ANOTHER CHANCE, ANOTHER LIFE -FROM CELEBRATION TO INCARCERATION: Munyaradzi's Cautionary Tale

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 3 лют 2025

КОМЕНТАРІ • 320

  • @TalentZisengwe
    @TalentZisengwe 14 годин тому +14

    I couldn’t hold my tears. Mhepo hombe yakafamba apa, the guy was having bright future.

  • @shingiekachemukuya
    @shingiekachemukuya День тому +48

    Motherly love so touching ndiyani achemawo nevabereki va Munyaradzi seni

  • @ashleymihane9541
    @ashleymihane9541 18 годин тому +21

    I cried 😢😢😢munyaradzi seems to be a lovely soul the way he smiles.... Sekuru makatadza pakusungisa mwana imi murimi makatanga kumudyira Mari yake 😢😢😢😢

    • @maggiedom
      @maggiedom 9 годин тому

      😢me too ndarwadziwa naMunyaradzi veduwee, vabereki vake mmm, l think pane nyaya dzisina kutaurwa on his history.

  • @vanessababbage9409
    @vanessababbage9409 20 годин тому +11

    Dzimwe mhepo hadzidi kuti munhu ayambuke muhupenyu wake. Praying for you brother Munya. Psalm 23:4 Even though I walk through the darkest valley, I will fear no evil, for you are with me; your rod and your staff, they comfort me.

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 19 годин тому +15

    Gumbi makatadza kuvimbika nokudya mari yamaichengeteswa nemwana.Parents should not have a sense of entitlement.Baba namai can't set any conditions because they created the problem.Wishing you well in life brother.Your star will shine!!!

    • @JaamessyWilliam
      @JaamessyWilliam 13 годин тому

      Mari inonetsa kuchengetesa munhu kuvengana chte kumapeto azvo

    • @MunyaradziKaseke
      @MunyaradziKaseke 13 годин тому +1

      ​@@JaamessyWilliamisure ko kuzosungisa mnhu pamusoro pèmari yake

  • @HughMupfunya
    @HughMupfunya 13 годин тому +10

    Mudhara erred heavily.... He basically has ruined the son's life. That mombe was not worth of the damage caused. I can see he is regretting, those tears are genuine. There are lessons to be learnt from this: Small errors can be super costly, don't make decisions in anger, and never trust anyone with money even your parents, mari inechitema..... Munyaradzi is a happy person from the look of it.

  • @lacychipindirwe1289
    @lacychipindirwe1289 16 годин тому +10

    Munyaradzi anoratidza kuti munhu akasunguka zvisingaite and deep inside his heart u can see kuti alazvigamuchira hake zvakaitika dai Mwari vekudenga mamurangarirawo abude pachaburitswa vanhu naPresident

  • @PreciousSibanda-f7c
    @PreciousSibanda-f7c 2 години тому +2

    A great guy, was a leader in the Dubai community back in 2015-2018 involved mostly in entertainment shows. Am in shock

  • @selinamkandatsama8362
    @selinamkandatsama8362 День тому +13

    Mother's love wil always be pure and true love ,I dnt knw why I'm cutting onions alone here ,wish I have lovely parents like this

    • @lorrainemudhara8140
      @lorrainemudhara8140 19 годин тому +1

      I am cutting the onion with you. Your mother is your mother zvakawoma wena.

  • @VChako-xf4mv
    @VChako-xf4mv 22 години тому +15

    Munyaradzi is so humble

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 19 годин тому +13

    Baba vaMunyaradzi imboko.Never trust anyone in life even yourself!

    • @traceywekwaNyanguwe
      @traceywekwaNyanguwe 18 годин тому +1

      If i was Munyaradzi i wldnt dare ask for forgiveness baba havana ngozi

  • @josephinemukunga7565
    @josephinemukunga7565 11 годин тому +7

    Baba wakafurirwa nevanhu wane godo

  • @thandimukaro5682
    @thandimukaro5682 17 годин тому +8

    Munyaradzii is good guy.....❤ God give him another chance

  • @Simonwacho
    @Simonwacho 14 годин тому +6

    People like Munya are the ones who fully deserve presidential pardons, i pray he gets it.

    • @kumbiG-st8cp
      @kumbiG-st8cp 12 годин тому

      Rapists and murderers ndovanobuda ne amnesty in Zimbabwe

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 22 години тому +23

    Akakanganisa hake asi nyaya yakadai yaingoda kwaMambo yotongopera zvayo ...aingotenga mombe imwe nhai

    • @mamarue2542
      @mamarue2542 3 години тому +1

      Mamno avatonge criminal offense

  • @josephinemukunga7565
    @josephinemukunga7565 11 годин тому +4

    Ngaabuditswe mujeri Munyaradzi

  • @simbaisthelionKing
    @simbaisthelionKing День тому +29

    What kind of justice system is this? The victim wants to withdraw the charges, yet the judicial system wants to punish him , doesn't make sense at all. Its not like he went to a random persons house to steal a cow, Akauraya mombe yemumba mavo, what is this kangaroo court?

    • @rodwellmarufu448
      @rodwellmarufu448 21 годину тому +4

      Once you open a docket against somebody they are small cases police they can ask you madii mataurirana tunyaya tudiki but stock theft,rape,attempted murder and murder angave mwana wangu once pama casese andataura there is no way you can withdrawl such a case kanganwa

    • @simbaisthelionKing
      @simbaisthelionKing 21 годину тому +2

      @@rodwellmarufu448 Imagine I kill a turkey from my own household and forget to inform anyone, then it is reported, by another family member, does that automatically mean ndakutoenda kujeri? come on, use common sense.
      when it became clear what transpired, it should have been case closed.

    • @jeffstarzw
      @jeffstarzw 21 годину тому +1

      @@rodwellmarufu448 circumstances have to be considered going forth. These laws were formulated against the liberation fighters during the war for independence, particularly kuvabereki Vai supplya vana mukoma
      It's 2025 now and we just have to use our common sense as a people and not be rigid to what was written in black and white with prejudice

    • @JessicaMukora
      @JessicaMukora 20 годин тому

      Zvine nharo wena

    • @Chairman_18
      @Chairman_18 10 годин тому

      A criminal offence is committed against the state. The complainant is only a witness and has no right to withdraw a criminal case. In a civil case, the plaintiff can easily withdraw a case but for a criminal case, it's not that easy.
      In any fact, this guy akaba mombe. All elements of theft are present in this case.

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa 15 годин тому +6

    Zimbabwe is not a country,it's hell of a place.Lord kupikira Mari yake yaishanda kunze uko ...... Ndarwadziwa hangu Mwari ndiye anoziwa

  • @AneeChiwera
    @AneeChiwera 19 годин тому +4

    I felt so emotional started crying. I love the way they greet each other. Baba VaMunya havana kutendeka, dai vakangovimbika pasina izvi. Mwana aingotora mombe pamari yamakadya asi,, iiii zvakaoma.

    • @traceywekwaNyanguwe
      @traceywekwaNyanguwe 18 годин тому

      Vari greedy vabereki awa thy knew vaka reporter mwana ne hasha asii forgetting kutii vakadya ma thousand of US

    • @francodebango
      @francodebango 13 годин тому

      Iiiii Baba va Munya wakaoma. KO Mari yemwana yavakange vakadya ? Zvakaoma

  • @TanatswaKarima
    @TanatswaKarima 23 години тому +19

    Dai vakaendesa mwana kudare raMambo vasati vapinza mapurisa ..now they are regretting

    • @TravoltaZhanje
      @TravoltaZhanje 21 годину тому

      Mambo havabvumidzwe kutonga nyaya dzakadai vanonzi go to police

  • @msnicnel44
    @msnicnel44 9 годин тому +3

    Sabhuku Muranda ndimi maifanira kupika Jeri. You created a toxic environment kudya mari yaMunyaradzi. Yes, Munyaradzi akakanganisa nekutora mombe and i can see haana kutora achiti baba vakadya mari. It's a honest mistake of not communicating. Mwari wave nemi Sabhuku....Munyaradzi mwari ave munyaradzi wako🙏🙏🙏🙏

  • @chibwarisvo4154
    @chibwarisvo4154 9 годин тому +3

    Munyaradzi ramba uchi va respect mwari ndovano ziva

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 19 годин тому +9

    Gwayi to the fullest.A totem brother.Wish you all the best!

    • @kudzainyagato3180
      @kudzainyagato3180 15 годин тому +1

      My totem also, Gwai Gumbi vanofa chinyerere, vakachema dangwe rinofa, maita mukurambwa

  • @LucyDudu
    @LucyDudu 13 годин тому +5

    Eish zvakaoma hazvo...Munyaradzi you are eversmilling

  • @loicenango9745
    @loicenango9745 9 годин тому +1

    Munyaradzi une natural smile, take this setback as setup for a step up😢😢 God with you my brother, hugs my brother

  • @AgathaAnold
    @AgathaAnold 20 годин тому +11

    Baba ava vakagona kutuma mwana kunhamo kwasahwira vakatadza kumirira kuti adzoke vazobvunza nyaya .but ndovkakonzera kuti atore mombe vakadya mari yake yakawandisa😢😢

  • @Lizzy-kp8ec
    @Lizzy-kp8ec 14 годин тому +3

    Munyaradzi unonyaradzwa naMwari, Ida vabereki vako , Mwari ndivo vanoziva 🙏🙏🙏

  • @patiencemubayiwa1290
    @patiencemubayiwa1290 16 годин тому +2

    I felt very emotional Amai Munyaradzi pavati zvinobvumirwa here Munyaradzi 😢

  • @joycemagariro3613
    @joycemagariro3613 23 години тому +7

    You are very lucky to have both parents alive. May God bless you all. Lovely family 😊😊😊

  • @xnxo7237
    @xnxo7237 9 годин тому +1

    Lesson learnt.Never give anyone money to keep money for you.Never take anybodies property with their consent.

  • @PreciousZungura
    @PreciousZungura 55 хвилин тому

    I am soo sorry Munyaradzi mhepo dzkangokusimukira you were having a brighter life

  • @AngelMusabayana
    @AngelMusabayana 21 годину тому +4

    Shame this is a sad situation but God works in ways we can see ,All things work for good be strong mukoma Munya 😢😢

  • @elizabethmufunda2568
    @elizabethmufunda2568 19 годин тому +9

    Apa pakafamba mhepo chaiko ,but his parents love him so much....Munya akatadza zvake but kuendesa nyaya kumapurisa wasnt necessary since he knew kuti yatorwa naye ...may the Lord protect and keep his parents till abuda ...

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 19 годин тому

      They had heard rumours kuti ndiye akatora mombe vakadii kungomu vunza!

    • @malinga22
      @malinga22 13 годин тому

      Imagine kutsamwa nhando ,kuoma moyo zvekutonodeedza mawitness against mwana, rega vastoke..Munya ukabuda enda unogara kure navo vadire kure varoyi ava

    • @noelhamandishe2517
      @noelhamandishe2517 11 годин тому

      Vaidya nyama ye mombe vachiri vanodya nyama yabvepi
      Munyaradzi asked mudhara for usavi and he dragged his legs
      He deliberately done this
      Its a sad story mudhara you is so evil to earth

  • @aggiematsambo4648
    @aggiematsambo4648 14 годин тому +4

    🐊 tears muri varoyi sekuru na mbuya musata****** wenyu kunyudza mwana nkti makadya mari yke NXAA cruel parents 😓

  • @cassandraker
    @cassandraker 12 годин тому +2

    Foolishness in old people this guy is more forgiving than me 😢vakadya mari yangu pedzezvo maakundisungisira mombe ye300 yandinokudzorerayi in a heart beat😢

  • @Lettythelady
    @Lettythelady 57 хвилин тому +1

    Munyaradzi waifanirwa kuudza baba ipapo ipapo baba vaitofunga kuti mombe yakabiwa ndosaka pakauya ma cid ayo nekuti makuhwa ainge afamba kuti ndiwe wakatora momba baba havana kunge vatoziva kuti ndiwe mbava yacho. Dai wakataura even the following day after party. Une kakunonoka kawakaita ipapo

  • @Mukoma1
    @Mukoma1 22 години тому +11

    Vanhu vanokufarira kana uchivapa mari. Kana usisavape vanokusvipa.

  • @ultimakhumalo
    @ultimakhumalo 20 годин тому +4

    Can't hold my tears . Haiyaaq

  • @consymuri479
    @consymuri479 6 годин тому

    I had to shed tears. This is painful to watch, and Munya is a bubbly person.

  • @stephenchiname8975
    @stephenchiname8975 17 годин тому +2

    Parents are shedding crocodile tears. Pavai reporter kuporisi they knew the consequences. Iyewo akaita stock theft.

    • @Tariro-sk7nt
      @Tariro-sk7nt 16 годин тому +2

      Vakatadza sure ipapa vaitumirwawo mari asi avazvione plus dai ayine history yekunetsa zvrinani zvino just 1 mistake yemwana votobva vaendera mwana ku police here aah vakatadza sure dai vakamupawo pardon

    • @tafirenyikashylet4707
      @tafirenyikashylet4707 13 годин тому

      Imi mwana unotaura naye

  • @Salt_zw
    @Salt_zw 14 годин тому +2

    Why in zimbabwean justice system dont provide state lawyers this type of cases need to be fixed sooner .this is unfair

  • @EsinathTumbure
    @EsinathTumbure 20 годин тому +4

    I don't know why I'm crying

  • @malinga22
    @malinga22 13 годин тому +3

    Mai vakudeedza machinda api avanoziva, first day chairo maigona kudzora murume wenyu kuti aregere mwana nxa .zvese zvaaikuitirai pasi tsve

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 10 годин тому +2

    Dai vakamuti azoshanda wodzorera mombe dzacho semhuri than send him to prison.
    He seems like a hard worker plus understanding akangoita pfungwa dzekuti imombe dzababa he was going to deal with it after.
    It was a mistake he deserves another chance

  • @busimazambani2898
    @busimazambani2898 13 годин тому +1

    This is sad, Munyaradzi seems to have a humble person 😢

  • @givenngwenya3440
    @givenngwenya3440 22 години тому +8

    Yooo thts 😢 cruelty from the father

  • @blessedbeyond9572
    @blessedbeyond9572 9 годин тому +2

    Something is not adding up. Parents seem to have regrets on how they handled the case. The sentence does not fit the crime😢

  • @Rumbidzaichivhanga
    @Rumbidzaichivhanga 57 хвилин тому

    So sad tinotenda Mwari nekuti vakusanganisai mese muri vapenyu ❤❤❤❤❤

  • @HeatherP_2503
    @HeatherP_2503 11 годин тому +2

    ndarwadziwa baba avo vakashata moyo regai vastroke mwana waikusiira mari inodarika mombe one shuwa kukanganisa hupenyu hwevazukuru vana avokura baba varimujere nekuda kwasekuru, ko dei vakanzwa makuhwa vakadii kumirira mwana akatsanangura

  • @Dhedhaz87
    @Dhedhaz87 22 години тому +3

    I know this guy very well, uhmm pakaipa
    Wakakanya wangu dai wakangotaurira mdhara dai usiri apa. May God protect n guide you

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 21 годину тому

      Exactly ndeye mumusha vaifanira kungo taurirana...its not like akanoba kumba kwe vanhu

    • @kudzaimaponga5887
      @kudzaimaponga5887 11 годин тому +1

      Ko ivowo babacho why didn't he ask his son b4 reporting kumapurisa. He was guilty of squandering his sons monies and wanted to fix him for a ask asking about his money. Munyaradzi haana kusingisa baba vake wani. This tateguru is evil, kusingisa mwana wako for 300dollars

  • @LoraineP5050
    @LoraineP5050 19 годин тому +2

    23:48 😭 ,Munya akarwadziwa nemari yaaitumira ikadyiwa pamwe ndoosaka akatora ,asi baba vaifanigwa kuenda kwaIshe vakakurumidza kutsamwa havo

  • @TatendaSaruchera
    @TatendaSaruchera 17 годин тому +4

    Munyaradzi always smiling hake

  • @drivermugwira
    @drivermugwira День тому +8

    Cant hold my tears when mother welcomes her son.

  • @TsitsiNyamapanda
    @TsitsiNyamapanda 17 годин тому +4

    Party yaakaita akadedza varoyi vese vemunharaunda ndiyo yakamusimudzira mhepo.Haa kumamisha vanokudzikamisa

  • @remix_killer_thomie2307
    @remix_killer_thomie2307 47 хвилин тому

    You gave me an adventurous story to follow

  • @hellenanyakonda9996
    @hellenanyakonda9996 10 годин тому

    I am crying for the first time after watching these episodes 😢😢😢😢

  • @NondoKadzi
    @NondoKadzi 13 годин тому +1

    A mother's love. Baba lived with regret and pain shame. What a story shame

  • @PreciousZungura
    @PreciousZungura 52 хвилини тому

    I can't hold my tears😢

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 23 години тому +6

    Akakanganisa hake ktora asina kutaurirana nababa,asi sababa vangadai vakamuregerera inga vaimbosiirwawo mari wani

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 37 хвилин тому

    Eish ndachema nhasi eish 😢zvinowanika muhupenyu sure

  • @Wachidopaidamoyo
    @Wachidopaidamoyo 15 годин тому +2

    He is smiling regardless the pain

  • @HezelNcube
    @HezelNcube 11 годин тому

    Soko vane rudo rwaamai chairwo. Muwedzerwe makore ekurarama vakoma vangu. ❤

  • @SibusisoSowe
    @SibusisoSowe 21 годину тому +1

    Unobuda riini munyaradzi Mwari vakunyaradxe

  • @loicenango9745
    @loicenango9745 9 годин тому +1

    Another day of crying with a stranger on social media 😭😭😭

  • @TatendaSaruchera
    @TatendaSaruchera 18 годин тому +2

    Asi imi makadya mari yake makusungisira mwana mombe yese akatadza dai makati bhadhara mombe yangu nhasi makuchema very sorry Munyaradzi

  • @ZieNtambo
    @ZieNtambo 9 годин тому

    What I've learnt from Shona people is that there is always a consequence in whatever bad you do to someone. They also believe in accountability

  • @TendyWekwamagwaza
    @TendyWekwamagwaza 3 години тому

    Mommy u made me shed a tear

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc 20 годин тому +3

    Unotosvikawo pachikamu chekudonhedza misodzi chete ..nyangwe isiri hama yako😢

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa 16 годин тому

    Watching from Johannesburg South Africa

  • @stephenchiname8975
    @stephenchiname8975 17 годин тому +3

    Pavanhu vese vawakaitira party uchida kuvafadza hauwane kana one anomira newe kana zvadai such is the reality of life

    • @MargaretKalaba
      @MargaretKalaba 17 годин тому

      True

    • @kudzaimaponga5887
      @kudzaimaponga5887 11 годин тому +1

      They actually gave bad advice to the father to report kumapurisa asi ivo vaswera vachidya nekunwa zvavasingatombofa vakaita gore rese

  • @egnesmugwira-ws8ft
    @egnesmugwira-ws8ft 13 годин тому +1

    😢😢😢😢ndamuda zvangu inini kana wabuda uuye kwandri ndiite mukadzi wako😊😊😊😊😊

  • @Afripreneuruk
    @Afripreneuruk 14 годин тому

    Truly, your name should be Eversmile ; you are a wonderfully positive and free-spirited soul.
    Anyway wish you the best and sorry hako wakasangana ne this fate.

    • @sharonnm4556
      @sharonnm4556 14 годин тому +1

      An eversmiling guy indeed since high school. Good to see him in high spirits as usual though he went through a lot

    • @Afripreneuruk
      @Afripreneuruk 14 годин тому +1

      ​@@sharonnm4556 Wow yhaa that's why his work adventures he experienced outside the country were going well. There's something special about having a positive energy 🙏

    • @sharonnm4556
      @sharonnm4556 13 годин тому

      @@Afripreneuruk I totally agree

  • @apostletbbenhanan9204
    @apostletbbenhanan9204 22 години тому

    I love mkoma Munyaradzi he is very humble

  • @munyaradzimutizi4634
    @munyaradzimutizi4634 2 години тому

    Wabereki wedu wanotida sorry sazita zvinowanikwa Munya.

  • @mupandazofficial1580
    @mupandazofficial1580 15 годин тому +2

    Baba icoward ava 😢😢😢

  • @NADIAMUSUKUTWA
    @NADIAMUSUKUTWA 15 годин тому +1

    Painful indeed.!!!

  • @Zivaimchoramwendo
    @Zivaimchoramwendo 13 годин тому

    Munyaradzi ane munyama shem ,kudzoka kuDubai kuzosungwa hako ,ko mhuri yako ,mukadzi 😢😢

  • @tafarapaul
    @tafarapaul 15 годин тому +3

    Mari inochengetwa ku Bank not na Baba😂😂😂😂

  • @TsitsiNyamapanda
    @TsitsiNyamapanda 18 годин тому +2

    Saka ku Dubai kwaaida kuenda aizotadza here kudzosera mombe yacho saka vakagonei

    • @winnetchikuwa2457
      @winnetchikuwa2457 17 годин тому

      Taura hako

    • @Peeshava
      @Peeshava 11 годин тому

      Aikwanisa zvakanaka chaizvo apo ivo vakadya mari yake but izvozvo havana kuda kuzvitarisa coz ndovabereki

  • @SarudzaiMushweweshiri-rk7ko
    @SarudzaiMushweweshiri-rk7ko 6 годин тому

    Ndanzwa tsitsi😭Gumbi makawanza hasha

  • @ModestarChigwaza-ic3dm
    @ModestarChigwaza-ic3dm 11 годин тому +1

    Veduweeee ndachema musodzi kasingapere..mubvunzo wangu uripakuti hapakwanise here kuitwa appeal ku high court

  • @YonathaMakanda
    @YonathaMakanda 20 годин тому +3

    Ummm baba vacho vakaoma veduwe, kukoshesa mombe than hupenyu hwemwana wavo

  • @Melodys3w
    @Melodys3w 2 години тому

    Ndarwadziwa baba ava vasadaro

  • @allenhungwe5191
    @allenhungwe5191 8 годин тому +1

    Dai ndiri ini Munya ndichingobuda ndotobata Tinashe Mugabe

  • @tinashewak
    @tinashewak 10 годин тому +1

    Vabereki ava are not sincere. Coz mai vacho vari kutoti ehe saka wakudzokera mumoyo musande meaning they think ane mhosva. They are so evil. Vaifana kuti hapana ruregerero rwaunokumbira

  • @valeriephiri999
    @valeriephiri999 18 годин тому +1

    god i cried all thru out

  • @talithadube6468
    @talithadube6468 17 годин тому

    He is very humble

  • @heatherhunda8424
    @heatherhunda8424 12 годин тому

    So emotional

  • @JoyreenMwanambo
    @JoyreenMwanambo 15 годин тому +2

    Ummm nyaya iyika machemero aitwa apo ndatadza kuzvibata hangu😢😢

  • @crouzzindi3117
    @crouzzindi3117 11 годин тому

    My guy from CAPETOWN never knew u in jail eeeeish this guy nhai mwari

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 39 хвилин тому

    Munyaradzi wakfanana ne Dady vako

  • @gaffa7549
    @gaffa7549 16 годин тому +3

    Baba vacho Imhata

  • @JulyChikaraara
    @JulyChikaraara 2 години тому

    Munyaradxi ukabuda enda joni for good

  • @charlienize4635
    @charlienize4635 22 години тому +5

    I'm a Family Counsellor and Therapist.... This case made me to contribute a comment basing on some comments l have been reading. First things first, Munya was wrong for stealing, that on its own is a crime by law, secondly he remained quiet and by this he caused emotional damage to his loving but old parents. They had no choice but to get to the bottom of the issue which in this case was the law. However, when they went again to the station it was already too late and Munya had to face to judge....the good thing is there is still a huge bond between the three. My only fear is Munya's marriage, is it going to stand the test of time???

    • @AngelMusabayana
      @AngelMusabayana 21 годину тому +2

      Criminal offense it's you against state not family because vanoti unogona kunoparira same mhosva mu community ,mudhara akamhanya

    • @BlessingTTaks
      @BlessingTTaks 21 годину тому +2

      Dai iye akaendawo kupolice pavakadya 3000 zvaizobuda here

    • @lumbytrice934
      @lumbytrice934 21 годину тому

      All i can say is mdara wake anehutsinye​@BlessingTTaks

    • @lumbytrice934
      @lumbytrice934 21 годину тому

      Haaa ndachema hangu ini, baba vaisa fanirwa kunosungisa mwana, he's a very humble guy.

    • @RosinaMpofu
      @RosinaMpofu 12 годин тому

      Munhu anokuda zvemashuwa ndimai vako

  • @muchmuleya9651
    @muchmuleya9651 12 годин тому +1

    Godo is not a good thing kana unaro rasa , kune vabereki vasina kumira mushe i once nearly go jail in 2018 when i visted home was taken by police before an hour after arriving from abroad and find out my mom was included in the story .

  • @RuthMuteerwa
    @RuthMuteerwa Годину тому

    9 years here nhai weduwee....😢😢😢😢

  • @mercykanomanyanga576
    @mercykanomanyanga576 8 годин тому

    Ah baba Tariro 😳😳baba ava ihhh vave kujeri futi . Vasungwa futi , jeri rakagara richivatsvaga . Nyaya yavo ine manyepo akawanda futi. Ende baba ava kaaa haaya 2017 vari ku Afghanistan ihhh vakarwadzisa , vakatsvinya kani 🤦🏽‍♀️🤦🏽‍♀️. Mwari vanoona shuwa baba ava 🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽

    • @SarudzaiMushweweshiri-rk7ko
      @SarudzaiMushweweshiri-rk7ko 7 годин тому

      munovaziva hre vakaitaseiko taurai nyaya yenyu

    • @edicedendamera5382
      @edicedendamera5382 6 годин тому

      Vakaita sei

    • @sozinyuenjura1202
      @sozinyuenjura1202 5 годин тому

      Vakakuitei dear

    • @tafadzwachimuka4979
      @tafadzwachimuka4979 3 години тому

      Ndazviona inini kuti nyaya iyi has more to it than zvatiri kunzwa

    • @rebeccandarambwa
      @rebeccandarambwa 2 години тому

      Ini pane pandatadzawo kunzwisisa pambonzi mhuri yangu yaigara kuJbg.mkadzi ndaive naye kuDubai.jiki jiki mhuri yangu yaive kuCapetwn.then pombonzi dzakadzoka kuine Covid 2021 tikavharirwa then ndakambodya maguava andakadyara muplot mangu pandakadzoka 2020 aaa hamemo

  • @AddieWilson-q9n
    @AddieWilson-q9n 11 годин тому

    Chuma changu ichi .chikobvu chinodzimbira vana .Gumbi Gora we learn a hardway asi tinofa tinyerere

  • @rodwellmarufu448
    @rodwellmarufu448 21 годину тому +3

    It's a lesson to be learnt the rest of our lives my fellow brothers and sisters Munya he plan and aim big things zvaakanga asina or to afford guys be grateful nezvaonazvo it was much easier for him to buy a goat and ten chickens zvaive nani he is serving 9 calendar's coz he was trying to impress pple kufadza vanhu zvezuva rimwe vari kuzviendera kudximba kwavo so stupid party yakaitwa for few hours but it cost him more 9 yrs Munya ndimi vanhu vanoromba mulife nekuda zvausina you deserved to be rotty in jail it time for you to pay the prize you reap what you sow

    • @Rebhara
      @Rebhara 20 годин тому

      I think zvaiva zvekuti vabereki vakanyudza mari dzangu saka i have a right

  • @cavirelagwala3627
    @cavirelagwala3627 41 хвилина тому

    The same people you were taking care of,feeding them,they sent you to prison,no wonder selfish people prosper in life,rather call me a lost daughter and enjoy my money than giving people,l dnt want problems,people are ungrateful