Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Rombai vanhu end of day you face consequences wega isu we listen and life goes on.
Atleast wakaromba nemwana wako not wemumwe munhu. Asi denga hatina nzvimbo neyako 😢
Rombai moga mkoma
Good morning vedare❤
Mukoma vanhu vese tinoomerwa zvekutodaro asi hatifanane pasarudzo … imagine kuti tese dai taidaro yaizove nyika here
Umm pakaipa pakaipa
Mutongo wako uripo hutsinye wakaoma shuwa kuroya kudaro shamhu yako iripo inguva chete
But kana matomba baba why mave kusema mwana wenyu mosiira mutoro wacho kune mukadzibwenyu asiri kutomboziva zvamakabata.Hamuna kuromba nekuda but take care of your child wamakachekeresa.
Kana vabereki vako vakagona kukurera vakaomerwa nezvhinhu.why don't you do the same.now makusemeswa nemwana wakaremadza imi
Ini ndipeyiwo number dza sekuru ava nekuti hupenyu urikuramba 😢😢😢
You will regreat siyana nazvo izvi
@enarakanyai hadigoni shone so ndayizokuudza nyay yang,,so plz guys dipeyi number dza sekuru please hupeny awusiku famba 😢😢😢🙆
Rombai vanhu end of day you face consequences wega isu we listen and life goes on.
Atleast wakaromba nemwana wako not wemumwe munhu.
Asi denga hatina nzvimbo neyako 😢
Rombai moga mkoma
Good morning vedare❤
Mukoma vanhu vese tinoomerwa zvekutodaro asi hatifanane pasarudzo … imagine kuti tese dai taidaro yaizove nyika here
Umm pakaipa pakaipa
Mutongo wako uripo hutsinye wakaoma shuwa kuroya kudaro shamhu yako iripo inguva chete
But kana matomba baba why mave kusema mwana wenyu mosiira mutoro wacho kune mukadzibwenyu asiri kutomboziva zvamakabata.
Hamuna kuromba nekuda but take care of your child wamakachekeresa.