Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
16 farms 4 1person vamwe tisina hazvibude ngaatorwe but not for Mnangagwa's family.
Yes one man one farm muchipa hama dzenyu
Iye mukadzi uyu akaita 16 ma farms kuti ndiyani ko ?amwari ndaapi ndiyo imwe mbavha Huru mukadzi iyeyu
16 farms mass ye Zimbabwe isina kana pekurima zvasiyaneyi na smith
Ushe Madzoro vashaika Neva komana "Mangwana ndinhasi" Izvi hazvidi isu vepasi pasi kupindira "Land Audit " inotove nebasa guru"
Nyikandeya mwari haisi yaGrace
Ngaatorwe ese zvawo
16 farms 4 1person vamwe tisina hazvibude ngaatorwe but not for Mnangagwa's family.
Yes one man one farm muchipa hama dzenyu
Iye mukadzi uyu akaita 16 ma farms kuti ndiyani ko ?amwari ndaapi ndiyo imwe mbavha
Huru mukadzi iyeyu