@Chibanda media isawo maheadlines anemusoro not kuti voda kuripwa rwepiri nyaya haisi yekuripwa asi nyaya iri kukuda kuyananiswa naMambo not useless headline yako iyo nyaya wainzwa but pakutaurwa zvikuripisanwa here nxaaaaaaaaah
Mambo hapana chaatonga uyu he is useless andimire pamberi pedofo rakadai .uyo akauya kuzoreporter kwaMakoni straight sei kana arikuti akatongwa naSabhuku aifanira kuenda kwaHeadman before Mambo imhosva iyoyo kutijamba headman 2 nyaya iri kwaHeadman nenyaya yauya neuro akunyepera kungwara uyo it's different ngaatonge nyaya kwete kutonga mari Makoni is always after money not kutonga nyaya he must learn from chigodora and mutasa muridzi wemadhongi is wrong .haupumhe munhu hurrying hwausina kuona .yes if is me ndaitonotora muripo wangu ndorasa kana kutengesa zvisinei kuti wandituka Mambo anotonga zvekumama uyo anorw8sanisa vanhu uyo ngaakwane mhani .nyaya ngaidzokere back kwaIshe Nedewedzo kana nedewedzo atadza yoenda kwaMakoni yotongwa fair not kuti nyaya iri kwaNedewedzo haisiriyo iri kwaMakoni what's the fuck is that .ngaasatibhowe uyo
Mambo sec nemapurisa ake vari corrupt avo
Kudakwashe is wrong chero ndikanzi ndini ndaita mambo wavo
@Chibanda media isawo maheadlines anemusoro not kuti voda kuripwa rwepiri nyaya haisi yekuripwa asi nyaya iri kukuda kuyananiswa naMambo not useless headline yako iyo nyaya wainzwa but pakutaurwa zvikuripisanwa here nxaaaaaaaaah
Bt hapana nyaya apa kkkk hapana chekutonga apa
😂😂😂😂 mambo wevanhu ❤❤
Siyai kubhadhara ana mambo imi ngaatonge nyay a uyo kwete zvemari izvo kuzouya kwaMambo ishe vaitadza here kungwara nhando uko
Mambo magonesa,muface havagoni kugarisana nevamwe.
Apa asingagone ndeupi apa sequoia kwenyu imi
Endai kuseri kwechuru
Idako uyo anepamuromo
Gonadotropin kugarisana imi hazviko pahukama izvi ndimi munozviparadzananisa makauwanepi murawo wekuripisana pahukama
He deserve kuripiswa coz uyo ataura kuti even vabereki vake vakasvika pakufa vachipumhiwa huroyi nemunhu uyo but vabereku sometimes vanenge vachiti pahukama hatisungusane or vanenge vachiziva benzi refamily yavo now kwasara vana vasingade noise ngaaripe simple
Mambo hapana chaatonga uyu he is useless andimire pamberi pedofo rakadai .uyo akauya kuzoreporter kwaMakoni straight sei kana arikuti akatongwa naSabhuku aifanira kuenda kwaHeadman before Mambo imhosva iyoyo kutijamba headman 2 nyaya iri kwaHeadman nenyaya yauya neuro akunyepera kungwara uyo it's different ngaatonge nyaya kwete kutonga mari Makoni is always after money not kutonga nyaya he must learn from chigodora and mutasa muridzi wemadhongi is wrong .haupumhe munhu hurrying hwausina kuona .yes if is me ndaitonotora muripo wangu ndorasa kana kutengesa zvisinei kuti wandituka Mambo anotonga zvekumama uyo anorw8sanisa vanhu uyo ngaakwane mhani .nyaya ngaidzokere back kwaIshe Nedewedzo kana nedewedzo atadza yoenda kwaMakoni yotongwa fair not kuti nyaya iri kwaNedewedzo haisiriyo iri kwaMakoni what's the fuck is that .ngaasatibhowe uyo
Zimambo iri ine huori