Akauraya mukadzi wake, wakadya pfuma yake arikujeri-Chief Makoni's traditional court

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 31 тра 2024
  • Akauraya mukadzi wake, wakadya pfuma yake arikujeri-Chief Makoni's traditional court

КОМЕНТАРІ • 67

  • @angelinec.mhlanga4504
    @angelinec.mhlanga4504 Місяць тому +11

    Asi vaiti achafira kujeri here, this guy anofanirwa kuenda pa instituition chaipo kugara nevanhu anopara imwe mhosva

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika Місяць тому +7

    Nhaimi mambo.ava madiro avo mombe sooka havasi vatove nemombe dzinosvika Kuma 100 nyaya dzavo dzese dzavanotonga vanotaura kuti vanoda mombe mudare 😞

    • @Nakathabo
      @Nakathabo Місяць тому +1

      I have always wondered too. It's a business model for them. Daylight robbery

    • @TamaryManyika
      @TamaryManyika Місяць тому +1

      @@Nakathabo vanondimara hangu kutorera vanhu varikutotambudzikawo havo

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 Місяць тому +1

      You are so right. Makoni na Marange

    • @user-wk2sz8kj7j
      @user-wk2sz8kj7j Місяць тому

      More than

    • @MazvitaNyandoro
      @MazvitaNyandoro 28 днів тому

      But hapana kwazvinovasvitsa

  • @petermafunga3742
    @petermafunga3742 Місяць тому +5

    Mambo ndaona rimwe ropa nyaya iyi mukasaitamba mushe

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Місяць тому +6

    Arikurwara zvake but anenge arikutaura sense

  • @laizahmawoneni8013
    @laizahmawoneni8013 Місяць тому +2

    Hama dzakashata. Ndidzo Hama dzinouraya munhu kuti vatore zviro zvake. Evil relatives

  • @albertkidah5013
    @albertkidah5013 Місяць тому +1

    Endai kuna miracle paul munhu arapwe uyo

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Місяць тому +2

    Akambogara makore manganiko kujeri kwacho zvinhu kubva zvanzi zvaparara hapasisina chiripo

  • @tsimaso
    @tsimaso Місяць тому +3

    Vanhu avo ngavatengese that piece of land yasara vape munhu zvinhu zvake, vakasadaro pachadonha munhu apo

  • @Fatso7773
    @Fatso7773 Місяць тому +6

    Ndokumbirao kubvunza kuti mambo Makoni, dzaa mombe ngani dzamatorera vanhu venyu varikutambura.

    • @tsitsinyamukapa1888
      @tsitsinyamukapa1888 Місяць тому +1

      Pafunge wena ngavavasiye vatsvage vakachipa

    • @Nakathabo
      @Nakathabo Місяць тому +1

      I am joining you in asking that question... Chibanda you need to do an interview with these greedy chiefs uchivabvunza mibvunzo yedu iyi. This practice is not right.

  • @mari0rusere981
    @mari0rusere981 Місяць тому +2

    Akauraya mukadzi akaripa here

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 Місяць тому +1

    Zvoratidza kuti mukomana aishanda uyu ende ivava vaitofara kuti akaenda zvachose.. kudya zvevapfupi nekureba

  • @HaisonMuzungu
    @HaisonMuzungu Місяць тому +2

    Mannas ndowana sei full story iyi. Ndukuda kuziva the aftermath of their issue naChiremba kuseri kwechuru

  • @shungupenyayi1052
    @shungupenyayi1052 Місяць тому

    Murume uyo arikuziva zvarikuita, humbowo hwese anahwo, nyaya iyi ikabva kwa Mambo inofanirwa kuenda ku criminal court

  • @alicejakachira9684
    @alicejakachira9684 Місяць тому +2

    Ngavamupe zvinhu zvake aende kwababa vake aine tunhu twake kurwara kwavarikuita kudiwa kudzinza rake usaende musati wapihwa zvinhu zvako

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 Місяць тому

    Chiremba mombe 1 mambo 1 plus mbudzi 4. Business chairo

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j Місяць тому +1

    Muface uyu anoziva zvinhu zvake maiti makangwara

  • @St-G2
    @St-G2 Місяць тому

    Gosh, this man still has anger, another soul is going to be lost. Can't he go to a wellness centre🤷‍♂

  • @Nakathabo
    @Nakathabo Місяць тому

    'Ndaidzima ndikabvisa bhatiri...'😂😂😂 These mobile phones have minds of their own shuwa. They pusisa you

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Місяць тому +1

    Shame vanhu havadi kushanda vanoda kudya zvinhu zvisi zvavo.dai vakatengesa vachiripa ngozi yemukadzi wakauraya zvanga zviri nani.ende kushandisa kwemunhu asina kutenga anoparadza shame.zvinorwadza dai vakashandisa zvakanaka zvanga zviri nani

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps Місяць тому

    Vanhu havana tsitsi chiiko ungati mupei mombe munhu achichema kuti ndine nhamo chiiko ....ko kungobatsira vanoshaya mmmm

  • @ClintJera
    @ClintJera Місяць тому +1

    Poor old Man anevo mutoro😢 dai ndinevo mari ndavapa vanoroora hembe dzagogo

  • @EulitaMagaisah-gt9wv
    @EulitaMagaisah-gt9wv Місяць тому +1

    Mkomana huso hwake hurifast sure anoda kubatsirwa nekukasira

  • @jane99802
    @jane99802 Місяць тому +1

    Baba avo vakungoda kunetswa havo vanobvuma mwana akura kudai akatopara mhosva dzake nei pasina DNA. Hazvishamise kurikunyeperwa asiri mwana wavo

    • @pacienciamatchinga100
      @pacienciamatchinga100 Місяць тому

      Ukaona wobvuma kudai kuti mwana ndewangu zvoreva kti zvinenge zvakatoitwa kare

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j Місяць тому

    Munapota muchiendawo neni seri kwechuru.

  • @MazvitaNyandoro
    @MazvitaNyandoro 28 днів тому

    Cameraman you are too slow toda kunzwa nyaya tichiona vanhu vachoka

  • @edgarchawora308
    @edgarchawora308 Місяць тому

    Ngaape munhu zvinhu zvake Vaka jaira kudya zveurere

  • @alicejakachira9684
    @alicejakachira9684 Місяць тому

    😂Pfumbwa ndiye ari kusimudza mhepo aakuda mwana wake

  • @PriscaRazerera-tb9tt
    @PriscaRazerera-tb9tt Місяць тому +4

    Mbavha iyi nxaaaaaaaaaaaa Makoni urimbwa inebesu reraya Satan haunyare hr kuda mombe paurombo hwemurume arikutotamburawo hauneti kudya zvekuba hr sey usingaite semamwe madzimambo anotobatsira nemoyo kana vaona kt anototambura uribveni rekumalawi😊

    • @JessicaMukora
      @JessicaMukora Місяць тому

      True

    • @RudoMukombe
      @RudoMukombe Місяць тому +1

      Haaa Ava chief Ava ngavazorore havagoni kutonga vese neteam Ravo

    • @user-qb1pf6ym3t
      @user-qb1pf6ym3t Місяць тому

      Usadaro mambo havatukwi 🤣🤣🤣🤣taisa maoko

    • @PriscaRazerera-tb9tt
      @PriscaRazerera-tb9tt Місяць тому

      @@user-qb1pf6ym3t Anobhowa uyu Dai achinja mhani😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @Nakathabo
      @Nakathabo Місяць тому

      Penga, Prisca penga. Unonwei ndikutengere? These people need calling out for these greedy practices. Kubatira vanhu rather than kubatsira vanhu

  • @HaisonMuzungu
    @HaisonMuzungu Місяць тому +1

    Musaseke pamunhu arikurwara nepfungwa, mangwana ndiwewo iwe. Seka hurema wafa

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Місяць тому

    Yaaaaaa zvakaoma hazvo

  • @rowayimaunganidze873
    @rowayimaunganidze873 Місяць тому +1

    Kuseri kweChuru kurikutaurwa Chiremba wacho Mkadzi waMakoni, apa pakaipa

    • @ConstantineMandiyeda
      @ConstantineMandiyeda Місяць тому

      Serious?

    • @user-cv2dg2ql9d
      @user-cv2dg2ql9d Місяць тому

      Shuwa hre

    • @Nakathabo
      @Nakathabo Місяць тому +1

      Chokwadi here? Chibanda TV fambirai nyaya iyi. Panenge pasina kuchena apa. The mombe thievery continues

  • @tracychiumba1436
    @tracychiumba1436 Місяць тому

    Covid yaive yakaipa yakaparadza mombe🤣🤣🤣🤣asikaaa

  • @pessysachakaza9479
    @pessysachakaza9479 Місяць тому

    Anyone mupfumi help this guy

  • @ChiheraChihera-hf5eu
    @ChiheraChihera-hf5eu Місяць тому

    Zvinhu zvacho azvisa kupi dayi avenepfunga paaishandisa atove nezvinhu zvake zvino kupusa pamwe akandai avenezvake uyo anengozi futi hombe yekuuraya mukadzi honai nharo dzacho neziso achauraya mumwe futi

  • @RueRue839
    @RueRue839 Місяць тому

    Mombe dzakaparadzwa ne covid????? Arikutii ko

  • @dimat5839
    @dimat5839 Місяць тому

    Mombe dzakaparadzwa ne Covid??

  • @brightonchibanda632
    @brightonchibanda632 Місяць тому

    Pachafa mumwe munhu chete apo,ndiri kuona rimwe ropa

  • @alicejakachira9684
    @alicejakachira9684 Місяць тому

    MUPEI zvinhu zvake zvese

  • @ssam1430
    @ssam1430 Місяць тому

    Divas imbavha yemashuwa

  • @PhilJenyura
    @PhilJenyura Місяць тому

    Kuda kudya zvevapfupi nekureba

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Місяць тому

    Asi kutyisa anotyisa zvake chero akabuda mu jere asi uuuuuu mmmmm pakuuraya mukadzi apo pfungwa dzanzi hadzina kumira mushe asi maonero angu achauraya futi ziso iro uuuuuu mmmmm pakaipa