come come mai ropa,
      I am coming baba ropaa

  • @brightonsamunda7621
    @brightonsamunda7621 Рік тому

    Uuuuu team munotifadza mheni keep it up

  • @trymoremukwindidza3540
    @trymoremukwindidza3540 Рік тому

    Love hauigone 😂🤣😂 haa Nijo kuseri

  • @dianasanyanga7936
    @dianasanyanga7936 Рік тому +3

    I can’t 😂😂😂😂😂😂😂 l am in stitches Nijo 💯

  • @rawlinsmagara9126
    @rawlinsmagara9126 Рік тому +1

    Best of the bestiea hy

  • @marlvinnyambiya8039
    @marlvinnyambiya8039 Рік тому +8

    😄😄😂😂 soft voice

  • @taazet1574
    @taazet1574 Рік тому +1

    Kana wawana chinhu chawawana ziya kuti chinobatwa sei…….mashoko makukutu from Nijo

  • @jabulanihowa4934
    @jabulanihowa4934 Рік тому

    Kkkk love hauigone ndozviziva 😂😂

  • @darrelmushaninga2243
    @darrelmushaninga2243 Рік тому

    My favorite 😀😀

  • @jawettmbofana1850
    @jawettmbofana1850 Рік тому

    this one killed me....keep it up guyz

  • @tjoytpeace3382
    @tjoytpeace3382 Рік тому +1

    2 videos!!! Wow thank you guys

  • @peekayz24
    @peekayz24 Рік тому

    Haaaa soft voice ma1 raitisa BaRopa basa

  • @taisleyndau5480
    @taisleyndau5480 Рік тому +1

    Kkkkkk Love ahugone 🤣🤣🤣

  • @MalvinTembedza
    @MalvinTembedza Рік тому +9

    Iyi ndeya Ex-wife wangu yaakatengerwa neBoyfriend yake 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @ericachari5942
    @ericachari5942 Рік тому

    Kkkk love hauigone mai Ropa

  • @mercysibanda3196
    @mercysibanda3196 Рік тому

    Nijo haaaa u r too much ....much ❤ ❤

  • @nomsachuma5447
    @nomsachuma5447 Рік тому

    Kkkkkk hanzi saka ndini ndaikutadzisa kuenda mberi nhai

  • @munashesimon1570
    @munashesimon1570 Рік тому

    Soft voice

  • @couragechipo8319
    @couragechipo8319 Рік тому +4

    My dream is having my own car by next year😥💪

  • @blessingsmutize9336
    @blessingsmutize9336 Рік тому

    Kkkkkk vaitovhiringidza hupenyu hwaMai Ropa

  • @mellissajabum8613
    @mellissajabum8613 Рік тому +1

    😂😂😂😂😂😂😂baba ropa vane chimuti

  • @tinotendamapfumo4681
    @tinotendamapfumo4681 Рік тому

    😂😂😂hnzi i moved on 🙌🏻😹
    Ko zve exy wife zvine bsa here😹😹#my fav#

  • @g.karodza
    @g.karodza Рік тому

    😂😂ninjo🔥

  • @nhematronicsmedianmtv1547
    @nhematronicsmedianmtv1547 Рік тому +2

    Thank you changu ku interpreter kkkkkkkk

  • @leechen1995
    @leechen1995 Рік тому

    Kkkkk combination iyi soooo

  • @tracymkombo7262
    @tracymkombo7262 Рік тому +2

    Nigel is so hilarious. 😂😂😂😂 hanzi imota ye ex wife yangu yaakatengerwa neboyfriend yake

  • @sibongilemuyambo8929
    @sibongilemuyambo8929 Рік тому

    Love hawuigone🤣🤣

  • @arnoh0457
    @arnoh0457 Рік тому

    kkkkkk wakungondirova ne soft voice 😂😂😂😂😂😂

  • @edithngwenya6586
    @edithngwenya6586 Рік тому

    Haaaa modanana imi kkkkkkkkkk hapana move on apa

  • @retinatupa
    @retinatupa Рік тому

    Munogona zvenyu anhuweee❤️❤️❤️

  • @mikechibvongodze8732
    @mikechibvongodze8732 Рік тому

    Huya mai ropa 😂

  • @tinotendagregorymusengi1833

    Kazhinji mota inongobhadharwa nemuridzi wayo, zvisinei kuti vaigadzira ndivanaani🤣🤣🤣🤣🤣

  • @cdefire1836
    @cdefire1836 Рік тому

    Zvimwe ndezvimwe Patricia imachine hombe chaiyo mmmmm keta

  • @fanuelmasiye9107
    @fanuelmasiye9107 Рік тому +1

    The opposite with me and the mother of my child pakaipa kungowonana nekutukana kkkk

  • @gracemusizvingoza4549
    @gracemusizvingoza4549 Рік тому

    Kkkkkkk Nijo chinhu chawanga wakureva ndechipi

  • @mktina379
    @mktina379 Рік тому

    Nigel soo 😂😂😂😂pure

  • @bryandzukwa4039
    @bryandzukwa4039 Рік тому +3

    Nijo i just love the way you are exhibiting your talent. The way you change your face to suit every situation 👌👌👌

  • @arnoldamato4199
    @arnoldamato4199 Рік тому

    Keep up

  • @edithngwenya6586
    @edithngwenya6586 Рік тому

    Kkkkkkk my favourite

  • @nigeljones6613
    @nigeljones6613 Рік тому

    Kkkkkkkk you first laugh before you watch

  • @user-zx2ub7vd7f
    @user-zx2ub7vd7f 9 місяців тому

    😂 kana wawana chinhu chawawana

  • @pollackjames1330
    @pollackjames1330 Рік тому

    Kazhinji mota inobhadharwa nemuridzi wayo 😂😂

  • @nyasha0533
    @nyasha0533 Рік тому +1

    Soft life 😅😅😅😅 pakayipa

  • @ursmontmbichana535
    @ursmontmbichana535 Рік тому

    BaRopa abvuma kusoftwa 😅

  • @mrcloudci
    @mrcloudci Рік тому

    Love haugone

  • @mickeymousematarutse5820
    @mickeymousematarutse5820 Рік тому

    Kkkkkk guys apa mapinda ne mumunda mangu chaimo 🤣🤣🤣kkkkkkk

  • @skamudyariwa
    @skamudyariwa Рік тому

    Kkkkkkk saka ndakuikanganise kuenda kumberi mulife kkkkkkk

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 Рік тому

    Kkk boyfrend yapinda papi Nayi ukurwadxiwa chete

  • @tafaragenius5063
    @tafaragenius5063 Рік тому

    kazhinji mota inongogadzirwa nemuridzi wayo🤣🤣🤣🤣🤣

  • @triciawashe
    @triciawashe Рік тому +2

    🤣🤣too much details ex husband wedu

  • @panashelunga1444
    @panashelunga1444 Рік тому

    Inyaya yemota🤣🤣🤣

  • @bigsoundstudios
    @bigsoundstudios Рік тому +1

    Haaa Nigel na Patricia. God bless you fam. 😅

  • @Eugene-vg4vw
    @Eugene-vg4vw Рік тому

    mkoma😂😂🔥🔥

  • @takudzwasengayi8326
    @takudzwasengayi8326 Рік тому +1

    Test drive😂😂

  • @joylinekasozi3827
    @joylinekasozi3827 Рік тому

    Mai Ropa test drive yei baba Ropa vari pabasa purizi 😅😅😅

  • @gracemveruka5169
    @gracemveruka5169 Рік тому +2

    😅😅😅😂Ex wife yangu yaakatengerwa neboyfriend ikumunetsa

  • @daddyteddy85
    @daddyteddy85 Рік тому +1

    Ndeye yangu ex-wife akatengerwa neboyfriend yake 😂😂😂🤣🤣
    Inotobva yaurayiwa mota iyoyo

  • @mellisakazembe1291
    @mellisakazembe1291 Рік тому

    Vanhu vanofana kunyatsombonzwisisa😅🤣😅🤣

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Рік тому

    Kkkkkk kurwadziwa here babaRopa

  • @tichamatahe.5624
    @tichamatahe.5624 Рік тому

    Kkkkkkk Nijo sooo kaaaa

  • @felexmakore4686
    @felexmakore4686 Рік тому

    Love hauigone kkkkkkkkkkkkkkk

  • @tarirochishamba724
    @tarirochishamba724 Рік тому

    🤣🤣🤣vamuboyfreind

  • @mabhenagm
    @mabhenagm Рік тому

    Kkk pa test drive apo hokoyo

  • @lindiwemabhena-hamandawana1394

    Baba na mai Ropa munondipedza …nice advertising

  • @tinashe.nopeya7769
    @tinashe.nopeya7769 Рік тому

    Soft voice baba ropa namai ropa😂😂😂

  • @ruthhozheri9377
    @ruthhozheri9377 Рік тому

    Mai Ropa nababa aRopa kugara vamakwikwi chete.

  • @bright.tafadzwa
    @bright.tafadzwa Рік тому

    Vanhu vaanodanana navo vapinda busy🤣🤣🤣🤣

  • @benmuzondo
    @benmuzondo Рік тому

    These 2 are just beyond acting

  • @tinevimboshamhu6940
    @tinevimboshamhu6940 Рік тому

    Kazhinji mota inobhadharwa nemuridzi wayo zvisinei hazvo nekuti yagadzirwa nani😅😅

  • @tsungayifurayi1677
    @tsungayifurayi1677 Рік тому

    Ummm Nijo anokunyadzisaa hayi 😀😀😀 ummm ini handidzokeriko ayewa 😀

  • @sunachiimediahouse7177
    @sunachiimediahouse7177 Рік тому +1

    miraii kumunetsa kukutaurwa apa ndekwe mota here or ari kureva kuti boyfried yake ndiyo ikumunetsa...ndibatsireiwo

  • @leechen1995
    @leechen1995 Рік тому

    Love hauigone

  • @tinotendakadina3335
    @tinotendakadina3335 Рік тому

    Chinhu chobatwa ceiii