Neshamba, it’s good to get info from councillors, member of parliament, ministry of mines, Henrieta Rushwaya, Mohadhi, Chiwenga na Mnangagwa. Viewers need to understand what the government’s position is regarding this issue.
That’s very true, tinovaona mamwe majournalist vachiquestioner mapoliticians kana paitika maincidents akaita seiwaya kuno Joni, I think that’s the best idea kuti team Journalists rimbobvunzawo ivo vakuru avo live tinzwewo zvavari kufunga
It's a very sad and heartbreaking situation. Where's the Gvt in this kind of situation? ED was busy feeding people with chicken inn during his campaign period yet his Gvt can't react to emergency situations. It can't be a normal country kana vanhu vachizvionera Vega nguva yenjodzi.
Makapata ndodambudziko makanyengerwa nezvima chicken inn now come to reality its painful ndokuti muzive kana pachinzi zanu marara muzive you have learned the hard way now inonzi zanu iyoyo akusi kushanda chikorokoza dei zviine mapepa now look wacho muridzi wemine anzi akatiza apa aingoti muzanu Webster wacho wamakavhotera dololo musaita tariro yekuti vana vapengu 7 days varipasi zero chaiyi
Iwe! Usangonakidzwa nekutuka vanhu iwe. Akakuudza kuti vanhu ava vakavhotera zanu ndiani.. This is a national disaster of which we expect our government to react very fast to such situations.. We don't need zanu of or ccc here. We need OUR GOVERNMENT.... Izvi zvaitika Apa hazvinei nekuvhota bro. Itsaona. Our government yakadhakwa. You get my point bro..
Ah madzimai ngatirambei tichinamatira rubatsiro apa kwete kuti vanhu on the ground vachiti vari kutora nhau vaane mhosva vari kutoita kuti ruzhinji tizive. They should address their anger ku hurumende. My condolences to all families who have lost their own in such tragic circumstances. We can’t be a country of Korokozas veduwe vana vana vanofanira kunge vari kuchikoro kwete pasi pe mugodhi unprotected 😭😭 The community has just voted for a new MP and government. I hope more help will be given to support in retrieving the remaining people underground.
Amai vakapfeka dhuku re white should be elevated in her community and mentored to be a member of Parliament or so, so that she can be the voice of people
Zvakafa vanhu problem time yemaelection they get carried away now vakuzviona Zimbabwe aina hurumende kana mazogara zvorwadza yrs but lets wake up imi varikumamisha makorokoza onai zvirikure
Sorry kuna mai varikupopota, ve dremas media chavo kutora zvikuitika and msg yavo inoita kuti vakuru ve hurumende vasimudze miso,so kana pasina updeate from drewmasi media vekumusoro havachangamuke.
Its very sad 😭, God help. Ko kuzorova vanhu vari kukushandirayi? Ndiko kusununguka kwenyika here ikoko, munhu mutema sewe ndiye okurova? Saka murungu aive nani and aikubhadhara nxaaa. Life is not easy, vana vatambura mu Zimbabwe. And futi sooka??🙆🏽♂️
Zero equipment, zero training to rescue in such cases. Could tell when the video started kuti apa hapana especially when someone brings a nice tent and chairs to sit.
It's sad ndokuti now you know kti hurumende haina bsa nevanhu kuseri kwa tsepete tsepete kunemisodzi vabereki 1 week is not a joke iyo hurumende iripo zvayo
Everything happens for a reason,good or bad. There is no pleasure in the lamentations of our fellow countrymen at the same time the worst may occur for a good reason as well,this serves as an eye opener for those who have the eyes to see
Eish mugodhi wkaipa vakomana especially zvisina vanoita zveTimbering for safety....Wakambodhirika tirimo pa Mberengwa apoo ummmm....not again kupinda pasi...Rest in Peace guys
This story is so upsetting to say the least. Why is it up to this date nothing substantial has happened considering the involvement of big Chinese mining companies? Mining is a very dangerous occupation and I wonder if these mining companies are properly checked out if they’re fully equipped for the business. Otherwise we’re neglecting our own who have no choice but to risk their dear lives m search of survival. I don’t understand how these companies are allowed to operate yet they can’t even supply their workers with basic items such as proper PEP let alone evacuation equipment. Definitely someone is sleeping on the job and must be fired. China must help out Zimbabwe to avoid mining tragedies or to bring rescue effort when mines collapse. They can’t just come for the gold and careless about the welfare of local workers. That’s not a fair trade deal is it?
Makavhotera pasipo vabereki nyika yedu haina Government....dai ari Chamisa vana vakabuda same day varivapenyu...so sorry vabereki😢😢
Zvakaoma hurumende yakaoma moyo vanhu vanyanya kuchena hapana chisingapere woye
Taura hako and kumakorokoza ndokune vhoti hombe yezanu pf manje chionai
Tsek mhani kuvota kweiko Zanu inogaro kudyiwa but haibvume kusiya
@@tainzanamgobheri5029 saka ngatiite hondo zanu ibve
Haa zvakaoma hazvo, president ndiye munhu wekutanga anofanirwa kunge akasvika pamugodhi uyu Oona situation vanhu vokasika kubatsirwa😭😭💔💔💔
Neshamba, it’s good to get info from councillors, member of parliament, ministry of mines, Henrieta Rushwaya, Mohadhi, Chiwenga na Mnangagwa. Viewers need to understand what the government’s position is regarding this issue.
That’s very true, tinovaona mamwe majournalist vachiquestioner mapoliticians kana paitika maincidents akaita seiwaya kuno Joni, I think that’s the best idea kuti team Journalists rimbobvunzawo ivo vakuru avo live tinzwewo zvavari kufunga
It's a very sad and heartbreaking situation. Where's the Gvt in this kind of situation? ED was busy feeding people with chicken inn during his campaign period yet his Gvt can't react to emergency situations. It can't be a normal country kana vanhu vachizvionera Vega nguva yenjodzi.
Too much painful we are really lost to have a government who doesn’t care about people to such an extent.😹😹😹😹😹😹
Am so angry with the Zimbabwean government and ministry of mines why don't you help in this situations, ndarwadziwa 😭😭😭😭
Makapata ndodambudziko makanyengerwa nezvima chicken inn now come to reality its painful ndokuti muzive kana pachinzi zanu marara muzive you have learned the hard way now inonzi zanu iyoyo akusi kushanda chikorokoza dei zviine mapepa now look wacho muridzi wemine anzi akatiza apa aingoti muzanu Webster wacho wamakavhotera dololo musaita tariro yekuti vana vapengu 7 days varipasi zero chaiyi
Iwe! Usangonakidzwa nekutuka vanhu iwe. Akakuudza kuti vanhu ava vakavhotera zanu ndiani.. This is a national disaster of which we expect our government to react very fast to such situations.. We don't need zanu of or ccc here. We need OUR GOVERNMENT.... Izvi zvaitika Apa hazvinei nekuvhota bro. Itsaona. Our government yakadhakwa. You get my point bro..
Ah madzimai ngatirambei tichinamatira rubatsiro apa kwete kuti vanhu on the ground vachiti vari kutora nhau vaane mhosva vari kutoita kuti ruzhinji tizive. They should address their anger ku hurumende. My condolences to all families who have lost their own in such tragic circumstances. We can’t be a country of Korokozas veduwe vana vana vanofanira kunge vari kuchikoro kwete pasi pe mugodhi unprotected 😭😭 The community has just voted for a new MP and government. I hope more help will be given to support in retrieving the remaining people underground.
Heyi musada kutaurisa imi ngati chemeyi nedambudziko kwete kungoti Hurumende, tsaona haina kukonzerwa neHurumende vanhu vakango sanganawo netsaona chete dai riri gold ravaka Wana maiiti Hurumende oyi hre, vana vakanzi siyai kuenda kuma komba vanoisa zvitanda munzeva asi zvaipa mava kuda kumhura Hurumende saka moda kuti ani awuye apinde imomo taurai zvino nzwikwa kwete zvisina basa izvo. Hurumende inogona ichitoda kutobatsira vanhu asi nekuda kwekutaura zvisina basa saka ichiita sekuti haisi kuzviona. Wanzai munyengetero momira kushoropodza
You will only see that there is no government in Zimbabwe in situations like these. Munhu anongoda kunzi President but cnt act like one, sick.
ED arikutofara hake ku beitbridge border ahana kana moyo nezvirikuitika ku chegutu ichi
imagine it's a national disaster 😢😢😢😢😢
Hadzimo paya
Amai vakapfeka dhuku re white should be elevated in her community and mentored to be a member of Parliament or so, so that she can be the voice of people
Mukuru venyure vamakavotera akatoenda kuBeitbridge kunoona Bridge uko.Vachisiya izvi zvinokosha
Imagine
Hurumende yedu shuwa vamwe voperera pasi vamwe ndisu.tiri musango tirikupera umwe umwe semhuka tichipondwa kuno SA
Makaudzwa kuti ngatichinjei imi makaramba. Hanzi taka vhotera pasiri ipo. Nhasi here amai
😢😢kana tichikuudzai vhoterai vanhu vane rudo nevanhu
Zanu huchi,,havanabasa mevanhu. ED pfeeeee,,kushaya muchina sure
Iyoyo nyaya yekutambira chikafu muchidya ndozvamuri kunyengedzwa nazvo iye ari kukuvigirai chikafu mutemei nematombo iyeye rovai iyeye mumutyore makumbo kuratidza kurwadziwa zvino kana muchiwana simba rekudya zvenyu anongoti vanoda chikafu simba rekudya moriwanepi vana vari pasi imi vanhu mukarova varikuuya nechikafu zvinhu zvofamba
But USD $1,000,000 yekupa Floyd Mayweather haishaike hayo. Iripo, chingangonetsa kubudisa $50000 ye gold ratichatora hedu toita mazheti 🙌🏿
ndatopedza soo
This is so heartbreaking 💔 apa hurumende yacho ziii zvayo
Takakuudzai kt zivai peku vota vabereki ikozvino vana vopera here nenhamho kuda kwenhamo kwakonzeresa vana vedu vapere😭😭😭😭
Kkkkkkk vene vayo ndowari pasi apa imi hawasi vene awo vene ndowarikukumbirwa rubatsiro
Zvinorwadza but vabereki vedu ava takavaudza kuti the party yamusuppoter haina love nevanhu ivo vakaita nharo
It's a pity that Chegutu was won by triple C with no resources yet.
Kutiza hakubatsiri dai vakamira vakataura nhaimi mhepo dzevanhu ivavo dzovatevera hapana chavakagona avo.
Avo baba vane kahat kemaroon ngavapinde vaburitse vanhu kwete kumirira kuzotora matombo
shame zvinorwadza izvi veduwee, Mwari pindirai vanhu vabude. thank you Drewmas media team neupdate
Another 5 years living in that way no change
Yea mother iyo yajamuka hanzi zvotibatibatsirei kungotorwa pasina help
Umm zvorwadza izvi hama ,hurumende ngaisadaro wena iiiii
Zvakaoma mufunge zvorwadza 💔abereki dzidzai pekuvotera nhasi makuti hurumende zona maiiti Ed, Ed aripi nhasi 💔
thank you drewmas media nekutipa update yeku mine
Zvakafa vanhu problem time yemaelection they get carried away now vakuzviona Zimbabwe aina hurumende kana mazogara zvorwadza yrs but lets wake up imi varikumamisha makorokoza onai zvirikure
Zvinorwadza asi ngaive dzidziso yekuti muzive kuti makavhotera pasiripo, tsaona idzo dzicharamba dzichiitika kudzamara maziva pekuvhotera, hurumendehaina basa mevanhu avo inebasa ne gold chete
ED Munangagwa uchirambira pachigaro 😭 zvinhu zvakadai vana vezimbabwe vachitambura shuwa
Zim yakadhakwa veduwe😭😭😭💔💔💔
😢😮😢hakuna veduwee kungogarira henyu ndizvozvimwe ne Ren main yeku Bindura vakaparariramo hakuna government inobatsira hamadzangu
Its painful 😢makavhotera pasiripo vabereki😢😢😢
Vane vayo ndiED and Family
Ndarwadziwa weduwe muridzi wemugodhi ngaasungwe aneutsinye nematambudziko hama neshamwari dzarasikirwa newadikani
Tese tikurwadziwa bt dai maenda Kuma office ezanu sezvo munepowrr rekutema vakuzama kukubatsira
Zviri kurwadza chokwadi kubva last week chero vapenyu vacho vachafaka nenzara nenyota nemarwadzo veduwee Mwari pindirai vana vabude😢😢😢😢😢
No one is safe now. Time yawandisa
Hapachina chokwadi asi tongokumbirawo mapfupa acho abude vanhu vanoviga hama dzavo zvakanaka
Makavhotera pasipo. Its sad vanhu vachiri kufunga kuti Zanu can help us. Shame
Mbavha idzo. Ihurumende yamungacheme iyoyi vari kutoburitsa gold imi muchichema
Vabereki paye painzi vote for change ndozvaitaurwa izvi now makuzvionera kut muri mega 💔💔💔
Maka votera zanu and accept this to be fine now marwadzo.vangazogonei chavakatadza in 40yrs
Vanhu ngavabudiswe mumugodhi kunyange vakafa kut hama dzivige vana vavo
Bring machine yeku sumudza dombo easy vanobuda
Sorry kuna mai varikupopota, ve dremas media chavo kutora zvikuitika and msg yavo inoita kuti vakuru ve hurumende vasimudze miso,so kana pasina updeate from drewmasi media vekumusoro havachangamuke.
ED pfeee yenyu iyi vabereki😢😢😢
Tsepete tsepete 😢😢
#ZIMBABWEANS LIVES MATTER🙏🏽!!
WE SERVE O E GOD & GOD IS LOVE 1 JOHN 4 7-8
1 JOHANI 4:7-8
RUDO RESWE RWUNOBVA KUNA MWARI
⁷Vadikanwi, ngatidanane; nokuti rudo rwunobva muna Mwari, uye umwe neumwe anoda wakaberekwa kubva muna Mwari, uye anoziva Mwari. ⁸Asingadi, haazivi Mwari, nokuti Mwari rudo.🙏🏽
Its very sad 😭, God help. Ko kuzorova vanhu vari kukushandirayi? Ndiko kusununguka kwenyika here ikoko, munhu mutema sewe ndiye okurova? Saka murungu aive nani and aikubhadhara nxaaa. Life is not easy, vana vatambura mu Zimbabwe. And futi sooka??🙆🏽♂️
Ndonzwa urombo veduwa eish dai vakuru vasiya vana vadiki kudzimba varege kuona zvithunha kana zvichibuda
Pamwe panenge pasina wekusiira vana
Thank u shumba
Chokwadi hurumende irip vana voworera mumugodhi hre plZ wee zvakaoma hazvo
Zero equipment, zero training to rescue in such cases. Could tell when the video started kuti apa hapana especially when someone brings a nice tent and chairs to sit.
We vote wrong .we will die regretting everyday.only them who can enjoy Zimbabwe
Zvakaoma chokwadi Mwari pindirai😢😢😢😢😢😢😢
ED kuborder resouth Africa achitamba hake na Rhamaphosa
It's sad ndokuti now you know kti hurumende haina bsa nevanhu kuseri kwa tsepete tsepete kunemisodzi vabereki 1 week is not a joke iyo hurumende iripo zvayo
Ndachema zvangu😭😭😭😭
This situation is so heartbreaking and painful.
Mwario itai minana Jehova wenyasha namatwai mwari mwari komboreraio Africa
Everything happens for a reason,good or bad. There is no pleasure in the lamentations of our fellow countrymen at the same time the worst may occur for a good reason as well,this serves as an eye opener for those who have the eyes to see
Mm zvakaoma.. Mwari tibatsirei
Ndiyo tsepete iyoyo..
Hamuizivi hurumende yevaroi ...
Anyway rest in peace kumagamba akatakatika zvakaoma hazvo
Hurumende isina Moyo nevanhu vanoda kuguta kwavo Zanu inondirwadza ini
Hope yese yapera yekuwana vepenyu its so sad
Veduwe zvinorwadza izvi😢😢😢
Kubuhlungu lokhu mmm😭😭💔
Mugabe akasiya ataura kt muchandifunga wamasarudza akaoma moyo haana hanya nevanhu, basa kupa vanhu chicken inn, maChina ane zvese but haana rubatsiro Mazoe river aparadza, mwari pindirai
Firiji inotonhorera
Munoda kubatsirwa nani imi maiti nyika inovakwa nevene vayo fukunyurai mega .
Sadza ratirikudya harisi kuzojega dombo😊
Eish mugodhi wkaipa vakomana especially zvisina vanoita zveTimbering for safety....Wakambodhirika tirimo pa Mberengwa apoo ummmm....not again kupinda pasi...Rest in Peace guys
Kana T Freddy anemapepa akapazirwa imba iripamutemo wozoti illegal miner hake. Hurumende ipiko yamotaura
So painful yet there’s nothing we can do very powerless atichazivi God have mercy 😹😭😭😭😭😭
Munangagwa mazvionaka kuti haana hanya nevanhu uyu anongofunga kudya iye nemhuri
Svinurai meso
nhasi tava panerimwe zuva😢😢😢😢
This story is so upsetting to say the least. Why is it up to this date nothing substantial has happened considering the involvement of big Chinese mining companies? Mining is a very dangerous occupation and I wonder if these mining companies are properly checked out if they’re fully equipped for the business. Otherwise we’re neglecting our own who have no choice but to risk their dear lives m search of survival. I don’t understand how these companies are allowed to operate yet they can’t even supply their workers with basic items such as proper PEP let alone evacuation equipment. Definitely someone is sleeping on the job and must be fired. China must help out Zimbabwe to avoid mining tragedies or to bring rescue effort when mines collapse. They can’t just come for the gold and careless about the welfare of local workers. That’s not a fair trade deal is it?
After 5 years mopiwazve KFC ivovachibhururuka medzindege kunodyamai Kunzekwenyi this very bady
😢😢😢😢😢 aripi ED kana kumbouyawo iya imbwa chaiyo
ko ivo mai venyika where is she?? ngavambosiya zvekufundisa vanhu kubika dovi izvooo..ne
@@priscillahgumbonzvanda8647😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
zvinorwadza 😢😢
Hanzii zvinobatsirei kutitora vana vachiworera 😢
Hurumende maregerera vanhu hamuna hanya nevanhu kutadza kna kusvika paground muonewo zvirikudiwa
Atina mutungamiri hama dzangu 😢😢😢
Zvorwadza kani😢😢
Munangagwa usadaro iwewe
Mukaona panganai muharare bayai murove ndiye akuba gold revana kuendesa kumba kwake apedza woruysa mashoko
Hurumende iripo inoziva kuti hamuide ndosaka yakanyarara zvayo...zvekuti takaivhotera izvo kwaakungotaurawo sevanhu vari padambudziko..zvinorwadza izvi
any update vanhu vese vazobuda here??
Mungwangwavha imharapatsetsetse
That woman she's ryt aramba chokwadi zvinorwadza
Vanhu varipo are too soft. I don’t know how I would feel If it was my family
Haa varikuuya mutungamiri wedu wenyika vanozvigadzirisa zvenyu
Zvinorwadza izvi
Chegutu my home
Ndokuti muone kuti hatina hurumende munyika medu iri kuzviti hurumende yacho irikugoda kurwadzisa vanhu chete kutonga kwechibinya ,vechidiki havana mabasa saka varikuita chikorokoza kuti vararame chibatsirai henyu vana vabude vavingwe kumisha yavo haa zvandinata
This is heartbreaking 😭😭😭
Last guy uyo imbavha irikutofunga zvekubatsirwa iyo tsve kufunga kuti pasi pangangove paine vapenyu varikuda plan yekuti vabuditswe😢
Aah makavhotera pasipo mhai
Pindai mega
😢😢😢hurumende skweya
Vana ndavaregere misikanzwa
Ko machicken inn haana kuuya here