Ndakafukunura Chitunha Ndikabhadharwa 100us Ne N’anga
Вставка
- Опубліковано 10 лют 2025
- Join this channel to get access to perks:
/ @zimsecretsandconfessions
Ndakafukunura Chitunha Ndikabhadharwa 100us Ne N’anga
Please Follow me on Facebook
www.facebook.c...
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
Maswerawo sei vedare
😂😂😂 haaaa kune mboko kunze uku
Mukomana gadzirira kuenda kugena hupenyu hwako marabishi chaiwo
Zvakaoma yooo kucheka munhu kunyangwe ndaksvimbiswa mari yakawanda sei Noo
😂😂😂aah 🤣 veduwe Ka Uri kumberi wangu mahure ekwa zindoga ane hutsinye😂
Yhoooo money is the root of all evil sure mmmmmm
Mubvunzo wekuti ndinganzi ndakakanganisa here unondisvota zvisingaite when you know wakaroya munhu and want to blame someone else. What goes around comes around, chenyu chikamu chichauya mainini
Akuna mwana mudiki anofunga kubaya munhu nokuti akuziva don’t blame age, blame your criminal mind
Hutsinye huzere muvanhu chokwadi
1. Mweya wemufi unewe, chimbo famba kumaporofita
Last conf muri muroyi, ucha batwa one day
1st Confession waifanira kufira mujeri zibenzi remunhu nxaa
Kana usina kuripa haaaa hame mukoma
Kutorera ngozi 100 us + gogo wamaka uraya ingozi futi madii mangono ripa gozidzenyu mutsvage mwari nguva ichiripo
1st Confession uri possessed ne millions of demons..Hakuna munhu ari normal akachena angaita zvinhu zvakadai
Cousin sister wakaroya mwari ngakurove iwewe neshamhu ine minzwa nxaaa
😂😂😂😂😂😂😂
😢😢
Ahhh hauchadzoreki iwe 😂 you are good as dead unless ukatendeuka hako hey ma1
Zvakaoma veduwe hukama sooo
Kkkkkk 100us why musingatsvage mabasa
1st mukoma zvakakuomerai
2nd conf Munotoroya saka makanga mabatwa neshavi reuroyi kuzoona kushora nekuvhaira kwe umwe kufamba kuenda kose uko munotyisa Karma will always get you chifarai muroorwe imi vane moyo kwawo
❤❤❤❤❤
mukoma Nash ko kana uchidawo number dzemunhu aisa confession yekubatsirwa unodiii veduwee ndatambura ndikudawo munhu anondibatsira ,ndanga ndichida kuona gogo vekubankert vataurwa nemusikana uyo ,ummm ndanzwa nekurarwa nezvikwambo veduwee
Mari yehurombwa or mayi yakasviba will always go back to the owner chero ukapihwa 1million USD, Zviya zvinonzi hapana chsinoshanda..
Godo rakaoma chokwadi ndabvuma
But 100us ere Amana 😢 Enda kuhama dzambuya vamakabaya plus zvekwakoo zvakaita Kuti upinde jere
😅😅😅😅😅😅😅
first confession bro might have ADHD
Last confession , mainini mune utsinye , kutozodaidza kuti God akakunzwa Itai mushe ,dai mishonga Yako ikakupandukira , uye chaunofanira kuziva kuti zvemishonga zvinopanduka , you're a very bad person
Shame, vafumure sekuru avo nekushandiswa kwawakaita chero ukafa hauna basa, mwari anokuregerera ukaita seizvo
2nd confession hanti u know kuti mishonga ino expire saka uchasvikepi also unoziva hako life has principles bible says WHATEVER A MAN SOWS YOU SHALL REAP uchakohwa in this lifetime or in the life to come uchabhadhara hako & problem pakukohwa u REAP zvawanda u plant 1 seed yechibage u REAP muguri une more than 100 seeds hapana Mwari in this asi u used uroyi to get a man better repent tendeuka gamuchira Jesu Kristu asap usati wafa coz if u die usina kutendeuka gehena rinenge rakakumirira bible says TSVAGAI JEHOVA ACHAWANIKA AKAIPA NGAASIYE NZIRA DZAKE tese tine hama dzinilodada zvinobhowa but hativaroye we just don't visit them even akati huya kumba kwangu we just aay handina nguva